Silent Killer-mabhororo Diss(Officail video)July 2021 hondokondo
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 24 ก.ค. 2021
- Copyright ©2021Drift Ernest Entertainment .All rights reserved.No part of this publication may be reproduced,distributed or transmitted in any form or by any means including recording,photocopying or other eletronic or mechanical methods,without prior permission form the publisher,except in the case of brief quotations embodied in critical reviews and certain non commercial uses permitted by copyright law.
- เพลง
kana uchiti ngirozi yo hondo yepedza ma sports more likes
Silent Killer is the 1st Zim Dancehall artist i heard that dissed Seh Calaz and beat HIMSELF without Seh Calaz even having to respond 😂😂😂 nice track Ngirozi yehondo that line "Maiti Ba Hana Yakurova Kuti Ba Ahh" hit me so hard ndirimubhanditi hangu #MiraIzvozvoMhani⛓
Kana kuine munhu waunoziya ane maBars kudarika Silent ndiudzeiwoo
Haa he is an entertainer👑💯
MadViper🤣🤣
Hakuna sha 😂😂😂
Hapana anokunda Silent
T gonzi imwe mbeu
Isa like if you know kuti silent and terminator started zimdancehall before calaz, chibaba,and chilspot
Ndaivaona pamafreestyle sessions kwaEyespy I think 2012 ndisingatombozivi Calaz
Sauro akatanga kushaura 2005 achinana Roki
usanyepere vanhu iwewe silent kiler haatozive bodyslam riddim
@@BlessedTanyanyiwasilent akatanga kudhara na terminator.i used to have dong yavo yakanetsa 2010
@@jefftermtemachani6192 th-cam.com/video/nUKlgR30UZk/w-d-xo.html
Uyu ari muleague rake ega uyu.
Maaaaad Tune
Kkkkkk muchinda anondigonera uyu 😂
Tawanda anopindurei ipapa?😂😂😂 Iyo ingirozi yehondo, calaz anofa sembwa apa akarohwa dry bhemba😂😂
❤❤😂
hoyooo mudhanditi
Mabhanditii vakapera vega 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🎶
Varozvi vakapera nenda
Emageni unemabhororoooo 😮😅
Benz hayisiwe ne Pulsar
😂😂😂😂❤❤
Ha Makaipa mukuru 👊🏾👌🏾🔥🔥🔥
Hot like teapot mr Sillent killer ndaisa like👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊
Princess Dianah 💪🏽🔥🔥
Dem dead!!!🔥🔥🔥😂
Peeeeeeople DEAAAD!!!
Anogona uyu 🔥
Aaah ichii chogona 😂😂😂😂🔥🔥
The beat✨
Silent mashasha 💥💥💥💥👏👏👏👏👏👏👏🏌️♂️🏌️♂️🏌️♂️
munhu 1 anondipedza stress Silent killer
Hoyoooo🔥🔥🔥
2023 tichiri kumhanya naro number iro 🔥🔥🔥🔥
Dry Bhemba!
Seh calaz anotiza muharare gore rino
This song I repeated it so many times “imagine zongororo rine makumbo anopfura thousand asi……….?” Mhondoro MayWeather 😂
🤣🤣🤣🤣
but ndakapihwa summer, saka ndakutonzi osama
kungo vaburitsa muline kuchibva kwangosara.. alka
Ngirozi yehondo Ma 1 thousand 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Hoyoooo silent killer🔥🔥🔥
🔥🔥🔥😁
You are best man
m still here 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ino uri mhino
kutiza kunge mbudzi ine maulcer ichooo🤣🤣🤣🤣
good stuff
Pamunoti ngwendeza isu toti Dem dead reddy Khufu chakaipa chimukoma changu icho
mikaire ma1 aya boiz iiii kkkk vaudzei mabhanditi
Big tunr😂😂🔥
Fully. Fully. Ngirozi. Yehondo. Dem. Dead
Man Crush😊😊😊
Ngirozi yehondo magarira riddim
Silent Killer 👏👏👏👏
ICHI CHAKANYANYA , BIG UP BILLY AND MY OLD SCHOOL FRIEND REWARD
mapunchline ari apa haasi bho
Madd tune...... Mhondoro Mayweather
Dry bhemba
Chikupisa chimdara ichi
Ndomuita mukadzi Princess Diana 😂
Ngirozi❤
hoyoooo
Hoyoooooo 🔥🔥🔥🔥
Can you please add your music pa apple music wangu
Maaad💣💣💣👊💥
umudhaaandeeni
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️
vakutiza sema mongoro
ichi chopisa
Gaburendah
Callaz was wise enough not to respond to this Diss track. Aigona kusadzoka apo Ngwere yakapinda memoyo
🤣Ngwere inonzi MUDHANDITI iyi,...inopinda hard
Rhyming
09 21 2023 ... You are Uncle Drew oun, i will catch you Bird Box. RIP. Good thing angels live forever.
RIP Terminator. Wavekufamba namwari for real real.
🔥🔥🔥🔥
KufKaf is underrated ahhh
Akaipa
Chibaba 🔥
Haaa inzwa malines ayoo hoyooooo tovadhedha
❤❤😂
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😎🎶🎶🔊
Dem dead
Imajeni…
Mudhanditi 🔥
Bottom right hand corner.
Who else saw Holy 10 on this video 🙌
Halafala nation tiripa tsom Tsom center. 😅❤
Mambo vasara
Silent kill hahakure ska haende Kure
🎶Ukasa diss haurire
Dis hakus kugona
🔥💀💀💀
Iwe wakaendepi 🤣🤣🤣🤣🤣
Princess diana
😂😂😂
kkkkkk Hondo here Silent ngaaite Hondo neGeneration yake ana Master H Blot, Jah Signal ,Boom Beto etc not Calaz That's Why Bigman asina kuDaira Calaz unozoRegreter mangwana Tuka wako not mkuru wako
J cole weku Zim!!!
Varozvi vakapera nebda , mabhanduti, vakazopera vega😅😅😅😅
Yoooooophhh😂😂😂😂Calaz Dead
vari under kunge urmer ....2024😂😂
Mass Murder
kungolouder tomu welder
😂
Enda unogeza iwee tora tauroo.....usakanganwa kugeza mazino ayoo siyana nacallas
Nyarara hako iwe dofo yaunyare hanzi callas anonzi calaz
Dem stammer 😂
##nice tune but Calaz ndimukoma wako pangoma uite uchiziva
Iweh,, killer imhondoro iyooo
Wanyepa wangu.
Ngwere ndibaba vacalaz
Mabororo
diss me u neva c tomorrow!
Haaimni uyu anotaura
I wasted my view,isvina
Mhata yako iwe enda kunofa