Nhayi ndoisa audio nepapiko I'm so happy ndoda kutenda mainini awo nekutaura chokwadi chawo and I'm happy that mwana awana baba wake chaiwo kwete mamwe mafunnies atinomboona Aya
@@portiakk Vanenge vachiziva. But problem yemunhu ane chihule hule anenge abva kare achiita drama kubva iri nhumbu chaiyo. Achiburana nehama dzemuface. Saka ikazoita 0 percent anenge akunyara oona kuti zviri nani kungoenderera ne drama.
The truth would have set her free if she had been open to her husband from the start omuudza kuti ndine munhu wandaionana naye kuHarare since 2019 amd I met him so nhumbu iyi handina chokwadi kuti ndeyani pakati penyy. But looks like she chanced and selected the Chivhu guy on the offchance that he was the father. She told the Harare guy kuti nhumbu ndeyemunhu wekuChivhu but why didn't she tell the Chivhu guy the truth. This most likely means she knew he was married so akapomera bhachura
Zviriko izvi😅😅😅thanks mwanasikana it takes some balls to accept defeat and accept kubvuma mhosva kuti wakaporonga and have another man tested 🎉Kudos to baBoi kubvumawo kuvhenekwa 🙏🏼Makanyanya ✊🏼✊🏼✊🏼
Love this girl natural beauty down to earth she is luck both the guys are so good hope things will be better and look after your child babamunini please look after your child and help amanini
Taura hako dark & beautiful ❤i love girlie Na mama vake ,vari transparent Bleach yauraya beauty yevanhu nekuda kutsvuka 😢 The father is gweregwere Anoto haana chekutaura sei iye aka nhumburisa girlie Haazive kuti anofanira kuroora mwana wake xaaa Haaasi husband material
Beautiful girl keep your skin as is, mrume wako akakarumba ange aruza, you are a good woman but mistakes happen. Akakarumba let va Mugabe know, I don't mind you for my son, good mroora 100%
The truth will always set you free. We all learn and improve from our mistakes i believe she will be a great mother and wife🎉🎉. So humble she is, wish the first alleged father takes back his wife and listen to his heart instead of people. Hapana asingakanganisi
First I want to thank Mr Mugabe nebasa guru ramuri kuita. I also want to thank mainini nekutsvaga dzinza remwana, maisatoziwawo nokuda kweupenzi wekusanganisa 2 man in same month without protection. Ndinorwadziwa newakadzi wanochengetesa baba mwana asiri wawo.
Tinashe please give us part 3 of this episode, will her husband take her back or not?? If he doesn't then I don't know where's going to get another good woman like this black beauty. You can tell she was raised well ❤
Baba vekutanga I dnt think he will take her back hapana munhu asingatadze bt imba inovakwa nefoundation yenhema chimoto chega chega that first alleged father is a good guy hope he fi ds a woman anomuda and who is trustworthy. Mufundisi deserves a break honestly
These two were meant for each other but akaroora…on the other side kuna Mbuya wanotaurisa who are overpower everything.. part 3 please , I have a brother for this beauty
This people they know peace tikaita vabereki vkadai vna hatitqmbure kuziva dzinza redu.thumbs up girl wamira hko pachokwadi.deep down respect the husband wawanga uchit ndiye muridzi wrmwana whatever decision yaachatora respect it love u all
Haaaa young lady, I don’t see any future nemurume wenyu pastor uya. IMHO he’s was just pretending to be supportive of you pa show paya so that he’ll politely send you packing imi monotsvaga your baby daddy. Mavawana baba vemwana zvatopera zvakadero hapachina zvekudzokerana. Akatogeza maoko kuti makadzokera kwenyu zvakanaka. Even if he wanted you back mai vake havakudei zvakatosimba zvekutoti she’d disown his son if he carries on with you. He loves his mama more so if you know, you know. This baby daddy is so fuming internally that he fathered a child with you. Just the way he reacted or the lack of positive reaction tells it all. 😅
Today the baby is quiet as if anoziva kuti Ava ndivo baba vake. Last episode Apachema which was very sad. Ukuwo kumba mudzimai Wacho achashokeka kuti kune mwana. Dear girl child look after yourself. Murume wemunhu injodzi.
This woman is well-grounded. While she made a mistake, her overall conduct is commendable, and with continued support from her husband, she has strong potential as a life partner. If the husband yields to family pressure, particularly from his mother, he may come to regret losing her.
