Vana Peter kudzidza vakanga vasina KANA MARI CHAIYO MUHOMWE VAIGARA VASINA. chavaingokupa muhupenyu hwako ishoko ra Mwara. Pastor Charamba vakamboimba. IYI NDEIPI IYI.
Prophet vane mbinga dzavanotungamirira, dzinotya Mwari. Vanhu ivavo havangasiye munhu waMwari achitambura or kupfeka mamvemve. Actually, being a man of God should be the highest paying job on earth coz varikubatira iye muridzi wepfuma yose nezvinhu zvese
I always wonder zvangu ndigere kumasowe pavhu ndichiti asi kutumwa kunobatsira nyika zvinoreva kutsva nezuva here Wobva wakachena wodzokera wasviba kunge unopenga Now I'm gonna copy notes Ndoita basa raShe ndakachena I believe in following the heart Moyo yenyu ngairege kumanikidzwa John 14v1
A certain level of veneration should only be due to your maker and not a man. This pride and love of display was never seen on Elijah or Peter or John. This borders on worship of creature which is idolatry in the sight of a jealousy God. Our problem is that most of the people going to these churches are fans and not bible students
What's wrong with what he did. People should stop jus commenting on things they can't do themselves! What papas stuff did he Do?? Keep prophet Kuda ur an inspiration to our younger generation of servants of God 🛐
Zim Reality Eye musashatise zita remunhu ne title iri pavideo, who said its his intention to brag to people achivaudza maprice tag. Musadaro so ,munoita kuti vanhu vafunge zvisirizvo. Hapana asingade kuchena kana achienda kuchurch,tese tese,and if people offer to help him out its not a wrong thing to do ...Instead of putting 250k and 80k figures rather show praise and worship or the message preaches,ndizvo zvakakosho
Well said munhu waMwari as for me ndikutoidawo suit yakadaro nemota yacho, dai apfeka mamvemve people would be criticizing futi let's leave God to do the judging
Besides flaunting the riches....that kind of veneration should be reserved for Jesus Christ alone...not a mere man. These are the dangers of not having SOUND BIBLE DOCTRINE that is CHRIST-CENTRED.
And Jesus said to him"Foxes have holes,birds of the air have nests but the Son of Man has nowhere to lay his head. Luke 9:58 This goes against everything that Jesus taught and stood for. Jesus used a donkey for his triumphant entry rather than the majestic processions of horses and chariots that were used by kings of the earth. Jose has demonstrated he's the same as the other preachers of the gospel of prosperity.
This is wonderful❤. Why not celebrate Christ for His goodness🎉. Christianity is not poverty.
@@kundaihagin but i see most Christians vari poor.
Vana Peter kudzidza vakanga vasina KANA MARI CHAIYO MUHOMWE VAIGARA VASINA. chavaingokupa muhupenyu hwako ishoko ra Mwara. Pastor Charamba vakamboimba. IYI NDEIPI IYI.
Ndoosekena nyika yedu isingabudiriri,tinokudza vanhu kudarika Mwari
Mwari kuita sevachatodemba kuva man of God bcz zvoitirwa maman of God acho uuuum
Prophet vane mbinga dzavanotungamirira, dzinotya Mwari. Vanhu ivavo havangasiye munhu waMwari achitambura or kupfeka mamvemve.
Actually, being a man of God should be the highest paying job on earth coz varikubatira iye muridzi wepfuma yose nezvinhu zvese
Mbiri yave kupihwa munhu, asi mbiri ndeya Jesu. Jesu chidzokai tisati taparara!!!😢
Amen 🙏 it's true vanhu ndovakupihwa mbiri kudarika ivo Mwari 😔
Very sad😢
Vanhu awasi kunamata mwari apa vanhu vakuru mufunge iii zvinonzwisa tsitsi
If fo not have powers no that you nothing in this world
Imi mbiri iyi kkkk hakuna zvakadaro satan is dominating in churches
I love it !…..kana uchinamata Mwari life yako ngaichinjewo ❤
Yes but not in this behaviour
Vanopinda church yacho vanodiyi kuita mari
😮😅😅@@pamelachigwedere😂😂😂😂😂
Lazarus die poor asi anehukama hwakanaka naMwari.
