Hlw Rose .haaa iyi yaida part2 musi wekudzokazve kudare 😂😂😂😂 tozoona tuwaunda 2 twataurwa kkk mari inechitema chokwadi😂😂😂new team they nailed it thanx guys
King, this is what happened kkkkkkkk Ndakaburuka ndakapfeka muti, ndakabata muchero 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Pakanyama ari kureva kuti aka chooser ndandi kkkkk Storm is making more confusion padare 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkk some pipo were born to act aaaaa hanzi ndonzi Jackie handizi gweregwere😂😂😂ko mahuchi kufitwa nehusabhuku Jackie wekuGlenorah otsanangura motokari yake zvino😂😂😂😂😂
Here for mahuchi and slimmie❤
Director Slimmie takaenda, Magtom yapinda mumatunhu ese 🔥🔥🔥🔥 zvakanaka izvi, the future is bright, naTom tinosvika kure 💪🏿
Slimmie good work keep it up
im here as a magtom media fun, specifically for slimmie😂😂😂😂
Magtom my favorite,my best and beautiful actors ever I love everything about you
We are magtom wherever you go we go ❤
Am here as a magtom fan you're doing wonders guys
Keep it up good working slimie mahuchi u are number one
Im happy to see Mahuchi and Slimmie here magtom Media team you never disappoint makagona guys❤❤
rest in peace Ishe Gutu, still shocked but its the way for us all. Thank u for all your help and love, friendship, the coolness....
Slimie never disappoints 🔥🔥🔥🔥
He is the best
Hlw Rose .haaa iyi yaida part2 musi wekudzokazve kudare 😂😂😂😂 tozoona tuwaunda 2 twataurwa kkk mari inechitema chokwadi😂😂😂new team they nailed it thanx guys
Yesaya makanyanya mdhara bhoo zvekuti l enjoyed everything
Hameno kuti ndini nani tadzokorodza chinhu ichi chikunaka kunge Muto weZondo
Ana Mhukahuru tisu Nzou dzacho.... Keep up keeping up guys. Good job Team Dare rekwaGutu chopisa ichi🔥🔥🔥
Baba Juju n Mahuchi made me Subscribe
slimie mahuchi kkk good combination
Slimmie and kule Mahuchi nailed it paruzevha🙏🙏🙏
Ma car specifications pfeeee🥳🥳😂😂😂😂😂thank you …
Pakutaugwa chirungu here paye kkkkkkk ✨️✨️✨️✨️
Oh wow ndakango chooser one kanyama😂😂😂😂😂
Bango, shinda, ndandi 😂😂😂 hanzi I chicken mwana wacho
Slimmie to the fullest, zvavezvinhu izvi❤
PGS ipapoooo Kule ne mzkuru madadisa ur future is bright guys musanete
I hereby for mahuchi and slimmie thank you guys
😂😂😂😂😂 slimmie never disappoint
Baba Juju never disappoint
ndokumbirawo name of your sound track pliz
Jackie to the fullest baba juju kuseri
Slimy ndewedombo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
💥💥💥💥😂😂😂😂😂😂ndanakidzwa 😂😂😂… haaa Ndatenda hangu… Slimmie ka … 😂😂😂 and it’s also mukadzi wa sabhuku : mai Chenai for me . 😂😂
Chikupisa ichi waiting for part 2💥💥💥💥💥💥
Asi slimmie kaaah hakuna munhu akadai
lm here bcoz of the magtom media team Slimie and Kule Mahuchi
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤Slimmie unondigonera mhani haaaaaa ne team rako rogona manje
Slimie to the world 🌎❤❤ Slimie for us 😂😂😂
Slimmie you are the best...loved this piece honestly!!!!
Yapera ndichiri kuda kuona what happened next😂
Ndauira team slimmie, mahuchi
Am here for both magtom media and dare raishe gutu thumbs up to golden mandara doing get my guy tinosvika chete
Baba juju kuseri 😂😂😂 haaaa kwanzi l think l need my lawyer here kkkkkk
Sabhuku matopihwa land cruiser yeappology 😂😂😂😂😂😂
hanzi mukomana ngaambosare kkkk apa mambo zvavabata ne simba ((Land cruiser) 😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Slimie mr Jack 😂😂😂😂😂makanyanya
Slimie thanks for helpng new talrents
Gud job asi pavapedzera Apa wati nzwisa kamoyo moyo pedzisa haina kupera iyi mhani slimie
Hoyoooo kumaruzevha Sando dzako baba juju👌
Kkkkkkk matengesa vana imi kkkkkk naslime
Vanhu vafarira hupfumi ava 🤣🤣🤣🤣🤣 dare manyama 🔥🔥🔥🔥
Mambo varwadzirwa kuti Mhukahuru varoorerwe, hanzi inzwai a shamwari panapa pamba pangu ndine vanasikana vakanaka, Chenai ane misikanzwa 😂😂😂😂 aaaah chii chakadaro
Unenge wakati changamuke, wakutaura zvechirungu, ini handichazvihwisise in Mahuchi’s voice 🤣🤣🤣🤣🤣
Sekuru vanopedza masports😂
Nehasha dzandinadzo muchazotonga nyaya idzi dzawanda
@@emunahrue4779 🤣🤣🤣🤣 kuita kupedzera wena
Haaaa ini hangu mambo vanondipedzera neBabylan ravo iro haaaaa vakanyanya
excellent work guys NDOKUTI KUGONA BASA UKU.
