In Every Deliverance If God Is the One who give You Power Then God Must be The One who shall be exalted But Because of Lacking of Knowledge God is the Source So is the One who supposed to be Given The Glory
Basa mberi Sekuru musaterere zvinotaura vanhu senyaya iri kutenderera headman avo ndovakutoita drama chairo ndovakutaura manyepo kumanikidza vanhu kuti vataure zvavari kuda ivo basa muri kubata vakawanda vari kupupura vakauya kwenyu ikoko dai iri mari taiuyawo
Sekuru batayi basa varoi vanyanyisa munyika an besides hes only human dnt judge bvisirwai zvijwambi ndozvakakosha chete.zvavanoita sekuru after hazvinei nesu
Musakanganwe ku sabhusikiraibha Vazukuru neku laika nekusheya yuchubhu Chanel yedu nekufolowq Facebook page redu Sekuru Kanengo TV ndinotenda nerutsigiro rwenyu ndakapihwa zita kuchivhu hanzi murii MATAKANURE saka zvandapihwa nevazukura handirambe ndini MATAKANURE kana uine dambudziko pauchandiona nerimwe zuva ndichakutakanuraa
That was the first thing i did when i visited the Chanel
Chinhu chimwe chandokudirai sekuru mukasvika munzwimbo munobatsira munhu wese hamungofambiri musha mumwe chete. Thank you sekuru.
I have never seen Sekuru Kanengo in such joyous mood.
Send us blessings Sekuru Matakanure.
😊
Sekuru tingori worried ne nyaya yakabuda yekwa headman nyachuru semuzukuru wasekuru kanedngo ndakabatikana zvekutadza kana kurara vanhu vanodirei kukusvibisai iwas so heart btoken sekuru torai matanho muzvichenese tatenda nebasa ramunoita handisati hangu ndambosvika kwamuri ishuviro yangu kuzod, svika ko tatenda
Kna ini ndakadhinhiwa shame headman akaromba uya kutya kuti asafumurwawo
Nyaya yacho irikuwanikwa papi
@@NaomeMoto-lc2wj sly media
@@NaomeMoto-lc2wj kwa headman nyachuru
Sekuru vedu vanogona mwari ngaavawedzere makore
We'll done sekuru kanengo sekuru wedu moyicqhenesa Nyika yedu. Siyabonga sekuru kanengo imisebezi yakho minhle KAKHULU KAKHULU Khuluuuuu siyabonga Ngokukhula umuhlaba wethu Dankie sekuru siyaziqanja ngawe siyaziqenya ngawe Siyabonga Dankie todada newe Sekuru
*I love sekuru KANENGO MATAKANURE to the fullest*
Haaa hombarume avo vanorova ngoma kwete zvekutamba uuumm vanechipo 👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Idi kudai🙌
Muchinda we ngoma uyu ka
Vakuru vasvika pangoma apo varidzi venyika
I love u sooo much sekuru I watch all ur videos ♥️I wish to meet u someday
"Iweeee!!" yasekuru inondispaka 😂😂😂. Unopajamba chete
Sekuru kanengo matakanure kkkkk from agnes south africa jorbek
Makadini sekuru ko nyaya yekwamambo Nyachuru makaitorasei zvichenesei sekuru nedrama ramunonzi makaita nemhuri inababa vakadya vana vavo 7 vakabuda futi patilder live ivo baba vacho vanoti ndimi makavatuma kuti muwane mbiri zvirizvekunyepa sekuru endaiko munozvichenesa ndatenda hangu
Ndakabhowekana nechimambo chekupenga
Hamuna basa rekutamba here ndiuye kuzotamba ndafa nenhamo sekuru wangu
Mambo anonyepera sekuru
Murikubata basa Sekuru Matakanure❤❤❤
