ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Munhu anoti four seasons inogona ngaise like rake ❤❤❤
❤
Mai matemai is so sweet😊
Pazuva tipeiwo 2 ma episode pliz kukumbirawo
chokwadi
Takavhura maziso team
Chokwadiii
Taurisa😂😂😂
Suwa one yakubhowa
Vanoti four seasons media ngaimboisa movie siya like apa
Mai Matemayi one of the best 💕💕
Vhovho nemwana wake nzara ichavadambura bcz chigrader chebasa chaenda
Ichokwadi vachafa nayo
Chigrader 🎉🎉😢😢😮😅😊😊
Who liked before watching 😅
At least 30 minutes per each episode guys mukutisiya nenyota
🎉🎉🎉🎉🎉
True@@williamkaliyati27
Me
Ndini wangu ndikatsanya ndaoona ndisati nda liker, nekt ndozokanganwa😂
Chenjerai anehunhu zvake anotaura akazvininipisa
Mwana wamambo akangwara hamhanyire kufukura hapwa he knows what is he doing
Kuzochema hanzi handina kana Simba ndikutoshaya pekutangira😂😂
@@nyaradzonyama6635 kti anyatsoona kna mwana sikana achimudawo zvechokwa munhamo nematambudziko asi achiziva hake kti kumberi kunehuchi nemukaks
😂😂😂
He is very clever indeed
Matemai family is going to be upgraded becoz of tari s kindness
Midzimu yakangwara yatoita kt chenje achibva kudunhu kwamatemai sezvo atowana kare haranga yake
Veduvee ndatochemawo ndichiona mai Matemai vachichema srry henyu mai Matemai
Kkkk kna ini ufunge
@Sylviawozhelleblink ini ndatoona ingati zviri kutoitika
Vhovho nemwana wake nzara ichavatamba sebhora
Can't explain my feelings, 4 seasons yu are best ,l love yu to the fullest, this yu nailed it,
😂😂😂ndanonokerwa neimwe episode
Mai matemai good actor there
Four seasons bhora mberi ❤
Matemai anongofunga kudya😂😂😂😂😂hee makurweee...misoro yembeva, miramba😂😂😂😂
Dzine nhafu wena..pese pese hee usavi hwangu 😂
Mai matemayi vanoziva ne kugona murume wavo sur
Mai Matemayi mogona henyu 💯🥰
Mai matemai love you unogona dear❤
Mai Matemai 🔥🔥🔥🔥 vanodika, vane rudo nemoyo wakanaka chaizvo ♥️♥️♥️
Ohhhh ndatochema mufunge pa part iyo yavarikungwa nehusiku....Mai Jati vachichema nokubhaibhisa vana.
Hoyo chazochaya netsai aenda nemwana wamambo😂😂😂😂😂❤❤
Ndyn anzawo ka voice ka direct kachiti iti ndaadyiwa na netsai
😂😂
Mai Matemai is very beautiful
Ko nhai saru wakukwenyeizvee kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂
Ummmm kandai rimwe veduwe tingogara tadya magetsi anoenda ❤❤❤❤
Chenje and my mai matemai thank yu for joining the team
Chenje ngaaite Plan aende na Netsai kumba kwavo chaiko kwa Mambo
Chenje ane kamwe kakupusa kaanako imi😂😂😂😂😂😂
veduwe 😂😂😂
soon soon tonakirwa
MAI MATEMAI VARWADZIWA WEDUWEE ASI JATI SOOKA ALWAYS MBEVA DZANGU HEEE MAKURWE ANGU .MUSI VAUCHAZIYA KUTI MURANDAKOMANA VAMAMBO UCHADONHA ZVAKO
Kķkk l'm waiting kuona Tinashe asiiwa nemwana mucheche nasaru 😅😅😅
Muri rudadiso four season muno pisakunge mbaura 🔥🔥🔥🔥🔥
Matemai kukara muri makuluwani.😂😂😂 always mbeva makurwrme angu Ah
Thank you four seasons media the writer and the actors are on point well done
Mutadza kuti netsai aroorwe nemwana wamambo matadza kuactor ummmm ndiye ndye watada
Vovo zvinonzi kukava datya kuriyambutsa wakadzinga Netsi uchifunga kuti wagona nerimwe zuva mucharwadziwa nene tsvaire ava queen
Mai matemai mandichemedza shame Aiwa mukugona four seasons
Matemai 😂😂😂😂kupopota ndabvuma hanguuu but dzorai moyooo❤❤❤❤
