When Lucifer spoke to Eve in eden. His words where 99% truth mixed with 1% error. Satanism is in the church. For example that prophet Jose, Magaya, Makandiwa, Ubert angel etc. Look for them in very high positions, and high influence. Satan cannot cast out satan. So hapana deliverance apa. All this fuss on social media about satanism is entertainment and pure stupidity. Anyone who calls themselves prophet today is not from God!
In satanism this is the: Esoteric - intended for or likely to be understood by only a small number of people with a specialized knowledge or interest. Exoteric - intended for or likely to be understood by the general public. Message yema dunderheads. The only person with power and authority is Archangel Michael/Jesus. He is The Commander in Chief of all angels. Even the fallen angels kneel to Him. No human has power to control fallen angels. This story is basically satan creating a diversion tactic, in the world of satan.
I hope mukoma Robert mapabata. N'anga dzingaone zvinhu zvemushonga nekuti dzinoshandisa mushongawo asi hadzina solution. Solution iri muna Mwari. The solutiopn is Jesus Christ. Acts 4:12 KJV Neither is there salvation in any other: for there is none other name under heaven given among men, whereby we must be saved.
Some people are really ignorant! You come here & comment “haasati awana help here?”. Did he say he’s looking for help? Let the devil be shunned and shamed, those saying inyaya yakare go & watch dzamanje manje dzacho not come here and taint the comment section with your foolery. It’s either ndimi mukuroyiwa or ndimi maSatanists acho futi maSascum imimi nxaaa
Halo dear writer if the young man is saying it's through Christ through prophet Jose why trying to downplay Christ and his might power through his servants
A few weeks ago some people tried to kill prophet Kudakwashe Jose and his family and he is just a young man same age as my last born would son I felt so angry
@@sazzydee1553 there were people wanted to kill him and his family. Imagine. He is just a young father enjoying his young family and someone is not happy with him. He is doing mighty work bigger than his body
Who needs DSTV when you have slymedia.There are more real life lessons to be learned here than any university could ever teach.
Mario ndinotenda for the first time you are talking about real power. There’s none like God share the number of a man of God❤
THANK YOU MUKOMA ROBERT AND SLY MEDIA TEAM, KUTIDZIDZISA ZVEUPENYU, ZVINOTYISA, ZVINOSHAMISA ZVINODA KUFUMURWA. SIYABONGA.
The boy once said his story but I forgot on which channel
On drewmas media
Tilda live as well
Tilda, ,zvinoyera zvinotyisa zvinoda kufumurwa last year
yes i remember him aswell
Yes akazonobatsirwa na prophet Jose
Sis melly ndo vakaita mukoma ava vabatsirike kubva kuwana Mari ye bus nezvose nekwavakaenda kunobatsirwa na Jose thank you sis melly makamira mira
Haasi mukomana uye wekuzobatsirwa na Pastor Jose here
Ehee ndiye ndamuziwa
Sure ndiye uyu
Saka sei adzoka nenyaya yake. Iye akabtsirwa naprophet Jose. Regai tinzwe pamwe zvatanga futi🙄🙄
Saka sei adzoka nenyaya yake. Iye akabtsirwa naprophet Jose. Regai tinzwe pamwe zvatanga futi🙄🙄
Yeboo
Batai mashoko angu uyo mukomana uyo panguva inoteera achawa mupirofita wamwari,thank you nekusiya mabasa erima
I'm glad you found peace bro, wish there could be another Episode, we live in a crazy world for sure
I THANK GOD FOR THE LIFE I HAVE
We thank God for your life Mario and for using His vessel prophet Jose to deliver you.we pray for total deliverance🙏
Prophet Jose ndivo vakamu deliver here
@@carolinacharama2363 ehe
When Lucifer spoke to Eve in eden. His words where 99% truth mixed with 1% error. Satanism is in the church. For example that prophet Jose, Magaya, Makandiwa, Ubert angel etc. Look for them in very high positions, and high influence.
Satan cannot cast out satan. So hapana deliverance apa.
All this fuss on social media about satanism is entertainment and pure stupidity.
Anyone who calls themselves prophet today is not from God!
In satanism this is the:
Esoteric -
intended for or likely to be understood by only a small number of people with a specialized knowledge or interest.
Exoteric -
intended for or likely to be understood by the general public. Message yema dunderheads.
The only person with power and authority is Archangel Michael/Jesus. He is The Commander in Chief of all angels. Even the fallen angels kneel to Him.
No human has power to control fallen angels. This story is basically satan creating a diversion tactic, in the world of satan.
