ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
KANA MUCHIDA IMWE EPISODE NHASI ITI PAMHAI IMWE
Pamhai imwe
Pamhai futi🎉🎉
❤❤❤
Pamai imwe
Mai matemai vanogona zvavo ku actor❤
I adore her 💗
She z that gud, very natural ❤
Matemai,Mai matemai Saru munogona basa rambai muchingona
Please guys zamai kutipawo 2 episode's every day 🙏 😢 Please Please
We are working on that
Sure sure hamunyepi apa
Chokwadi taurai henyu
Yes chokwadi please 🙏
Xuwa
🇿🇦🇿🇦🇿🇦SA hoyeeee....😂🎉🎉
Hoyee tinovatsigira 4 season
Hooyoooo mwana ndewa matemai **** matemai matemai aye ndonzi matemai ndaimba zvangu 😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Mukadzi wamatemai uyooo is so good
Matemai ne respect yamunopihwa ne mukadzi wenyu hamungarare ne benzika
Saru saru wakapenga
Sarudzai muhombe 😅😅😅😅
😂😂😂😂😂 ndakazvi taura kuti matemai ndo baba ve mwana 😂😂
Saru saru saru haaa
Mai Matemai loves kids shame....she is so adorable😊😊😊
Unongoramba uchinzwa kuda kudzokorora kuona saru maimatemai namatemai hamakagona saru wakarwadzisa tinashe veduwee kusvika pakuchema kuti mwana haasi wake❤❤❤
Hoyo haaaa saru anebasa yooo 🙌🙌🙌🙌🙌❤❤❤
Mai matemai mune moyo wakanaka vakadzi vashoma vanozvitambira izvi Dai Ari umwe pa chohwa chohwa mnhu 😅😅
@@PenlopeManyasha moyo kanaka chose
Zvanzi ndandichiuya 🎉🎉😮
Mai Matemai kusiiwa naChenjerai kwava kusara kuwana chisvava.
haaaa mkomana wachema uyu anenge abva atofunga heartbreak yaakajolewa real life🤣🤣🤣🤣
Matemai ka usarwadzisa mai matemai
Haaa saru soooka ndakutadza chokwadi ,unovhura hombe uchivhara diki 😂❤
Mai matemai vane moyo wakanaka
Mai Matemai munoziva basa rehumai wena
Ndange ndanzwa kukwira nekudzika nemastreet ❤❤❤
Matemai musade kuganza imi ndimi baba kuitasei muchirwadzisa mai matemai kudaro
Saru ,Saru,Saru😅😅😅😅😅😅 nemazi Fish ese aya ayibatwa na Tinashe sure😂😂😂saru usadaro iwe
Sarudzai akaoma veduwe😂😂😂😂😂
mai matemai vanoda vana shem i understand your pain yekusava nemwana ❤
Mwari deno vazopawo mai Matemai vavo mwana vavanoti vavo
Nhai matemai 😂😂😂😂😂 mwana ndewakooo😂
Saka Saru akanhumburiswa naMatemai 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Kkkk matemai mayeresa mwana katatu ❤❤❤
Yaaaa mwana ndewa vamatemai
Kkkkkk hokoyo Jatiwero kkkkk😂😂😂😂😂 iwe movie yakaipa iyi😅😅
You guys munotigonera excellent guy munogona rambai makadaro mate matemai avenemwana 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂
Mwana Anonzi ..ani uye akura sei mai vari benzi kkkk
Mai matemai mune moyo wakanaka ❤❤
Munogona guys dzangu zamai kukasika kutipawo l love yu guys❤❤❤❤
Tirikuda mbeva isu nhasi ❤
Munotinonokera guys ❤❤❤❤❤
Ndokumbirawo zita rekasong kanotanga kurira ako
Kkkkkkkk haaaa Matemai unotombopusawo kudaro,,,😅😅😅😅wakuda madam wanzwisise nyaya yemwana manje ,,,kkkk apa hanzi wakadanana nebenzi
kuroora mukadzi akaita sasarudzai ukatoona uchimuitira hasha ndiwe ukupenga 😂😂😂😂😂saru ibenzi chairo
Mwana wasaru ndewa matemai
Musaipedza toda kuona chenje achitonga
😂😂😂😂😂four seasons makapenga mhan this is top notch 😂😂😂😂😂 Saruuuuu sarenda kkkkk sorry shumba😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Musaipedza ngairambe uchienda movie inonakidza iyi
Matemai vakarara nebenzi, Saru kkkkkkkk
Four seasons huchi this series is so emotional
Matemayi😢😢 mwana ndewani
Mai matemai vano Actore
Baba kuita sei Matemai, marwadzisa mai Matemai
Yaaa guys munoplayer maroles enyu as it is ❤🎉❤🎉
Aaaah Matemai vakazviita hanzi andiroore umwe mukadzi haya😢
Asi Saru kaa, magariro hwayi shuwa kuita seuchada kugara pamakumbo emunhu shuwa
Saru pane basa kkkkkk
Komwqna waSaru ndeqanatemai yoooo
Aaaah matemai kaa musazodaro
Good going
Ini moyo wamai matemai ndoudawo dai mwari andipawo
Saru na Matemai ndoyamakaronga nhayi
Wanyepe kuende kumariva uchiende ku girl friend ❤❤❤❤
Matemai bhoo here, hanzi unofanira kugara uchiziva kt ini ndribaba
Saru saru
Mogona imwi mhani haaa
😂😂 yapera pamhai futi
howa ne mbudzi here saru kkkkkkkkkkk
Matemai mwana uyo
Vakandinzwa ndichiti mwana uyo ndewa Amatemai ndipeiwo maruva angu
Isai imweni nhasi please 😂😂😂😂
Mai mtemai mwaichemere mwana wani munongode wakura chete kwauye kacheche mwakuchema
Haaaa nhasi mandifadza gyz💃💃💃
Pamhai Please
Varume vanodzvanyirira pese pese heeee ndini baba kkk matemai😂
Saru anga akuda kupamhwa hey🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Musatiuraye nenzara kudaro❤
Apa manatsa zvenyu taka tasuwakuona❤❤❤❤❤
Kuroora Saru kuunganidza ngozi mumusha kkkkkkk ndaseka nhasi yooh
Nhaimi ko kutiisa pawaiting kubva rini 😂❤
Kandai kamwe
saru anga oda kupamha😂😂😂😂😂😂 zvakaoma veduwe
❤❤❤ you guys saru ukushuta ukudaw mwana wamambo iwe une murume ko kuOnyepa mnje kuti mum varwara mate matemai kujamuka muroora netsai
Pamhai imwe 4S ❤️
THANK YOU GUYS , WE WERE WAITING AND WAITING FOR OUR MOVIE, GOOD AND BEST CONTENT. KEEP IT UP
Saka tomirira zve zviki yoseee
Vama temai mwana auya 😂😂😂😂😂 kumitisa saru here
mai matemai ❤❤❤❤❤
Saru saru 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂 mbudzi dzipi mate matemai taura sure
Haaa Saru ingozi chaiyo 😂😂😂😂😂😂unogonesa kk
mmmm yah ndadzidza hangu kuti mwana akakosha
Matemai mwana ndewenyu makaitisa benzi mwana
Mauya vanhu vedu 🎉🎉🎉🎉
Nhai matemai
Saru hanzi akati achanditengera howaa kkkkk 😂😂😂😊
What a great twist of the story
Mai matemai vanogona
Matemai usadaro mukadzi wako akazvininipisq kudaro apa iwe ndiwe une mhosva
Ayereswa mwana 😂😂😂😂
Kkkkkk pamhai kani matemai