Johane Masowe Muchinjikwa - Dai nyika yeZimbabwe yaiziva, yaitevera kutaura kwemudzimu unoyera

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 260

  • @gracemhandu6998
    @gracemhandu6998 5 ปีที่แล้ว +5

    Good work vanguard vaMwari. Munopindira kupi sowe renyu mu Harare

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      TINOPINDIRA KUNA AMALINDA ROAD AFTER GLEN VIEW 7 PHONAI NUMBER IDZI 0772651518 OR VISIT WEBSITE YEDU www.aom-church.org for details under contacts

  • @ruthjonathan2778
    @ruthjonathan2778 5 ปีที่แล้ว +9

    Vatungamiriri venyika ino itai muchinzwawo nhau idzi

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      ICHOCHO NDOCHOKWADI

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว

      Amen.. zvino vanodzitiza

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      AMEN

  • @lorainezuweni908
    @lorainezuweni908 5 ปีที่แล้ว +7

    Amen shoko ramwari ngarifambe

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      AMEN TOGAMUCHIRA

  • @louischihuri9287
    @louischihuri9287 5 ปีที่แล้ว +11

    Dayi vanhu vabatsira Con irima chairo sometimes kudzidza kupusa, ende kana munhu asingazive ngaabvume kudzidza this is introduction of where our are problems begins. Jesu ari kuvatema takuudzwa nhau dzisingade ndumurwa dzakuda vanogona kubata nekutererera kutaura kwezwi ramwari. Bible harina kuipa asi tine chedu chinamato chine zvese, nhodzerwa ndo dzatikanganisa chete isu vatema ndosaka tisingayambuke.

    • @prisimukwekwe7087
      @prisimukwekwe7087 4 ปีที่แล้ว +1

      Amen

    • @michaelmunda7918
      @michaelmunda7918 4 ปีที่แล้ว +3

      Amen va Yisrael chinamato chedu ndochakambonamatwa nemadzibaba edu Abraham Isaka naYakope asi nenhau yevarasikisi nhasi uno vazhinji varikunamatiswa chinamato chevachena huyai huyai padare tirangane vana va Isaachar ngaarumbidzwe Yashua ngaanamatwe mambo Pio Shalom 👐

    • @mubani79
      @mubani79 4 ปีที่แล้ว +1

      You are right toitei nenyika yababa

  • @dombopiniel2897
    @dombopiniel2897 5 ปีที่แล้ว +5

    Zvakaitika kupi izvi. Ndodavo kuziva kuna madzibaba ava, kwavowanikwa kwacho.

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      izvi zviripavidieo zvakaitika kuchitungwiza kuharare . Vanowanikwa kunonzi KuGomba kuHarare munogona kuphona motaura namadzibaba belgrevalagge panumber idzi 0772651518 harare or kuenda pawebsite pedu for details www.aom-church.org . muitirwe nyasha ndatenda

  • @mubani79
    @mubani79 4 ปีที่แล้ว +2

    Takarasika weduwe dai taiziva kwatabva dai taiziva .we come from moses clan .we carry the kingdom of humanity the promised land was Zimbabwe.the ark of covenant is in Zimbabwe.if only everyone understand they will not mess up with our culture our gods would not punish us . please don't bring western culture to Zimbabwe.its god promised land . our gods are angry (vadzimu and nehanda)are angry let's take it slow when we visit our mother land. Vana vekumusha hatina Halloween.gay rights.vakadzi vanotonga musha .ngazviperere kuno vadzimu ne machembere vanozvisjaya

  • @ruthjonathan2778
    @ruthjonathan2778 5 ปีที่แล้ว +8

    nyika ngaitevedzere nhau idzi ikomborerwe ,ndozivo yakataurwa mumagwaro kuti tiri kuparara nekuishaiwa .Mwari vari kutipa zivo iyi pachena asi kushora bedzi bedzi ndokuri kutinetsa.Ishe tiitirei nyasha dzamakaitirawo vepakutanga

