Baba ava kuda mukadzi here vakadzi vakazara vanodawo dzimba and vakadzikama hindava varume kungoda kufira maharashtra.. yekuGokwe inotyisa iyo baba ngavaende zvachose siya muroi azvigarire ega asi sabuku dzingai vanhu . Ko yevemukando varikufa vaya vazodii
Haaa Bhozho naKB makafambira nyaya dzenyu dzekuti mutsudzure zvakasimba.... Kkkk shona yandataura mainzwa and musandipikisa
Haa kumusha kwako uko Bhozho ma1 kunemafirimu hobho kwababa Patty kurinani kuneNzou nembizi chete 😅
Baba ava kuda mukadzi here vakadzi vakazara vanodawo dzimba and vakadzikama hindava varume kungoda kufira maharashtra.. yekuGokwe inotyisa iyo baba ngavaende zvachose siya muroi azvigarire ega asi sabuku dzingai vanhu . Ko yevemukando varikufa vaya vazodii
Gokwe yah
Ko Mabla 10 na Sekuru Zwambu mavaonao here kuseri kwa bhozho
Gokwe ndokuti Zimbabwe
Ng'anga simba racho nevaporofita source yazvo i one maona kuti vanofambidzana vachitotaurirana.saka vanhu vanoenderei ikoko
Baba vekutorerwa mukadzi nemuzukuru totenda hapana kudeuka ropa ukaona mukadzi wodaro hakude ibva watokanganwa nezvake uyezve usazvitemese musoro nekuvhunza kuti muzukuru wangu here akàtanga mumwe or mukadzi wangu zvichine basa reyi musakanganiswe hukama nehure iro nyaya iripo pahupenyu ndeyekudaizvi varume ibasa ravo rekunyenga asi chaxvakanakira iwe mukadzi ukaramba hakumanikidze ukatoti uri hama uyezve ndine murume wandishoreyi anototanga kukuremekedza haafe akataura zverudo newe Saka ukaona zvakadayi mukadzi ndiye benzi abvuma zvinhu zvisingafanirwe kuitika
Haaaa varoyi vakaoma veduweee vanongoda go back to sender chete
Ndakachibata chimuti
Tiripo pachimuti
Munaisawo link reWhastApp pano
Chokwadi taura hako
Tiripo pachimuti