My respects to you bro.....all the way up you rule Zim dancehall no matter what, it's a unique way that people don't understand what you bring out.....unofanirwa kunzwisisa mavocals aSilent chitori chikoro another syllabus.
Wow, well done Silent, iri skiri rekuimba kunge ukutaura nderako chete, vamwe vese vakakkopa iwe ,u inspire them a lot ,i mean vapfanha vamazuvano,big up Mikaere
“Mutumwa anopihwa yake mbonje, yekutumika” 😂😂😂😂⚡️⚡️⚡️⚡️⚡️
Ichoo
Haa apa skiri racho ma1 manje 😂😂😂😂
Magetsi❤❤❤
😂😂😂😂😂
Silent killer is definitely the best dancehall artist in Zimbabwe. Probably his best song.
Definitely lyrically the best ever
Haunyepi ipapo
kana wakatemba kt baba vako in'anga vanonzi Ejike🔥🔥🔥
Baba vakol in'anga vanonzi Ejike😂😂😂😂🙌🙌✔️✔️🔥🔥
Haaa kuti zvafungwa sei zvana Ejike aaah uyu Killa uyu 😂😂😂😂
2024 we deh pon Ngirozi 😭❤🔥🔥
Who is here 2024 September
Ngwere yapisa
Tilipo baba
Hatina kumbobvira tabva hedu 😅
Tiripo october
Hatina kwatoenda
Ngirozi yeHondo fisrt from Capetown 🔥 🔥 I like him yooo
Kumangoma ikoko uyu anovapedzera vakati wandei
❤️ ❤️ ❤️
kkkkkk this guy is underated dope lyrics fosho
Mmmm makagara maonera ...he is now trending
Makaonq
when is he going to be recognised kuzim best zimdancehall awards please
Kkkkk hakuna
Muchida uyu akaipa
Madhaka iwaya ndo best zimdancehall siyayi mutoriro sisi imi
@@drydenmutsedza8463 taura hako iwe
@@patrickrowayi5383 kkkkkkkk
Kuteyana, kunyeyana, kunyengana,🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Havana mate🤣🤣🤣🤣🤣
Kurevana 🔥🔥
😂😂😂😂😂😂😂
kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂 Hoyo unopinda busy
I was looking for this 😅
Kana wakatemba kuti baba vako inyanga vanonzi Ejike😂😭✅
Yooooo haaa muface ndomuda Zvangu uyo ndirikutochemera kusangana naye bcz ummm anondiitira uyo
Ndi daddy ava
One thing I love about Silent Killer is his consistence.
Big op ngirozi yehondo..... Not forget steward nyamayaro
Grtings ngirozi
I ii i i i i! Ndaimbofunga kutipamurikureva ndepangu... Ndaona kuti hapisipangu... God is in control Ngirozi Yehondo
Producer uyo akaipa hake at large 👏 👏 👏 👏
Kkkkkk ichoo chiblazi chakaipa hoyo ngirozi yehondo 🔥
Uyu ari pa level rake ega....I like his style...
2022 who is here 🔥🔥🔥tangai mapisa tsotso mobva mabvuma kuti maitanda botso 🔥👌🏽
❤❤❤❤
"Ndoziva ndiri ngirozi yehondo kwete yepondo" 😂 is the backing for me 🙌🙆🏾♂️😂😂
Baba Vake Kgosi😁😁😁
Hanzi uri mbudzi
Ndoenda navo kuhondo nonotanga vhongo vhongo
Hahahaha My favourite artist! Very unique in his own way! Just like skillers akaMaskiri
Wakaonera wena, when he was recently interviewed he said he was inspired by Maskiri
Team mbanje handina kumboona munhu arisobber pavideo racho 😀😀😀😀😂😂😂🚨🚨
haaa killer mashasha.....unovhura hombe killer keep up Mr man love your songs dzinotondipa confidential mood plus courage
kkkk idzi inonsense dzinonakidza manje
gaya mfesi akupfekedzwa face musk yakadhakwa
True
Zvakaoma shuwa😂 uyu ndomufarira zvandinotoshayawo kuti ko sei🔥🔥🐐
Mutumwa anopihwa yake mbanje yekutumika 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Pfurumbwi🤣
My respects to you bro.....all the way up you rule Zim dancehall no matter what, it's a unique way that people don't understand what you bring out.....unofanirwa kunzwisisa mavocals aSilent chitori chikoro another syllabus.
Silent vane dzimwe confidence nemalinko avo ii tambo "
ngwere yemulonyeni ,, zviriko idzi ndidzo ngweve chaidzo
Hatipere and Magic wacho brought me hear haaa ipfurugwi baba😂
💥💥 munohwina hondo kuma humbwe kkkkk
Hes different...i like that .....thts an artist
@mangungundegu yu remember interview iya iya the guy achi promiser kuti ms dis ndinawo hobho arikuuya.