Hanzi I chicken Haas boys mazita amunopa kanyama 🤣🤣🤣🤣🤣
Havasi kumuziva Slimmie😂
Chopisa icho bt timond ndiye aifanira kuita mambo ava ndevachidiki
Shumba yangu ndisu varidzi vesango... uncle mahuchi ❤❤
King, this is what happened kkkkkkkk
Ndakaburuka ndakapfeka muti, ndakabata muchero 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pakanyama ari kureva kuti aka chooser ndandi kkkkk Storm is making more confusion padare 🤣🤣🤣🤣🤣
@@libertytakudzwamagwizi6511 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 aaaah pakaipa ndaseka zvangu
Taura hako. Hanzi kachicken. Vasikana vanozombopiwa mazita akomanaa!!😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂Rose comment yako haishaikwe pese pana slimmie
@@norleenround1938 kkkkkk anondigonera kani
BABA JUJU MAZIVIRO AVANOITA MOTOR SOOKA UMMMM
Stom is s great actor
Wow slimie you're awesome
Aihwa aihwa aihwa guys pakuda part 2 apa.... chii chakadaro lkkkkkkk hamutisiye takahakira like this haiwa itai plan
Slimie nevet dissapoints amana😍😍😘💃💃💃
As long paina Slimie and Mahuchi basi tatoveepo..
Takamirira kuona vana vamambo puriz storm the harare boy 😅😅😅😅
Slimmie my gud actor but hausi kuchinja attire wy kkkkk
Baba juju you are de best ever yooo
😅😅😅😅 hoyooo tipei part 2 yacho please apa mapedzera guys yooo
Mahuchi na slimmie toramba tichingokuteverayi❤❤
Ndinonzi Jack, handisi gweregwere 🤣🤣🤣🤣🤣
BABA JUJU MATISIYA TISINA KUGUTA PLEASE. CONTINUE PLEASE ANOTHER EPISODE ZVIRIKUNAKIDZA CHOKWADI PART 2 NGAIUYE KANA ZVICHIBVIRA
Slimmy Slimmy Slimmy how many did I call you 🎉🎉🎉 unoda menduru iweee
Pane gweregwere rakauya naStorm kkkkk haaa Storm wacho haanzwewo kkkkkkkkk
ndafa zvangu nekuseka nhasi Slimmie ndimi ma acter Manyama
Aiwa zvakanaka izvi zvinovengwa nemuroyi .🎉🎉🎉❤
😂😂🤣🤣😂😂nhundira mutsime aaaaa kkkk 8 chete baba juju is the best actor makanyanya guys never discovered a sorry disappoint kkkkkkkkk anditi ndizwo
Hanzi saka dare racho ranga riri reyi😂😂😂
Kkkkkkkkkkk eeee hanzi range rr rei ummm
Kkkkkk baba Juju mave kutoda barika 3 zvigagairwa
Slimmie usadaroooo
Vanenge vachinzi Ishe pakushevedzwa nemudzimai vavo kwete baba 😮
Thank slimie and khule ma huchii 🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kwakumberi-mberi kwekumberi
I'm here for Slimmie naMahuchi🔥🔥🔥
slimmie to the fullest💥💥💥💥💥💥
Ndonzi jack not gweregwere kkkk waiting for party 2
Mambo nemukadzi wenyu hamunyari shuwa
Bigup Magtom,Muti(Timberland)😂😂😂😂
Slimy welldone unopedza ma sports mudhara wakanyanya
Ndaona nhasi you are good team. But vaskana ngavaite serious pazviso especially mudare kkkk
Iriko here mota iyi😅
Storm ne gweregwere rake … dhemeti mhan😂😂😂😂😂😂😂
Thanks slimming baba jnr 1❤
Haaa ishe voda kudopavo slimmie mukunda wavo 😂😂😂 undyire gwadotanga
Eeh nhai sabhuku cap iyo vaiwanepi
Tadedzwa nabajuju 🌟🌟🌟
Kkkkkkkk vadanei kkkkkk haa Mambo bho here
Tiri vanachitova
Kkkkkkkk some pipo were born to act aaaaa hanzi ndonzi Jackie handizi gweregwere😂😂😂ko mahuchi kufitwa nehusabhuku
Jackie wekuGlenorah otsanangura motokari yake zvino😂😂😂😂😂
Baba juju and uncle Mahuchi ipapo slime abva ashandisa PGS apo maiona hre pa dare 😂😂😂
Sure never disapoint this guy❤
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Slimie wandikutura nhasi ahh. This is the best comedy ever🙌🙌
😂😂😂😂😂😂😂😂mirai unenge akati changamuke❤❤❤❤❤❤
unogonaa
Vafana ve tonaz ma1, hanzi kanyama zvinoreva ndandi 😂😂😂kutowedzera kuvhiringidza mutauro😂
Vanoziva kwa Gutu maziva apa hre kkkkkkkkk🔥🔥🔥🔥
Kkkkk slimmi kaaa
Ko yapera seiko takunakidzwa😂😂😂
PAKANYAMA APO AKUREVA KUTI AKACHUZA POMBI NDANDI KKKK