PART 2: 20 Years Paida Achiteverwa NeGudo, Sekuru Shumba Vapindira Kusunungura Paida
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 16 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
King of journalism Mukoma Ribooos vapindira ❤❤❤❤❤❤ keep it up ❤❤❤❤❤❤
Sekuru shumba 🦁fambai nemwana wenyu mumunhunhure marwadzo ega ega kuva nherera 😢, thank u our brother Rob God bless
Thank you so much mkoma Rob for helping her..May God bless u❤❤❤
Thanks tete magonesa kufambira mwana 🙏🙏🙏🙏👏👏👏
Bless you Rob
Am happy to see paida here, thanks mkoba Robert
Waiting
Magona mukoma Robert kubatsira paida thank you
Ivava mbuya haina kuchipa ini ndaivadzikisira ii vane zvinhu zvavo usadherere
😂😂😂😂
Iiiii Sekuru Shumba batsirai mwanasikana uyu akatwara kurema shuwa
Ukaita mukadzi akadai tenda jehovha ❤❤❤❤❤asingadi zvekuroya anobudapachena mmmmmmmmm love her so much ❤❤❤❤❤❤❤ keep it up girl ❤❤❤❤❤❤
Mudzimu wake ndousingazvidi asi dai yakada achitorura
Same ukaita murume akadai asingadi huroyi. Zviri kwese
Mkoma tokufarirai zvisingaite Moses nanasekuru nevabati armature maiLavender Pitori
Ngakanake
Beautiful girl be healed in Jesus name
Pfuudzrwai mberi mkoma Robert fo helping her
Mkoma robert ngaaende mberi sekuru tasvu kubatsirwa kwa paida nesuwo tasuungurwa dzakawanda nherera mumusha uwoyo hatisi kushora asi Toda kuti varoyi vacho vabudisw e pachena.
Varoyi ngavadaidzwe vauye this is a big story
Kana apora ndipeiwo number Mkoma Robert ❤
Anywhere thanks for assisting this girl anga arimu big problem
Titende apona uyo🎉🎉🎉
Sekuru shumba yesango basa sebasa batsirai vanhu nhamo dzavo
Sekuru shumba batsirai muzukuru wenyu atambura
Zvakaoma zvehupenyu its so sad
I wonder why kuti sekuru vaye why vana Vapera vasara nevazukuru kuti vawane kuvashandisa
Zvichida ndovanotanga kuuraya vana vavo vosara vachishandisa vazukuru
Mkoma Robert ndipeiwo number dzagogo shumba
Mwana uyu ngaabatsirikane hama dzangu
Tavapo
Musadzokorodza zvakarondedzerwa kare nemwana uyu imi taurai mnhu akaroya mwana chete
Magona mukoma robby
Nyaya iyi irikutyisa hama dzangu handisat ndambonzwa zvakadai😮😮😮
@@TinotendaRutsitoakatakudzwa kurema mwana uyumm
Batsirai Paida
Waiting
Waiting