  • @mudhabanga6310
    @mudhabanga6310 5 ปีที่แล้ว +7

    Amen amen bba awo wanobata bsa

  • @mubani79
    @mubani79 4 ปีที่แล้ว +3

    Va ka nzwisisa vanonoziva

  • @pashonz123
    @pashonz123 5 ปีที่แล้ว +9

    uku ndiko kureva kwemudzimu unoyera

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      amen amen

  • @panashekahari8291
    @panashekahari8291 5 ปีที่แล้ว +8

    amen

  • @arthurdobbs7540
    @arthurdobbs7540 5 ปีที่แล้ว +10

    Apo mweya wataura chokodi chirumhanzu ndijinda mutasa tinopira muzimu tose

  • @mdzimbabwe734
    @mdzimbabwe734 5 ปีที่แล้ว +7

    Ndinokutendai nekuposter nekuti vamwe tiri kure nenyika yedu saka tikaonawo mavideo tinonzwa Mweya naMwari uripadyo nesu. Mazviita chose ndafara ini Mufaro.

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      munotendei muitirwe nyasha

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 ปีที่แล้ว

      @@tao4062 Ndimotenda chose.

    • @ChatswithConnie
      @ChatswithConnie 5 ปีที่แล้ว

      Where are you? Can give me you details so can post zvisvinu zvekuteerera.

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 ปีที่แล้ว

      @@ChatswithConnie Ndisiyei pls imi mbuya imi.....handisiri ndakati chembererai muchipfambi. I can never ever except help from a dirty cow like you. Keep ur nonsense ideas to ur old useless self

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 ปีที่แล้ว

      @@ChatswithConnie Write in Shona cz can't even get ur comment uneducated 🤒🤒🤒 broken Englsh ndotyp dzemazimbuya anozoenda kuzvikoro at the age of 45yrs .

  • @madenyika500
    @madenyika500 5 ปีที่แล้ว +6

    Amen. Mutumwa wakauya uyo akapinda muna Jesu , Jesu akapinda maari. Ndiyeyu mutumwa wekupedzisira akauya kuzosanganisa mapato ese , akauya nejorodhani rakange rarambwa. Ndiye akapupurwa nemasvikiro nemadzimbo enyika. Jesu akauya tinaye tirikufamba naye. .

    • @transmorekapondoro6103
      @transmorekapondoro6103 5 ปีที่แล้ว +1

      Nhau yake yakajeka anoitwa ani murume arikutaura kurikubva mudare uye anopfugama arikupi

  • @precise1986
    @precise1986 5 ปีที่แล้ว +7

    sangano renyu riripi...ini ndiriByo

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว

      7842 Cowdray Park
      P.O Luveve
      Bulawayo​
      Phone: 00263 712 087 229

    • @osimanmabhachi5047
      @osimanmabhachi5047 4 ปีที่แล้ว +1

      @@Masowe ko kuSouth Africa

    • @Masowe
      @Masowe  4 ปีที่แล้ว

      @@osimanmabhachi5047 tinawo masowe .. tarisai ma address pa website yedu www.aom-church.org/branches

  • @panashekahari8291
    @panashekahari8291 5 ปีที่แล้ว +6

    Make more uploads

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      THANK YOU SOON

  • @williammuringayi1190
    @williammuringayi1190 3 ปีที่แล้ว +3

    Masowe ekupi tinotenda mazwai akakosha tsvimbo muteuro .Amen zvino kudzwa mambo ndiri kukumbira dzidziso .

