ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mazwi ehumambo anosimudzira.tonotenda muchinjikwa ngauti tungamirire tirege kurasika. Amen
Iyi nzira yemunakiso ndeyekuyenda kuna baba
amen
Mharidzo munayo mwari akuitirei zvakanaka
amen baba ayo akadzidzisa chokwadi asi dambudziko ratinaro vatema nderekuda zvevazungu vadaro kuda kuti pedza , asi mwari hakotsire .
ummm baba apa makapa fundo chaiyo asi vatema tinenharo
Tinotnda munhu wamwari
Amen
@@mikemalinga5379 amen
Tinotenda kumazwi anobhabhatidza mazwianoyera
Idi baba vakutaura mazwi ehumambo ndinoisa makwa baba komborerwai kasingagume
Ameeeen totenda kmazwi ehumambo
Amen amen tinotenda muparidzi
AMEN KUNHAU DZAMAWARI
Muchinda anonyepa iyeyu 😂 nguwo chena nguva yehondo ah uyo ngaambomira
Mwari baba tigonesei tinamate muchokwati Amen
naropafadzwa nekuimudzirwa namawi nekuimba uku
Amen komborerwai nekasingagume
Chishanu ichi chinopindigwa papiko muguta re Harare?.
Between Glenview 1 and 7 on amalinda road.
Tipeiwo number yekufona kana uripo
baba mataura chokwadi kuti tisu maiszirael tabva kumusoro
This is time when black people awakening around the world
AMEN AMEN
Amen Amen
Tinotenda kumazwi ehumambo akutaurwa nababa vedu vachiti,"Muka muka Jona, muka tinamate"
Ndinonzwa kufara neinzwi ramwari iri ririkutaurwa nemuparidzi
Amen ndakomborerwa
Amen, ndinonzva kufara kana mbiri yaBaba ichipupurwa Ishe tigonerei tinamate muchokwadi
Tinotenda kumazwi anouchika ropa remunhu mutema
amen amen
Ndinokomborerwa ndichinzwa izwi richitaura
Jesus Jezu Jesu Yetu Jeshu Yeshu Yeshua Ha Messiah. Mask of The Living YAH Adonai King of kings Almighty Everlasting Etherhal Emmanuel Yeshua Ha Messiah HalleluYAH HalleluYAH!!
Amen 🙏 grow
Nguwo yakauya nabamanuwere
inonzi Nzvimbo ye Nevanji kwete Nyika. Atina chinonzi Maronda Mashanu kuMasowe.
Amen madzibaba
Amen 🙏 hanzi. Muparamende muchaimbwa hozana ndokuti nyika inake
Vabati vesabata madzimambo
I love these veses I feel at peace
Amen.. Komborerwai na Mwari
amen be blessed
ngaizvinzwe zvose irambe yoga amen amen
Amen amen
Baba uyu anonyeba baba johani ndiye akauya nenguwo chena vakuru vedu vaipira mudzimu varume titaure zvaakatumirwa mtumwa,macheke tinonotsvagei madii mati nevanji ko pakavakwa matunhu matatu pakaitwei imi
mambo kana musingazive macheke hamuzive chishanu. imbovhundwai nana baba zvakanaka.Uye nguwo chena yakauya NAEmmanuel Mudyiwa Dzangare.
Ndinotenda zvangu munhu waMwari. Kutaura kweMweya mutsvene
hatidzi nhaka asina nhaka , amen Gabureni mambo ndiye mugadzi wenhaka .
Nguvo chena yakauya najowani baba usachinja tsananguro mundima yedu yechishanu nguvochena ingni mambo kwete Jira jena chipfeko
muri kuti imi here gemenzi rakauya nababa Johane??
Kana imimi muine shananguro yenyu madii kuita videos dzenyu than to oppose others hazvina kunaka you Tube it's free to post videos isayi dzenyuwo
Nguvo chena mudzimu unoera dowakauya nababa jowani gemenzi emanuwerekwete jira mweyamutsvene ndiyo nguvochena mambo
Iwe unotoda kudzurirwa zvakataurwa. Nengoni. Makadii kuita zvisiri zvechishanu kana musingadi kudzidziswa kana mapotsa
@@puyukaipuyukai3171 chinonzi nguwo ijira/ mucheka/ gemenzi madzibaba .. mudzimu unoyera Izwi risina ruvara ndosaka muchiona kuine dzimwe nguwo dzamuri kuramba idzi nekuti Izwi ndiro rakatsudza nguwo dziri kudiwa pamwaka uno
maronda mashanu api tiudzei .nguwo chena yakauya najowani kuno africa bba ,hondo yakarwiwa gore ripi bba kana musingazivi regai kugomadza vanhu musoro muchavapihwa vagoita venyu nekuti hazvisi kana
baba mauricio wakanyatsoterera nhau yaifundwa apo here kana kuti wakangoita godo munhu wamwari
Ndokumbirawo phone number munoparidza madzibaba saka pane zvandinoda kubvunza