Nuff pipo ah guh appreciate dis yut weh him gone , bad artist dis , he masterd him own art and noone can do dis in Zim, real badman style , from yuh know real dancehall ah yuh give dis yut him flowers .... Weh wi tok about dancehall in Zim only 2 names matters Winky D & Killer Ngwere the rest ah chancers.....
Shaaz iwewe wakadarika stave yekugona i wonder why vachikuitisa clash nablot asina kana hit for kast 5years apa ngwere yakarova gumtree styls zvese zvirimo keep it up Jimmy zimdancehall mambo
Nekuti ndini ndati Uyu ane ma Bars kunge Kuchikurubhi munhu wese appreciate me by kissing that like button
Anozviziva anemafans masvinu seniwo here munhu uyu😭😭🔥🔥🔥
😂😂😂😂
😂😂😂 ndaseka
Me too gaya
Me tooo brooo😂😂😂ndiri munhu akatodzikamawo asi ndodzifarira
Ini I'm too normal zvekuti madiro andomuita ndoanoita ndifunge zvekuti handisi normal especially kunana 2017 tichirova taka locker ma streets
Ngwereeeeeeee...chitororo kutoronto😂😂😂😂
Wakabika ngoma iwe Silent killer 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💧
Juzi Riya rakazororwa..pamberi nemangoma🎉🎉🎉🎉
Ngirozi chaiyo🤩😍
Anerake dictionary chibabest
Nhau Indaba 😂😂😂🙌🏾🙌🏾
This guy is making me crazy.everyday I ndombozvivhunza kuti ndiri normal here kunakirwa naye zvekudaro
Me too dynamic 😂😂
😂😂😂😂 me too
shaa mfec haasibho uyu
I swear most of us wish dude wld go to rehab but totya anodzoka dead sober no more lyrical economics😂
😂😂😂😂
Speak for yourself
@@johnrodgermugadhuwi2180 just did
Lol but sources say he doesnt do mutoriro
@@dee-jblaze8075 your sources are questionable wangu. Face iyo ne maziso acho say otherwise😭
Ngwere ndiyo yakajega zimdancehall zvamanje manje . Without this guy the sound is dead
Dambudzo Marechera version of music.
He is a genius
Hahaha atori on another level
😂😂😂 This track is LIT and doesn't have a chorus
Nuff pipo ah guh appreciate dis yut weh him gone , bad artist dis , he masterd him own art and noone can do dis in Zim, real badman style , from yuh know real dancehall ah yuh give dis yut him flowers .... Weh wi tok about dancehall in Zim only 2 names matters Winky D & Killer Ngwere the rest ah chancers.....
Datta a fact ❤❤❤❤
Kuvhura hombe kuedza kuvhara diki, nekuti tirimayears hatisi week 🔥 🔥
mad mad mad bars😂😂😂😂
bars on bars
Rinonzi bar 🫴🔥🔥🔥🔥
ZviPANDE zvatakavhura PANDEMIC 😮 haaa uyu musamisaize mhan
Aaaaah,dzakapedzera🔥🔥🔥
Kutamba nemashoko, this is unique way to shuffle words .love it
Who’s here in 2024
Yesssir
Ngikhona
Smile yedu iri 😂speciali
Mufesi anogona uyu chibaba ❤❤😂😂😂😂
Chakaipa 💥💥💥
Shaaz iwewe wakadarika stave yekugona i wonder why vachikuitisa clash nablot asina kana hit for kast 5years apa ngwere yakarova gumtree styls zvese zvirimo keep it up Jimmy zimdancehall mambo
I love how he plays with shona words ,,its rare and unique and funny ..real entertainment
huyai muone zvarava huyai muone rasvava😅🤣🤣🙌
Real art, he is talented in his own unique way
This one is a real ngweraldo
“Tagara tinopenga zvakawonekwa patakayenda ku psychiatric” BAR BAR 🔥🔥
Apa anga amboti takapenga asi hatina kuenda ku Psychiatric…
gwereeeeeee
This guy’s rhyming technique is unmatched 😂
He is Fire😂👌
😂😂😂😂😂masvingo ejericho awaa😂😂😂😂
Bro 😭😭😭
Dick mudikidiki
😂😂😂Ayas …..Hanzi Dick mudiki diki
whatever silent killer did to revive his career, i need it finance-wise 😂 hahaha ngweree muhombe uyo
Haaaa ini handina basa nazvo zvese izvozvo , uyu muface uyu nditori ziBIG FAN zvamuchose aaah ,............................Ndandi ...Kuf ......hameno ikoko
I’ve had this song on repeat since yesterday 😅
Ngwere ma1 kani 🤣🤣🤣🤣🤣
@@tamukamanjemu5582 Haaa ngwere ndafa nekuseka🤣🤣🤣🤣 zvese nekunakirwa
Chiuyai muone zvarava🗣🗣🗣
Lyrical economics 🔥🤜🏾🤛🏾
Ngwere!!!!
