@ruel1703 I disagree with you. Even churches are corning pple. I can give a number of the churches and the so called prophets who are lying to pple. So nyaya dzekunamata idzi dai tamboziva zvazvinoreva
N’anga yakaoma hayo moyo iyi. Kukonerera sadza chairo 😊 Mwari pindirai vana vapore shuwa zvingabuda here nhai Mwari vana 2 vese ve munhu one varware zvakadai. Kunze kune matambudziko veduwe. Thank you Karanganda
Chief Mutasa is too smart for traditional court nonsense. Iri iLevel raana Chigodora maConman anenge Mbuya iyo. Aripiko Chigodz and his bullies mazuvano? Asi vakaenda kuhoridhe kumbhonodya dollars nemandimba ake?😅
These children have learning disabilities. Mombe pamwana zvanyanya. Saka vakavarapa papi ipapo? There must be a law against these fake healers. It is so necessary to protect the public. So many have been exploited for too long.
Mukaisa maLikes ndogona kumbokupai ka Surprise nhasi
Kaya kezvipikiri here BaTaps
Garai matipa🤷
0pe Kari kubva kwa Chigodora 😅
Tipei bataps ndimi Netflix yedu
Ko chigodora havachazi kubuda wani baba Taps, where is headman chigodora
Chief Mutasa mune Patience 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 kuterera masoko ambuya echitsotsi uuuuuum
Ka jingle ke karanganda makavharira muhari here Team Karanganda....
Muripo wenyu its too much mbuya, munhu anorapa haadaro, musadaro mari irikushupa iyi
Aaa nhaymi ungati 500$ pamunhu hwani chero kwasekuru Tasvu hayisviki ikoko aaa imbavha mbuya iyo
Nhai veduwe mombe dzakamboita $500 kupi, imbavha mbuya iyi
@@ladyvee21imagine
Vakutoda kupfuma mbuya ava uuuuummm
And mariyacho yakawandisa Mmmmm it's too much kudakufuma nemunhu asinakupora nyarayiwo gogo
Zvimwe zvirwere hazviperi ava dai vatsvaka help on how to manage their conditions vasiyane nekunyeperwa vachidyirwa mari.
Very good chief❤ well done
500. Mombe 1ummm😢 asi gogo musadaro
Inomboita mariiko mombe 1
Apa vari kuda 1100
@@maiyeukai9346300 yuwesi
Havana zvavanotoziva gogo avo n’anga yefake
Nhs ndi2 March takamirra kwachigodora zvedu 🎉🎉
Mhuri iyo is talking true mbuya itsotsi rechikuru
People are so gullible reason why they get conned and milked of their hard earned cash!
Ndoona sekt mari hainetse kuwana kuManicaland kkkk
Mombe 1 pamwana🤣
Nungo dzekuzvinamatira
@ruel1703 I disagree with you. Even churches are corning pple. I can give a number of the churches and the so called prophets who are lying to pple. So nyaya dzekunamata idzi dai tamboziva zvazvinoreva
What you said and what I said is the same thing handina kuti kunamatirwa asi ndati kuzvinamatira sedunga munhu
Well done mambo ❤
Sibonge Nkosi Mutasa 🙏🙏🙏🙏
Kupiwa dambudziko pamusoro perimwe
Ngavaende nevana kwaSekuru Tasvi vanopora Vana avo
Kwete kuna Jehovha here?
N’anga yakaoma hayo moyo iyi. Kukonerera sadza chairo 😊 Mwari pindirai vana vapore shuwa zvingabuda here nhai Mwari vana 2 vese ve munhu one varware zvakadai. Kunze kune matambudziko veduwe. Thank you Karanganda
Padare ramambo Mutasa handirwadziwe kuisa lyk
My best chief ever, Mutasa 🔥
Waiyepo ere ...ehooo ndaiyepo ndaiyepo ..hohohodooooo usazoshoraba 😂😂😂
Mbuya Iyo ngaidzose Mari bcz Vana Avo vachiri neurwere endai kwamukochanjere apedzise Basa or Kwa tasvu or nyangatani
Vari kutoda imwe katsotsi kembuya
Mari kuenda mahara nxa
Munenge musina chamunozivawo Mbuya imi nekuti dambudziko harisati rapera dzorerai Mari yevanhu musachaje vanhu mazimari akawanda muchiziva kuti hamuzogoni kuzvipedza apa makutoda imwe Mari pamusoro pekutadza basa fti
Mari yacho yavaka chaja yakawandisa yooo
Shumba very clever I did see it coming
Apa Manicaland mombe goes for 250 lowest price
Eish veduwe zvakaoma 😢😢😢.