Wow, well done Silent, iri skiri rekuimba kunge ukutaura nderako chete, vamwe vese vakakkopa iwe ,u inspire them a lot ,i mean vapfanha vamazuvano,big up Mikaere
Glad u noticed too he's the only one to ever try this and be successful. Enxo, bazooka etc they all come silent Killer sound
Vana mabomber should respect Ngwere yemulonyeni 🎉❤
Makaisa mazino Egold here ngirozi yehondo kkkkkkk
😂😂😂 no anga abva Kudya cheese mukomana
😅😅😅
Handisikukwata. Hapana kusirikufa. Nechurungu vanoti no one is coming out of this alive.
Idzi ingwere 🔥🔥
Mukoma! Rovai! Ayuwee yuwee!
Wonderful music 😎🎶🎶🎶🎶ngirozi yehondoooo
🎉🎉🎉🎉I am back again😅
Evey time i listen to this song, i just remember my late friend CITRON, may you soul rest in peace ✌
Icho chibaba zvekudaro❤❤❤❤❤
hondo idzo makaita dzekutamba nadzo
Kufu rrrrrufu urikurira kuno ku cape Town 🔥🔥🔥🔥🔥
Ma lyrics Aya mahwani😂😂😂😂😂 mutumwa anopihwa mbonje yake yekutumika😂😂😂😂😂😂❤❤❤
It's 2023 but it's still hitting hard
is usually tinorova munhu kunge tikurova Satan neshamhu yemuhabhurosi😅😂😂. Haaa pnenge parohwa munhu hapo
And you this is now trending after 2 years
The best dance hall artist in zim
Ndinavo vatumwa vakufanira kupiwa dzavo mbonje dzekutumika
Varikuda kutiisa sherbet munzeve vafana va Herbert ,🤣kurova ngoma kunge murikudetemba
I see All Saints. No demons here. Just angels
Problem yenyu ndeyekuti majaira kuyita hondo nevana ❤❤❤❤❤❤
Vano zama asi vano foira paZama❤😂
Lol ngirozi yehondo yakaoma shuwa taitanda botso Mwari mukuru ndabvuma hangu
Silent killer wakapenga 🔥🔥🔥
#havana mate,,,ah😂havanamate
Kkkkkk.Hanzi kunge vanyimwa mulundukwa....Silent Killer ma 1 000
AYooo Valeeee DUff
Ngwereee yemulatiti
Mface akaipa uyu but bvura inenge inoita shoma paari
Kunyara kunge vanyimwa mulundukwa😹🔥
This guy so kkkk. You tend to wonder where he gets those words from...there is that one paanoti Nomhlanje kkk
hooooyoooo ngirozi yehondo munokuvara
Mukuru wangu pamakatsika pakaminama asi makatemba kufinyama
🔥🔥🔥😂I'm here because of TikTok 😊
Me2😢
the pillar of zimdancehall
mahwambii
Boiz rese rakabatwa 🔥🔥🔥🔥
Silent killer is KING 🤴
Ngwere
zino re yellow bhoo here
Silent Killer free style KING.......
Made me laugh out loud 🔥🔥🔥
Mad tune Silent Killer
Silent killer makaoma🔥🔥🔥
MAD TUNE....HAZVISI ZveShebert munzeve
Kkkk ndiyani anyimwa mulundukwa
Ava ndiElder Ava siyanayi nazvo mapisarema mulundukwa
Who’s here in 2024🎉
Iri idama, dama rinorowa mpama🔥😂😂😂🙌
Torova munhu kunge.....😂🔥👐🏾
@3:15 hanzi ngirozi inoburitsirwa chiii?
Mutumwa anopihwa mbonye yekutumika kkkkkk ngirozi yehondo to the fullest
Silent killer kuntsumu kuntsumu ✌✌✌✌✌iri idhara
Ndiye silent killer wepaJoza wacho hr🤦
Kwete darling
@@libertytinashe6408 thanks hun
@@rom5897 wat a lovely reply , dear ummm
Nope aasi
🔥🔥🔥🔥🔥🔥⚡
Kasi maiti zvichapera nenyaradzo shout out to kufdem records
Ngirozi yehondo mikayiri
Kweshayi mazino king haaa zvanynaya
maziso evanhu varipa video iyi ma one 😂😂😂😂
Madrugs akaoma hama yangu kana wazogara😆😆👐
Kkkkkk u not the only one haaa maziso ayo
Kkkk abva mazino obva aita althino 😂😂😂😂
silent killer haakweshe mazino guyz...
Mukuru wangu pamakatsika pakaminama😂
maka matcher pfurumbwi🔥🔥
Mikairi aka leader mu marathon
iyi indukwa kasi baba vanonzi ejike mobvama bvuma kuti maitanda botso
December 2024 tiripo neNGWERE!!
one video rinowonekwaaaa nhunzi ....pama scene"s
😂😂😂😂😂Ma observation munoongorora
Tuuuuuuuune!Ngirozi yehondo never disappoints
Kanatakutaura mungatoipeta inno ambozama kutaura chinno nechinno sakayanguwa yekuti tichivabvisa mazino goso loso siyai madinga aite loss hatishandise force
Ndovanama kusvika pakupiwa award neNama
Imimi muri hanga isingagare papfunde😂😂😂😂😂
Muchida kuwana panedonhodzo tangai mapisa tsotso👌