@@munhumutapa1330Iwe don't judge others. Iwe urimusvene? At least she is confessing. Yes she is naturally beautiful and I don't think every man that is saying that wants to sleep with her. It's just a compliment
@@munhumutapa1330 kkk watura chokwadi vanhu wanofunga kuti everyone akaiwenga haasi kutoziwa kuti most yezanu masatanist uye political higher people most yawo hanzi they are in
She is telling the truth. There is consistency in her narration. So SMTV, tibvunzireiwoka kuti vakafa vanoenda kupi kana ivo masatanists vachigona kuba mweya yevanhu. Can she say something about heaven and hell?
Obvious Tanya.Have you ever take note of how strange the world is now since pakauya Covid,behavior yevanhu chaiyo yakachinja since pakauya Covid,the world is getting stranger each day
She is not lying pamba pawo kumusha paitonzi pamba pemagonyeti they were well up kumba kwawo even funeral yecousin brother yake takatoenda as a school after afire mumvura
Haa ini I think mukoma Sly makuwanza makuhwaa, solution munayo batai ana sekuru bcz both of these people ukavaterera uchitaura hapana waunoti anonyepa both of them they are gud at their story
Rumbi atonyepa pa2:45 ari kuti akaudza maiChikozho kuti babaChikozho vakapfimbirwa musikana naAdmire vakatoshamiswa nazvo, asi mai Chikozho in Part 1 vakati vakaudzwa namdara paakabva kuSouth Africa manheru. These people are lying
Batai mashoko ati vangavasingazive kuti baba vakanyengerwa vakadzi vakatoshamisika. Asi mai vakati vakatoudzwa nababa ndosaka vakatotiza joni. Unonyepa
Asi mukoma sly taikumbirawo kuti pama kereke apo murege vadudze kuti kereke yakati inoita zverima because mukavanza its like muri kusiya vanhu vachiwandira kumabasa erima because vanoenda vachiti tiri kunobatsirwa
I have many questions for Rumbi,which language where they speaking pasi pemvura?? And they where going spiritual how does she know what they did spiritualy
Um proud of you my babie girl you are a star ...she's telling the truth.
Are u sure
What we see on Nollywood movies is real.Pasi pemvura panotoitwa michato
I bealive in her ...she is telling the truth ...zvaakataura before ndozvaari kutaura nw ...so ini hangu I bealive her....ko why pasisina sound
Zviriko izvo ini my spirit can tell me kusaenda kutumachurch twemazuva ano utwu, ndinovimba namwari vakasika denga nenyika ndivo mumiririri wangu
I think She is telling the truth
Haaaaa dzangova nharo Admire ...hokoyo na Rumbi nhasi kane diary chairo ne pen😂😂pen😂
😂 she's not here for games
My thoughts as well 😂😂
Kkkk Rumbi akabata pen ne paper Admire huyawo nezvako sa defendant but haaa Rumbi anokusiya mu box
Kkkkkkk pakaipa
😂😂😂kunzima
I don't think Rumbie would make a fool of herself 😢, nyaya ngayiyendeswe kunanasekuru,tasvu,kanengo etc
Vana tasvu, kanengo etc same same all of them belong to Satan, zvinoda Jesu
Anonyepa mwana uyu compare zvakataura mama naye vari kurasana
@@abiemoyo6896 Ndiwe musatanist iwe
@@brendamberi-mw7ci😅😅😂
😂😂
Kana Admire Ari clean ngaauye. Ini ndinoona kuti anototya kuuya nekuti Mhondoro,Masvikiro, nevadzimu venyika yedu vakamumirira, kucrosser boarder chabvondoka.😂😂😂
This led she is telling the truth
How many times can I subscribe to Slymedia bc one time is just not enough maybe zvaakutoda sub fees😂
Yes Sub Fee is way forward These guys are opening our eyes daily .
