Vana 6 vose, blaz avo doro vaingomwa,asi ndinoona amai avo vakazowana arikuhwandira, plus she influenced her children against their father. All the years achitukwa, ikozvino ndipo paavakuona kurwadza kwazo patova nevazukuru, hamuoni here kuti apa pane chitsotsi---kusanyara kwayo mbuya iyo
You are forcing this woman to stay and have intimacy with this man ko kana akaurayiwa zvechokwadi? Tinovaziva varume vanoti vakadhakwa vanoita kunge vanwa tsvina.Chidhakwa ichi chichamuuraya kunyanya akatodhakwa zvasangana nemhepo.
Changamire tongai nyaya sezvairi murume bundu nderekuti akabvisa roora asi chaakatengera mukadzi chacho haasi kuchiwana irombo rakanaka kuti ari kuto muudza kuyedza kuchengetedza mhuri yake ivo mai vanorambirei bota vachiri kunzwa mai avo kunotengesa havarambidzwe saka chavanorambira chii
Dare irii rinotonga zvine hunyanzvii ,,,, CHIEF BUSHU ❤🎉
Tete nemuzukuru mazitye evanhu, vaida imwe mbudzi zvakare....😊
Haiwawo todziziva imbwa dzemaramba doro idzi anobowa munhu anodhakwa sebenzi unotukirwa Hama dzako kana Mai vako chaivo tovaziva anambwa Ava kumwe kutoroyiwa chaiko nxaaa
Taura hako
🎉🎉🎉mambo magona mukadzi uyo ichembere yakangwarisa inoda kuita musikanzwa pamusha wevanhu ngaayende kumusha kwake
Zvinoratidza zvega naiko kufamba vana vachiiudza amai vasingaudze baba
Chief munatouya ma kapfeka ma 😎 cz nyaya dzamunosangqna nadzo kutarisana chaiko mumaziso ma1
Padzangwa zvehwahwa Kuti asiye achinje face
Mdhara uyu anemarambadoro asi haazvione anoda kutsiura mikadzi akadhakwa shuwa
Zvekunzi endayi mimogarisana hazvisevenze, imarriage by ginya, vamwe vachaurawa nazvo izvi zvekumanikidza vanhu vasisasanane 😢
Koakazonouraiwa iyeachirara nebanga
Bamukuru avo is a genius
Amai havachada murume nekuti vana vakura
Vana 6 vose, blaz avo doro vaingomwa,asi ndinoona amai avo vakazowana arikuhwandira, plus she influenced her children against their father.
All the years achitukwa, ikozvino ndipo paavakuona kurwadza kwazo patova nevazukuru, hamuoni here kuti apa pane chitsotsi---kusanyara kwayo mbuya iyo
Chinoitika vabereki zvikuty pamunotukana ,panorovana zvinenge zvirimumaziso evana ndosaka vana vachizopedzisira vavenga mum we mubereki
Mambo uyu anondigonera
Why machinda amambo arikumanikidza mai avo ,munhu kana ati anouraya they mean it worse vadhakwa they can do anything
Good baba kurambana makura hazviite pachokwadii
Ngaataure value yemba yavakavaka vese yacho abaye kwake kuhura yachembere😂😂😂😂
Hapana imba inomira ne hat ya Chuck Norris iyo...
Ndafara nekutaura kwababa vakuru avo mashoko avo anovaka chaizvo
Mambo bhushu munebasaa
Mukadzi uyo ane chikomba chete coz kunyima bonde pane anenge akaguta
Babamukuru magona
Vana vachatii kudii nazvooo
Batai munhu mambo
Mai vanenge vatofunga chipfambii
You are forcing this woman to stay and have intimacy with this man ko kana akaurayiwa zvechokwadi? Tinovaziva varume vanoti vakadhakwa vanoita kunge vanwa tsvina.Chidhakwa ichi chichamuuraya kunyanya akatodhakwa zvasangana nemhepo.
Pavanhu ukawona umwe akuramba kupa umwe bota 😢 Mai varikudzoka vakaguta
kunotengesa
Changamire tongai nyaya sezvairi murume bundu nderekuti akabvisa roora asi chaakatengera mukadzi chacho haasi kuchiwana irombo rakanaka kuti ari kuto muudza kuyedza kuchengetedza mhuri yake ivo mai vanorambirei bota vachiri kunzwa mai avo kunotengesa havarambidzwe saka chavanorambira chii
Poor pic quality aah
I hate the fact people think sex solves everything. Kana munhu ari abusive solve it.dai sex yaipedza maproblems tiri in heaven
Kunyima bonde iabuse shoma here
Sex brings hasbund and wife together ndoyaakabvira kwavo uye murume ndoyaanobvisira roora
Zigo uritsotsi
Don’t force people whenever domestic violence is mentioned. Munhu anourayiwa and it’s happening everyday. Better vanhu varambane.
Une nemakore mangani
Ýes, vaudze ana zobha ava