why do you take it as if it is a law for Mapositori whilst in real statistics more than 90% of the so called girls below 18 years vakapindwa already nevanhu vasiri Mapositori...
Waimirira mutemo Saka please APA iwe hauzvizive here with your common sense Kuti Mwana mudiki haendwe naye pabonde,hee,Iko kusazoziva ikoko wakatozvitongera wega mutongo wako we egnorance
Asi Church iyoyo haina majaya anodawo vasikana vabva zera kuti varoorwe sei varume vakuru pavana
Hai ,musanyangadza vanhu . Mutemo wakagara uriko😂😂😂
Ingoti vekwa marange musavatya ba mukati mapostori muchaisa vanonamata Mwari mugroup rimwe nevanhu. Plus zvagara zviriko mutemo iwoyo. under age inotongosungisa
Aaa takanguva tatongwa kudhara,mapositori hahana mhosva munhu anonyengwa obvuma hapana munhu anotumwa kundowanikwa kupisitori
Good mutemo .
why do you take it as if it is a law for Mapositori whilst in real statistics more than 90% of the so called girls below 18 years vakapindwa already nevanhu vasiri Mapositori...
Ndopega pavagona kumusha uku kunoda mutemo wakasimba pavana apo
Dai vatomboti mwana wesi Ari below 18 ambonoongororwa akaonekwa akapindwa munhu akapinda mukati zvimwe mhandara dzingawanike 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mnangagwa anopenga uyo
Ko wakableacher here nhai mwana wekubereka
Ngaushande zvomene mutemo uyu
Haaa chimutemo chinongotaurwa asi kana vaakuda kuvhoterwa vanoudira mvura varume vepostori voita zvavanoda vachirepa twana tusina mazamu chaiwo nxaa
Hazvishande izvo maivepi zvichitika since 1932
Ngavatange vasunga vekwamarange kwavanoenda
Kusiya zvine bsa muchisimbira matuzvi tangai kusunga iye akavhiringa vana sikana vakawandsa
Saka hama dzake dzekwamarange ipapo ipapo vatosungwa coz ndozvakazara ikoko mutemo uchvazadzaka mumajeri nd achatoita mashoma nekuti vanhu ivavo vakawanda zvekudaro…
Ngavarakachwe
ED haticha ziva zva onoda, akatanga ari ku maposiri, zvazvino ana Munhumutapa, ku zcc ariko, hazvi sangane zvinhu izvi
Mungatiudza ISU tava ne2 yrs tozviziva ndosaka ndichit moziva tatoziva kare
mitemo iyi ichaburitsa zvakawanda. makambono mira mese makapfeka maGemenzi kumagumo kune nyaya
Waimirira mutemo Saka please APA iwe hauzvizive here with your common sense Kuti Mwana mudiki haendwe naye pabonde,hee,Iko kusazoziva ikoko wakatozvitongera wega mutongo wako we egnorance
Takazviziva kare musati matiziva kare uchisure iwe
Kumapostora vagona nokuti vanga vachichengeta vana kuti makore akwane asi atoroorwa kare.
VANA VE CHIKORO PAMBERI NEKUDZIDZA PAMBERI NEKUDZIBATA.
MADZIBABA BATAYI IMBWA KUTI TISAKUWONEYI NEKUSHURE MUJERI.
Tozviziva musatipikisa
Hoyo mapostori for ED maunzwa here mutemo uyo mutsva.😊
😂😂😂😂
Aaaaa anaye ndiye akamupa chirwere. Uyezve vari above 16 vacho vapera here. They are blind folded cos they don't go to school
Let it be a crime also to allow children under the age of ¹⁸ to take ID's to vote before the right age
𝘈𝘭𝘭 𝘴𝘩𝘰𝘯𝘢 𝘱𝘳𝘦𝘴𝘪𝘥𝘦𝘯𝘵𝘴 𝘯𝘦𝘦𝘥 𝘣𝘳𝘢𝘪𝘯 𝘴𝘶𝘳𝘨𝘦𝘰𝘯 𝘣𝘦𝘧𝘰𝘳𝘦 𝘵𝘩𝘦𝘺 𝘳𝘶𝘭𝘦 𝘡𝘪𝘮𝘣𝘢𝘣𝘸𝘦 𝘴𝘦𝘳𝘪𝘰𝘶𝘴𝘭𝘺 𝘺𝘰𝘶 𝘨𝘶𝘺𝘴 𝘢𝘳𝘦 𝘧𝘶𝘭𝘭𝘵𝘪𝘮𝘦 𝘥𝘳𝘢𝘮𝘢𝘴 𝘰𝘧 𝘵𝘩𝘪𝘴 𝘸𝘰𝘳𝘭𝘥