Sisi vekutora murume waBoss Dont wory yr worst thing is coming on yr way how can u betray someone who pickbu from the mud. Shame on you my sister think twice b4 you go far with that Boyfriend of yrs somebody's husband You rip what you sow😢😢😢😢
my sister uri muroyi wakautorepi mwoyo wakaipa kudai I foresee unending tears usade kuvaka life iri nani nema corrections I bet uchakungura and it will be unreveversable kuita mamvemve
Uyu hausi mweya wechihure mweya wenhamo shavi rokutambura usina chaunobuditsa panyika. Ivo kuzotsvakiwa pagrup vekuziva vainge vapera here kuzim kuzere vanhu vasina mabasa. Vachapepuka voyamwiwa nezvidhoma kana kukwirwa nenyoka. Kupi kwekuti munhu anoshanda zvaanoda if its too good to be true one has to question. Ndinovanzwira tsitsi sisi ava dzakavamomotera apa dzava wisa mukanwa meshumba
To the last Confession: yaa uri padambudziko Mwanasika , kuMasowe kunoendwa kunongoda bedzi kuchenjerera Ma Profita ayo Kubatwa Chibharo Mazuvano kwaipa.Kana Mapedza kugeza .then munotora Mvura ine Munyu veMatombo mogeza nayo everyday . you see . zvitori pachena kuti Murikushandiswa nezvidhoma kana Zvikwambo zvaMudhara iyeyo aa 😔
Zvekuba zvonakidza cc, Now you know kuti murume anobatwa sei iwe wairohwa newako?I thought u knew better .Warever u do know kuti lifestyle yepamba apa is because of that madam,if she leaves even the love u think the boss has for u will disappear.Siyanai remarriage yemunhu .And whatever comes into your whorish mind don’t killl this woman.I tell you. “Boss munhu anoziva zvaanoda in life”🤧… u think a wife is made up of bonde? What else are you offering in that relationship besides cleaning? Hamubatsirike vanhu
Nhai sisi maid what makes u think kuti mukabvisa madam boss venyu ava pamba pavo murume uyu haaiti the same to u? Kubatsirwa kwamakaitwa na Mai ava hamuna basa nazvo nhai. It’s all good. What goes around comes around. Ku confessor uku u know kuti zvamuri kuita zvakashata. Stop it!!
1. Mucharoya
2. Mweya wenhamo wakubata
3. Muchaita ngozi
4. Muchazotqmbura dzakawanda nyaya dzatanzwa dzokuti munhu anozorambwa ozotambura
Maid iwe ndosaka waigara uchirohwa nemurume wako.. Une mweya wechihure chaiwo.. Kana watadza kuvaka imba yako usapunza imba yemumwe
Wakatadza kuchinja rombe rako suddenly you want to make someone's husband a better man. Kudzungaira kwacho ma1
Eish maid iwe hauna chakanaka shuwa mai ava vakakubatsira iri panguva yakaoma nhasi wakuvapandukira. Mhandu yemukadzi mukadzi shuwa
Kurera imbwa nemukaka inofuma yokuruma.uye moyo chena unoparira shuwa
Kufuka kwacho kotosemesa shame
Ahhhh you can repeat that yah shuwa
Ucharoiwa,nyaya yacho haiperi mushe
Mkunda wangu kubva Joni kuuya Zim kuzotora murume weBoss yenyu ndosaka murume weJoni aigara achikutaka bcz hauna tsika iwe urichikwari chisingapfuyiki zvawava kuita izvi zviyana nazvo bcz wava kuchera guva nemazino ako plus uchazotambura zvakanyanya kana ukafunga kuuraya Boss wako ngozi yawatatirana nayo Tasvu kana Kanengo havagoni kuzokubatsira
Sisi vekutora murume waBoss
Dont wory yr worst thing is coming on yr way how can u betray someone who pickbu from the mud. Shame on you my sister think twice b4 you go far with that Boyfriend of yrs somebody's husband
You rip what you sow😢😢😢😢
My sister dai wasiyana nepfungwa idzi before its too late
You are going to regret it just try it and you will see
my sister uri muroyi wakautorepi mwoyo wakaipa kudai I foresee unending tears usade kuvaka life iri nani nema corrections I bet uchakungura and it will be unreveversable kuita mamvemve
Iii tsvaka mwari nguva ichiripo
Shavi rechihure chairo akasiya kunyengerera wake murume akuda kuzonyengerera murume wemunhu akakubatsita
Uyu hausi mweya wechihure mweya wenhamo shavi rokutambura usina chaunobuditsa panyika. Ivo kuzotsvakiwa pagrup vekuziva vainge vapera here kuzim kuzere vanhu vasina mabasa. Vachapepuka voyamwiwa nezvidhoma kana kukwirwa nenyoka. Kupi kwekuti munhu anoshanda zvaanoda if its too good to be true one has to question. Ndinovanzwira tsitsi sisi ava dzakavamomotera apa dzava wisa mukanwa meshumba
@@carohamandishe9798no kushanda zvaunoda is not a problem.vamwe vanhu don’t treat you like slaves.
@@carohamandishe9798kuzviitisa uko, anoda kusortwa,ex hubby yake yakamutadza hure yemunhu.Idle minds kungofunga kuparadza.