    • @Masowe
      @Masowe  3 ปีที่แล้ว +1

      Tirimo Zimbabwe yese mambo.. muri kupi tikupei address.. Tine musangano we Jorodhani muna October kwaRusape.. Huyai tikomborerwe

    • @apostolesofmuchinjikwa9882
      @apostolesofmuchinjikwa9882 2 ปีที่แล้ว +2

      amen

  • @douglassddlamini3014
    @douglassddlamini3014 5 ปีที่แล้ว +7

    Apo panaKristo tapanzwa ichokwadi mukomana akanaga ari munhu mutemba

  • @ems3889
    @ems3889 5 ปีที่แล้ว +4

    ko makanyimireiwo sangano ku Capetown tipeiwo, ndowimba hauite rusarura kana kubhadharisa kwakuita vaZHinji muno muSA

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      kana sangano redu hatibvumire kubhandarisa , the blind see, the lame walk for free. Tirikuda kutovhura kuCape Town kune vazhinji varikukumbira kuti tizarure ikoko. If you are free munogona kutumira macontact details enyu kana kuti moenda pawebsite pedu www.aom-church.org motaura nevarikuCosmo City muJoburg. or you check pafacebook pedu apostoles of muchinjikwa , muitirwa nyasha. Basa redu nderekuti nyika ipone izive kuti kuna Mwari kudenga

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      kaziwai taurai namadzibaba ava vaimomo mucapetown vatinonamata navo 00 27 616382766 ndatenda

    • @tao4062
      @tao4062 4 ปีที่แล้ว

      tavenaro mucapetown number idzi 27 71453 2824

  • @tambumakuni2611
    @tambumakuni2611 5 ปีที่แล้ว +3

    Amen

  • @ishekambuzuma2386
    @ishekambuzuma2386 3 ปีที่แล้ว +3

    Apostles of Muchinjikwa you are the fountain of our history. if it is possible let these messages be documented. I agree with what Mudzimu Unoera has said apo. I am a descendant of Mutasa. ndokudza Mwari nebasa ramurikuita dai nyika yabvuma yatenda. hallelujah amen

  • @gracemhandu6998
    @gracemhandu6998 5 ปีที่แล้ว +4

    Vanhu vaMwari

  • @lindamithibiafara8748
    @lindamithibiafara8748 5 ปีที่แล้ว +11

    Vatungamiri ngavateerere nhau idzi paite zvinoitwa

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      amen ichokwadi ngatinamatei mwari vazadzise. muitirwa nyasha

  • @brightchisveto5711
    @brightchisveto5711 5 ปีที่แล้ว +12

    Yes Jesus or Yeshuwa was black

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      amen

    • @michaelmunda7918
      @michaelmunda7918 4 ปีที่แล้ว +1

      Chokwadi saka akabaiwa nemaRoma nekuti vakaramba kumugamuchira tisu va Isreal vana vayakope mbiri kuna imaintos👐

  • @prisimukwekwe7087
    @prisimukwekwe7087 4 ปีที่แล้ว +2

    verse iro ririkutii nhai vatendi?

    • @tao4062
      @tao4062 4 ปีที่แล้ว

      ripi munhu wamwari akati wandei aimbwa

  • @nicholasmuchadenyika2454
    @nicholasmuchadenyika2454 5 ปีที่แล้ว +4

    Gyz Dai Mwari vachingopindira Nyika yatambura

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว +1

      Mwari wakapindira kare munyika yedu.. chasara ndechekuti tungamiriri yenyika ichitererawo zvinoda iye Mwari wacho, ipapo munozoona shanduko inotika munyika yedu yeZimbabwe

    • @tafadzwagoredema7996
      @tafadzwagoredema7996 5 ปีที่แล้ว

      Nicholas mmmmmm taura hako

  • @simbanyamukuwara9830
    @simbanyamukuwara9830 5 ปีที่แล้ว +5

    ndodawo kuenda kwachief mutasa

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      zvakanaka tinokuzivisai kana toenda

  • @lindamithibiafara8748
    @lindamithibiafara8748 5 ปีที่แล้ว +6

    Batsirai ndekupi ikoko tipeiwo nzimbo

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      kaziwai makadiiko masangano edu akawanda uko kuchitungwiza harare asi tineakawanda tarisai pawebsite yedu www.aom-church.org pane macontact details.

