I will continue mentioning this until Chief Bushus court stop this conspiracy that the court proceedings is premeditated by these Madara. Pese paita nyaya yemukadzi nemurume vatezvara vanotodaidzwa to fix mkwasha and this is a good example
I don't know if things changed but from what I remember ndichi gara kumusha, vanhu vairipiswa kana vakasaenda. Musha wese waitobva munhu 1 kunomirira mhuri
Thank you Sly media
haa mainini nhasi wakatsvukira chaizvo chief murikubata basa kani thanks so much
Beautifull woman mvura yakanaka chose
my favourite chief
Ndivo mai velast time here nhasi akageza sure ah mvura yakanaka.
Aisa vana sipo
Anditi mombe dzakusairirwa hr🤣
Mvura chipo wena
Mvura yakanaka zvayo dai pazowana ka nevia kwete babyline yaakazora iyo
@@ruvachazika1223 taura hako atomboiwana baby line yacho kuti azore zvatofamba ,ko gogo vaye paShema vaizora sipo wani,havasi vese vanowana zvekuzotenga Nivea
Mainini kurerekera musoro sa Princess Diana. She is beautiful
Nhasi hanzvadzi yangu yakachena it's very beautiful l love it
Yaah chakafukidza dzimba matenga chokwadi uuum murume uyo kaa asi chiiko naye kunyepera kudzungaira shame poor young gal.
Yaah mambo Bushu vane BSA guru uyezve tinokushuvira makore akawanda munogona kutonga nyaya hamutonge munhu munotanga nyaya 💪👏 .
Hama dzemukadzi ngadzitsvage vana baba vakuru ndivo vapihwe pfuma kwete mwana uyo.mangwana vachazorambira mukuwasha wavo kuty pfuma hatina kuiona . Akagezawo mukadzi uyo zvasiyana ne zvaanga akaita paye .
nxaaa kushungurudzwa nemunhu akaipa kudaro twumaziso ungati izizi radzipiwa nedzvinyu
Nhai zvako haaa kanoshusha karume aka
😂😂😂😂😂😂
Benzi remurume iri anogeza asina sipo
Kkkkkkkkķkk
Nasi mai vakagezawo
Karume kanobhowa akaaa kanonyepera kupusa karikudzwanyirira mwana mdiki .
Wakageza nhs muramu wangu
Asiadzoka achinja ndanga ndamushaya zvanani akuchengeta
Kkkkkkkk😂 akugeza
nhasi mainino varikupenya shame
Kugeza chipo🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I will continue mentioning this until Chief Bushus court stop this conspiracy that the court proceedings is premeditated by these Madara. Pese paita nyaya yemukadzi nemurume vatezvara vanotodaidzwa to fix mkwasha and this is a good example
Ndezvako kana usina mwana musikana nyarara
Haaa baba ndibaba sure. Hona baba vakwira dare papfuma😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀
What's with the salute.
My question also
Ndiri kutonzwa hasha karume aka kano dherera , koti kushusha .
Iye ndiye arikutarikidzika kuti haageze murme uyu
Karume kanzenza basa rekushungurudza mukadzi
Anopenga murume uyu mambo
She is so beautiful .sly vaudzei kuti vatsike ipapo zvinoita chete kkkk
Mukadzi akanakisa uyo arikushungurudzwa chete ngaasadaro murume uyo
This guy needs Sjhambok, he is undermining the court and abusing his wife.Total lack of respect
Saka vanoda vana vasare vasina pfuma here aah
Turume twemumaPurazi utwu kuzungaira too much ngaaripe kushaina after wawondonga mwana waaridzi nxaaa
kķkkkķkkk mwana waaridzi for me
@@waterlifeshop7920 😂😂😂😂😂
Varume vanonyepa vamodakuti nyika itomboomesa mitemo
Kamurume ako kanoshusha
Mvura mushonga inoita kty munhu aratidzikewooo panevamwee nhasi mnn mukuonekerawoo pamberi nebhava
Sando dzenyu mambo munogona kutonga
Mnni
Kuda pfuma nekuti mwana anzi haagezi
Nop sandizvo veduwe 🤣🤣🤣 karume ako kanotsvinya tsvaga yekutanga yacho dear
Asi NHS mkadzi ageza
Ndivo tezvarra vcho here
Vamwe vanenge vari brother
Vanhu vanenge varikumanikidzwa kuuya kuzoona nyaya idzi,i don't think the audience is coming on their own free will nguva ino yekurima....
I don't know if things changed but from what I remember ndichi gara kumusha, vanhu vairipiswa kana vakasaenda. Musha wese waitobva munhu 1 kunomirira mhuri
@@mercynyasha9186 mmmm ndekupi ikoko kwedu vanhu vanoenda vanoda hawo esp Iwo maZanu anotoenda kunosupporter party yavo but hazvimanikidzwe
Yea kwedu it was different. I grew up in hurungwe, chief dandawa. but then, that's nearly 20yrs ago
Murume wacho ritorio rombe zvaro
Ummm zvirimudzimba zvoda moyo murefu
Tumai uto tune dzungu vakutoda kurambanisa vana