Passion Java welcome Madamboss in Dubai enroute to Zimbabwe

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ก.ค. 2024
  • prophet Passion Java has welcomed Madam Boss from her Hollywood visit vati havangamirire Kuti asvike Ku Zimbabwe rega vanhomugamuvhira kuDubai ikweyo. nhasi havo vachadyiswa Mari vasati vasvika Kumba kudinner zvavachauya vakaguta nhaimi. munhu wese kuGarwe for welcome dinner
    #madambosslatest #madamboss #prophetpassion #passionjavalatest
    #latestnews #latest #news #zimcelebs #breakingnews #newzimbabwe #celebritynews #zimcelebrity #maititilatest

ความคิดเห็น • 38

  • @PB-dw7dc
    @PB-dw7dc 10 วันที่ผ่านมา +3

    Madam Boss bhoo zvokuti ❤
    Saka muchaita sei nekunyarira kwacho

  • @ellenjames1069
    @ellenjames1069 8 วันที่ผ่านมา

    I see pure joy in madam bosses blashing

  • @normanchizanga3499
    @normanchizanga3499 10 วันที่ผ่านมา +2

    thanks Passion

  • @MildredChipikiri
    @MildredChipikiri 10 วันที่ผ่านมา +4

    Vanhu vanegodo so

  • @maureenmuzondo2305
    @maureenmuzondo2305 10 วันที่ผ่านมา +3

    Vanhu varikuona zvisina basa kunyara kune basa rei kurwadziwa kune labour

  • @georginarobertson8884
    @georginarobertson8884 10 วันที่ผ่านมา +1

    We love you for your humbleness stay blessed 🎉🎉❤

  • @asmr-uc7qf
    @asmr-uc7qf 10 วันที่ผ่านมา

    Siyana negodo sister. Let madam boss enjoy her life😮😮

  • @tafadzwachimbarara9650
    @tafadzwachimbarara9650 9 วันที่ผ่านมา

    Congratulations madam boss chitombondikandiraiwo zvenyu ka thaza timborwadzisa vana vasatan ava😮

  • @heatherheather6127
    @heatherheather6127 10 วันที่ผ่านมา

    Madam Boss manyama❤❤❤

  • @maureenmuzondo2305
    @maureenmuzondo2305 10 วันที่ผ่านมา +3

    Thank you Prophet Passion for the love

  • @omackchirwa-jv8iq
    @omackchirwa-jv8iq 8 วันที่ผ่านมา

    Sei vanhu munorwadziwa ne life ye mumwe munhu 😢 mwari anofara nazho imi mosamwa

  • @user-sr9cp7iy2p
    @user-sr9cp7iy2p 10 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤❤

  • @user-dl8zz3di3i
    @user-dl8zz3di3i 10 วันที่ผ่านมา +1

    Kakunyara hakana kumira mushe ummmmu ini ziii zvangu bota rodyiwa vaNgoni wawawa

  • @BettyMarufu
    @BettyMarufu 10 วันที่ผ่านมา +1

    Pfungwa dzechiboi dzakasara

  • @user-pj2jb3pf6p
    @user-pj2jb3pf6p 10 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤❤ vegodo muchaita sei

  • @user-ev5oe5nq6k
    @user-ev5oe5nq6k 10 วันที่ผ่านมา +1

    Dudu ari kurira zim yese

  • @stellasibanda8039
    @stellasibanda8039 9 วันที่ผ่านมา

    Saka maida adzane here madhodho kure

  • @user-ks6wd5wc3y
    @user-ks6wd5wc3y 10 วันที่ผ่านมา +1

    1st pano....

    • @YoNews_tv
      @YoNews_tv  10 วันที่ผ่านมา

      Maita Basa

  • @AntizaMncube
    @AntizaMncube 9 วันที่ผ่านมา

    Marema mhamha marema jar song

  • @cleopatramabika987
    @cleopatramabika987 10 วันที่ผ่านมา

    Mashaya zvenyu zvekutaura jealous chairo go madam boss go

  • @BettyMarufu
    @BettyMarufu 10 วันที่ผ่านมา

    Haa blush yeyi iweka,anemrume wake

  • @user-cs3tg5lp3w
    @user-cs3tg5lp3w 10 วันที่ผ่านมา

    Nyanya iwe uri kutaura ndiwe une problem une pfungwa dzakadhakwa zviri kuunza mari here kumba kwako

  • @EdithBondera3
    @EdithBondera3 10 วันที่ผ่านมา +1

    Nothing ini this video ngatingotendewo vana vevamwe

  • @it3788
    @it3788 8 วันที่ผ่านมา

    Kurira chii haana katickey yaapihwa musati nyaudze😂😂

  • @patriciadengenyera8507
    @patriciadengenyera8507 10 วันที่ผ่านมา

    Imi Sinai nemunhu azvifarire

  • @BettyMarufu
    @BettyMarufu 10 วันที่ผ่านมา

    Hurumende dai yatibatsira kungoshatisa zvinhu nxaaa

  • @PamelaMurambiwa-sx9fo
    @PamelaMurambiwa-sx9fo 10 วันที่ผ่านมา

    Kkkk passion kudenha hanzi ko idzi dzikuda kukwana papi

  • @user-cs3tg5lp3w
    @user-cs3tg5lp3w 10 วันที่ผ่านมา

    Wabaiwa ngaabude

  • @IshmaelMashy
    @IshmaelMashy 10 วันที่ผ่านมา +3

    Maida Kuti azhangandire here yoo

  • @Beebee20905
    @Beebee20905 10 วันที่ผ่านมา

    Hezvo urimbwa iwe wanga uchida apengereke hr nxaaa

  • @LilianMuyengwa
    @LilianMuyengwa 10 วันที่ผ่านมา

    Imi Dai uri iwe wainzwa sei hapana ari kuziva chokwadi kunze kwavo vari 2

  • @jay5155
    @jay5155 10 วันที่ผ่านมา +1

    Mh*ta for all negativity mind your own

  • @user-op1sc3wu9g
    @user-op1sc3wu9g 10 วันที่ผ่านมา

    Dzoro rikashaya pfungwa roremera mutakuri choratidza kuti pane zviripo chii,maZimba takafa pfungwa Mwari ngavatibatsire asi chonakidza godo rorwadza akaritaukura

  • @edinadelightedwin
    @edinadelightedwin 10 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤

  • @IshmaelMashy
    @IshmaelMashy 10 วันที่ผ่านมา +1

    Kurwadziwa munonyanya imi