Vakazviona kuti isusu taimera kunge flower 😂😂😂❤❤chibaba icho
Indava kusava futii nemunhu achaita gavakava
Mdara, zvanzi ndimi Kenzo
kkkkkkkk silent ma1 boys haaa ndafa nekuseka
Kkkkk haaa Silent Killer modhomoka zvenyu but mondinakidza
Haaa zvakaoma
Ngirozi yeHondo, its impossible to remember all the Lyrics 😂
Thought that too but anopinda nemo nemo mukuru wachooo
kkkkkkkkk mukomana apinda pese paakafamba haakanganwe bcz ndiyo yaanotoridza
😂 uyu anopenga zvinonakidza
😂😂😂😂😂silent killa ndomutya anoita kunge anogona kungoita zvaanoimba
Pafeya
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndiani aku diswa akaenda Mashava bva azosvava!? 🚨🔥
Anozviita uyo, pane imwe interview yaakabvunzwa zvaasingadi zvikanzi imbobatisa uyu camera tipinde boxing 😂😂😂
Silent killer is an lyrical engineer ....
Ukasabyatsomubata zvaanotaura unomushora,he is above normal ❤
Ngwere yakuziva zvainoita ,good rhyme of lyrics
ndaimboti anopenga here uyu but haaaa chidady ichi chiri unique ndapasando
Vanogona vanoshura ava International staff igere zvayo
Apana anomukunda pá lircal edition
Ngwere
Mukwawa 😮 kkkk l love 💕❤where silent killer anouraya killer kkkkkkk
Uyu anogona
This is not a music gimmicks….ah dynamic,….Huya uone zvarava…..Silent Killer I ngwere,ngiroz Ye hondo.Massive tune.Big up ngwereeeee
Sillent I love you.haaa ini ndokuda ini
❤❤❤❤❤Inzwao Mamboo
The Pharoah of Music is Here Hail the Don endless flows glows 😊😊😊😊
Tiri maYears hatizi Week...
Silent kandai number dze ecocash mafans ambotenga dhiringi... iri hit harina kumira fine
Kuff Kaff ❤❤❤Riff Raff
He is replacing Sauro with a different version that sounds good than Sauro’s imitators …bigup ngwere
Haunyepe
Very true dear
1:56 paakati “ahhh dynamic” his body movement 😂
😅😅😅😅😅😅😅 rhyming yacho haaaaaaa unparalleled
Big boy businesses
This guys is mad. Mad mad like crazy mad 😂🙌🏿🙌🏿🙌🏿🥂
Kuvhura hombe kuedza kuvhara diki.. uyu muhombe uyu
"tagara takatopenga zvakaonekwa patakaenda kusaikatrik!" you just answered a lot of my questions about you.....
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Silent u’re iconic 💪🏾✌🏾👊🏾🔥
The next King of Zimdancehall after Sauro💥💥💥
King of Dancehall
Kuwadya kunge pizza ye Tuesday Terrific... like kana warinzwa line iri😅
Muhombe uyu ❤
The rhyming techs are 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
"Hatiende kupsychiatric nekuti hatisi Dramatic" mambo vane mabars🤦🏾♂️😂
Munhu akabika riddim iri ka, mmmmmm ma1. Ngwere ma1
We getting out the poshto with this one 💯‼️
Silent killer to the world
Kana ndine stress ndongoenda pa silent killer 😅😅😅😅
Ma bars kunge Zupco 🔥🔥
He's the King of freestyle uyu
Asii chiii nhayii Mwari 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂its a hit
Ndafara i found this song😂😂😂
2024 August tiripo 😂😂
Wordplay king together with noblestyls
Chiuyai muone zvarava.
Huyai muone rasvava.
Huyai muone hwava mukwava...
Takanzi dzokera kuclinic coz hatizi weak...🔥🔥🔥🔥..ana hwava mukwava,,fresh and clean kunge flour 🔥☄
Silent killer fo real
Ndichiti yindava!?
Nhau! Indaba!!!
Hoyooo😂😂😂😂
It's giving Mbare
Kuita kunyora Bhuku
Shakespear wedu
Shuwa
😊😊😊😊I'm a Proud Lonyenean❤❤❤🎉🎉🎉
He is a lyrical genius
hoyo kuvhura hombe kuedza vhara diki❤
It's his face for me paanoti Rasvava😅😅😅😅...,,
Haiwa ngwere....ngirozi yehondo loved.......
Kufi kafu 😊
Ngirozi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Gwere needs to be studied pa UZ.
Botswana approve this 😂
Kuff kaff
Wakanya
Thanks Drift for such an effort, the Song is Wordly baba we need more nice Vdz from All songs like Gumtree style
Hatinga nyudzwe hatizi Titanic
Ngwere dzri kuwanda
Ndachema zvangu iwe this Diss its a maad Diss I love this up up Silent killer 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
These are right beats for the yut 🔥🔥
You are just one of my best of best people who makes me laugh and be happy ❤
Ayaaa ndomangemba manje ,utsi hwekudhumwa chaiko haiwaaa😂😂😂😂
Siyanai nengwere😂