ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Makadi kumubatsira motaura munhu afa zvinobatsirei😊
Maporofita ityai mwari nyaya yakashambadzwa kwese makadini kubatsira munhu ari mupenyu musadaro
Zigo dzimwe nhau hadzidi tarasikihwa nemunhu zvoda kuti kana muchinge mahwa kuti kune vanoda rubatsiro fambirai nyaya dzacho.
Madzibaba masango vasimba chose
Zigo Madzibaba Masango varikutaura chokwadi mapostori anosvorwa chose asi ndokunopera vanhu uye vanouya muchivande
Kkkkkkkkk 😅
Muri murwere wepfugwa baba imi
😂😂😂😂😂
Tsotsi Masango musamutedzere
Usanyepa masango ikoko kuchipatara wani vanobvuma kuti mapostori anoenda achinamatira vavhu wani , zvee muprofite haafambe achizvipembedza kuti ndakarapa nhingi, iyeakarapwa ndiyeanokodzero yekufamba achitaura sekubatsirwa kwaaitwa, hachisi chinamato chamwari wekudenga watinoziva ichi chaunacho chinamato ichi ummmm ndechekuromba ichi ,
Kutozvinya zvavo panguva yakadai
Kuna Ruth makadiiko kubatsira
Mapositori kwanai
Zigo siyana ne chi doek icho mhani
Ndikutozvishayawo
Zigo hanziiko neDurag. Siya🙏🙏🙏
Vanakadzi varikuhura😂🎉
Aivavo imi maporofita yemuzimbambwe way muchimirira munhu achinge afa mochitanga kutaura zvisina bsa
Makadiyi kumubatsira achiri mupenyu bvapoo
Ndeve kumarmar madzibaba too much kuromba
Mapostora varoyi avo ikokuda mari
Iwe zigo namasango muri mbwaa musatamba nerufu munhu akafa moita mafanis
Hakuna Munhu wa Mwari anoita central lock this ava idzi ii n'anga chete.
Dai iri hama yenyu maitaura zvakadaro rufu musatamba narwo nokuty munhu haadzoke dai mataura dzimwe nyaya kwete kutaura Ruth vakabereka vachinemaronda motaura zvisina maturo nxa
Kkkkk chibaba ichi masango hanz mamero
Imi, pachiri pedo. Vanhu vachiri kuchema. Zvekuti dai, imbosiyanai nazvo😢
mese imi nana miracle chakuti chakuti nana freddy nana witch killer hamuoneki kune varikurwara zvomene
This is wrong why makuda ktaura nyaya yemunhu afa musaite mafunnies imwe mhuri ichichema
Murikupedzera vanhu time nenyaya dzisina basa
I don't like this guy akandidyira yangu big mbavha Mai tt vakange better 😡😡😡😡😡😡😡😡zigo don't know why u keep on interview this bastard
First here
Nyaya iyi haina kuitwa secret makadii kumubatsira makuzotaura afa
Makadii pano..
Chinoitika pakibatsirwa munhu haungoyende kunobatsira vanhu usina kudaidzwa izvi zvinonetsa uye zvinopa dambudziko vamwe vemhuri pamwe vanenge vasingatende mazviri anozodIkngwa sembwa
Haunyepe