Viva viva sekuru kanengo todada newe sekuru VIVA VIVA sekuru wedu sekuru Manyama Dankie sekuru siyabonga sekuru maita basa todada nemi sekuru
Ndibatsireiwo mahara sekuru Manyama handina Mari ❤❤❤
In Every Deliverance If God Is the One who give You Power Then God Must be The One who shall be exalted
But Because of Lacking of Knowledge God is the Source So is the One who supposed to be Given The Glory
Sekuru Kanengo Matakanure n'anga huru sando dzenyu sekuru
Yah mava muchivhu Asekuru .....chasara musvike pa Buhera ndine hasha napo dzisingaite ........muraini mangu makatakura kurema
Ichokwadi bhuhera ine nharo
Taura hako Buhera yakatakura kurema
My fav song ,,Kwazivai changamire❤❤
Ngoma🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥ihhhhhhh ndachema zvangu
Yes keep it up kule
Sekuru muri right munobvisira munhu mopedza moti chienda konamata haiwa sekuru munogona
Ndoda ngoma zvokuti tsvagai kamhito band rinakidze 🔥 🔥
Kushaya zvangu Mari bt sekuru moyo wangu waidawo muende kuchipinge Checheche apo umm tanetswa nemuvhiti wedzinza
Wanowanikwa which location sekuru kanhengo
Kkkkk Sekuru Kanengo Matakanure 😂😂
Good sekuru munogona basa ❤matakanure
Sekuru Kanengo munogona rambai makadaro vanoshora vagara havashaikwe msaterere mashoko embwende idzo dzoda kusvibisa zita renyu
Good music Viva kanengo
Ngoma yakabatwa naNatooooooooo hhhhhhh ukunyepa iweeeee
Pemberi nana ngwenyambira gogogoi song pamberi
Sekuru matare enyu ndakaafarira kubva kare kusvika nhasi ndikawana mari ndri kuuyako sekuru
Sekuru Kanengo Matakanure, rovai basa❤
Sekuru matakanure ❤
mfesi anorova ngoma uyo ahhhhh kkkkk
Sekuru to the fullest on my way Dec
Makatanhure good name rebasa sekuru
Big up
Sekuru vanga!!! ❤❤❤❤❤❤❤❤😊
Chivhu ndoo kwangu kumusha sekuru kanengo to the fullest
Munobva nechekupi
@@roroalkhu1321 njanja daramombe
@@rendanigumbo9879 Kkkk ndokwangu but ini hndibve daramombe hngu ndiri kuunyetu
@@roroalkhu1321 ini ndonyasobva kwazinatsa uko so tongoti darambombe asi ndisu ana dhangwa chief
@@roroalkhu1321inini kwaMunengwa imimi munobva neche papi
Sound system uuuum esp hosho ne ngoma zvinonakidza
Imbosvikaiwo pamusha we Kwa Kundiwona sabhuku Zinyama
Asi uriwepamudavanhu apo
Sekuru vanotakanura avo bvunzai isu . Matakanure rakakufitai sekuru kkkkk
Sekuru kanengo muri favorite kubva kare
Basa mberi Sekuru musaterere zvinotaura vanhu senyaya iri kutenderera headman avo ndovakutoita drama chairo ndovakutaura manyepo kumanikidza vanhu kuti vataure zvavari kuda ivo basa muri kubata vakawanda vari kupupura vakauya kwenyu ikoko dai iri mari taiuyawo
Matakanure ❤❤❤❤
Sekuru Kanengo Huyai mubate zvikwambo kuno
Hanzi nhasi zvakushanda hre 😂😂😂😂
Makaoma sekuru imbouyai kumhondoro kuchirundazi kwakarema
Sekuru to the fullest 💪
Kumusha kwangu magona moda kutombofambwa chaizvo
Sekuru Kanengo Makatanure, zvaMwari chaizvo Sekuru Kanengo muri kutakanura chokwadi, Sekuru Kanengo Makatanure or Makatanure Manyama zvese Sekuru anoita mazita acho 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂 sekuru Matsakanure kanengo
