Since mwana uyo akanzi baba wake mupurisa wemumaraini , I think the father warned her to get out of it. Akanzi usabatanidzwe mazviri, so the kid is just trying to wriggle her way out of being a potential witness
musikana uyo anoda kubvunzwa off camera ,she is panicking otherwise she can help us out.Chidhakwa maramba doro ayo kudhakwa.Nelson and musikana can help us.Endai kumashops munononzwa infor chaiyo
Kumasowe uko zvimwe zvacho hazvimbozwisisika. Ivo vana vanosiirwei kuma bag. Ndivo vanochengeteswa ma bag here vakuru vachinamata. Pakaonekwa mwana iyeye ne musikana uyo ngapaongororwe zvakakwana Question mark nga!! Mwari pindirai chokwadi.
To say the truth people are scared to point out someone and the whereabouts of the child the reason behind that you can be killed or arrested as a whistle blower.the best thing just put a suggestion box and ask everyone to write what he or she thinks the truth will come out.
Form 2 girl to be investigated in addition ma porofita akuromba kuita masimba ,or amai ava vakahura mwana baba vomwana voti ndipe mwana ,vopa mwana then kumurume vagere nao oti handisi kuona mwana
The mother looks like she is under 18 herself but what is truly baffling is searching for a child without bloodhounds, so much time has elapsed, it is crazy.
Kana mwana aine chiwanhu chiri paari chidhakwa kana chaive munhu ainge asi pazvakaitika asi achisvika orutsa mashoko ayo pangamai mupinde mutsaka memasvikiro
Andrew usanetse vana iwe mwana mwana ane vanh vakuru vanh vehukama vakanochekeresa mwana. Ini ndozvandir kuona usanetse vana iwe netsa hama dzemwana pane pamwe pekuti mweya hauone time iyoyo vanenge vakabvarwa
Pana mai vamboduda pa part 2 vane nhumbu vati ivo mai king vakati nekuti mukuenda kwabeef neniwo ndakuenda kwabeef zvoratidza kuti ndivo vakakurudzira mai king kuti handei .ndiri kuvafungira nekuti pavati mwana wavo akanzi na baba king mwana wenyu ngaauye agare pano nekuti munu mimba inorwadza ahh tsitsi dzavo ndedzei zvaratidza kuti vanodaro kuchifambidzana nababa king nokudaro vanogona kuva mudhiri rekutoshaikwa kwemwana .there is it shows kuti mai king vaka convince wa kuenda kwabeef kwavavasina kuplanner murume asinga zivi na mai vemimba bt vari kungozviramba
That form 2 girl seems like she knows what happened but for some unknown reasons she just don't like to say it.
What is the source of your conclusion to say she knows something?
She need to say something I agree with yiu
Anyararidzwa nevabereki vake baba vake mupurisa
@@cathrinemavindidze5409 yes
Anoziva kwaenda mwana
Another level .mkoma neshamba tinodhakwao isu tichitotaura zvimwe zvinhu ukaona chidhakwa chichitaura ziva kuti haanyepe anezvaanoziva asi avekutya kutaura .
True
Musikana uyooo akamuona mwana asiakutya kuwitnesa anenge akanzi nababa vake usataura
Exactly my thought
Apa the father is a policeman wekasikana aka.ndoona sekutsonga
Chokwadi akunz usataura but mhosva haana
Haha that girl she know everything 😢😢😢 n that guy also ⛓✌⛓
Musikana uyu anonyepa akuziva haasi kutaura zvinobatika
Ndiri kuona sekuti mwana mudiki uyo akaona asi Ava kutya kutaura nekuti mwana Ava kushaikwa
Ko nhyandimbobvunzawo asi chinhu chinonzi mweya unoona asi unongoona waroyi chete sei imi mapositori musikuona pane mwana
😂😂😂😂 Bvunzawo vanongoona nhamo dzevanhu
Neshamba mibvunzo yako unotokunda mapurisa keep on like that mwana anobuda
Ma CIO aya😂😂😂 team ZBC iyi don't trust them
Shandisai ma suggestion box mupe munhu wega wega bepa anyore zvaanofungira pamusoro pemwana
Yah inogona kushanda idea iyoyo caz vanhu vakutya kutaura chokwadi
Va Neshamba chimbobvunzai musikana uyo anongedze Mai waari Kuti ndiwo wakatora Mwana wawo sezvo arikuti uyu haasiriye paonekwe Mwana wacho pamwe pangazotobuda chokwadi