You will never enjoy this marriage nomater what
Gal stop it god in heaven is watching.. don't ever take what is not yours please
maid iwe uri muroyi,haufe wakavaka musha nemusodzi yemumwe mukadzi,After wabatsirwa wodai ,iii itya Mwari iwe
😂😂😂😂😂😂😂mucharoya ityai mwari imi munofira mahara
Mainn tsvagai Mwari achawanikwa musiyane ne MBA dzevamwe
Ko nhaiwe kiti zvaunoziva kubata murume wako wakazosiya sei, mira uone kuti Mwari havadhakwi zvako ucharira chete
Mhandu yemukadzi mukadzi zveshuwa dai vakakuroya nekuti uri sster yasatan
Vasikana vebasa ka zvakaoma suwa
Why didn't you make your husband a better man mukutamba nemadhaka pasina mvura
Vakanganwa chanezuro apo vaiya uchishungurudzwa nemurume. Nhasi vavekuda kuparadza imba yemunhu akakubatsira nekuda kweshavi rako rehubhishu. Zvirekere izvozvo right now
Ummmm mainin madii marasa mweya waDherira wakubatai nekubatsirwa kwamakaitwa , musadaro royerai kure vekwenyu vagokurevererai🤞
Ziduzvi
To the last Confession: yaa uri padambudziko Mwanasika , kuMasowe kunoendwa kunongoda bedzi kuchenjerera Ma Profita ayo Kubatwa Chibharo Mazuvano kwaipa.Kana Mapedza kugeza .then munotora Mvura ine Munyu veMatombo mogeza nayo everyday . you see . zvitori pachena kuti Murikushandiswa nezvidhoma kana Zvikwambo zvaMudhara iyeyo aa 😔
I wonder why your first husband beat you.
Akazviona kuti uribenzi anemoyo wakashata
Uri benzi. Wakatadza imba yako now wakuda kuparadza imba yeumwe mukadzi #1stconfession
Unemweya wekuparadza mamariages.
Makatadza wenyu murume.ndimi vachazvimbiswa matumbu nokubuda honye.chikwadi akabatsirwa nhasi wakutora murume wamadam
Mweya wechihure kana wakubata wangu unokupinza murufu unoita kanyama ko kuroyiwa hutye hr wakaoma
wairoverwei nemurume?
Ndopaunona kuti munhu habatsirike Mai ava chii chavakakutadzira after all she did to you? Please my sister stop it before it backfire to you.
Zvekuba zvonakidza cc,
Now you know kuti murume anobatwa sei iwe wairohwa newako?I thought u knew better .Warever u do know kuti lifestyle yepamba apa is because of that madam,if she leaves even the love u think the boss has for u will disappear.Siyanai remarriage yemunhu .And whatever comes into your whorish mind don’t killl this woman.I tell you. “Boss munhu anoziva zvaanoda in life”🤧… u think a wife is made up of bonde? What else are you offering in that relationship besides cleaning?
Hamubatsirike vanhu
Cc manje Nguye uthanks eskho
Urisatan munhombesa mharadzi yemunhu , munhu akakubvisa munhamo womudaro
Nhai sisi maid what makes u think kuti mukabvisa madam boss venyu ava pamba pavo murume uyu haaiti the same to u? Kubatsirwa kwamakaitwa na Mai ava hamuna basa nazvo nhai. It’s all good. What goes around comes around. Ku confessor uku u know kuti zvamuri kuita zvakashata. Stop it!!
Wakadii kunyengerera wako murume wwakadiya ku Jon wakakanganisa nokut wabatsirwa na Mai avo urimuroi iwewe
Kuita chihure knows what he wants muri dofo you are quite dumb my sister. Murume anoda kunyengererwa hahaha imi makatiza murume. Honest😂😂😂 varume vanonyeba hahahah mukuitiswa mai nhiya espec vane mari kokana vachinetserana chihure chake how do u know makapata sisi. Level rekupata kwenyu rondigwadza mhani.. mweya wenhamo unenharo unokuteerera kusvika wakuma pena ndozvamakuitwa sisi vekuda murume wamadam. nhamo yozonatsokutambai tsvina. Sisi ndohwa tsitsi nemi muri munhu anejambwa rakaipisisa dai mambobatsirwa kudzinga mhepo dziri pamuri. Ko kana vakaromba iri plan yavo yokukushandisai a lot of maids vakusacrifaisiwa zvine huchenjeri. Mmm sisi kuda kwenyu zvinhu kwakaoma imi iye ongokusekererai motonovata mose hamuoni zvichityisa. Musazodsoke pano kana mobuda honye kuzasi kwenyu. Ivo kwavo kutora munhu ari joni pagroup mati vasikana vomuzim vapera. Imi makapusa imi mweya wenhamo unotenderedza mune mamhepo anokusanganidzai nezvakaipa chete. Ndekupi kwekuti munhu unoita basa nepace yako uchiwana zvaunoda mmm ityai. Ko coincidence yekuti maiva nemurume wacho mmmm makapata sisi imboitiswai mubatsire vanhu kunyatsoita cash.
Usauraye boss vako iwe
Mybe anotonoudxa mkadzi kuti zvaita.Hanzi ndakati huyai mundtore mu town zvikanzi taura naboss varimo mu town… huuum you are playing the player here.
Tsitsi dzinotsitsira . Munhu munhu siya atambure
Nhai mainini mapindwa nei
Hiiiiiii
😂😂
Hure wakapusa zvisingaite iwe
Unehutsinye imbwa yemunhu
Maiid uyo haabatsirike ,kuruma rruoko rwunokupa chikafu, you're so evil
Tora wamai