Titokomenda hedu Sisi Pelagia makachena henyu taitawoye . Makafitwa neskirt . Zvechimbavha icho iii haiwa kane mweya wetsvina kamukadzi ako. Apa face yakati hweee. Nyika ine zvivi🙌🙌🙌
😢😢😢 Ndoiziva pain yekurarama Na step mother dai wakazvishandira usina Kuba ISU takatodzingwa pamba tiri 5 Na step mother Na baba but now nditori Kure eish sorry it's a part of life
Vanhu vanongosvora havo chi maid but it's far much better.you can upgrade yourself slowly nemari yechimaid.kunyorera masubjucts,kuraiser ka start kebusiness or kutoita ka course.taingochengetwawo nana step mum ,tikachengetwa nehama but hatina kumbofunga hedu mweya wekuba.kutoshanda kuma purazi
Aka kanganisa we all do mwana haana kukangaisa asi ari mujeri I hope you get the assistance that you need, you seem to be bright pedzisa O level yako my sister and may the Lord be with you
Haaaa ini chimemo changu sister pela ndechekuti so far murikukumbira rubatsiro so ... taizodawo ma feed back nekufamba kwenguva .. vanhu ava vakazowana here rubatsiro kna kuti ndatenda hangu
In the depths of sorrow, I reflect on the fate of a young girl imprisoned, her heart burdened with the weight of her past. She has shown nothing but honesty and sincere repentance, yet the harsh sentence of three years seems overwhelmingly unjust, especially given her circumstances. Though she made a mistake, the innocent child she carries bears no blame, yet now shares her mother's prison as though guilty by association. This child, too, is ensnared by the bars meant for others, growing up in an environment that could shape a future far from innocence. My heart aches for them both. May God grant her the mercy that earthly rulers have denied, for the cruelty of her sentence seems to mirror the nation's own suffering under the weight of those who find solace in others' pain. In a world where true criminals roam free, this child’s spirit is at risk of being lost in the shadows of a system that knows no compassion.
Excatly the way yaarikut ndaishanda ndega inhema arikutya kubatisa wamwe including aitengesa ma tv how can you sell abt 5 tvs for 1 person usingaziwe kwaanobva yet she isn't a business woman no
Vanhu musade kungopa your guardians faulty for Hunhu hwako hwaunenge wazvitsvagira aaaaaa kufirwa with vabereki won't make u mbavha or mhondi haiwawo garamo otherwise Ungadai wakutoponda kana kurepa
Munhu wese imbavha..... Hang in there More blessing.
😂😂😂😂kwaaaa chakanyanya
Taura hako.
Titokomenda hedu Sisi Pelagia makachena henyu taitawoye . Makafitwa neskirt . Zvechimbavha icho iii haiwa kane mweya wetsvina kamukadzi ako. Apa face yakati hweee. Nyika ine zvivi🙌🙌🙌
Kkkkkkk nhaiwe kkk kwana meaning aaa zvakumera wati face yakaita seiii kkkk
I'm here for translation kwaaa😂😂😂😂
@@Thedogboy1994 face yakanaka peya. Kuti hwee chaiko . Black beauty . Haizi face yembavha iyo kkkkkkk
😢😢😢 Ndoiziva pain yekurarama Na step mother dai wakazvishandira usina Kuba ISU takatodzingwa pamba tiri 5 Na step mother Na baba but now nditori Kure eish sorry it's a part of life
Dei neni ndiri mbavha nekuti ndakakura ndichigara na step mother
Vanhu vanongosvora havo chi maid but it's far much better.you can upgrade yourself slowly nemari yechimaid.kunyorera masubjucts,kuraiser ka start kebusiness or kutoita ka course.taingochengetwawo nana step mum ,tikachengetwa nehama but hatina kumbofunga hedu mweya wekuba.kutoshanda kuma purazi
Iiish sori
Mr Paul can u please help meyiwa family..that court room is a crime seen
Hanzi tv yangu😂😂😂
Ehe
😂😂😂 eye hake
Ndarwadziwa hangu veduwee hupenyu mutoro dai mai vako vaiva vapenyu usiri apa nhasi
Very true ,, kushaika kwaamai zvose mudonho
So sad... hupenyu mutoro
Being honest izvi hazvinei nehuvepo waamai, it's a choice yaunoita iwewe wega semunhu. Isu takarerwa zvairwadza asi takangoita choice yedzidza kushanda worega Kuba.
