Bhozho nyaya yema birth iri kunetsa ko kana mai vemwana kana vakatiza murume havasi kuwanikwa zvachose ko baba vemwana havakwanise kutoresa mwana birthcertificate here handina kunzwisisa zvataurwa naMP avo havana kupa jekesa mungati bvunzirewo here nokuti vana baba vari kuenda kuma office emabirth voudzwa kuti tsvagai amai vemwana kana vasingawanikwe mai vacho poitwa sei kuti mwana awane birthcertificate racho
Murume uyo wekuramba mukadzi nekuti mwana ati daddy kuna x nxaaa haaana nyaya uyo ngaangoti handichadi mukadzi mwana anoti daddy Ka Moda kuti atikudiii
Vose semwana anofanira kuramba achiti dady angago shevedza varume vakuru nemazita avo ekuberekwa here
Bhozho naKB makambozvionawo here kuti papinda uyo wamunoti ED munyika hamusisina order,yangova joke nyika yose
Chimuti chedare family 👪 ❤ ahoi pooooooooooooo rikiti bvuuuuu mapindira papi nhasi papa Isabel napapa Patie
Ngavaende ku Chitungwiza ku unit L mwana abatsirwe
Bhozho nyaya yema birth iri kunetsa ko kana mai vemwana kana vakatiza murume havasi kuwanikwa zvachose ko baba vemwana havakwanise kutoresa mwana birthcertificate here handina kunzwisisa zvataurwa naMP avo havana kupa jekesa mungati bvunzirewo here nokuti vana baba vari kuenda kuma office emabirth voudzwa kuti tsvagai amai vemwana kana vasingawanikwe mai vacho poitwa sei kuti mwana awane birthcertificate racho
1st wani pa chimuti nhasi
Nhai bhozho taita dambudziko re child abuse kumutorashanga ...tibatsireiwo
What's wrong with her calling her mother ex baba. Ada kuti avati chii. People have to understand respect and bond animals build when together
Mukadzi uyo anofanira kutsvaga chakaita kuti apinde mumereji 3 achobudamo
Mweya weAnti marriage chaiwo
Veku South Africa vanoziva kuti Dady its 1 chete akakubereka vamwe vese vanonzi Uncle chete zvatopera ukatobvunza kuti ndibaba vako here avo mwana anoti kwete iBhoyifrend yamai vangu simple
Ko kana vabereki vacho vakafa