  • @marrymorekays9020
    @marrymorekays9020 5 ปีที่แล้ว +7

    Gadzirisai nyika sure madzibaba amen amen

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      amen chokwadi zvinodawo nemiteuro yenyu zvakare kuti nyika igamuchire . Nyika yedu haina nhamo asi tinozvipa tisu . amen

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      ndochokwadi amen

  • @kennedymutonga3941
    @kennedymutonga3941 2 ปีที่แล้ว +1

    I like this church thank you so much.

  • @hdziva7376
    @hdziva7376 4 ปีที่แล้ว +1

    Mbuya Nehanda vaiera Nzou kwete Mhofu here?

  • @ilanahassen2025
    @ilanahassen2025 5 ปีที่แล้ว +6

    Amen

  • @douglassddlamini3014
    @douglassddlamini3014 5 ปีที่แล้ว +3

    Madzimambo nyaya idzi hadzina kukwana go deap zvimwe dzichapinda zvakanaka

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว

      Zvakanaka Mambo saka munotenderwa kuuya kumasowe muchizobvunza mubvunzo kuMudzimu Unoyera. Apo pamunenge muchiti hapana kutaurwa zvakwana Mweya unezenge uchikupindurai zvizere. ndatenda

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      dambudziko if we go deep zvinonetsa ndopanozouya vamwe vachiti ndisu ana Mwari so it serves a purpose mazvita

  • @belovedone2007
    @belovedone2007 5 ปีที่แล้ว +4

    MUTURIKIRI WEMWEYA✔✔✔

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +2

      amen ndochokwadi saAroan zvaita kuna Moses

    • @thebox4145
      @thebox4145 4 ปีที่แล้ว

      Muporofiti muturikiri wemabvazuva vapofiti havatenderwe kuita vaturikiri nekuti vari kuturikira zviri kubva mabvazuva

  • @nicholasmuchadenyika2454
    @nicholasmuchadenyika2454 5 ปีที่แล้ว +6

    Killer t akaimba manjemanje endai munodeedza vakuru venyu chivanhu chenyu munochiziva kwmunobva munokuziva

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 ปีที่แล้ว +2

      Ini ndinoona kuti vadzimu vedu vatsamwa nekuti tuchirungu rungu twakuwanda ndotwakurisana nenyika yedu nekuti midimu yedu haidi kufuratirwaa ivo vakamira nesu....

    • @michaelmunda7918
      @michaelmunda7918 4 ปีที่แล้ว

      Ichokwadi vakuru vakauya kubva ku Isreal nehoreka mutasa chaminuka vaLemba vakabva kuisreal vachitiza hondo dzechinamato

  • @tafadzwagoredema7996
    @tafadzwagoredema7996 5 ปีที่แล้ว +3

    Haaaaa zvakaoma Mwari pindirai

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      amen

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      vanhu vatema ngavasvinure

  • @danielbarango3246
    @danielbarango3246 5 ปีที่แล้ว +3

    Vapositori vanoreva varimumweya asi nyika ino inokundwa nehondo

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว +3

      Dambudziko riripo nderekuti vatungamiri venyika havatereri kana Mweya uchitaura.. dai vaigona kutevedza zvinoda Mudzimu Unoyera dai nyika yedu iri mberi kwenyika dzose.. Zimbabwe inyika yeMweya, hapana chaichaita chichabuda kana vakuru vanotungamirira nyika vasina kuterere Mweya Mutsvene waMwari

    • @mutsawashe1369
      @mutsawashe1369 5 ปีที่แล้ว

      @@Masowe ldi katatu kasingagumi.

