Nhasi camera man matadza tirikungowona Tateguru chete vanhu varikubatwavacho hamusikuratidza handitimunoyitawo muchifambisawo camera here tichiwonazvese😢😢😢😢
Munenge muchivamwisa ka mushonga Kuti vadhakwe vopupura manyepo ,,kuvacava ndokuita sei chirapayi ka avo vakaremara tione Kuti ngempela munobatsira hapana kana proof isai ka video rine proof yekuti izvo zvinhu zvekuroyesa yimibhotsho nje leyi
Rapai vanhu y every time kuroya kuroya ini my self l dnt belive this noonses if kana vanambuya nana sekuru vachiroya ngazvinobiswa zvinhu zvacho famba muchitswangwa mari this is all noonses shame mxxxxxxxx
Ko kana munhu aramba kuti aroyi then mushonga wamunomupa kuti amwe ndowei ? Scammer yonga muchi scammer vanhu vakuru zhara zvainoita so 1 day you guys belive this noonses muchazvirega venganisa hama nema doti awa
Nhasi camera man matadza tirikungowona Tateguru chete vanhu varikubatwavacho hamusikuratidza handitimunoyitawo muchifambisawo camera here tichiwonazvese😢😢😢😢
Ukuloya ingane encane kanje😢😢 ay Lord have mercy
I really like Sekuru’s sense of humour! He’s so funny! 😂😂😂😂😂
Machine haichaseenzi hre😂😂😂😂😂😂😂
Haiwa tsvagai Mwari achawanikwa
Munenge muchivamwisa ka mushonga Kuti vadhakwe vopupura manyepo ,,kuvacava ndokuita sei chirapayi ka avo vakaremara tione Kuti ngempela munobatsira hapana kana proof isai ka video rine proof yekuti izvo zvinhu zvekuroyesa yimibhotsho nje leyi
Tasvu 1 makadini sekuru ndaisa zvanza ndiri kuno mazururandi👏
KaSong AKO kanoimbwa nemudhara uyo ndenge ndakutobudigwa nemudzimu mkuru😂😂
Baba mwana huya uzona🎧🎼
😂 😂 😂 😂 😂 Bho hr
Awa maDrama ose awa! Ukango bhadhara $300 chete unomwisiwa mudzepete wonzi chivona muroyi wako; asingambotauri like this.
Mukoma Robert munhu ari kutora ngasiye zvake hagoni
Camera man nhasi arikurara haasi kuenderana nezvirikuitika
Sekuru Tasvu dare vanobata sezveriri zimbabwe yose ndomukuru ndatenda hangu
Where is the proof of that ????
A vakomana imi isai kuna Mambo vacho aaaa imi
Zhombe moda kuuraya mambo haaaaaaa mashata chokwadi ,nenhau yekuti adaidza Sekuru Tasvu
Varoyi munofa riniko tizorore😢😢
Those people they are speaking Ndebele why are they called Manyasa
kwaziwai sekuru
Rapai vanhu y every time kuroya kuroya ini my self l dnt belive this noonses if kana vanambuya nana sekuru vachiroya ngazvinobiswa zvinhu zvacho famba muchitswangwa mari this is all noonses shame mxxxxxxxx
Tasvu 1😂😂tasvu 1,,,,chikwapiro mushonga wevaroyi😅😅
😂😂😂😂 hnzi muchanyaa
😂😂😂 ndanakidzwa nhasi
Camera man todakuona vanhu ukungotiratidza sekuru itabasarako
Kwedu vakapedza basa sekuru tinotenda
Tasvura sekuru
Sekuru nhas ahuwanza
Ko kana munhu aramba kuti aroyi then mushonga wamunomupa kuti amwe ndowei ? Scammer yonga muchi scammer vanhu vakuru zhara zvainoita so 1 day you guys belive this noonses muchazvirega venganisa hama nema doti awa
Ko isu zveduwoo zvrikuramba sei nhy sekur tasvu tapera mazano
Basa kuswera muchi scam vanhu nezvinhu zvisisipo we work with the proof kana pasina proof then this is nonsense
Pane akadhakwa chete apa.
3 tyms tichibvisa mari 😮
Bvisai mudliwe muchamuka Dai Mari iyoyo matenga mbeu
Tawapoooo
Vanhu vanoda doro vakomana
😂😂😂😂
Mupirikiri unenge unozowedzera🤣🤣🤣🤣
Sekuru makadi
Vachaudzana udzana
Zhara ndoyakukutswakisai Mari ka muchinyeba mxmmm nonsense zviripi ka zvinhu zvacho proof tinotaura nezvinhu zvine proof Kuti moti vanoroya mobvisa ka moisa pamberi pevanhu kana irinyoka yoyiswa yoonekwa muchingosiya vanhu vakuru ne BP problem yenyu ndeyekuti munongofunga Kuti vanhu vakuru vese vanoroya Hakuna izvo inguva yekut dai muchichera makomba egatshopo Kuti musazokohwa zhara
Sekuru vkadakwa ava 😂