ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mai vanofanira kuitirwa nyasha , na Jehovha vachengetwe moyo wavo hauna vazhinji , vanhu wee hatibatsirei mukomana uyu na Mai ava please .Sad.
I can't hold my tears 😭😭😭😭😭💔💔 Mwari batsiraiwo mhuri iyi
I wish someone can donate a bed for him, sleeping on the floor will cause pains to his body.
Inenge Parkinson’s disease
Or MS veduwee hama dzangu.
Zvinosiririsa. VanaChiremba vane tsitsi tibatsireiwo, vane maFoundation nemaChechi ngatibatsireyi
sir Wicknell tibatsireiwo please. Mai vanemwoyo muchena, ndabatikana chose, hupenyu mutoro.
Amai mwari vachakuitirai zvakanaka
Kushaya zvedu but this situation yakaoma wena dai mwari vatibatsira 😢😢
Shame thank you mainini makamira saamai muchitovawo mai vake chaivo zvedi mwana watete mwana wako ndiyo shona yedu kwavari tete vanyu vanozororawo vachiziva kuti mwana aripana mai vadiki 😍😍😍😍 imi zvamauya pano muchaona ruoko raMwari don't worry
Mune mwoyo wenyu amai komborerwai
Hupenyu hwakaoma veduweeka. Ndarwadziwa hangu.
May God bless you mama.
Ummm amai ava mandikomborera hangu ini. Hamusi kutsvaga zvakawanda. Muri kungoda kuti iye abatsirwe chete. Mwari woye inzwaiwo minamato yamai avo...
Komborerwai amai akachena zvekuti muri kunyatsomuchengeta zvakanaka
Very true akachena
Amai mwarivakubatsirei
rambai makashinga makomborero adongoreta usawanza usafunga zwakawanda
Amai ava vanoda chikafu.magumbezi.kuvakirwa imba.bhara.wheelchair.hembe dzavo vese bhutsu.malights mumba nesolar
With all the minerals Zimbabwe has we could afford to take care of everyone pasina charge but corruption is killing us
True
Mwari varangarirei.
Chivhayo instead to help such people anotengera vanhu motokari. Mari yekuromba haibatsira vakadai
Parkinson's disease
Yes
Could be hereditary Huntington. To be honest hazidi mapositori. Can be medically managed asi nemamiriro enyika yedu mazino
Chivhayo hero basa
Asi wangot mota kayi wheelchair hayo pama Aqua ngavambounza mawheelchair exvirema
Ndarwadziwa kani😢😢😢
Sori henyu Mai mudapakati
Sir Wicky ngavapindire apa vapewo mai ava help
Somithing is very wrong spiritually, iye munhu aimbozvifambira. Mwari pindirai
Zvinorwadza izvi
Shame 😢
Chivhayo
Amai Ani zviya 😂
Zvamanzwa izvozvo 😂😂😂
Asi chii nhai hayas
Amai komborerwai vashoma vanozvigona izvi
Mudapakati
Zvakaoma
Zvakaoma hazvo
its true
Inzara iyi
Mudapakati vari kupi ava
Madziva Growth point