Huyai Munzwe Zvakaitika Mishonga Payaka Expire It Was A Mistake
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 4 ต.ค. 2024
- Huyai Munzwe Zvakaitika Mishonga Payaka Expire It Was A Mistake
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Mur cy mkoma Nash nemi vedare 👏 ♥️
Yuwiii
Murume paimuti hure anga asinganyepe ,uri hure rakadhakwa
Yeah ndizvo zvoita Mwari
Kkkk gona ana gona wake😂😂😂
Muroyi
Aiwa iwe ndiwe waka zvi kanyira wega, don't blame anyone apa kuti vanhu rume vaka shata.
Wako ndiye wako zvimwe zvese ratove drama😂😂
Dzungu rekuramba murume nekuda chihure 😅 vakakugona wena
Wakafumurwa
Kna wazogara hanzvadzi kusiyana nenyaya yekurwisa anamaiguru iwe ndiwe wakauya pamurume wemunhu
Kuna Mwari kudenga
Vanhu vane hutsinye veduwee moroyereiko kana madanna vevarume vevanhu ndairwadziwa hangu
Zijoki!
Iwe unogziramunhu wawana anemurume zvino mwari harisibenzi iwe wakaramba kuenda nemurume kusarira chihure
Ko iwe wakazo Royerei Muridzi we Murume?
Dai makango danana zvenyu kah pasina kutsvagirana huroyi.
Zvino manje wakazobata pasinga batatwe iwe.
Uphidze kuda kugadzira varume vevanhu neku danana navo.
Dzokera kune wako uyo pane kuda kukanika vevamwe.
Zvakaoma hazvo veduwee,Mwari vakazviratidza
Zvakawoma mmmm
Siyanai nekuwedzera rudo nemushonga wee kana pasina hapana
Kuparadza yako imba nehubenzi, apa wava chiseko wakawanei nezvawakaita nhai my sister?
Muroyi uyu haasi kubvuma kuti muipi basa reku blamed Vamwe vanhu. Mwari Dai vakaita ha chaizvo hure muroyi
Aaaaà futhi Niki's bogaz
Chocho wakapfidza kuroya munhu asina chaakakutadzira midzimu yake yakasimba chocho
Wakasiya wako murume uchida kunotora weumwe bemzi
Sister muupenyu hwedu sevanhu takaita zvinhu zvekuti tikazvifunga tinobatwa nenyadzi asi ndochete nzira yekuona chakanaka nechakaipa saka rangu shoko
Zamai kuti muwane basa kure na baba ava nekuti hatizivi kuti mudzimai wavo akagamuchira here kuti makasiyana zvekurevesa apa takutyira zvingaku wirai mangwana
Mutongori hure sisi
Greedy chipo