I hope he's gonna reflect after the baby's dad is found. They seem to be equally calm and respectful people (her and the current partner). I hope he won't succumb to peer pressure and he needs to give her a second chance
I liked the humility showcased by the parties .there is potential for a good family. Mainini avo it's a matter of time otherwise anoonekwa nekutorwa neatanga.steadfast cool,determined.i like her composure.i also salute the father cool not pompous very responsible and respectful of her ambhuya thumbs up
The girl lost a loving husband and a happy marriage just coz of kusazvibata. Ka1 pagore kakaunza mwana. Its a shame. Vamwene will not accept this girl back
Mwana akazvinakira hake uyu and so humble even though he made a mistake of sleeping with 2 man at the same time. Kune murume wekutanga i think there is a reason to take her back becoz his wife is humble at it looks. It takes courage and time to make that decision in life. Mainini ndavadira hangu kuti vane hunhu ava nekuzvininipisa unenge wawana mukadzi
Vana should learn to respect their lives jumping from Peter to Enock is really bad at such an age. Hope she has learnt a lesson and save herself from the right person. I can't faulter the father she messed up and these man are very respectful 😮
Definitely I will call you a simp, mskana aitova nemfec ku mvuma she went to harare akarara nemfec ari married without protection futi now pane mwana muridzi wemwan acharamba achirova chinhu pese paanoenda kunoratidzwa mwana😂
Thanks Tinashe Mugabe . But if u go door by door in any village or just one street in a town ummmm kunochemwa vamwe vana Baba mayb varikuchengeta more than 2 vasiri vavo.
mnhu ane zvivindi zvekuvatwa nenyora nevanhu more than 1 in a month, no matter hw she humble herself ahachinje paanongo varairwa anongo zvitangidza this lady never change
Why cant she stay with her child? The child already cant stay with the father, now why take the mother away as well? Where there's true love they can sll be together
She knew this guy was married that's why she chose the single1.potse potse kutotaurirana naBrian kuti shaa hona ka ndine mukadzi kumba so hazviite ndikutore.
Haunyepi vana vedu kuita matzo timer havaregi amwene vakazvitaura pastor ngaasiye type iyi inopiwa wechitwo futi cuz inekahutsotsi kungotarisa pasi so Brian anogona kutovhura nzeve nhasi show ichipera kuzonyepera kunge kusaziva kuti unofanirwa kuripa kuroora mwana
Beautiful mum with wise words to say.... charity begins from home....mainini vakakanganisa asi vakarerwa zvakanaka kutaura chokwadi pasina kumanikidzwa...drama 0
Pastor kana mukaverenga apa ka, mukadzi uyo siyayi. She was sooo unfaithful. Kudhumaniswa nemurume wemunhu haaaa womitiswa nemurume wemunhu haaa. It's evident that paakabva Harare arara na Brian, akanorara naPastor second day. Thus being clumsy! Humai mufundisi hwaenda apa. Now praise and worship girls vanenge vakuimba zvakaipa eyeing for a vacancy. Pastor you are back to the market, choos wisely! After all, mama was right!
@@Kundai01 yes she was, at least she was not married; what about that guy who made her pregnant who had a wife and 2 kids? Both of were wrong so let’s not gaslight only one of them.
Thumbs up to this lady on choosing wise words to respond when asked
Nhayi ndoisa audio nepapiko I'm so happy ndoda kutenda mainini awo nekutaura chokwadi chawo and I'm happy that mwana awana baba wake chaiwo kwete mamwe mafunnies atinomboona Aya
asi hamuzivi kuti vakambonyepera mumwe murume here?
Kali tora mukadzi mupewo second chance zvakaitika hatizvirambi but mupewo second chance 😢😢😢
Kali you love your wife pliz forgive her mutoita mumwe mwana faster faster. make up your mind usateerera vanhu. Mira nemukadzi wako anokudawo.
@@olicechacha1110😱
This is an example of maturity. Kwete mai vaya vekuita drama over 0 percent. The truth will always set you free.
Very true. This mentality yekuti dna result is wrong or faked should stop chokwadi. Deep down munhu knows kuti pamwe ndinhingi muridzi wemwana
@@portiakk Vanenge vachiziva. But problem yemunhu ane chihule hule anenge abva kare achiita drama kubva iri nhumbu chaiyo. Achiburana nehama dzemuface. Saka ikazoita 0 percent anenge akunyara oona kuti zviri nani kungoenderera ne drama.
@@cc35506 So true. Chi game chinenge chakarongwa.