Mr Neshamba urikubvunza semupurisa unogona sure keep it up
Drewmas media taking us to another level Andrew and maNdlovu special
Musikana uyu arikuziva kunemwana else vabereki nemusikana uyu ndovanemwana
Pashop ndipo pakatorwa mwana 😢 Kuda kuchekeresa uku mwari izochengetai mwana
Ini ndakangomirira vaenda kwa Sekuru Tasvu kuti vadzoke
Me too
Asi kunevaenda kwasekuru tàsvu😊
@charitysibanda7306 yes hanzi baba vacho ndookwavaenda kuburikidza ne presha yabva kuvanhu
Mapostori ngaasadaro inga vapedza vanhu, vamwe vachifira mumvura aaaaa chiiko marituals here
Sure zvinotsamwisa Mr Neshamba bvunzurudzai vanhu ava
Was waiting for the update
well done kuna mai avo vanunura chidhakwa icho
I hope mwana iyeye mupenyu kwaari ikoko mwari ratidzai hukuru hwenyu iropa risina zvarinoziva😢😢
I think that girl knows but her parents strictly told her to shut up.for that missing boy will put her into trouble
Ndozvakaitika ufunge hko😊
Ehee akatonzi chinja statement
True that and since the father is a Police officer he wants nothing to do with it
@@cathrinemavindidze5409 plus vakato phonerwa baba vacho
I thought as much. Akarohwa anotaura
Mwana mskana akaoma mwana akachinjiswa statement nababa yeukai kuti Baba vemskana Akoma mwana mupurisa
Ngavarove munhu ,musikana anoziva kune mwana
Since mwana uyo akanzi baba wake mupurisa wemumaraini , I think the father warned her to get out of it. Akanzi usabatanidzwe mazviri, so the kid is just trying to wriggle her way out of being a potential witness
Apa Honda fit ndakaikwira sei last wk ndiri Africa kkkkkkk just loving it
Ummm zvimwe zvidhakwa zvotoziva. Zvazvinenge zvichiita. Sei chisina kurasika road yekumba
Drewmas media taking you to another level
Anorwarwa murume uyu chokwadi mumwe mushonga zivayi kweushandisira chokwadi hindava muri dhemeti mhani baba imi zidzoro rinenge ngoma yezion haaa vasadero chokwadi
Falling in love with maNdhlovu's husky voice. But I miss Soko wangu. Soko where are you inbox please, please
Cid ngairove musikana arikuti mwana wacho haaziriye
Eehe musikana ne murume ane orange shirt uyo mamisai vanhu
@@conniejam5575ma1
Uyu munhu anoziva kune mwana rovai munhu
Shekina haana kuona mwana wamurikutvaka siyanai naye
Nhai veduwe ngavasiye mwana ngavasarambe vachimumanikidza aa
Kumashop mwama fty kozouya kamusikana ako uuuu ngamborohwe ataure chokwadi
musikana uyo anoda kubvunzwa off camera ,she is panicking otherwise she can help us out.Chidhakwa maramba doro ayo kudhakwa.Nelson and musikana can help us.Endai kumashops munononzwa infor chaiyo
She need C.I.D
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤
Neshamba shamhu pamusikana uyo arikt akaoma ane ma logs not raster ane zvaari kuziva
Musikana uyo mwana wemupurisa
@@tsitsitarirai5040 ngaagarwe bumper ngaakuratidzei mkadz wakaona wacho
VaneShamba rasta harisi rebvudzi here kungobvunzao hangu
Iyi toida kusvika nwana abudiswa plz
Hakuna mapere here
Shumba baba avo my 1st suspect#Honda Fit car
Drewmass media pli cover maface evana vari under 18 avo
True
Mwana ari under 16 haabvunzuridzwe pasina vabereki vake.....
MaNdlovu special. Mutupo wangu
Hope mwana tinomuwana
mukoma avo vanoda kurowa shuwa guys ❤❤❤❤
Tsvagai mwana nephoto
Umm kasikana ako karikuziva kune mwana
Yes the second girl spoke the truth at first but maybe parents told her to deny for reasons known,she is just lying
Vanhu vanofanira kudzidza kubata mirimo pane kujaira kutaura twusina basa mwana ari kutsvagwa uyu mhani
Kumasowe uko zvimwe zvacho hazvimbozwisisika. Ivo vana vanosiirwei kuma bag. Ndivo vanochengeteswa ma bag here vakuru vachinamata. Pakaonekwa mwana iyeye ne musikana uyo ngapaongororwe zvakakwana Question mark nga!! Mwari pindirai chokwadi.
