ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ane godo munhu uyo huroyi chaihwo fambai munhu ngaapengeswe iyeye
Back to sender chete ndiyo inodiwa chete achadura oga
Munhu anotoziva mamovements amai avo and I think anototamba navo munhu iyeye
Munhu ngagadzirwe chte
Go and See Prophet Miracle Paul in Chitungwiza Unit L
Munhuwamaisiira makeeys ndiye akachekesa makeys
Munhukadzi akaita izvo ane godo kuti vane midziyo yavo yakanaka ngaagadzirwe
Yooo munhu anehutsinye uyu igodo chairo huroyi chaiwo😢
Haaregererwi munhu uyu huroyi
Zvakaoma
Hakuna kuroya kuno darika apa
Chidhoma icho endai kundobatsirwa
Ummm zvakamira sei
Anogona atoripo patukadzi tukunyepera kushamisika uku
Ahhhh mashura chaiwo
Haana kurambana neumwe mukadzi here arikuita revenge
Zvakawoma munhu ayita izvi haana moyo
Munhu wekuziva uyo asi zvakaoma
Ivo semunhu anonamata kuchurch ikoko hakuna vaporofita here vakaona nyaya iyi isati yaitika
Vanogara nemusatanist seyi vamwe vasina kunzwa noise
Pfooo rikiti
Zvimwe atoripo akazviita pavari ipapo inyaya yegodo chete kurwadziwa coz vanhu avo mumba munenge makarongeka
Vakanyatsovhunzwa munhu wavakanetsana naye vanomuziva munhu ùyu angaachiita revenge on something uyu
Mm mm mm hazvisi zvunhu hre?.munhu agotadza kunzwikwa achiita noise
Chikwambo icho why vanhu vasina kunzwa kuti pane zvirikuitika mumba umu
Ko zamu momz boe hr
What's wrong with it, are you not African , Zimbabwean?
Paruzhinji kungo cover ne wrapper kwakanaka tiri vanhu vatema
😂
Ummm ndibatei tiite nyaya yacho
Kana muchikwanisa mukoma batsirai mhuri iyo necontact yenyu mukoma wangu
Pane arikudawo kugara mu main house