    • @michaelmunda7918
      @michaelmunda7918 4 ปีที่แล้ว +1

      @@Masowe ichokwadi mambo dambudziko nderekuti vazhinji havasi kuteerera inzwi zvaririkuperetera vakawanda vanotoshora chinamato chedu chekumasowe vasingazive kuti varikutoshora Yehova saka murango unotoda kuti vanhu vatange vauya vakuru nevadiki tirairidzwe nemdzimu unoera kut tofambai sei yakauya yakauya Trench by Tirona areka yamambo Pio imire ngatikurumidze tisadyiwa nemwaka

  • @shingiemupindu4944
    @shingiemupindu4944 5 ปีที่แล้ว +3

    give us the full sermon

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      thank you the full sermon is a available but we did not post it on You tube for particular reasons, but that would be quiet interesting . Zimbabweans are the chosen people but we do not know it .

    • @shingiemupindu4944
      @shingiemupindu4944 5 ปีที่แล้ว

      @@tao4062 thank u keep us updated tikurewo pamweya

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      AMEN. CHECK ON OUR WEBSITE www.aom-church.org and also our video ine title yekuti the night baba johane presented himself and yakanzi mambo thomas. muitirwe nyasha

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 ปีที่แล้ว

      @@tao4062 I know that we are really chosen by our marvelous God.

    • @collenblack9915
      @collenblack9915 5 ปีที่แล้ว

      Shingie Mupindu Huyai kumasowe

  • @babanamaimutopotsi9370
    @babanamaimutopotsi9370 5 ปีที่แล้ว +4

    Sangano ririkupi iri

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      kaziwai tinemasangano akawanda saka mukatizivisa kwamuri tokupai madetails egungano redu riripedyo. Uku kuripavideo ku chitungwiza kuzimbabwe asi mamwe mabranches munoawana pawebsite redu www.aom-church.org. muitirwe nyasha

    • @babanamaimutopotsi9370
      @babanamaimutopotsi9370 5 ปีที่แล้ว +1

      Ndiri Ku Midlands kwekwe

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      kaziwai baba masowe edu aripedyo arimu Gwreu number munodziwana pawebsite pedu www.aom-church.org under contacts or mukaphona panumber idzi zimbabwe 0772651518

    • @wonderfulcreated2104
      @wonderfulcreated2104 5 ปีที่แล้ว

      Regai ndibvunze ku Harare kuti vanopindira papi

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      kaziwai kuhararee tinopindira ku glen view but tinawo mabranches mamwe muharare phone this number for directionss oo263 772651518

  • @emmanuelmuza7616
    @emmanuelmuza7616 ปีที่แล้ว

    Baba vanonyeba ava zvamuda munhau dzaJohanisi

    • @apostolesofmuchinjikwa9882
      @apostolesofmuchinjikwa9882 ปีที่แล้ว

      hazvina kuipa maonero enyu

    • @emmanuelmuza7616
      @emmanuelmuza7616 ปีที่แล้ว

      @@apostolesofmuchinjikwa9882 ndataura iwe here warwadziwa nei hazvisi zvajohanis

    • @apostolesofmuchinjikwa9882
      @apostolesofmuchinjikwa9882 ปีที่แล้ว

      @@emmanuelmuza7616 zvaJohane ndezvipi hapana anoziva , musarevere Johane nhema , baba Johane vakaita 3v years kuchishanu akazoti mapassa ndiani makasiyiwa mega kubvunza chete

    • @emmanuelmuza7616
      @emmanuelmuza7616 ปีที่แล้ว

      @@apostolesofmuchinjikwa9882 when people post their views they are not fighting Yu stop replying people and post yo views independently.why are Yu affect I didn't direct this message get off my back

    • @apostolesofmuchinjikwa9882
      @apostolesofmuchinjikwa9882 ปีที่แล้ว

      @@emmanuelmuza7616 views are quiet accept that should be reciprocal, no offence.

  • @ems3889
    @ems3889 5 ปีที่แล้ว +1

    mmmm panyaya yedombo apa iti patsanurei im lost

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      mweya unotaura uchitindika for several reasons , nhodzerwa. Munoda kupatsanurirwa dombo ripi racho ndatenda

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      padombo apo it is a coded message which needs to decipher . mazvita

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว

      dombo iroro in zimbabwe but the knowledge was hidden to us , it has a shape of sheep\s head.

