14:07 these days its important to pray and have principles. And also have respect for yourself as a human and as a lady. Nhamo iriko but we have to be strong and have faith in God because kunze kwashata uku😢. Especially if u r a lady u will be taken advantage of
Next time ukayenda ku Zimbabwe usadzokere usiye phone iyoyo ikoko or uyite in such a way yokuti inobiwa. Ubigwe zvese ne phone yacho. Umbomira kuyenda kumusha kana munhu uyu achiziva kumba kwenyu. Leave everything behind.
@ vaTete - if you read trilogy ya Jackie Phamotse' Hockey Club, Ego and Bare - mabhuku aya anorondedzera in detail similar stuff to what this lady has shared. Asi the setting is in Bryanston Joburg
Sista ndirime ndotanga kunomwa ma preap kuti musaphuwe chiwere nekunobhayiwa majesen e gonorrhoea syphilis ne herpes. Kana munokwanisa kubhuda mu SA muchienda ku Europe kana USA imimi masvika kunogonga kucrosa border kuneimwe nyika ne bus kana train munokumbira mapaper moshandisa rimwe zita mako gwarayi
I dislike it when munhu generalises munhu wese eg “isu maZimba, varungu, etc”. Ngaanangane nenyaya yake. Varikowo varungu bhoo, vasina mari or vane mari, arikowo maZimba ane mari.
Ndambochiva good life asi now haiwa Itai mega ,good for you amude kushanda
Haaaaa zvakaoma sure vanhu ngatisachivei life dzevanhu vatinoona vachifamba mufunge tiri kudzidza pano mufunge zvakaoma
You have a way dear kungorasa zvese woti tara neroad plus if you can go kuZim ayewa u have an option sisi murimazviri because u want it
14:07 these days its important to pray and have principles. And also have respect for yourself as a human and as a lady. Nhamo iriko but we have to be strong and have faith in God because kunze kwashata uku😢. Especially if u r a lady u will be taken advantage of
Madiro emari mazuvano will put your life in danger....Tsvakai Mwari vanhuwe
Zvino ichiri life here veduwee yekuti wangomirira kufa, kana mari yacho ingazonaka.
By the time you realize how precious it is to be a mother
You would have grown old and passed the childbearing age.
Thanks for sharing tete. Eishy our people are going thru a lot muDiasporah umu
😞 so sad
Similar like the Dubai story,ma 1
Ko kurasa 4n zvese nemota wongotiza
Nhai hako iwe akavakira Mai vake ngaachivaka yake imba fti kuZim yakanaka then ndozongowithdrawer Mari ndoenda kuZim fon nemota ndosia
@rugareIreneGotosa ehe chonetsa chii ipapa ongozvirasa zvese oenda kumba
Anemachoices but arikuda hake kugara musatanic ,kana achimboenda kuZim handiti anotransfer bit by bit mari wonotanga newlife
Same thought I had. Kana achimbokwanisa kuuya kuzim achida zvekusadzokera she can but I guess Mari iri kunaka
Unopenga iwe. This guy allows you to go to Zim ko unozoenderei back? You love things.
Kkkkk ndikudawo😊
Yoo shamwari yakakusiya mumadhaka
That’s why we must pray for the kind of friends we want.
Thank you tete yowe nhamo yakaoma veduwe i hope uchawana mukana wekutiza ne life yako apa pakaoma apa
Pakaoma Shuwa
Hey auntie ❤
Pachipamwe tete nevedare zvakaoma ..thanks tete nema confessions
Run way wth ur life dear
How are u tete,thank you for sharing❤❤❤
Next time ukayenda ku Zimbabwe usadzokere usiye phone iyoyo ikoko or uyite in such a way yokuti inobiwa. Ubigwe zvese ne phone yacho. Umbomira kuyenda kumusha kana munhu uyu achiziva kumba kwenyu. Leave everything behind.
Haizi poverty kuda zvemahara
Kokutenga imwe Fon wotiza woenda Zim wosiya mota yacho nhai veduwee
How demonic!
you reap what you sow😢
Paunoenda kuZim wodii kungoita transfer mari muneimwe account then worasa phone ine tracker iyo wosiya mota wongorega kudzokera
Money is the route to all evil
uyo wemukapa ndewe kupenga akatoudzwa neshamwari yake kuti enda unotora mari siyana nabharanzi muzimba uyo nxiiii tikukuziwayi kani mazimba ekapa
Haa munyengerere uyite nhumbu
@ vaTete - if you read trilogy ya Jackie Phamotse' Hockey Club, Ego and Bare - mabhuku aya anorondedzera in detail similar stuff to what this lady has shared. Asi the setting is in Bryanston Joburg
I wll go check it ,Muma Book shop rinowanakwa?
Yaah I read the one rakanzi Bare. Umm l was so heartbroken kuti the love of money inokupinza mumatope chaiwo
Zvakaoma
Kuda mari zvakanyanya zvinokupinza munataisireva
Sista ndirime ndotanga kunomwa ma preap kuti musaphuwe chiwere nekunobhayiwa majesen e gonorrhoea syphilis ne herpes. Kana munokwanisa kubhuda mu SA muchienda ku Europe kana USA imimi masvika kunogonga kucrosa border kuneimwe nyika ne bus kana train munokumbira mapaper moshandisa rimwe zita mako gwarayi
mazvokuda mavanga enyora.
Ma one
Ukutozvida hako iwe mota yauno driver wakananga pa zim iyo rova mota wakananga kwasadza once waku zim side zvavharana
Sarudzai nguva yatiri yaoma
Hi Aunty 👋
Please can you update on brother vema banana ne huku dzaiwanda
Vekutumirwa via bus
Maswera sei .Ok let m try call him,he doesn’t answer
Maswera sei .Ok let m try call him,he doesn’t answer
Zvichirikunakidza hazvo, kana usisadi u will leave & run for life uri nacked
Sisi makutyawo kudzoka kunhamo
Same as P Diddys stories iyo yesex party iyi mmm pakaipa
Imba iyo kuservice yehurombwa haa hehehe this life zvakatoom chaaai the world is ending, mai vako ngavakufambire zvipere 😊 wega haugoni vanokuuraya
Hmm yah nyika yakatakura kurema sorry dear
Nhamo yakaoma chokwadi
Mwana wamai upenyu hwakakosha
Ndatanga kusvika nhasi
Winnie how are u❤❤❤❤
I dislike it when munhu generalises munhu wese eg “isu maZimba, varungu, etc”. Ngaanangane nenyaya yake. Varikowo varungu bhoo, vasina mari or vane mari, arikowo maZimba ane mari.
Why muchiverenga kunge munhu arikuda kuchemq
@@kimberlychaitika7135 maybe ndine nhamo dzakawanda😭😭😭😭
Introduce me my friend am ready guys nhamo yandisvura
When you are ready you will leave. Tora mari, rasa phone, siya flat ne mota on same day and enda kumusha.
Urikutya kurwara pakadai yooo vanhu venyu mwari tibatsirei yooo
Ko bank acc akaiwana kupi
Maybe her phone number
Makadii tete matauriro enyu neamwe mashoko it seems like munopinda church yando namata
Kkkk yenyu ndeipi🤣
@DarksecretsConfessions sangano remusaririrwa kkkk
@@FrankDumbandeipi iyoyo 😅
@ kkkk Maranatha
@@patiencechivunge8515 SDA
Tiripo vatete takajegera zvedu mu comment sekisheni 😂😂
🙏jegerai🤣
Veduwe zvatonzwisa tsitsi toida hedu mari but mmmm
Hie Aunty
Maswera seu