The truth would have set her free if she had been open to her husband from the start omuudza kuti ndine munhu wandaionana naye kuHarare since 2019 amd I met him so nhumbu iyi handina chokwadi kuti ndeyani pakati penyy. But looks like she chanced and selected the Chivhu guy on the offchance that he was the father. She told the Harare guy kuti nhumbu ndeyemunhu wekuChivhu but why didn't she tell the Chivhu guy the truth. This most likely means she knew he was married so akapomera bhachura
😂😂😂vekuti ndonouraya Mwana ndozviuraya hre kk
I like the mother so matured ...mainini and bamnni mese thumbs up for taking responsibility of your actions❤
Zviriko izvi😅😅😅thanks mwanasikana it takes some balls to accept defeat and accept kubvuma mhosva kuti wakaporonga and have another man tested 🎉Kudos to baBoi kubvumawo kuvhenekwa 🙏🏼Makanyanya ✊🏼✊🏼✊🏼
Mama black beauty like daughter
Love this girl natural beauty down to earth she is luck both the guys are so good hope things will be better and look after your child babamunini please look after your child and help amanini
Kanjapisi though
@@TheChekastaura zvako down to earth kahure here zvakaoma ndotumbwa tuye twaiba mazai kubva kaisa muswe mukati
There's no down to earth there
@@TheChekashaasi njapisi but zviriko zvemisikanzwa
@@nomsanyika151 kurovesa nyoro vanhu 2 within a week ndihwo hunjapisi nehubenzi hwacho.
Tinashe udzifambire toda part3 tizive it mai vadzokera kumurume wavo hr
Yes
Kuya hakudzokereke because mface uya haachabvumi, plus semunhu wa Pastor aitoda kuramba mkadzi uyu chinyararire.
@@kelvinmarwizi8769
Plus moms hiweeee
Hama won't take her back, forget!😢
😂😂😂😂😂
Ma dark chocolate awoyeeee. Sibahle mani. Its rare these days to find a black and beautiful woman. Vakadzi vese varikutsvuka vakura.
Black outside and inside, kahule!
Kkkkk kutsvuka wakura semango kana pawpaw😂
Oyeeeh sibahle dear
Kutoshaya yekutsvukisa kkkk
Taura hako dark & beautiful ❤i love girlie Na mama vake ,vari transparent
Bleach yauraya beauty yevanhu nekuda kutsvuka 😢
The father is gweregwere
Anoto haana chekutaura sei iye aka nhumburisa girlie
Haazive kuti anofanira kuroora mwana wake xaaa
Haaasi husband material
aww happy ending she is so sweet and a natural beauty zvese nambuya venwana she is beautiful.
naturally akanaka zveshuwa nditongatoda kumutora hangu
Hanzi imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatongo, trust God pasi rino vamwe vese hameno ikoko
Beautiful girl keep your skin as is, mrume wako akakarumba ange aruza, you are a good woman but mistakes happen. Akakarumba let va Mugabe know, I don't mind you for my son, good mroora 100%
Jesoooooo
😂😂😂😅
Vakazokubatai here kuti vauye kumwanakomana wenyu😅
@@persistancemachingauta6272 Aiwa, hamunakuona here kuti mrume wake akati anoda mkadzi wake😂😂❤ saka pari bhoo 🎊
They're both mature and bamnn is so humble, hanzi handizivi asi mama vachatitungamira i love that.
@@praisemoyo5865 hapana humble apo akada kutaurisa voice rinobatwa uye ko akapushwa akabva pachi shadow apo musaite kunge musingazivi varume 🤣🤣🤣🤣
@@CharityFasha😂😂😂😂😂 finish 😅
Things happen - yadeuka yadeuka. The mother will mature in time. She seems to have learnt her lessons. He without sin, cast the first stone.
Aagh iwe😂
@@tafarajonacy4897 Watya ka?😆😆
She is strong, traveling to face the guy and convince him to DNA. No tears on her face. Wish her well
This lady deserves a 2nd chance.
aaah I agree but this world is not merciful like that.The man has learnt his lesson the girl has learnt her lesson,unfortunately who will take her.
The truth will always set you free. We all learn and improve from our mistakes i believe she will be a great mother and wife🎉🎉. So humble she is, wish the first alleged father takes back his wife and listen to his heart instead of people. Hapana asingakanganisi
Kkkkkkkk hupombwe ndihwo hunorambirwa mukadzi hamaweee
First I want to thank Mr Mugabe nebasa guru ramuri kuita. I also want to thank mainini nekutsvaga dzinza remwana, maisatoziwawo nokuda kweupenzi wekusanganisa 2 man in same month without protection. Ndinorwadziwa newakadzi wanochengetesa baba mwana asiri wawo.
Tinashe please give us part 3 of this episode, will her husband take her back or not?? If he doesn't then I don't know where's going to get another good woman like this black beauty. You can tell she was raised well ❤
Vamwene havade manje
@@YVChimombe vamwene ndeyavo iyo, havarari ne mwana wavo, saka ngavasiye mwanakomana wavo decide for himself 😁 her son loves his wife, period.
@@makanaka838 nyaya dzakadaro dzinonetsa magariro acho anorwadza mukomana anenge akutobva pamba pamai kuti zviite
Plus mukadzi haana kuhura its a mistakewo zvayo yakaitika,zvowanikwa mukurarama tirivanhu.
