ไม่สามารถเล่นวิดีโอนี้
ขออภัยในความไม่สะดวก

Tytie obvisira Nyati's Monetization paFacebook zvatsamwisa Zim socialites

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 13 ก.ค. 2024
  • After their visit kuMpumalanga kunoona the Nyathi family Tytie allegedly akakonzeresa kubvisa monetization yavo nesada Kuti vaposte ma video avakatira vese. Tatelicious akatsamwa nazvo. ketina also comented achituka Tytie Maititi gave advise Kuna Nyathi hanzi dzoka kumusha #latest #latestnews #zimcelebs #news #breakingnews #newzimbabwe #celebritynews #zimcelebrity #maititilatest #ketinamasomera #maittlatest #tateliciouslatest

ความคิดเห็น • 17

  • @qeenjudyvimby1339
    @qeenjudyvimby1339 หลายเดือนก่อน +2

    This story is actually content aswell hameno why vanhu vasiri kuzvionawo...yato trender ka nyaya iyi

  • @MasclineMleya
    @MasclineMleya หลายเดือนก่อน

    Vele inini ndatsamwa shem zvandiboa zvisingaite 😢😢

  • @xtrememaid2298
    @xtrememaid2298 หลายเดือนก่อน +2

    Nyathi says he tried to call Tytie but hes ignoring his calls & hence hes blocked him.

    • @MasclineMleya
      @MasclineMleya หลายเดือนก่อน

      Yaaa hanzi pekutanga akamu phonera akamutuka zvinobhowa so she 😢😢😢

  • @BettyMarufu
    @BettyMarufu หลายเดือนก่อน

    Aaah vakauya nekuda kuba iye Tytte saka Is chaie kwaiva kudya here iye ashanda tyte kunge asingazive zvaarikuita

  • @user-ys4dv3vz5l
    @user-ys4dv3vz5l หลายเดือนก่อน

    True inzwai both sides....seemz vanh vangotanga nekutuka tytie n kiki,,,, ndikuona sekut approach yashandiswa na whoevr yaita harden the accused ones.Otherwiz dai zvnh zvafamba zvakanaka paigona kuve nekunzwisisana coz they are nt enermies to tht xtent.Kunyarara kwa tytie n kikie mukubata mukunyarara kwavo myt nt b kunyarara lyk others are saying,instead zvine zvazviri ku comcator kukuita justify thmselves.Tongoti zvekare gadzirisanai muri vana vadiki mese,most advises dziri mu social media dzingwarirei...torai zvnovaka,moita ignore zviniputsa,musake uye musaita focus on zvituko zvikuuya pano.

  • @Unclezuma-p2y
    @Unclezuma-p2y หลายเดือนก่อน +1

    We made wrong people famous 😂

  • @user-jj7kk4px4u
    @user-jj7kk4px4u หลายเดือนก่อน

    Honestly tyeit showed us that his so selfish shame

  • @babratakundwa6369
    @babratakundwa6369 หลายเดือนก่อน

    eush kana vabisirwa atleast pasi nehutsinye

  • @Justgloryn
    @Justgloryn หลายเดือนก่อน

    Collabs are not good💔

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 หลายเดือนก่อน

    And where are they in all this hulabaloo. Tytie na Kiki. Akadii kuvaudza kuti tauya kuzoita content nemi. Lesson to the Nyatis. Chamakdya chamuka. Munonyanya kuda kuombera

  • @SimbarasheHanyani-em6sc
    @SimbarasheHanyani-em6sc หลายเดือนก่อน +1

    Titie utsinye siyana nahwo

  • @NadiaKhan-qd1uu
    @NadiaKhan-qd1uu หลายเดือนก่อน +1

    Ane number dza Nyathie ngaadziise apa vaende kwa Sekuru ku Zim vanouya vakapfugama vachikwenya muviri wese vanoda kuroyiwa vanhu ava vazive upenyu haudero ,,

    • @MasclineMleya
      @MasclineMleya หลายเดือนก่อน

      Kut kudaro here don't worry zvenganga mirai mbijana mwari vatonge nyaya iyi

  • @Lindiwe-q1x
    @Lindiwe-q1x หลายเดือนก่อน

    Where is Shadaya??? na Olu? Ndivo vanhu vanogona Tytie, vamugarise mudhishi zvakare. Ngavamuchemedze zvakare. Tytie is turning into the male version of Kamuchachilo. Manje achagadzirirwa size ne Zimbabwean community & this is going to be his downfall. Dzidza kupeta muskwe wako Tytie!!!

    • @MasclineMleya
      @MasclineMleya หลายเดือนก่อน

      Taura hako ngavabudikire bamuchemedze mbijana imbwa yemunhu