Asi Admire ari kuvimba neiko kuramba kwese kwaari kuita ari kuona achirambira Sekuru Tasvu here😂😂😂
Dai akambosandutswa atiitire zvese Admire zvavanoita coz ari kuzviramba ka uyu
she should write a book
Sure parikutodiwa book chairo nyika yaipa dai mwari vatigonesa kuziva chete kuti kana zvoitika toziva kuti uku hakuchazi kunanata
Haaa Rumbie abva anyasouya nePen nePaper😂😂... I'm believing u my Sister..Mwari ngavapindire
Sekuru Robert sando dzenyu murikurara zvakanaka here
When you go down water is there any space where houses arebyilt
Rumbie arikutaura chokwadi for now we need Admire paround
Big Amen to that
Yes
vanoramba zvakadai ndo ma satanists
Rumbi anotaura chokwadi chaanoziva, chaasingazivi akuramba ..admire akarombera chiporofita bt chokwadi chichabuda zvacho,totenda nyamufi Akuda kusaver life yevanhu vakawanda....sekuru kanengo or tasvu ndovachaunza admire kuzim..
Yaaa munin'ina wake ngaarambe akabata bhandi chete
Rumbie is so beautiful shame❤❤manyama mwana uyu
Unomuda hre
Kanyama apo akatorina data
Feya feya mwana akanaka uyu but after hearing her life story it would be suicide to involve yourself in her affairs
@@munhumutapa1330Iwe don't judge others. Iwe urimusvene? At least she is confessing. Yes she is naturally beautiful and I don't think every man that is saying that wants to sleep with her. It's just a compliment
@@munhumutapa1330 ndarwadziwa newe. Hauna tsitsi wangu.
Mwari ngabatsirewo Rumbie
Bhachi point taken mai wakamboitaura ye bhachi
Mkoma T haa munondigonera mibvunzo yenyu yairiwo musoro mangu makachimaster chibasa ichi 👏
Rumbi anonyatsodedemura. But ngaatijekeserewo pa dare remenjuzu iro kuti ari right ariko here
Dai ayida kunyadzisa Admire chete ange asingazotaure zve family yake😢😢😢😢
Asi nezvaari angafara kuzviti ndri musatanist imi nyika yashata
@@takudzwamukucha7965 taura hako
Vanodii kukumbirawo mapowers ekurwisa ZANU PF
They are also in 😂
Problem inotangira pakufunga kuti munhu wese waurikutarira zvawataura haadi Zanu. Ndipo pawaporonga ipapa
Ko kana vachiida Zanu yacho
@@munhumutapa1330 kkk watura chokwadi vanhu wanofunga kuti everyone akaiwenga haasi kutoziwa kuti most yezanu masatanist uye political higher people most yawo hanzi they are in
Ko mbereko yachamisa kee
She is telling the truth. There is consistency in her narration. So SMTV, tibvunzireiwoka kuti vakafa vanoenda kupi kana ivo masatanists vachigona kuba mweya yevanhu. Can she say something about heaven and hell?