Zvimwe husimbe hwekusevenza munhu wemunhu kadzi kundoita mbavha yekuba ma 📺 aa kanairinhamo adiikundita musikana webasa
@@luciaidi1811taura hako ini chiredzi vaindiziva nekushungurudzwa but Handina kuita pfungwa idzi
Thanks Tsokotsina great move
Hii sisi koo vanoda kubatsira vanoita sei
I stay in gweru kungomuka pamba pakabiwa toshaya mbavha dzacho zvinorwadza I think ndiye alabawo zvinhu zvangu 4 yrs ishomasa I feel so hurt nekubirwa
Taura zvako
Aka kanganisa we all do mwana haana kukangaisa asi ari mujeri I hope you get the assistance that you need, you seem to be bright pedzisa O level yako my sister and may the Lord be with you
Pela wachimaster chi game chako..keep it up hanzvadzi yangu
Moreblessing ..... sorry hako Kuba kwakaipa hona manje kwazvakusvitsa
Makore angodzokera pa6yrs coz mwana arikupikawo muzotipawo feedback pliz Gogo pelar
Mutsvene ndiyani?
Voice repaAdvert yemaPavers rinobhowa
Ai generated zvisina hunyanzvi
Shurugwi #66 ndokumba 🤝
haa ini hangu chi advert icho voice racho rinondibhowa yoooo
😂😂
😂😂😂😂
ChemaPavers kaa? I feel like taking my head off so i dont have to listen to it
Haaa chero neni wena. .chinondisvota zvekuti bhee
Toita sei nacho chiadvert ichi nhaimi
Leornard Karikoga Zhakata akaimba kuti Batai Mazwi, vana tererayi kana vabekeri vachikutsiurayi uye kana vachikupayi yambiro kuti dzidza mwanangu usaite misikanzwa yekutamba nevakomana kana vasikana. Iyo ndiyo mhedzisiro yacho.
Haaaa ini chimemo changu sister pela ndechekuti so far murikukumbira rubatsiro so ... taizodawo ma feed back nekufamba kwenguva .. vanhu ava vakazowana here rubatsiro kna kuti ndatenda hangu
In the depths of sorrow, I reflect on the fate of a young girl imprisoned, her heart burdened with the weight of her past. She has shown nothing but honesty and sincere repentance, yet the harsh sentence of three years seems overwhelmingly unjust, especially given her circumstances. Though she made a mistake, the innocent child she carries bears no blame, yet now shares her mother's prison as though guilty by association. This child, too, is ensnared by the bars meant for others, growing up in an environment that could shape a future far from innocence. My heart aches for them both. May God grant her the mercy that earthly rulers have denied, for the cruelty of her sentence seems to mirror the nation's own suffering under the weight of those who find solace in others' pain. In a world where true criminals roam free, this child’s spirit is at risk of being lost in the shadows of a system that knows no compassion.
Uchinyanya kuba. Iyezvino mwana ave kurarama muusungwa.
Regai zvinzi amau vakashaika mhuri yatoparara.plus vamwe ana baba tiri mapenzi evanhui
Tsviramo iwe mbavha yomkadzi ndiwe wakabira sister yangu iwe kuGweru Hartfodshire tseke
Nyaya dzevakadzi vari muhusungwa dzinorwadza veduwe .. Especially when children are involved aaah
Kumba kwedu shrugwi hoyeeeee🎉
😅😅pakuzoti TV yangu mobby kkk
Mwana ane four years mujeri veduwee ndarwadziwa
Warwadziwa nei mbavha ngaisungwe
Kurwadziwa nembavha, tese tirikutambura asi hatibire vanhu vashanda zvinhu zvavo, ndomake imomo mujeri
Kkkk ahoyi sisi More blessing kufamba nesimbi mumastreets muri murume shame.....
@@GraceMuzhuzhamwana haisi mbavha
Ma adverts awandisa
Chivhayo naMoreblessing same app group
Zera racho Mwari.
Anoda deliverance uyu
Ini handina kana tsits apa asungisa amabaya vaitengesa ma tv mbavha dzese kuseri mashoko angu ekupedzisira uri nzenza
6 yrs panyaya iyi handioni dzakakodzera.
Mwana wake munhu uyu ari kupikawo
Asi uneshavi...TV munhu wemukadzi
sure kusatotya kwacho chisimbi kupaza aah munhukadzi
Pamwana apa veduwee
Waifanirwa kupihwa 10yrs chaidzo
Zvauri mbavha hombe nwanana akadaro
Haa zvakaoma hazvo😊
What did you do with the stolen property?
Ummmm ndarwadziwa dai Mai vako varivapenyu usirimukati mejeri nhamo ndiyo yakusvitsa pakadai
Mobby kaaa😂😂😂 pakuzoti ndotora TV yangu wandikwadza 😂
Moreblessing kelly wandichemedza saMoreblessing Ali
Yoweeee zvivindi waizvihodha kupi nhai moreb
Hanzi tv yangu mmmm
Kana mazogara vabereki musape mwana zita rekuti Moreblessing.l know from experience
Taura hako
Sorry hama ,,but am sure unoda deliverance
Muri ku glowa sokostina ummm,mob its a leason.Hoyoo lesson kubva kuna Moreblessing ,life inoshandirwa iyi not kuda kurarama soft life kudaro.
