#2 don't take that money ndeye hurombwa or satanism munofa kana kupenga nemari dzemahara idzi. Mukatora mari iyoyo ndiyo ichatenga coffin ⚰️ renyu panhamo yenyu or mwana wenyu
Second confession iko kuda kubatsira here kungoona mota wotokwira ne zvirikuitika munyika izvi....mari iyi ndeyako ichadyiwa parufu rwako ...iko kugara mumota kwawakaaita wakato sacrifiswa kudhara baba avo vanotoku monitor pa glass ravo ....ngwarai vakadzi ityai mwari
First confession munhu ayi kwanisa ku controller mweya we musikana ndi baba vako Saka matambudziko ari munzira muchaona moto, hapana chinonzi secret mukurarama makufanirwa kugara pasi nevamwe vako uvaudze zvese izvi mopinda road Maka nanga kumusha kwe musikana uyu mono ronde dzera nyaya yenyu .nekuti mweya we mufi ndiwo wanga uchikushandirai Saka zvese zva Muna zvo zviri kuzopera .kuzosvika baba vako vachi kuudza nyaya iyi vakaudzwa kuti ngava reurure.Hana kudzipwa ne njuzu baba vako vaka murovesa nezvinhu .if you don't take action ngozi uchakupedzayi neku vana iri kusvika.
Siya Mari idzo dzi expire muchachekeresa vana nemurume mai.hakuna munhu anongo kupa Mari just like that pane zvava ka targeter pauri IIiii.ukango dzitora Mari idzodzo vacha ku blocker baba ivavo.
Mkunda wangu Mari iyo ine ngozi rega Mari iyo iriko kubank ndiye urombwa Mari iyi mangwana unochema nayo iwe urikushanda apa une murume wako raramai nezvamunazvo pasi paipa apa regera kupinda mungozi wakatarisa
Tora rufu rwako utengesere baba ivavo mweya wako mari yekupiwa iyi ndeye mishonga ndokubiwa kwe destiny yenyu chero R 600 dai wavadzorera. First confession mune ngozi mumaoko enyu mwana wevanhu akapiwa poison under your roof. Endai munoripa otherwise manjuzu kana otsiva munopera kufa angoona njuzu anomuka akafa dai mukatsvaga kumusha kwake ngozi isati yatanga saka baba vako vasina kufa kusvika mauya from overseas because mashavi akaona zvese vachiponda munhu waanga achida muchaona moto.
Ko murikurarama muri papi pa Africa pano. Kutopinda mumotokari ye total stranger ogamuchoira mari. Wakatomupa ma phone number, who on earth does that????
2#Amai hakuna mari inoshandwa zvakanaka inongopihwa vanhu.Nemari dzine varungu dai vayidaro kuzoti munhu mutema zvake.Tsvagayi vano batsira mutange manyatsonzwa nezve mari iyi.Kupihwa kwenyu inogona kunge yakanga itori sarudzo yenyu yakawonekwa pamweya.The devil is clever but not more than God 1#When Cain killed his brother Abel God said to Cain the blood of your brother is crying what has happened.Hakuna ropa rinoyenda mahara uyezve imi makato batira papfuma iyoyo.Tsvagayi hama dzemunhu uyu mugadzirise zvakaitwa zvisati zvatanga kunetsa.Musavarairwe nekuti pari zvino nokuti since anga ari munhu wechikadzi akawurayiwa zvinogona kudzoka kuzo vhiringidza vanhu vechikadzi mune rimwe gore.Imi kuwudziwa kwamakaitwa you are holding the family key to peace or sorrows
#1 confession munofanirwa kundotsvaga kumusha kwemusikana uya mundoripa ngozi
Mune ngozi mudzinza menyu. Baba venyu vakauraya munhu. Ngozi kuripa
Endai munoripa ngozi
1st conf mushonga we ngozi kuripa
Dzimwe Mari vhundukai usina kushanda wongopiwa Mari ummmm
1st mune ngozi plus chikwereti kudzinza ravo coz makashandisa zvipo zvavo
Mm last confe my sister usatore mari iyoyo isiye becareful
Ingozi Iyo baba tarisirai kupera soonest
Second confession siyayi mari iyo block that man 's number
Ngozi iyu yemutorwa iri mumusha menyu
1st confession endai kumusha kwemusikana uyu munoripa mhosva musati matanga kuparara one one
Kumwaya munyu pamari yehurombwa ndokunonzi kuvaraidza zuva kuteya nzou nerihwa. Hazvishande.
Chikwambo chinesimba risingaite uye chinenharo plus chinofembera. Hokoyo!!! usabate mari yehurombwa.