@@chingombedariesngavanamate manamatiro anoita Kudakwashe tone kuti havaite mari here...
I always wonder zvangu ndigere kumasowe pavhu ndichiti asi kutumwa kunobatsira nyika zvinoreva kutsva nezuva here
Wobva wakachena wodzokera wasviba kunge unopenga
Now I'm gonna copy notes
Ndoita basa raShe ndakachena
I believe in following the heart
Moyo yenyu ngairege kumanikidzwa
John 14v1
A certain level of veneration should only be due to your maker and not a man. This pride and love of display was never seen on Elijah or Peter or John. This borders on worship of creature which is idolatry in the sight of a jealousy God. Our problem is that most of the people going to these churches are fans and not bible students
Were you there
True that
You sound like a broke man
True yangova Idolatry iyi.
@@clementncube5633 non of the Apostles received such veneration but only Jesus Christ when he entered Jerusalem on a Donkey....Scripture is clear
Murikunyepera mwari ASi dj Sparks murikupiwa Mari nemunhu uyu kani coz macoment achoo yakazonyanyawo
Man of god does not need motorcade what for in the house of th good lord
It's a hosting team...zvine nyasha dzinotevera pakutozviita Elijah was hosted by Elisha, Elisha by Gehazi saka zvinotenderwa muimba yaMwari
Mwari ndiye mukuru haleluya zvakanaka izvi
Mudzimai wavo achinja soo or atova mumwe zvake uyu
He is very humble lets not judge wrongly. A proud person is easy to see. He is a humble man of God.
Ndokurasika zuva rakachekanyika hanzi maona here,muchashaikwa vakomana,muzimbabwe hamuna muprofita anosvika Pana Baba Johane,ava vamazuvano in'anga nekushandisa miti,tendeukai,varume,
What's wrong with what he did.
People should stop jus commenting on things they can't do themselves!
What papas stuff did he Do??
Keep prophet Kuda ur an inspiration to our younger generation of servants of God 🛐
Those who are talking rubbing are just jealous
Hakunakwauchaenda Jose stick toyo calling waifambamumatiwnships humble manjewavekuzonotsvaga vekuzqdza churchnemishonga
Taura hako i used to like this prophet Jose he was living a humble life manje ikozvino hey pakaipa atofanana namamwe mafake prophets
Same fanana with the Chalatans
Asi hurombo ndihwo humwari here.kushaiwa ndiko kuzvininipisa here
@@ceffnyt5826zvinhu zvacho zvakuda kuvhura meso nekuti zvakutyisa
Asi vanhu munopenga chete mazichembere mese imimi mungati baba namhamha tuvazukuru twenyu utwu ityai mwari imi
Pamweyazve hausati waona tun'anga tudiki tuchinzi mbuya, sekuru 😂😂😂
Imagine the concobility😂
Taurai henyu vanhu ngavatye Mwari iye munhu waMwari anoita motorcade yeyi mmmmmmm nyika yavepedyo nekuguma
😂😂😂😂😂😂
😂
Ini ziiii zvangu semunhu mukuru
Where is M&M today ?
Where is Magaya today ?
Where is muporofita Nzira today ?
Food for though bye bye
And where is Mathias and Mildred
Zvakaoma kani tirikupedzerwa nguva nekushaya zuvo
@@lindiwemwadzinga5924 you can say that again hama
Ayaaa ndezvepano pasi
Kkkkkk they will tell you iwe unoprotectwa nenyasha ivo vachiita mabody guards kkkk machurch awa
Saka vanhu vese ava kuitiswa 😂😂😂😂😂Shem zvakaoma
Heyi patova nemagurd kunge president chokwadi zvakawoma
Money and power corrupts...