  • @stewartchipani8866
    @stewartchipani8866 5 ปีที่แล้ว +1

    mweya yemasvikiro

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว +2

      ndizvozvo chaizvo madzibaba.. Kune Mweya yemasvikiro, Masvikiro eZwi Mudzimu Unoyera waMwari.. kozoita masvikiro makuru enyika akatungamirira vakuru venyu muhondo dzose dzakarwiwa.. kozoita zvakare masvikiro emukati memusha wenyu imi wamunoberekwa anova aipa vabare venyu ruchengetedzo rwemhuri uye kudya kana vaombera vagere pasi pemiti.. yese Mweya yakanaka inototaura naMusika vanhu..

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +2

      wasiya kuti mweya wemasvikiro ezwi ramwari kkkkk.

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +1

      thats why we follow religion yevamwe not ours yatapihwa namwari.

  • @removed343
    @removed343 5 ปีที่แล้ว +2

    Izwi ra Mwari ndi Kristu kwete Chaminuka. Tendeukayi imi.

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +2

      zvinoda zera haisi mhosva ndosaka vanhu vatema tichiti jesu murungu. kuti kristu zvinorevei

    • @louischihuri9287
      @louischihuri9287 5 ปีที่แล้ว +1

      Chimbonamata uchibvunza mwari wako nhau idzi mhinduro unoiwana zvimwe hazvidi kufungidzira iye mwari wacho ariko, kana minamato iri mushoma tinosvora ndiro rinenge rava basa redu, taurai naye mwari neminamato anopindura.

    • @brightchisveto5711
      @brightchisveto5711 5 ปีที่แล้ว

      Unomuziva here kiristu wacho iwe

    • @louischihuri6073
      @louischihuri6073 5 ปีที่แล้ว +3

      Hongu Kristu tinomuziva ndosaka tigere hedu kumasowe, kana muchida kumuonawo huyayi kumasowe mambo timuone tose. Tinotenda

    • @blessingtendaikwaramba7301
      @blessingtendaikwaramba7301 5 ปีที่แล้ว

      Ava mazuva ekupedzisira vakatumwa nevasina hatichavazive

  • @ladykudzievenge8833
    @ladykudzievenge8833 5 ปีที่แล้ว

    regai ndinyarare ne comment yangu hangu

  • @thomastakudzwa7493
    @thomastakudzwa7493 5 ปีที่แล้ว +1

    haa kumasowe takatenderwa kutora maVideo emudzimu munoera uchitaura here .Uchiri mudzimu unoera here or zvatova zvimwe

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว +1

      zvanga zvakarambidzwa nani

    • @thomastakudzwa7493
      @thomastakudzwa7493 5 ปีที่แล้ว

      nezwi mudzimu unoera

    • @Masowe
      @Masowe  5 ปีที่แล้ว +3

      @@thomastakudzwa7493 zvino iro Izwi mudzimu Unoyera racho ndiro ratirikuda kuti risvike pasirose.. saka the easiest way yekuti vanhu vese vanzwe Izwi richitaura kuisa pano... munhu wose onzwa... unless kana muine dzimwe nzira

    • @thomastakudzwa7493
      @thomastakudzwa7493 5 ปีที่แล้ว +1

      johan akavinga vanhu vatema kwete vachena

    • @thomastakudzwa7493
      @thomastakudzwa7493 5 ปีที่แล้ว +1

      saka handizive kut pasi rose ramunoda kut rizive nderip uye zvemweya hatishandise network kana youtube bba zvemweya ndezvemweya