Mario na Rumbie you can make a good couple ❤😂
Well said 🤣🤣🤣
Nhaii imi😅
Iiih 😅
Nhazvirorane ikoko
Rumbie is a legend..she scared the hell out of me
Mario ari kutsinhira vakataura naRumbi zvesatanisim kuti vazara, thank you Robert, Sly media making bridges
Nyaya yaMario inorwadza,dai Mwari vakurangarirawo zvikunakirewo pahupenyu,ndinorwadziwa hangu,vanhu munodarirei shuwa
Mario akabatsirwa naProphet Kudakwashe Jose of Victorious Family Church International
Now it's hard to find a real prophet pliz God help us protect us from this evil world
I like this his very clean and i think if w have a lot of men who think like him Zimbabwe will be great again
Prophet Kudakwashe Jose mutumwa wa Mwari zveshuwa
May god help you and continue to protect
Takamboyiwona padrewmas media
Thanx sly media munogona
aaah asi mkomana uyu haasati Awana help nanhasi haasiriye hre wekumbouya kwatete Tilder last year
Tinenge takambomuona wekuzoenda kwa pastor jose
@@netsietumu7767 ehe ndiye
Ehee ndiye uya nhayi
Ndiye akaendeswa kwaprophet Joseph
Akabatsirwa kare uyu na prophet Jose
Sly media you rock,am in the Uk but you keep me linked with my home
Mukaka nemazai zvekataurwa nemufanha waAdmire😢😢
Ndinenge ndakamboinzva nyaya iyi karesa
Ndeye kare iyi sure lastyr
Sly number 1media
haa ve slymedia makanyanya sando dzenyu vamukoma robert ndikuona ma subscribers tirikuwanda zvisingaite
Nyaya iyi yadzoka futi🙄. Handiti this guy was helped by Prophet Jose🙄🙄🙄
Ndirikutoshamisikawo
He reposted it the guy was helped I think
Mario was helped na Prophet kudakwashe Jose
I think it’s just a recap guys, yetestimon yekuti zvesatanism zvokwanisa kupedzwa
Ndiye wekubatsirwa na prophet jose uyu.regai tinzwe pamwe zvatanga
😂anyway he is a great story teller, atifungidza ngano dzataiudzwa nechembere dzekumusha kwedu. Mahumbwe hawo ayo
Uumm mkoma Robert kuzotipa munya chii nemi
Munya kwauri to me it’s the first time to hear about this guy.
@@ronaldlunga9807 ooky enjoy then
I remember he was assisted by Prophet Joze> Ava vanhu vaMwari ava
Iyi inenharo iyi
Ma figures arikusiyana from the previous interview tingati kukanganisa here or aive ma us dollar converted or vice versa
This guy handiti akabetserwa here kudhara asi zvatanga futi
But never ube le peace empilwen yakho ngamagaz abantu
Inga zvikuratidza kuti akabatsirwa wani akuenda ku church plus vakatadza kumuuraya.. Mukuteerera nyaya ipi😮
Saka kana tuchida kukuonai mukoma Sly tokubatai papi
I hope mukoma Robert mapabata. N'anga dzingaone zvinhu zvemushonga nekuti dzinoshandisa mushongawo asi hadzina solution. Solution iri muna Mwari. The solutiopn is Jesus Christ. Acts 4:12 KJV Neither is there salvation in any other: for there is none other name under heaven given among men, whereby we must be saved.
John 14:6 Jesus said to him, “I am the [only] Way [to God] and the [real] Truth and the [real] Life; no one comes to the Father but through Me
Kkk mario anonyepa hamusi kumuziva 😅😅
Nyaya yaMario yadzoka futi asi pane zvava kudzoka here futi
Mukoma Robert makufanira kuva nechanel yenyu kuDSTV
This guy looks like the same one who was on Drewmas Media like last year with a similar story.
You are right
Saka toenda kumachurch ekupi veduweee kwese kwakujoiniswa Satanism. 😲🙆♀️🙆♀️
😢😢pakaipa wena Dai Mwari vatibatsira
Especially ana papa and masowe
Some people are really ignorant! You come here & comment “haasati awana help here?”. Did he say he’s looking for help? Let the devil be shunned and shamed, those saying inyaya yakare go & watch dzamanje manje dzacho not come here and taint the comment section with your foolery. It’s either ndimi mukuroyiwa or ndimi maSatanists acho futi maSascum imimi nxaaa
The most intelligent comment. Ndandichiti ndini ndega ndiri kuzviona.
This boy said this story Kwa Tilda but in a different way 🤔🤔🤔🤔🤔
Slightly different but is the same boy
Akamboendeswa kwaprophet Joseph
Any subtitles ?? In English?
Mukomana atenderera uyu bt ku sly media anowana help
Murehwa yakatakura aah!
Ko uyu zvamutangidza futi here😢
Nhai vanhu mukungoti he was helped by pastor Jose kudzoka kwake zvinorevaka kuti problem haina kupera achiri kuda help
Not neccesarily.
Akabuda pa drwmas media akananayirwa zvikapers Wani 1yr ago
ndakamboiona Nyaya iyi
Itayi ataure ma prophet echokwadizve tizive, hanti nobasa racho rokuva pano nhai mukoma SLY?