What a shame😇
its a shame true
Let the guy make money and feed his family
Kkkkk
See the seriousness of the guards they look like CIOs 😂😂😂
Ehe zvako nhaiwe😂😂
😂😂
The Armourbearers 😂😂😂
They are just wannabe cios
Security Manyama
What is the motor cade for
Zvamawana kukudzwa kunobvs kuvanhu chishingairai Kuti mugozowana kukudzwa chaiko kunobvs Kuna Mwari😅
God cando anything hazviitirwe kunyika chete asi nyika yakatibira zvaiva kuchurch izvi.thank you Jesus in Jesus's name
a
Takamuona zvedu kare kt ndeumwe wavo vanotora mari😂😂😂
Makambotanga zvakanaka pakutanga asi kana moita zve security yooo mavakutyisa...... kna zviri zvedenga ngazviende mberi.
Nguva yaJesu vainzi ma Disciples nguva yatavakurarama yavakunzi security
what is the suit made of.
Sparks umbouya kuno ndikupe ma notes
Ma bodyguard ndeeyi kana uina mwari urikutyeyi
Huh tiripama1, zviiko izvi
Mmmmm money, popularity and women those 3 things can destroy you very very fast kana Uri pastor
Shame 😢
Yooo ndatya hangu
Dyiwai Mari nemaporifita enhema zvikwambo zvoga nenyoka. I which Zimbabwe to take a stance like Rwanda to ban these so called Pastors
Mwari swederai pedyo nesu tega hatipabudi
Namatai mega zvema bodyguard zvabvepi
Vakomana kudenga kuchandorohw munhu
Kkkkkk ndaseka hangu. Nice comment
MAN OF GOD
Ma profita akunamatwa kupfuura mwari
Mukana wauya vanoushandisa boys repaharare so vano contributer mari yeprivate jet yappapa
Body guards ? hamheno God will expose all hidden things , let’s watch and pray .
This man is now too big he needs bodyguards fr
True
Hamheno Mwari ndovanoziva
You can say that again
The king on earth is different from the heaven king the day shall be coming
haya zvawoma
Ha kana Maponga oti rasai bible moti anopenga but vanotopenga tisu
1 John 2vs16 Nokuti zvinhu zvose zviri munyika zvinoti kuchiva kwemunhu, kuchiva kwameso uye kuzvikudza kwemunhu nokuda kwezvaanazvo nezvaanoita, hazvibvi kuna Baba asi zvinobva kunyika.
These are just thieves n people will always praise n believe them more than mwari
Yeah pane basa mukadzi wava muporofita ma1 vakasawanirwa nyasha vanosvika Pana gire chete
This is good,it shows that we are serving a living God the owner of silver and Gold 🥇🪙
Akuzosvika pakuzvikudza manje mupfanha uyu akutoita kunge president kuzononokawo kubuda mujagwa kani😂😂
Ko security ndiyeiko kkk
To be poor is not humble. There is absolutely nothing wrong for prophet to have a good car.
You're not serious
Nothing wrong with being rich...but flouting and receiving such veneration is not godly
It looks changing venue was a good idea from National Sports Stadium.
Dezvekupengaizvijose zvawavekuita😂😂😂
Very soon he will be a politician
Ndosaka ndisingaende ku church
Ummm.i feel like mai jose vazeverera kuti *ENDA UNOMUUDZA KUTI HAPABUDIKE NDAKABATWA RUOKO* check apa 2:59
Hameno Mwari ndivo vanoziva
Apa vanoinda kuchechi kwacho itsuro
Zvatoshata kana zvodayi
Nhai kundai ko mabodyguards ndei vana makandiwa they started longback wakambovaona vachidai
Chi presidential life maporofita vanochida,ma red carpet and security yei.Vanoda kuurawa nani.