Sekuru Kanengo Matakanure 🎉
Sly achiri kushanda na sekuru Kanengo here, pane zvandabvunzira
Sly haatadze kushanda neni chero zviite sei
@@sekurukanengotv maita basa aSekuru nemhinduro. Ummm ndafara chose
Wabatwa neguhwaka mmmmmmm zvakakuomera
@@catherinekangoya8964 haisi guhwa but happy anyway ndapindura naSekuru
Kkkkkkkkkk anorova ngoma zvake murume uyo
Sekuru deal naMambo uye muchenese zita renyu because varikuto manikidza vanhu kuti vati itai mai actor chii chii ndochii ichocho sekuru chenesai zita renyu we know munoita basa rakachena uye vanokuzezai vsrukuona muchiita zvihombe saka vakukutsvagirai nyaya kuda kukuwisirai pasi manje hazviko izvozvo varatidzei kuti ndimi ani,Ini ndiri kutoda kubatsirwa mukandi batsira zvikaita chete ndicharova vamwe vanhu chete inini 😂😂
Akaromba headman nekuda xvipfuwo chte 😢
Mambo uye anoda kutakanurwa pachena. Akatsvinya paya. Zvakandibata
Ngoma manyama
Sei vachibvisa same things
Sekuru atove prophet wenaa
Sahwira wenyu Uyo sekuru akupai zita
😂😂😂😂😂 N’anga huru matakanure
Joseph wakutorombawo
Manyadziswa hamunyare
Tinotenda sekuru pamberi nebasa Mwari navadzimu venyu ngavarambe vachikutungamirai
Mune rudo nemunhu wese hamusarudze
Itai basa sekuru good job
# sekuru kanengo Matakanure to the fullest...
🎉on all 25:19 25:20
Rambai makadaro sekuru kanengo
Sekuru kanengo matakanure ndoda muye pedu pa mhondoro apo tatambura mutitakanurewo kle
Sekuru to the world 🌎
Chinondinakidza pana sekuru kanengo havana dzungu .toti toti
Wsh kusvikawo .weduwe varoi vari kumusha kwedu so 🙌
Better uende wasati waziwa hama unozonwa ndiwe saka simbie inorohwa ichapisa
Sekuru matakanure bwino
Sekuru batayi basa varoi vanyanyisa munyika an besides hes only human dnt judge bvisirwai zvijwambi ndozvakakosha chete.zvavanoita sekuru after hazvinei nesu
😢😢 my people ndarwadziwa . But anyway masunungurwa. New life upon you.
Ndibatsireio sekuru
Sekuru ndideedzei mungondibetsera fovhoro handinawo mare
Ake ngibuze kuzali bethu kuyi staye ukuloya
Blessed u
Pana mukoma varikusimudza gumbo kunge vari kugym kkkkkk
Zvakaoma vedu
Sekuru matakanure😂😂😂😂😂😂
Sekuru muno perza ma sports
Kumusha kwangu uko
Good one
Navo sekuru
Tinodawo kutobatsirwa upenyu hwakaoma asi fuma aisi kubatika tiendewo
Sekuru kanengo godbless to save the guy we moto accident
Yaaaaa wanhu wazhinji wari kufa nguwa isat yakwana
Ende zvinorwadza,vanhu varikudamburira vamwe hupenyu
Katanurai sekuru varoyi vasiye
Sekuru matakanure to the fullest
Batai basa sekuru, vanhu vanotaura zvakasiyana siyana, imi itai basa chete.
Ndinoda kutouyawo kuzobatsirwa
Kadhara kanotamba wena kkkkkkkk
Kamuroyi futi kaaka
Pure talent on the drummer
Yes🤗
Dzorova ngoma 😊
Unenge unopengao
Sekuru ndirikuuyako
Rambai makadaro sekuru
Sekuru kanengo basa sebasa
Sekuru matakanure
Sekuru matakanure 😂
🎉on all
Musakanganwa kuti makambotungwa batai makangwarira