Munhu anonyepa kana kugadzira nyaya haadzokorore zvaakambotaura. Admire ane nyaya,, Admire ngaende kumusha nyaya igadziriswe. Baba vako nemunin'ina wako vofa iwe hauendiko. Hmmmmm
Zvakamboitika kupi mufunge
Now i believe kut corona yakabva kuma Satanist
That's True Dear Mhhhhh umuhlaba lo suphethe Amanyala wodwa abantu sebe Thatha imisebezi kaJehovah Beyeze eyabo sebebusa emhlabeni ongaso wabo Bathatha umusebezi kaJehovah beweze owabo bewubeke ezandleni zabo oJudas sebegcwele sebebanengi lana emhlabeni Umuntu omunyama uyesabeka isibindi esigaka siphumap sokuthi uyigani kanje uthathe igani kaJehovah uyehlukanise inyama lomoya kaJehovah engaku thumanga intandani sezizinengi emhlabeni kungexa yabantu abazi Nkohlakali abakhohlakeleyo izinkohlakaliso zabantu sezigcwele emhlabeni abazinjabulisa ngenyembezi zabanye abantu akulunganga lo kusasa Uma Jehovah sekutshaya ngoswazi lwakhe uzothi uleminyama kantike ncaaa umunyama nguwe ozezele wena uwedwa Bantu zamani ukusuthiseka ngalokhu olakho undle amaNdla akho not angasiwo wakho Ngoba kuzakutshiya esimweni esibi banta khulekani kuJehovah wamaqiniso kekani uku Believe isi satanism Bhekani libone ukuthi abantu abakholelwa ku satanism ukuthi bafa kabuhlungu abanye Bakhona baphila zimi Ngekuyehluleka ukudumisa U Jehovah Njee kuphela zamani ukuhlonip iNkosi yethu UJEHOVAH Bantu kanti ligenwe yini kodwa kodwa Bantu weeee Mhhhh
Obvious Tanya.Have you ever take note of how strange the world is now since pakauya Covid,behavior yevanhu chaiyo yakachinja since pakauya Covid,the world is getting stranger each day
😮😮😮😮ngamanga lamanga 🙄 manje usulemali sis?
Admire Admire Admire how many times I call your name gadzirisa musha uyo Rumbi zvaarikureva izvi haisinhema we shall see kwauchagumira iwe😮
Kkkkkiiii how many times did i laugh musatanist mukoma uyu do you think this girl anonyepa
Rumbi hasi ku rwara she is telling the truth l know it's like a movie but everything is true l once one story on tv jus like Rumbi s story
This reminds me of Laz Matasva
Taura hako bt akazosunungurwa hanty Lazy
True
Chokwadi nhayi yekwamatasva yanetsa
@@destinyabels8548 haasat aaaaaa vamwe vakatiza nezvikwambo zvavo
We need JESUS to end this matter lets all try by prayers to help her
Nyaya iyi vanhu vese ngavauye pa ground vafambe vose tione arikubika nyaya coz its a he said & she said story
True ngavavepo vese kuti chokwadi chibude
Admire aikakamira achitaura nyaya dzake..kwakunyepa kuti ndiri kubasa handikwanisi kutaura zvakawanda takazonzwa akuti waita basa mwanangu myb anga atopihwa hake chikafu kumba kkkk
😂😂ndakapabatawo 😂
Wakazvinzwawoka..lni ndakanwa mavoices evana kubackground but iye achiti arikubasa
Mwana uyu anenge arikutaura chokwadi bcz from day 1 haasi kutadza kupindura or kutsanangura nyaya yake but Admire uuuuuuu anenhema
Ichokwadi here ichi
Zvinotyisa Mwari tibatsirei
Kkkk admire anongogona kuti , gore ra 1998 tsanangudzo dzakati ...nhema dzega dzega 😂😂 Admireka huya unabate maoko ababa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Munhu rudzii asingacheme Baba vake
Rumbi she’s beautiful shame 😢
Mbereko iya yepa part 1, dazoinzwisisa 😊
Please that subscribe alert interferes with the interview
Please Rumbi arikutaura chokwadi mwari ngavamuchengetedze Admire achapinda mumoto usingadzime l pray for him zvifumuke apinde panguva yakaoma rumbi mwari ngava muregerere chokwadi
So munhu haabvumi ichokwadi rumbie arikutaura chokwadi
Endai narumbie kwasekuru tasvu
Hokoyo admire rumbie fight for thruth
Chokwadi chirikubuda
I love this girl
Mukoma batsirai mwana uyu namai Adimire vari kutara chokwadi Adimre ndiye arikunyepa
Sly madii kumbotaura naAdmire rumbie tambonzwa kuti anopindura kuti kudii pamhepo tese tichinzwa
Enga akataura wani
Zvese nebrother yake Edwin vakataura paSlymedia
Rewind and watch Admire speaking his side of the story
Let’s pray for our kids , schools as well 🙏.