Mwana we chikoro musiyei uyo.ivo vanamati vanoziva kune mwana
Prophet Kuda jose
Drewmas Media to the world
To say the truth people are scared to point out someone and the whereabouts of the child the reason behind that you can be killed or arrested as a whistle blower.the best thing just put a suggestion box and ask everyone to write what he or she thinks the truth will come out.
Ndiwe unoziva iweee...
Mother awo welldone mashoko makukutu Neshamba ramba vakadaro ngazviende mberi
Musikana ngataure chokwadii asi tsvagai mwana musapedza nguwa
Musikana uyo handimuchenure, endai kunana sekuru Tasvu nana sekuru Kanengo, musikana uyu arikuziva kwakaenda mwana, tozoti ipo pasowe pacho sei vanzwi vemweya vasina kuratidzwa kuti chengetedzai vana or garai nevana venyu pamuri ndaona pasimuka mhepo yakashata, mapositori anoda kutomborohwa chero nemboma chaiyo kuti vabude pachena, asi musikana uyo mutorei arikuziva vanhu vakatora mwana but arikutya kutaura
Ngavabudise mwana vanhu ava.tsvakai muma shops umo
Iye arikuzviziva sei kuti haasirriye mwana uyu maonere angu haana kutorwa nemnhu wekure
Saka mwana ato shaika futi nhac zvakaoma uuum vanhu chii hurombwa here iiiih
Form 2 girl to be investigated in addition ma porofita akuromba kuita masimba ,or amai ava vakahura mwana baba vomwana voti ndipe mwana ,vopa mwana then kumurume vagere nao oti handisi kuona mwana
Vekwasekuru Tasvu havasati vadzoka here
Baba avo vanoziva sei kuti vaiva vakadhakwa asi zvavakataura vasingazvizivi
Veduwe nyaya ngaikasirirwe iyi , mukoma avo vasazoita saTafadzwa akatakura Tapiwa, ndapota hangu
Haaaa chidhakwa musachitsome chaitotauraw kuti sei vanhu vemweya vasingaone kune mwana kna vaive vechokwadi zvkuzoti heee mukamuwana mundibate kwave kungowedzrera kwekunypr munhu ayive akadhkwa kunyara vnhu vemweya uko
Makazomuwana here kna musina batai chembere nevadhara murove raini rese
Ko baba vemwana havasati vabatsirwa here kwavaTasvu kwavakaenda
Vati havashandi ne D Media, varamba
Here in the UK anyone under 18 is not responsible for looking after a minor amai vemwana neglected both children,she needs thorough investigating,
The mother looks like she is under 18 herself but what is truly baffling is searching for a child without bloodhounds, so much time has elapsed, it is crazy.
Manje izvi zvaitika ku Zimbabwe not uk
Mami isu tirikuZimbabwe
UK inopinda papi Panyaya dzekuzimbabwe
This is Zimbabwe!
Interrogation inoitwa ne police andrew , vana avo ne fear vanogona kuzozviuraya .andiro basa rako to interrogate asi interview
Ko, sei mweya wacho wakangogona zvekuratidzira vanhu divi rekutsvaka asi uchitadza kuzonanga panemwana pacho futi? Also, why channel everyone to some direction? Daii ivo nemweya wavo nevamwe vanhu vakaenda ikoko kwavairatidzwa asi vakasiya vanhu vachitsvaka kose-kose. Chero kudayii vaikwanisa kunanga pane mwana vaingozosheedza ka vose-vose kuti tamuwana. Kwete kufoseredza vanhu kuti uko musaenda, endayi uko. Ndochii ichocho??
Yuwiii unoziva here chinonzi Mweya Mutsvene? Kutoti Mweya wavo iwoyo 😳😳😳
Zvese zvakuitika mazuvano its sign of bad economy, zvinhu zvichinge zvakanaka vanhu havafunge kuromba or kuitirana husenye like this
Musikana uyu mastatements ake arikumboti siyanei amboti mwana aiva anamaivake
Mai vanoenda kuchurch kuti mwana anobetserwa vosiya mwana wacho haiwa
Shuuuumba
Muskana uyo akarohwa anotaura chokwadi
Musikana akaona mwana but arikutya, murume uyooo anoziva futi
Chidhakwa chinoziva akatakura mwana.Ko baba vemusikana vakabva pamba nguvai vachiendepi pavazo fonerwa?