#1 munengozi mumusha mkoma kusvika kwese kwamakaita Australia uko imari dzemusikana iyeye hupfumi hausi hwenyu. Munofanira kunoripa ngozi iyi but munofanira kutsvaga munhu akaita sasekuru Mukotsajera vanoziva kugarzirisa nyaya idzi. It's better to do it now sezvo mhuri isati yatanga kupera sezvo muchiziva henyu nyaya dzacho
Welsaid good advice 👏👏👏
Takutotya kunamatirwa kumachechi uye baba vako zvavakaita ingozi kuisira munhu muchetura vakatouraya munhu ngozi yava mumusha
Ndozviya zvemushonga zviya zvekuti ingopa vanhu mari apa unenge uchitotorerwa Chipo chako be Careful Waamai ndichirikurangarira imwe Confession iya yemkomana uya wekuti ndinofambanndichioa vanhu mari kutambira kwaaengeachiita mari ndokutorerwa Chipo chake chaanenge ainacho be Careful Sister
Baba venyu vairoya endai moripa
Mukomana mumusha menyu mune ngozi endai munotaura nyaya yenyu mukusha kwemusikana iyeye muripe ngozi isat yatanga kupukuta vanhu
Sis musatora mari iyo.muchapedza mhuri.garai muri madumbe zviri nani.God vachakusimudzira.baba avo vakaromba
Baba venyu vakaisa ngozi mumusha. 1 yekuuraya kwavakaita musikana uyo 2 nekutora kwavakaita upfumi hwedzinza risiri ravo. Saka zvese zvinoda kuripwa zvisati zvatanga kuuraya. Motofanira kuenda kumhuri yekwake monotaura muripiswe
2nd conf ummmm zvotyisa izvi Mari ya usina kushandisa
1# baba vakakuudza kuti ugadzirise nyaya idzi otherwise mese muchavingwa nenjuzu . Baba vako vaishandisa mweya wemusikana iyeye sechikwambo. Ngozi yatotanga
Mukoma Nash munyu haushani pane hurombwa unofa wakabata munyu wako mumaoko
Amen, Amen
#2 don't take that money ndeye hurombwa or satanism munofa kana kupenga nemari dzemahara idzi. Mukatora mari iyoyo ndiyo ichatenga coffin ⚰️ renyu panhamo yenyu or mwana wenyu
Murikudya zvipo zvisirizvenyu mudzinza menyu uye babavenyu vakabva vamuuraya muskana iyeye soo efect ichauya hayo.
Mukufanira kunoripa ngozi yemusikana akawurawa na baba vako nekuti achatanģa zvake kumuka mutori nengozi mumusha
Inotyisa mariiii iyii muchenjere kurombeswa mainn
#2: Satanism iyo..siyanai ne zvinhu zvemahara...ipapa yamakatodya iyo 650 ne 1 ewallet mave kutokwereta that guy..
Second confession iko kuda kubatsira here kungoona mota wotokwira ne zvirikuitika munyika izvi....mari iyi ndeyako ichadyiwa parufu rwako ...iko kugara mumota kwawakaaita wakato sacrifiswa kudhara baba avo vanotoku monitor pa glass ravo ....ngwarai vakadzi ityai mwari
Wagona mwanangu mugere pamusoro pengozi inguva chete musikana uyu achadzoka kuzoparadza dzinza sezvo mune Mari indai kumhuri yemusikana mopupura Ivo vozokuudzai muripo kuburikidza nemufi .
Yhooo mari yakawandisa pakuratidza munhu ma directions… ityai cc mmmm
Siyana nemari iyoyo unofa iwe
First one kusvika pano mukoma Nashe. Thank u for the confessions
maswera sei, thank you
Sisi siyanai nemari dzevanhu shandai dzenyu wakaiona kupi mari inopiwa munhu yakawanda kudaro muchafa
Kkkk kufa kuti fi
First confession munhu ayi kwanisa ku controller mweya we musikana ndi baba vako Saka matambudziko ari munzira muchaona moto, hapana chinonzi secret mukurarama makufanirwa kugara pasi nevamwe vako uvaudze zvese izvi mopinda road Maka nanga kumusha kwe musikana uyu mono ronde dzera nyaya yenyu .nekuti mweya we mufi ndiwo wanga uchikushandirai Saka zvese zva Muna zvo zviri kuzopera .kuzosvika baba vako vachi kuudza nyaya iyi vakaudzwa kuti ngava reurure.Hana kudzipwa ne njuzu baba vako vaka murovesa nezvinhu .if you don't take action ngozi uchakupedzayi neku vana iri kusvika.
Mari haina kuchena iyo bcareful
Sister 650 cash then 6 ewallets 12000 , hamusi kuwona here kuti muroi or musatanist. Muno itwa sacrifice or kurombeswa. Chiyenda pamweya asap
Common sense dzinongotaura kut Mari iyi ahina kuchena, akuna Mari yemahara vnhu vakaziva izvozvo mapedza
Siya Mari idzo dzi expire muchachekeresa vana nemurume mai.hakuna munhu anongo kupa Mari just like that pane zvava ka targeter pauri IIiii.ukango dzitora Mari idzodzo vacha ku blocker baba ivavo.