  • @fabiolamoyo9541
    @fabiolamoyo9541 5 ปีที่แล้ว +1

    ummmmm muchatinyepera imi

    • @danielbarango3246
      @danielbarango3246 5 ปีที่แล้ว +2

      Vataura havo zvezeraravo

    • @ladykudzievenge8833
      @ladykudzievenge8833 5 ปีที่แล้ว +1

      taura hako zvimwe ini zvavataura ndakazvirenga on google pama research ana mbuya nehanda, apa ther is another prophecy wo yekaiswa on u tube warning abt the rise of a man frm mapostori hnzi anenge achiita zvese chipostori and pentecost and achibatana nemagoverment officials, so im having question marks??????, the prophecy yakaitw wo ne anonzi Ian Ndlovu, yakanzi the rise of what what search it

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +3

      kudzanai there is a lot to learn dont research, because 3/4 of what you think is true manyepo, . imbotererai mweya ndokuti musatambure. when you talk about pentecontal there comes the bigger proplem . check pamavideos avo umboona maybe u might be enlightned on what beholds us as a nation

    • @ladykudzievenge8833
      @ladykudzievenge8833 5 ปีที่แล้ว

      video yacho yakanzi the rise of a spiritual leader

    • @wonderfulcreated2104
      @wonderfulcreated2104 5 ปีที่แล้ว +5

      Wakambofungisisawo here kuti nemanamatirwe anoitwa munyika seyi pasina shanduko munyika, munoda kushoora shoora mafungire ako have limitations, before the gospel of our Lord Jesus Christ isu tainamata seyi? manamatire aripo aya aunzwa shanduko here munyika ye Zimbabwe vanhu kuzvinyima zvekudya vachinamata zvainzwa shanduko here?
      Pane here mu zimbabwe akamboudza President kuti 'Thus says the Lord' sezvaitwa kare I have listened to the Prophecies of Pastor Ian Ndlovu his prophecies dzakarerekera in support of the government zvinoreva kuti Mwari vari kutofarira kutonga kwavo here, veruzhinji vachitambura havo nyika dzisikakoshesi Christianity se China nedzimwewo dziri kubhudirira wani chimbofungisisa ipapo kuti seyi kana madziteguru ako akachengetwa nezvechivanhu vakararama nhasi uno uri mupenyu nokuda kwazvo waakuti zvechibhoyi zvakashata dai Mwari vakubatsira

  • @ChatswithConnie
    @ChatswithConnie 5 ปีที่แล้ว +3

    Hapana kana cha Christu chirikutaurwa apa.Zvemadzinza zvega zvega

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +2

      jesu imhondoro kkkk yemaJUDA saka risiri nzinza nderipi nhai . mwari ngatititire nyasha . kana tonamata tinoti mwari waabraham, isaka naJacob nhai inzinza rani kkk. . namatisa Con.

    • @mutsawashe1369
      @mutsawashe1369 5 ปีที่แล้ว

      Musatuke zvamusingazive mai imi.

    • @ChatswithConnie
      @ChatswithConnie 5 ปีที่แล้ว +1

      @@mutsawashe1369
      Handisi kutuka but just saying what i know in relation to the word of God.Ita not an opinion but a biblical fact Verengai magwaro.So do not say ndatuka.Do you really understand what kutuka means?

    • @tao4062
      @tao4062 5 ปีที่แล้ว +5

      musagumbuke henyu madzimai we have been fed all along with wrong information nevataifunga kuti vari kutifundisa kunamata . magwaro a mataura do you know kuti that very bible bible has been tempered with several times and christianity has been disorted. there over 150 chapters misssing in the bible do your research and i hope you shall have an idea of what the world has done to people so as not to know the truth.. hakuna munhu asina dzinza and dzinza does not mean demon it means your origin.

    • @mutsawashe1369
      @mutsawashe1369 5 ปีที่แล้ว +2

      @@ChatswithConnie can l kindly ask you to reread your 1st comment bearing in mind kuti kutuka hakusi kungoti "pfutseki or kutaura zvinyadzi chete". Kushora sezvawaita izvo comes under kutuka.