Kanengo huya pliz or bishop wedziva resekwa huyai mubate bsa apa
Urgh tseki mhani iwe ukuti kunogeza neshamwari dzako now wakachinja wanga wakunogeza wega
Kana mwana aine chiwanhu chiri paari chidhakwa kana chaive munhu ainge asi pazvakaitika asi achisvika orutsa mashoko ayo pangamai mupinde mutsaka memasvikiro
hey ndannoka but ndange ndichiuya loadshedding ichatijambisa nezvakawanda
Arikuonekwa here mwana
Ayiwa havasati wamuona
Musikana uyo anoziva kwakaenda mwana
Ko madzimai mufundisi wawe kutaura zviri mubible , kumasowe kwawe kuwerengwa mabible here nhai , Ko kwa sekuru Tasvu kwacho hanziiko
Mweya yenyu iyi ummmm ndeyengozi chete
Haa msikana uyu anotoda shamhu
Police ngaibvunze tuvana twese one by one
Musikana ane t shirt yewhite anoziva zvakaitika sekuona kwangu akabatwa anotaura kune mwana
Baba vekuri ndaga ndakadakwa ndovaka ba mwana vakiti pazvakaitika ndanga ndisipo vakanga varipi ndovane mwana
Vanhu ngavarohwe vanotaura chokwadi
Andrew usanetse vana iwe mwana mwana ane vanh vakuru vanh vehukama vakanochekeresa mwana. Ini ndozvandir kuona usanetse vana iwe netsa hama dzemwana pane pamwe pekuti mweya hauone time iyoyo vanenge vakabvarwa
Nhaimi zvenyu ngavasiye mwana😢
Sahwira woyeeeee gara muberere
Endai kwaSekuru Kanengo vanodzosa zvakabiwa
Vanhu ngavarohwe avo
Pashop mwana akasvika uyu
Musikana uyu mwana mudiki anotya kutaura
@Drewmas, are those not minors you are interviewing? Did the parents consent
Not sure of the Zim Law 🙈🤷🏾♀️
Thanku at least kuvavhara mafaces
Musikana uyu ngaambonorara kupolice pasinga shande bba vake,ngaaanotyiswa or kuimwe nzira ingashandswe pasina vabereki vake ,akaita 2days asina commication namai or bbavake anotaura chete zvakaitika, either mwana arimumba mavo or akuda kutochekereswa or maivake ndovakatobereka vakaenda naye
Chiendai kwa sekuru Tasvu timbonzwa kuti varikutiwo chii
Nzou bhoo zvekuti vakati changamu changamu.
Anoziva uyo mubatei mkomana uyo anoziva kunemwana
Mwana uyu ane nyaya
Plz ndibatsireiwo kunyanya takanangana nesowe waporofita wanongoona zvechironda chete ere ko izvi zvakora ere haaa srs mupositori
Mwana uyo mudikisa haasi wekuti mai vangagara vasingaone mwana kana kumusiya kuma bag mai vemwana vane nyaya
musikana uyu anechokwadi mbichana arikutya kutaura ende anenge arikuvhunduka camera neruzhinji but vakaenda naye paside vakamubvunza anotaura
Or else aneka mental problem mbichana
@@Ryanmatanda yaah cz pa3 minutes ataura mastatement hobho akambot haasiye wandakaona ombotizve ehe ndakaona aive nerasta ombot ft Aiwa handina kuona mwana ini
Maybe arikutya camera
Pana mai vamboduda pa part 2 vane nhumbu vati ivo mai king vakati nekuti mukuenda kwabeef neniwo ndakuenda kwabeef zvoratidza kuti ndivo vakakurudzira mai king kuti handei .ndiri kuvafungira nekuti pavati mwana wavo akanzi na baba king mwana wenyu ngaauye agare pano nekuti munu mimba inorwadza ahh tsitsi dzavo ndedzei zvaratidza kuti vanodaro kuchifambidzana nababa king nokudaro vanogona kuva mudhiri rekutoshaikwa kwemwana .there is it shows kuti mai king vaka convince wa kuenda kwabeef kwavavasina kuplanner murume asinga zivi na mai vemimba bt vari kungozviramba
Yavepapiko mwana nanhas here veduwe