Nzwiraiwo vanhu tsitsi 😢😢😢 . Vana vatambura kwenguva refu ava ausi uwere waikozvino baaa😢😢😢
Dzidzai kunamata veduwe .
Dzidzai kuenda kuhospitari
Dzidzai kuenda kwateteguru Tasvu
@@tainzanamgobheri5029😂😂😂😂vanomboda kuzvinzwa here vano shoora chivanhu
minamato pamwe haibudi
Well done Mambo
Ko avo ndivamugabe her vane kashirt kegrey varikunyora nyora 😅😅chimbuya icho chikutsotsi n'anga dzenhema 😮
Yoooh well done chief
Ulmm mbuya ava vanoroya mari iyi haiite ulmm after all varwere vachikurwara.
Mwari pindirai. Varoi vava kurapa ambuya. Ngavasungwe
Ngavasungwe sure
Baba taps ko Headman chigodora varipi. Makachena here imimi 😂😂😂😂
😂😂😂
😅😅😅😅😅
Gadzirisanai your difference na headman if there is any baba taps
@@NessaGardenshapana madifferencies but headman vane channel yavo
Chimbuyaa chichatozopfuka kuimwe Generation ichazouya chichiti ndoda Mari yangu kkkkkkk ichii chitsotsi chechiGogo
Mbuya avo ndevefake
Kwazvo hapana zvozikamwa apa
Good mambo yu nkow to adjust nhasi yutheremafuramhrpo wr love watching your show
Hmmmmmm ma1 aya ,vanhu vakurohwa chadonha🙈🙈🙈🙈🙈
Tavepo hedu ko yemareputopu yakayendepi nhy 😂😂😂😂
Zvamucharombeswa muchifunga kuti murikubatsirwa 😂😂😂😂
Mbuya vakaona standard chaterd bank ravo kkkkk
Kambuya kanoda kumamiswa ako, nxaaa katsotsi ako... taking advantage of vanhu vane maProblems.
Mudzimu waka flier😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Mambo itai serious😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
500 pamombe ambuya mmmm makanyanya
I price yema Brahman chaiyo kkkkk
Zim is got too much of this African voodoo 😮
Although spirituality exists most of this is superstition. Most people are gullible because of their vulnerability.
Gogo munodhura kani ummm
Ndozvakaita vanhu vakarapwa here izvi😂😂😂
😂😂😂😂bvunzawo
Nhai henyu veduwee
Kkkkkk nhy nhy
Mambo anogona basa rake. Thumbs up shumba.
Ugogo, 500 per 🐄
Yehlisa umoya gogo, yikucela 🙏
There was an option, dzinotsika kana Mari, vaigona kunotenga mombe voendesa
Karanganda tv to the people 👏 ❤️
Mambo atoona Kuti mbuya itsotsi😂😂😂 Ku civil court havano hwine $1000 imari refu
Aewa mbuya zvamunoita hazvin kùnaka ngatisatoreranei advantage mufunge vana vakutambura avo mukuda mari yei pasina kana change pavana ava haa hudyire chaihwo tisadero mufunge, vana vakutambudzika avo😢😢😢😢
Karanganda moooooo❤❤❤
Baba Taps batsirai mhuri iyo iyende kwaSekuru Tasvu
kkk vanhu varipanhamo shuwa kuitiswa zvisina basa chii icho icho mbuya iron zimbavha 😂
Mamabatsira munhu neruoko rwerudyi ruboshwe rusaona vedu vaisatenga sadza asi maitenderana nazvo gogo
I miss Chigodora plz bring him back
Chigodora is coming today
Mbuya Mbuya Mbuya conwomen, vana varikurwara avo. Mombe 2 @500 a beast yoooo
Mbuya idzi ndodzakafita kutopa vanhu zvinhu zvinozopanduka mumisha umu
Mazipepa ayo haana zvaanobatsira vazhinji vakuhwanda nemapepa
Itsotsi mbuya ava jonh crook wechikadzi😂😂😂
Nhaimi Karanganda Headman Chigodora havachabude neiko. Tipindureiwo imi aaah. Chinguri tabvunza nhaimi
Mbuya awo ndovaziva ummm pamuchena apo ummmm musadaro Mbuya imi nyaraiwo mhani
Kkkkkk vanorapa hre
Chief basa munogona, gogo avo vari kuda kubira vanhu Mari yavo Hapana chakarapwa
Iiiiiiiii Allen ngaauye hake adaidzire oooordeeer mudare😂😂😂😂
Chief is wise. Wise judgement.