Ehe ndiye wekunamatirwa naprophet josse
Heard him before on karanda TV
Nyaya iyi ndoiziva yavayekare
Robert nyaya dzakuwandira ko Yvonne wapapi tamirira
Hold on
Awonda this guy
Very true. Ndandatomushaya
Aizvee ko uyu yake haisati yapera here yskambobuda kuradio kwa tete Tildah ne Drewmas media futi akabatsirwa na Prophet Jose
Nyaya yaMario yakapera akabatsirwa naProphet Kudakwashe Jose of Victorious Family Church International
Still on 10 but I admire the resolve he had to school himself
We had this similar story here on you tube few years ago , ndakanganwa zita re Mukoma wacho
Ndiye same guy saka vakatadza kubvisa zviri maari
Dzokodzo inesimba
Uuuuum this story inoda kuongororwa coz pane mukomana akataura story iyi zvakangofanana kwa aunt Tilda saka panenge pane zvirikuitika
This is the same boy
Mukomana uyu haana kubatsira here naProphet Kudakwashe Jose
KO madzokorora here
Haaa Sunday munotitegerera kunenge kwanyarara hatina content please edzai kutipawo something
Iih nyika yaoma 😮
Ahasi mukomana wekwa Prophet Jose here uyu
Muface alambobuda kare akamboendeswa kunanaPapa akanzi avebhoo wani
Mario Ave right zvake akabatsirwa naProphet Kudakwashe Jose
Akambotaura nyaya yake kwatete Tilder mukomana uyu
Yayezvinyaupe
😂😂😂😂
Subtitles
Mmmm iyo satanism yacho veduwee rumbianenge akati i new carriculum yeuroyi handit zvaivako but now zvavanewo vakaita computer yahoo ndo vakunzi masatanism vembiri yarhodes ndovaroi 😂
Kkk wakaona Ginimbi
Tamirira
Makurepeata
Why repeating this though? Marketing strategy here?
Yes anonyepa uyo
To me it’s not repetition seeing it for the first time
It was posted be4
Hakuna Prophets vanogona kupedza Satanism, izvi zvinokwaniswa nana Tateguru TASVU. Zvema Prophets zvinokudzokera futi.
Halo dear writer if the young man is saying it's through Christ through prophet Jose why trying to downplay Christ and his might power through his servants
Mkomana Robert vakutokunda tete tilder basa
Why comparing they are both unique in their own ways.
@@nyarie_m because I’m seeing the difference.
Kunzima nkosi yami
Akabatsirwa naprophet Kuda joze
Mario akabatsirwa KwaProphet Kudakwashe Jose vanowanikwa paCity sports center muguta reHarare
Maitabasa mkoma Mario ndadzidza zvakawanda
Vabereki tisu tiri kukonzeresa vana kusvika pane zvakaipa nekuti iwe mubereki ukaramba mwana wako unoti anoendepiko
Zvakaoma sure
Waslimer or maybe kukura
Sly lough
Akambobuda fut wani
Usatambe neropa remunhu
My data ne ngano idzi😂
Aw so tilda just interview vanhu and yet not giving then help aftr😢 i thot he was helped long time ago mario uyu i holp sly uyu unousa kwa tasvurai
Ndafarira chinhu 1 chakanaka chese chinoshandirwa
A few weeks ago some people tried to kill prophet Kudakwashe Jose and his family and he is just a young man same age as my last born would son I felt so angry
Oh, wat happened?
@@sazzydee1553 there were people wanted to kill him and his family. Imagine. He is just a young father enjoying his young family and someone is not happy with him. He is doing mighty work bigger than his body
@@juliaherbet2063 Devil is a liar, the prophet will not die before his time in Jesus'name!
@@juliaherbet2063hupenyu ma one
Mukoma uyu akamboitaura nyaya iyi. He was helped by prophet Kudakwashe Jose
Did he receive help or they reported that he was assisted. Ukaona zvinodzoka iye munhu ambobatsirwa zvinoreva kuti basa harina kuitwa sezvazviri.
@@ZisengweChimutsa he did get help. I think he just wants other people to be aware of the dangers of practicing satanism
They reposted it
@@itayikaseke3480 it's an update on his situation now. I glad he remained under Jesus Christ wings
Haasi mukomana wekwa Tilda here uyu?
Honour your father and mother but not all the junk they feed you. You will thank me later. It shall be well bro.
Mukanya maSatanists maada
Also take Rumbi to that prophet so that she gets genuine help
This boy again, this should be a fack story
Uyu mumwe but achitaura same story imbavha dziri kutsvaga mari
Aaah guys this is the same boy. I think zvinhu zvake hazvisati zvapera bcz anofanira kufumura husatani hose.
Haa uyu achiri nayo here satanism
But apa adzikira mukomana uyu zvinenge zvisina kupera
Adzikira zvakanyanya wena paakauya kwa Tilder anga ane body iri bhoo
@@frankmoyo7267 hazvina kumumirira mushe chete
Kana kusvika yooh achinja maybe achiripama1