2nd confession... Ndoona sekunge Mweya mutsvene ane zvaari kutotaura mauri kurohwa nehana ikko hakusi kuda kwako asi Mwari vane zvavari kukuudza ndinokuyambira kuty usaitore hako vazhinji vanopupura pano vaizouya pano rave dambudziko iwe watowanirwa nyasha kuvhurwa meso usati wawira
Chikwambo hayisi mari, mwana wa Baba ukatora mari ukadya dambudziko ratanga ndiko kufa kwako, wagona wauya kudare re Zimbabwe iregere uye usava fonera
Last confession wakambobvumirei ,you shall be sacrificed nemunhu uyu or kutorerwa chipo thats how vakaromba ava do their rituals ,hakuna zvakadai
Mkunda wangu Mari iyo ine ngozi rega Mari iyo iriko kubank ndiye urombwa Mari iyi mangwana unochema nayo iwe urikushanda apa une murume wako raramai nezvamunazvo pasi paipa apa regera kupinda mungozi wakatarisa
Tora rufu rwako utengesere baba ivavo mweya wako mari yekupiwa iyi ndeye mishonga ndokubiwa kwe destiny yenyu chero R 600 dai wavadzorera.
First confession mune ngozi mumaoko enyu mwana wevanhu akapiwa poison under your roof. Endai munoripa otherwise manjuzu kana otsiva munopera kufa angoona njuzu anomuka akafa dai mukatsvaga kumusha kwake ngozi isati yatanga saka baba vako vasina kufa kusvika mauya from overseas because mashavi akaona zvese vachiponda munhu waanga achida muchaona moto.
Dear sister muchatengesa hupenyu kusinga zvivi kunze kwaipa uku becaful...Ndinovirirana nezvatsurwa nebrother Nash
Ndavunduka nemari hakuna zvakadaro
Uumm mari siyanai nayo iyo askana. Maybe ndeye kutozoendeswa henyu kumusha makatarira mudenga.
You already sell your soul to the devil 😈 Mari yawakatoshandisa iyi màkaatozvichekeresa Mari iyi Haina kuchena
Dzinza renyu rese muchapera neku damburirwa hupenyu panzira. Makarerwa nemari yeropa.
Hakuna zvakadaro imi siyai mari iyi
Endai kuchurch mkoma
Namatai mkoma ruchiva rwaka ipa
Morning
Idyamariii
Imari yehurombwa enda kumaporofita ubvunzire usati waibata vakaromba bb avo
Ndipei hnku mari iyo sister last cinfesin
Iyoooo yoooo mathata fela dia buya
Ko murikurarama muri papi pa Africa pano. Kutopinda mumotokari ye total stranger ogamuchoira mari. Wakatomupa ma phone number, who on earth does that????
I think 🤔 you read my mind,ndanga ndichito zvi vhunza kuti wasangana nemunhu oku vhunza ma directions makuto panana ma number.
2#Amai hakuna mari inoshandwa zvakanaka inongopihwa vanhu.Nemari dzine varungu dai vayidaro kuzoti munhu mutema zvake.Tsvagayi vano batsira mutange manyatsonzwa nezve mari iyi.Kupihwa kwenyu inogona kunge yakanga itori sarudzo yenyu yakawonekwa pamweya.The devil is clever but not more than God
1#When Cain killed his brother Abel God said to Cain the blood of your brother is crying what has happened.Hakuna ropa rinoyenda mahara uyezve imi makato batira papfuma iyoyo.Tsvagayi hama dzemunhu uyu mugadzirise zvakaitwa zvisati zvatanga kunetsa.Musavarairwe nekuti pari zvino nokuti since anga ari munhu wechikadzi akawurayiwa zvinogona kudzoka kuzo vhiringidza vanhu vechikadzi mune rimwe gore.Imi kuwudziwa kwamakaitwa you are holding the family key to peace or sorrows
Ukaona uri mukadzi wonzi pinda momota wotopinda une chihure hako,mari idzodzo ndidzo dzecoffin rako necabbage panhamo
Last becarefuly cc
Namata before u go take that money , Some people vakaromba asi vamwe they are just kind zvavo so my advice is namata then go take it .
Mari yeurombwa
Niki's ubuloy so lizaphela manje
Hati yimwe wakato tora chingotora mari nekuti imwe wakato tora
Ko Sei uchifurira mumwe iwe inda iwe unotora Mari yacho Sei usina dzidziso hauna matyira .
Tora Mari woiitira weti