Vanhu we are running away from REALITY tichivanda nechivanhu. Ma Chief aya varipo to perpetuate chivanhu at all costs for them to remain relevant. Cause of death munayo but murikutsvaga zvimwe zviri beyond your reach. Mambo uyu is forcing mhuri iyi to pay “ngozi” without consulting dzinza rese. Mazvake mazvake Prescription yechivanhu, hapana anoiziva 😢😢😢😢😢 Bvunzisisai kamwana aka mhani 🛑 Chita chese icho kuteerera without questioning 🤨 kamhepo aka. Well done 👏 babamudiki wazama to knock sense kumhuri yako washaya an open minded person mumhuri mako. Your courage will take you far mupfana you’re a leader kwete mambo uyu.
@@faraimuganda2783 There’s no need kumirira panopera nyaya. Cause of death iripo, zvese zvinozotsvagwa ignoring the main cause of death kunenge kwave kutsvaga uta mugate. Kana iringozi ngaiyende kumunhu akamutapurira utachiona first. Chembere dzose ma soft targets en’anga becoz hapana mudhara asina kumbobata mushonga, chayo n’anga is to twist yoti mishonga yapanduka. Iwe hautyi kuti the whole jury inoona zvakafanana? It means hapana kana munhu 1 arikushandisa brain 🧠 it’s all emotions and fear. 😰 Ngozi yacho zvayazongogumisira yati daidzai dzimwe hama wani
@ Ukuda kuti mhuri iyi iripe ngozi vari 4 vega pasina dzimwe hama here simply becoz zvataurwa na mambo? Some of these things have to be challenged. Bamdiki avo was right it’s just that mambo couldn’t handle being challenged even paari wrong.
Chakashata kuti hama dzanyakupara mhaka dzivepo chii since ngozi ichibata dzinza rose. Ndaibatira nyaya pakati but handione decision yemunina yakaipa. Mambo is being emotional.
Saka moda kuti mambo awaudzire kuti daidzai hama mambo pawo wakapedza kuyananisa dai wakangobvisa 5 kunatete wakaurawa dai nyaya yakatopera, apa pane warikuvhara nyaya
My Mambo😊I don't care about the story i just want to watch my Chief😂BabTaps introduce me to him😂
😅😅😅😅
We are here support you famba baba taps
Vanhu we are running away from REALITY tichivanda nechivanhu. Ma Chief aya varipo to perpetuate chivanhu at all costs for them to remain relevant.
Cause of death munayo but murikutsvaga zvimwe zviri beyond your reach.
Mambo uyu is forcing mhuri iyi to pay “ngozi” without consulting dzinza rese. Mazvake mazvake Prescription yechivanhu, hapana anoiziva 😢😢😢😢😢
Bvunzisisai kamwana aka mhani 🛑 Chita chese icho kuteerera without questioning 🤨 kamhepo aka.
Well done 👏 babamudiki wazama to knock sense kumhuri yako washaya an open minded person mumhuri mako. Your courage will take you far mupfana you’re a leader kwete mambo uyu.
Paunozopedza the whole story unobva wachinja mafungiro wena. The story is very serious and sad wena. Mukomana akachimbidza kumedza kutsenga kuchada
Haaaa imimi munonga mumakarombawo imi 😂😂😂😂
@@faraimuganda2783 There’s no need kumirira panopera nyaya. Cause of death iripo, zvese zvinozotsvagwa ignoring the main cause of death kunenge kwave kutsvaga uta mugate.
Kana iringozi ngaiyende kumunhu akamutapurira utachiona first. Chembere dzose ma soft targets en’anga becoz hapana mudhara asina kumbobata mushonga, chayo n’anga is to twist yoti mishonga yapanduka.
Iwe hautyi kuti the whole jury inoona zvakafanana? It means hapana kana munhu 1 arikushandisa brain 🧠 it’s all emotions and fear. 😰 Ngozi yacho zvayazongogumisira yati daidzai dzimwe hama wani
@ Ukuda kuti mhuri iyi iripe ngozi vari 4 vega pasina dzimwe hama here simply becoz zvataurwa na mambo? Some of these things have to be challenged. Bamdiki avo was right it’s just that mambo couldn’t handle being challenged even paari wrong.
@ Ukanzwa n’anga inorombesa ndiudze ndisvikeko. I’m a Street Kid handina hama so chinouya chinoona ini. Nothing to lose.
Chief vanonakidza ava sooka 😂🙌🤣🙌
Thank you babaTaps Chief ava vanonakidza ndovafarira
Torai mukotsanjere mambo muzivi wezve ngozi kwete zvamuri kutaura apo zvengozi zvinoda vanozviziva zvine nyanzvi yezve gozi izvi mambo
Mambo ava vanondi sparka
Directive ya mambo should have been fulfilled mufana.
Kkkk zvanzi tundebvu tunenge broom rakupera 🤣🤣
Asi mambo kaa hanzi nevana vari kuchema shatapu 😂😂😂
Bambo handiziwi hangu kuti makachiwana sei chigaro ichi asi hamukodzeri mwana uyo ari right hamuripi ngozi kungamukuripa chikwereti Che mbanje
Tatosvika karanganda yoweee 👏🎉
Dzimambo idzi dzinondinakidza. Kupopota so😅😅
Sad kutakudza mwana mudiki ngozi like this. Vamwe vake are busy playing kumahumbwe uko.