Dry
Mwari anokuda shaa bcz iwewe wasunungurwa,vanhu vakati arikurwa ndovarikupenga asii muzimbabwe vanhu varikuramba huroyi hwakazara
She is not lying pamba pawo kumusha paitonzi pamba pemagonyeti they were well up kumba kwawo even funeral yecousin brother yake takatoenda as a school after afire mumvura
Rumbie arikutaura chokwadi,chatinonzwa chichitaurwa nemamwe masatanists anenge abuda. Admire ndiye chaiye asi ari mugemenzi. Nyaya iyi irikuperera kwaSekuru Tasvu manjemanje
Taura zvako pane murungu futi akabuda satanism zviri kutaura Rumbie ndizvo
Rumbi is telling the truth,zvavanemakore achitaura nyaya iyi about 3yrs ago
😂
Rumbie anenge ari kutaura chokwadi muendesei kunana skru tione chokwadi chazvo. Uyo Admire huya ka upupurwe kt vakachena
Admire kana asina mari yebhazi yekuenda kumusha tomukwidza onopinda matare na Rumbi.
😂😂😂😂😂 vanorumana mhino mudare imomo
Shuwa tinomukwidza bhazi
Ehe ngaauye kwaSekuru Tasvu, vamupedze masports ese
Kkkkk ende unodzida wena kusvika kuda kukwidza mu satanist😂😂😂😂
Mukoma Robert endesai Rumbie kwasekuru Tasvu
Sekuru Bambazonke
Achapola
Haa Rumbie haarware uyu,,vanhu vekwa Admire ndivo vari kuti hakuna zvakadaro
Ko pen ne book aka nyora zvinhu zvake pasi here
Yòo pakaipa nyora novel zvijeke mwanangu
Haa ini I think mukoma Sly makuwanza makuhwaa, solution munayo batai ana sekuru bcz both of these people ukavaterera uchitaura hapana waunoti anonyepa both of them they are gud at their story
Just stop watching makuhwa acho period
Rumbi atonyepa pa2:45 ari kuti akaudza maiChikozho kuti babaChikozho vakapfimbirwa musikana naAdmire vakatoshamiswa nazvo, asi mai Chikozho in Part 1 vakati vakaudzwa namdara paakabva kuSouth Africa manheru. These people are lying
Ukateeresesa rumbi nhema dzake dziripachena
Batai mashoko ati vangavasingazive kuti baba vakanyengerwa vakadzi vakatoshamisika. Asi mai vakati vakatoudzwa nababa ndosaka vakatotiza joni. Unonyepa
Ummm nyaya idzi aLetwin vakutaurwa apa ndovaziva ndakambonamata navo paNevanji vakazopedzisira vavhura sowe ravo pane chimwe chikomo painzi paChingondo vachiporofita zvisingaite
Rumbie arikutaura chokwadi
My sincere request, on the issue of Bermuda Traingle, could you make another interview if possible?
Yaaa yawabata ndiyo, Bermuda Triangle ine nyaya
Yes chibaba.. Bermuda
Tingazvinetsa nei madzisekuru ariko vanebata zvikwambo zvevanhu ,Sly media vawndesei kumadzisekuru ndivo vanopedza ma sports
Life isspiritual it's difficultto prove spiritual things physical
Asi mukoma sly taikumbirawo kuti pama kereke apo murege vadudze kuti kereke yakati inoita zverima because mukavanza its like muri kusiya vanhu vachiwandira kumabasa erima because vanoenda vachiti tiri kunobatsirwa
True
😢😢😢😢arikutaura chokwadi uyuuu
Haasi kunyepa south africa is evil kingdom
Yakanyanyisa ngaabvunze isu. Tikuita zvekuzvionera
I have many questions for Rumbi,which language where they speaking pasi pemvura?? And they where going spiritual how does she know what they did spiritualy
Kana wava mazviri unoziva, sezvinoita vana Sekuru Tasvu basa ravo vanoziva. Plus spirit inovaudza
Listen to part 1.