Tobatsira sei
Zvakaoma veduwee dai mobee aenderera mberi nedzidzo anoratidza kuti anogona
Hezvooo nhai mwari panoda kunamata apa cc vedu bsa ravaishanda hariite hariite ,
Zvinorwadza kugara nemwana mujeri 😭 zimprisons tipeiwo maserious
in America you can do that up to to a certain age too.
Zvimwe imhepo idzi veduwee hakuna kwadzisiri ngaanamate zvinopera nekuti as long dzisina kupera anongoba futi abuda
Zvekujeri makangozivda henyu asi hazvis zvenyu ,tete Tilda vaizodzoka ne feed back vanhu vaibatsirwaa varimo mukat ,imi chenyu kutsvaga maviews ,
Yaaaa sure 6 maTV mweya rudzii mwanasikana? Apa boyfriend did well wani for her. Hope panowana anobatsira mwana uyu
Nhai pelagia and crew hamunawo softex munhu kuchema kushaya kana tissue here
Handione sekuti aizviita woga anevarume behind her asi akangotya kuvaburitsa
Excatly the way yaarikut ndaishanda ndega inhema arikutya kubatisa wamwe including aitengesa ma tv how can you sell abt 5 tvs for 1 person usingaziwe kwaanobva yet she isn't a business woman no
Dzinoshoma 3yrz ukabuda mob please siyana nekuba ita zvako zvekubika mazondo...
Mabasa evarume ayoo.tinehutsinye kubva Chibaba ake chisina brain .nekamurume ka karombe.zvinorwdza
Makapireiko mbavha iyo makore mashoma 😢😢
Vanhu musade kungopa your guardians faulty for Hunhu hwako hwaunenge wazvitsvagira aaaaaa kufirwa with vabereki won't make u mbavha or mhondi haiwawo garamo otherwise Ungadai wakutoponda kana kurepa
Dambudziko rakakonzera ma stepmother varume ngatingwarire vakadzi vatinoroora kana tichinge tine vana vatakambita kumashure
Pella matissue emisodzi ndapota
Aisa famba oga musikana aive ne team rechirume musanyeperwa uyu akarohwa anotaura chokwadi anofanirwa kunge ane mamwe ma seroius armed robbery chaiwo
Hanzi 5.v yangu.
Nherera batsirika ukaona uri nherera ukangoita zvevakomana usati wapedza chikoro finish,wozoti kuba fut
Women can be masterminds?
I shave renzinza chairo..Wakadziwanepiko pfungwa dzekupaza munhukadzi.
Kloo kuzotaimira ma Sundays vanhu waenda Kuma church
Haa Raphael signs akabhadhara mari svinu ndati
Ko mwana haasevhiwo wo hre makore amai okurumidza kupera
22 years ndarwadziwa same years neni sorry hako
At 22yrs
Mweya wetsvina chaiwo
Ko zvivindi wakazvihodha kupi mnhu wemukadzi kunge murume hezvooo
Uneshavi iwe munhu kadzi unonyadzisa
Haaaa uyu anongori mbava hake uyu vakawanda vanhu vakasiiwa nanamai vamwe vari vacheche but ummmm zvine kashavi mkati arikuda Mwari hake kunamatirwa anogona kudzoka akaba fty
😂😂😂 kwayi tv yangu
😂😂😂😂😂Ndotosekawo paadaro
Ndiye muridzi wema TV emkoba.zvese izvi zvinotangira pakuita mwana uri mudiki wozoshaya zvikwanisiro wofunga kuba
TV ynk 😂😂😂😂😂 this life no balance
Chokwadii aivanevarume manwa uyu
Zvakaoma hazvo zvivindi zvacho
Haaaaa uyu mwana uyu imbavha hake uyu aiwaaaa
Atori neshavi uyu
Baba vemwana uyu ndi satan chaiye mukadzi kungofa witouta Vana vako sevenyoka azivabkwake azivabkwake shame
Uuuuummm shame iri rinotova shavi chairo
Moby mudiki may ane situation yake
Mbavha gororo
Sorry hako waitswakawo kurarama mwarivachakubatsira
Yuwiii confidence dzaMobby 😂😂😂
Kkkkk
Sisi mobby ma1
Liar .she was groomed to say that she works alone on being caught .
She is lying, aisazviita wega uyu?
Funny
Varume denga hamhupindi
Endai imi mbavha tsvene
😅😅😅@@wisdommushonga8977
Hongu imbavha but haurwadziwe hr nemwana wako achigara mujeri
@@MercyTakaidzathe man was never in the picture. An innocent child is now affected by adults decisions.
@@wisdommushonga8977😂😂😂wandisekesa
Zvogwadza zvokwadi vana vanopara mhosva nekushaya vabereki shame
Sokostina jeri rakatokufita futi😂
Poverty isn't good, accept reality and move on my dear.