Saka Penhalonga mangamaakodiiko ikoko Penhalonga.
Kwamuchena kwaTsambe 😂😂😂😂😂
Matiregerera baba Taps ...kwa Chingodora uko...
Karangandaaaa to the fullest mutare's finest
Zvakambotanga riniko zviripamwana uyu
Headman Chigodora varip
Takamirira hedu kwa chigodora tiona mbuya but Mari yematare haiteerwi
😢i feel sorry for vana awo shame
😂😂 svikiro risina respect nxaaa apana chainoziva mbuya iyo ine nyengerezi. Shuwa 700us yekukumurisa vanhu kurukova vachipumhiwa nemuswe? Haisi n'anga iyo ndi mai veruwadzano. Vakabirwa vanonomhan'ara
Mari yambuya yakawandisa ummm mune oachitsotsi gogo 😢
Iyi n'anga inotopenga chete
nyanga hadzitukwi mai imi dzikamai
Zvin'anga zvepasi pemuti zvonetsa mhani endai kwasekuru Tasvu im, zvirwere 72 zvekudiiko hpna zvozikamwa nembuya iyi
Ko kwachigodora zvakamira sei ❤
Chief Mutasa is too smart for traditional court nonsense.
Iri iLevel raana Chigodora maConman anenge Mbuya iyo.
Aripiko Chigodz and his bullies mazuvano? Asi vakaenda kuhoridhe kumbhonodya dollars nemandimba ake?😅
He got his channel hz there fo yo own info vanotoshandidzana na SaMtasa dai paine tsotsi vasingabatire pamwe
Karanganda aaaaa❤
These children have learning disabilities. Mombe pamwana zvanyanya. Saka vakavarapa papi ipapo? There must be a law against these fake healers. It is so necessary to protect the public. So many have been exploited for too long.
Mhuri iyo ndokumbiravo kuti vanange kwasekuru tasvu vana vanoswera vanaka
Long live chief Mutasa mune chipo chekutonga
Imi mbuya nyararai
Enda kwa sekuru Tasvu
Mari inenge ichitaura iyi ma huwesi here😂kana kuti rtg
Ko vabereki chiyi hamunzwe tsitsi here
Uuum mbuya awa vanoroya kugeza vanhu vasina kupfeka mwari pindirai vana vapore
Ngavaende kwa Tasvu
Zimbabwe ine vanhu vane mari heee business rekuporofita rapfumisa vanhu.regaio nditotange rangu sangano
Ahhhhhhh 500 pamombe imombe ipi iyoyo? Kudhura zvemahara kudaro, kubura munhu arikutitamburawo hake.. Mbuya magoo chaiwo iyi.
Mbuya iyi inorwara chete
Mbuya iyi inojairira chaiko yajaira kudyiravanhu mari dzavo ngavarape vana vapore vose avo
Zvazvakaoma ngan,a Inzwayi tsitsi
Mare yacho kana kuti 500 pamombe 1 iìii dai varivo vaivanemwana anodero vaiiwana kupi iìii
I thought mombe is $150
@@ThandoNcube-xy2fo ndarwadziwa nagogo avo vanoda mari iii
@maiyeukai9346 most areas mombe is between 250 to 350
@@maiyeukai9346Kupi kwakachipa mombe kudaro? Dzodzidawo
Munhu akaita report haana kubatsirwa. Pabatsirwa munhu aka repoerterwa. Ma medical conditions ayo are irreversible. Vane cerebral palsy.
Abatsirwa wani munhu akamhangara, akanzi endai Ku civil court
Vana ava vakazvarwa vakadaro here if yes saka hazvirapiki
Shuwa kana ukarwarirwa unoitwa yese yese nevanhu ava 😢😢😢
Mbuya dzosa mari mutye mwari. Mukwane futi😢
Gogo munodavo mari imi
Kubirwa 💯 percent😅😅
Mambo mutasa good. Mambo
wanhu wachiri kungoenda kuN'anga dzechitsotsi idzi why ??
Wana sekuru Tasvu, Kanengo or Bunzamukombe hamuwaziwi here ??
N'anga uyo anopenga chet