For you to know about spiritual world visit page rakanzi life is spiritual ndokuti unzwisise confession ya Rumbi
Ndaanetime ndichiteerera nyaya idzi I understand mwari vakuitire nyasha rumbie
True madare vanoitiswa
Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire Admire, i believe RUMBI
Kkkkkkkk Rumbi anopedza ma sports kana kukakama hake.
Taura zvako kunyatso dedemura wena
Ko tokumbirawo kuti Rumbi anotsanangura paiyiti akapihwa mbereko yekubereka Chamisa ngaatitsanangurirewo
Ndanguri ndadzokorora eee Chamisa ndaidzwa zvoreveiko
Itirwai nyasha mukoma tapfumaneyi murikuyambutsa vanhu vakawanda mwari wokudenga akukomborerei
This is all true
Saka kuenda kuAmerica anokuziva here
Rumbi uyu aigarepi Ku South...it's like ndakambonuona...ndinenge ndomuziva..hapana kumbogara Ku Botswana here
Vereeniging
Admire urikurambei bhuratishiti
🤣🤣🤣
Sly akaita kuti diiii kuteerera
Rumbie ane note book ne pen haaaa pakaipa 😮😎
Which means nyaya iyi yakabvira kare regai tigonzwa kwaichagumira haaa zvakaoma nyika yakurema
Ko iye paobatanidzwa naAdmire ko mukadzi waAdmire akabatanidzwawo nani ikoko palife nekuSartanism ari mukadzi wake
Rumbi ari kutaura chokwadi. Pane umwewo musatanist aitaura mashandiro avanoita kuneimwe channel yekuKenya anonzi Ann
Bhudhi Robert hamunawoo pen nepepa
Mwari tibatsirei shuwa
Simba iwe Rumbi. You're not the first to expose the enemy and they tell people you're crazy
Rumbi ngaende Kuna sekuru Tasvu vanopedza ma sports
Kuti pepepepeeeeee
Church yacho yemasowe yose ini ndinoti ngayivharwe tarisayi vana Nzira maperero avo vanaKatsiru vakabva mujeri nerape,nhasi Ishmael haa vharayi chichurch ichi
Kkkkkk Admire apa kuzotiza nemarii dzevanhu ve construction asi ndizvo zvauno Temba 😂
But nzwisisai kuti ivo sekuru ndavambosvitse dhimoni tirione richitaura or to do something kuna Admire
Admire dzangova nharo hadzo
Nharo dzegurwe
Mwari huyayi pasi rino raipa sure
Mwari pindirai. Nyika yoendepi?
Ummm Admire ndiwe watakamirira uzvipindurire hatidi zvema audio
Rumbi is right
Rinamanyanga hariputirwi
Admire arikuramba nyaya wapfumurwa zvabuda bvuma kururama uponeswe shaaa😂😂😂
Ichi ichokwadi ichi
Chandafarira rumbie akunyatso tsanangura nemo mwari ngaakuchenese mwanasikana kureurura kwakanaka
Kubva pa ndakaona nyaya Lazy Matasva ndaku believer kuti arikutaura chokwadi.
Imboona Erika Mukisa from Uganda, zvaari kutaura ichokwadi
@@pearlmambinge451I follow Erika...Rumbi is telling the truth
Where can i get nyaya iyi yaLazy Mutasva
Blood covenant...
Endai mega kumasowe,, haaa zvinhu zvacho sooo😅
Masowe confusion
Masowe confusion
I don't doubt this beautiful young lady. She needs help
True
Sly ndikuda Rumbi
Plz bvunzai isowe ripi raainamata iroro naAdmire wacho