Mambo varikungoda mombe yavakanzi vapihwe nekuti hakuna ngozi inoripwa hama dzisipo vasada kutishaisira chivanhu chedu
Ngozi yakamboripwa vedzinza vasipo hre chief ndewe kmama uyu
This chief is arrogant hapana chozikanwa ngozi yakamboripwa pasina chiremba here?
Wanga urikusimudza kamusoro kanenge teapot😅😅😅
Vanhu havatongwi nekutyisidzirwa Mambo makonwa nemwana mambo ngozi haiitwe kunge mari yepaMukuru inoitwa nevaviri chakugumburai mambo imombe yave kunonotswa nemufana uyo
Asi mdhara Saurombe ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 1.03:47,,,,,hanzi musoro unenge tea pot
😅😅😅😅😅😅😅
Ndanakidzwa naMambo nhasi yoo😂😂😂
Nevana vese nyararai mambo vane nyambo avo
Baba Taps konyaya yekwaGombakomba kwaMurime
Mambo ndouya neNhoro Nengwarai uye nyati nemombe ngani Secretary uyo anditora moyo kana handwriting yake iri tsepete tsepete anenge ane moyo wakanyorovera semufambiro qake5❤❤❤❤❤😊😊
Baba munini moyo waenda shuwa matoona nekunyora kwake sure kkkkkkkkk
Mambo vane ka voice ke drunkenness 😂
Mukomana uyo ari ryt shuwa ngozi ingaripwa pasina hama here ava mambo havazive chinhu shame
Taura hako
Hama dzei pakadai kana ngozi ichitsanangura zvairikuda koz hama idzodzo dzichada mari yebus kubva kwadziri dzedzakutozodawo mari futi nemombe off which izvi zviri clear kuti mombe iyi itai izvii iyi endesai mwana kuxool zviripachena iwe wovhara koz hapana mwana wako arikubudirwa.
Asi mukomana uyu ari right pa wrong hwake ngozi inoripwe mhuri yese iripo 😂
But they had time to call all those people together.
Awa icomedian chaiyo
Zviri kuita mukomana uyo ndizvo zviri kuita mwana wabbamukuru mukoma wabba vangu kuwoma musoro kudaro uyu vana vake vakatochengetedzwa nehurombwa hwabba vake ndiye wakasirwa hurombwa hwabba vake
Kana baba vakabvuma saka nyaya iri straigjt foward zve.
Saurombe, mambo wevanhu. Hapana mwoyo mukukutu. Mukuru wenharaunda, unoenda pabanze, nemhepo nemhuri.
Ukaenda kupolice to report a missing person vanokuti come after 7 days kana musina kumuona not 24hrs yamuri kutaura chief. Police hamusi kuiziva imi
Waiyepo ere
Chiregererai mukomana uyo mambo, chimukumbirirai kuna tete vake ruregerero.
Baba vako i Hiv here mufana we usatamba nesu kkkkk
Sando dzako Sinodia
Sinodia imbobuda kuvana wemkomana
Ava mambo vanoda kudya
Mufana hachisi kwake chete. Chikauya mumba make anopinda tsekwende.
Sasa vanga urikungwara ngwara tauraka usanyarara
Nhymi ksaziva chivanhu mombe dzri kripwa apa dzri kuenda kunan cz apa ihuku yakazvidyira mazai ayo😊
That's why mombe dzakanzi 5 instead of 20
Kuvana vake
Mambo hamusi hama yemufizve imi bvumaiwo kana makundwa coz ngozi inoda hama dzevanhu kwete mambo snodia anoripwa hama dzake dziripo.kana akautayiwa mambo pamwe aive anacho chirwere Koo imi mambo nharo ndedzeiko imi munhu mukuru kudaro tongai nyaya muchingadzirirsa vana zvakanaka chete
Chakashata kuti hama dzanyakupara mhaka dzivepo chii since ngozi ichibata dzinza rose. Ndaibatira nyaya pakati but handione decision yemunina yakaipa. Mambo is being emotional.
Saka moda kuti mambo awaudzire kuti daidzai hama mambo pawo wakapedza kuyananisa dai wakangobvisa 5 kunatete wakaurawa dai nyaya yakatopera, apa pane warikuvhara nyaya
Synodia we HIV uya uya vakatitaurira iwewe vakumisa chititaurira toita sei mambo kaaaa kkkk
Ndiripano
Makakase kkkkk
Cause of death long illness due to HIV mambo HIV still kills if you defaults medication.
Mambo awa ka bodo kkkkkkk
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk surrender
Haaaa zakaoma wena apa hanging mombe 1 ndiyo ichaendesa mwana kuxhikoro mombe imari nhai mwana uyu chero akanzi aakuita form 5 mombe 1 ingapedza mwana skuru here 2 years haaaaa nyaya yacho haisi kunatsa kumaker sense
Ndavapo
Muripisei mambo anodherera sitereki,akauraya pamwe na baba vake vachibatsirana imhondi munhu iyeyu ndizvo zvinomupa kuita vana 3 arimudiki,kumhanyirire zvinhu zvevanhu vakuru,nxaaa nonsense.
Mambo ngaaripe mombe 5 munhu uyu nekuti anenharo.
Kana baba vakabvuma saka nyaya iri straigjt foward zve.