Pakadai hapamhihwe mihwee apa
😂😂😂😂😂😂
Kudenga kunozhakwa munhu😅
Church members ndimi mozviwanza
Shuwa vaakutoshamisikawo kuti yowee chaachii futi
Exactly...ndiko kune nyaya ikoko
Yu started well Jose now yu have joined the Papalites crew 😞
Hayi kunjalo, money 💰making
Started well I don't know but there is a lot of pride and self seeking that is suppressed by poverty and want. We have these hidden elements
Very true
wapedza zvako
Wareva wena apa very true.
Red carpet!!!tichazvinzwisisa gare gare
Kanazvasvika apa zvakusvika kumagumo
Chokwadi
Mwari anotora simbarake
Maone aye atanga tayizviziva hedu kuti ndoo kwazvichayeda.
Atozadza kupfuura umwe uya
Like seriously as zimbabweans hiw did we get here ummm
How old he is
Zim Reality Eye musashatise zita remunhu ne title iri pavideo, who said its his intention to brag to people achivaudza maprice tag. Musadaro so ,munoita kuti vanhu vafunge zvisirizvo. Hapana asingade kuchena kana achienda kuchurch,tese tese,and if people offer to help him out its not a wrong thing to do ...Instead of putting 250k and 80k figures rather show praise and worship or the message preaches,ndizvo zvakakosho
Well said munhu waMwari as for me ndikutoidawo suit yakadaro nemota yacho, dai apfeka mamvemve people would be criticizing futi let's leave God to do the judging
Besides flaunting the riches....that kind of veneration should be reserved for Jesus Christ alone...not a mere man. These are the dangers of not having SOUND BIBLE DOCTRINE that is CHRIST-CENTRED.
Life is spiritual, hamheno kana pane aonawo zvandaona
Yes🤔🤔
Waonei kazi 🤦♀️
Zim 🇿🇼 yakuda kungwarangwara kut zviite
Pride comes before destruction
Zvazve nyama zvedenga zvatama ndozvinoita mwari kuti muone
Dzakabvepi kooo idziii
Tine meso asi hatiwone,itayi mega ikoko WTF
😂😂Inini thqts why ndisingaende kumachurch aya munopedzisira maakunamata muporofita seizvi
Kana kupedzisira watorerwa mukadzi
Last days these people have got money
I dont understand why would these so called man of god need bodyguards, vanenge vachityei
The world mascarading as the gospel.
Kana tisati tagutsikana kuti vana vema China varikugadzirira ma4n atirikushandisa nhasi atisatiii takuenda mberi we are stuck nema church ayaaa
He is a true man of God, very humble
Kuromba Kweiko Eish Chete Dont Know What Happens in The Prophetic
At this age , being followed by all those people 😢😢
Saka tadzidzei... Apa
Ndi uncle saint here avo vari kuti when it happens I will be there
Shame satan akangwara waenda Jose
That definitely is not an 80k suit. Yo almost earned my follow but to blockville you go
Kunamata hakuna kuipa asi respect yacho yazonyanyisa mwana mudiki uyu wamuri kuti chembere dzedu dziputike matama nemabhosvo ayo musadero baa ipai mbiri yakadaro kuna mwari not mukomana waita mwana mudoko kana kuriko kunamata kwacho kubva ndakusiya ndatenda..
Tsikamutanda
And Jesus said to him"Foxes have holes,birds of the air have nests but the Son of Man has nowhere to lay his head. Luke 9:58
This goes against everything that Jesus taught and stood for. Jesus used a donkey for his triumphant entry rather than the majestic processions of horses and chariots that were used by kings of the earth. Jose has demonstrated he's the same as the other preachers of the gospel of prosperity.
People should stop saying nonsense.our God is not a God of poverty
Amen
250k??????
Makushaya boss Zim reality
Ko vanenge vachipihwa mari
Ndiyoka journalism yacho asi wangauchida news dzinofadza iwewe...??
@@EvansHamunakwadi news dziri worth to publish, we love Zim Reality and the criticism was constructive. Hope he will listen