❤❤❤ Muri kufamba nebasa guys zvodzidzisa izvi
Eish misodzi yangu yabuda mai matemai vachikumbira ruregerero❤
This is pure work of art
Haaaa veduweeka jatiwero haana kumedza benzi er😅😅😅😅😅
Matemai varwadzisa mukadzii nekudzinga vana uuummmmm ndachema zvanguu
Jatiwero svine nhomba 😂😂
Jatiwero anoshusha uuuum....level racho kumberi.....anoda mukadzi wake but uuum anoshusha
Matemai kusangana kupi ndaienda kumbakwqvo Chenje 😂😂😂❤❤❤
Mavekumbweri guys🔥🔥🔥🔥🔥
Matemai murimukono wetsambarafuta ummmmm rishusho rwacho 😂😂😂😂kupengera makurwe kkkkķ
Keep up the good work 🎉🎉❤
😂😂😂 matemai mbeva ne muramba yangu
Saru urikukwenyei ❤❤❤🎉
Tamirira rimwe guys munogona zvenyu❤
😢murikugon zvekut ndinokudai ❤
Jati usadaro vana inga wanga wambozama wani kudzinga vana neusuku kudaro nenyaya yembeva pamwe unozotodya dzamombe usadaro
Mwana wamambo ahana dzungu Dai achivazivisa kutiiye ndiyani jati because akuzvinyanya❤ bhora mberi guys
😂😂😂Makambosangana here......hatina kuita zvekusangana ndaita kuenda kumba Kwavo,
I don't know why am crying 😭 padzingwa chenje na netsai
Matemai hamuna moyo chokwadi ,mungadzingeo netsai anototamburao kudai 😢😢
Musatidaro kurefu uko 😂😂😂❤
Mai Matemai varikugona kuda murume wavo❤
VaMatemai vakungofunga makurwe chete 😂😂😂😂 murume unoruta uyu
Baba vanokara Ava nhaimi
Budusai mazuva ose veduwee totinzwa moyo😅😅😅😅😅😅
Inga arikubuda. Daily wani
Team Nestai huai Pano ndikuudzei machira anodiwa musiwi wekuroorwa nemwanakomana wamambo.
17 inobuda rinhi
Huh Saru unokwenya wena, Jatiwero anogona ku acter anenzara, kuramwa, kupopota
Guys Saru arikupisa🔥🔥
matemai ungachemedza mai matemai iwee....zi mhazhaaaaaaaaa
Mondigonera hangu Dai maita muchitipa 2 pazuva nokt ikozvino moyo yedu yakusara yakamira
Saru to the world 🎉🎉🎉
😂😂😂😂 kugwabvura manje
Four seasons media zw you are the best ndabvuma 🙏❤
😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaimboziwa HR KT murikupisa kudaisu
Mai matemai she is the best
Mai Matemai mandichemedza iii😢 😢
😂😂😂Kukwenya here saru🎉
Mwari akuchengeteyi vana vamwari
Saru enda unombogeza knie😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mbeva makurwe nemuramba😂😂😂😂😂
Saru zvekuita mukadzi wemwana wamambo ukuzvida chokwadi
Murikusimbisa basa ngarifambe
Matemai moyo wqko ngaurwqdze ummm ndachemawo 🎉🎉🎉🎉
Matemai Matemai Matemai ndakudana kangani
Makurwe arikutsamwisa matemai 😂😂😂😂
Mbeva nemiramba yangu 🤣🤣🤣🤣
Murikugona guys saru kuda kuita mkadzi wamambo here kuda kuramba mwana
Matemai kuruta hre😂😂😂
Netsai wamudzimai wemwana wamamboo ❤❤❤❤❤😂
Jatiwero dzodambuka very nice 😂😂😂😂😂😂
Kohamusi kutipa rimwe hrr nhasi
Ummmm misodzi yangu yajenga mumaziso mai Matemai vaakuchema 😮😮😮😮
svikiro rikufamba chenge ns natsai hapna chinowaona mukufamba
Dzorai moyo matemai
Mai Matemai mwari vakuitirei zvidhafu dhafu
😂😂😂😂😂jatie haade nembeva dzake iiih Dai maitipawo two pazuva
4SNM mandirwadzisa pakubudisa Mai Matemai vachichema 😢😢
Jati achema nekudakwembeva mbeva dzangu please 😅
Mai matemai ndovafarira ❤
Mbeva dzangu ❤
You are doing great job 👏👏
Well done team murikutigonera
Mmmmm Matemai zvakaoma hnz ndikaona ŕimwe risina gumboo
Matemai madzinga king😂

Mai Matemai varikugona kuda murume wavo