@@douglastshuma7139Ndizvozvo, unoona kuti she's a steady girl
THANK YOU GLOBAL DNA FOR TESTING THE SECOND CHANCE FOR FREE BIG UP IF WERE YOU CHARGE IT WAS GOING TO BE DIFFICULT FOR THEM
This is a humble family. I hope baba vekutanga will take this woman back. Asi mai vavo mmm, am sure havatadzi
Kurambwa professional and strategic
Akatorambwa uyo and there's no trust anymore. Pakurera mwana that Hre guy might smack as well.
Baba vekutanga I dnt think he will take her back hapana munhu asingatadze bt imba inovakwa nefoundation yenhema chimoto chega chega that first alleged father is a good guy hope he fi ds a woman anomuda and who is trustworthy. Mufundisi deserves a break honestly
Ndopanemheremhere ipapo
Zvirinani than drama@@pinnedunlimited4350
Girls ndimi munotakura nhumbu musarare nevarume two, don't compete with men!
These two were meant for each other but akaroora…on the other side kuna Mbuya wanotaurisa who are overpower everything.. part 3 please , I have a brother for this beauty
Wafunga kuurayisa brother yako kaa...kwana😂tsvaga muroi uvape panemunhu anopa rudo kumunhu wese
Afunga kuuraisa brother, nekatsotsi kemukadzi aka
Cheating is cheating no matter how you match each other
Kana murume wako akabva akapfeka shield kumba arikuno kuDNA testing 😅😂
😂😂😂😂😂
Itori nyowani iyo ukuti akapusa hr anotoirasa muroad 😂😂😂
I’m sure iyi atoitenga muno muChivhu achisvika kkkkk
Haibo 😂😂 violence
😂😂😂😂😂😂
This people they know peace tikaita vabereki vkadai vna hatitqmbure kuziva dzinza redu.thumbs up girl wamira hko pachokwadi.deep down respect the husband wawanga uchit ndiye muridzi wrmwana whatever decision yaachatora respect it love u all
My words to the husband murudzi wemkadzi, shamwari follow your heart kwete kuteedzera zvinoda vanhu, life ndeyako nemkadzi wako
Varikutogara vese even after the DNA
Panorema apo panoda wakadyiswa zvishoma kkkkkkkkkk nyaya idzi dzinemakuva
I found this guy being very rude even mukushaya zvekutaura. He's very disappointed in being the biological father.
Vakadyirei bota remwana.... 😮
Hanzi tinotevera ivo mama sezvo varivo vanoziva chivanhu chacho. Imi baba hamuzivi kuti iyi imhosva here.
Vachinyanya vana ava haa
Haaaa young lady, I don’t see any future nemurume wenyu pastor uya. IMHO he’s was just pretending to be supportive of you pa show paya so that he’ll politely send you packing imi monotsvaga your baby daddy. Mavawana baba vemwana zvatopera zvakadero hapachina zvekudzokerana. Akatogeza maoko kuti makadzokera kwenyu zvakanaka. Even if he wanted you back mai vake havakudei zvakatosimba zvekutoti she’d disown his son if he carries on with you. He loves his mama more so if you know, you know. This baby daddy is so fuming internally that he fathered a child with you. Just the way he reacted or the lack of positive reaction tells it all. 😅
Ka cute zvako kamwana aka😊
Ka mbama hatirambe. But iiii kanokupinza pa tight.
ChiShow chonaka ichi .1k watching within minutes of starting
Tinoda zvinhu 😂😂
So happy for you baby girl. Gogo you're so dignified and beautiful
Today the baby is quiet as if anoziva kuti Ava ndivo baba vake. Last episode Apachema which was very sad. Ukuwo kumba mudzimai Wacho achashokeka kuti kune mwana. Dear girl child look after yourself. Murume wemunhu injodzi.
Episode chii last yacho
Yeah, but ati aisaziva kuti he was married, father of child also confirmed this.
@@blessingpongwa4298 pane one ne two. This one is the second one.
Beautiful Lady right there i hope this guy ndiye baba vemwana
You're so young but very muture my dearest..hauna kuita nharo kuti nhumbu ndeaningi...wish you all the best my dearest
Thanx mwanasikana nekuita straight forward zvako zvatoita watokunda vamwe vakati varikuda kuuraya mwana ❤❤❤❤❤
Baby girl is beautiful like her mum.Makorokoto the father has been found
Wooow what a humble and respectfully mother shame vana vanotirwadzisa ava😢
Vakabatira hana mumaoko lets gather here
Beautiful indeed! Next time team Global DNA please remind us of part 1, thanks.
If you skip intro 😂😂😂they did yaiswa kwekutanga Tanga .I had to playback and saw the clip 😂😂
This woman is well-grounded. While she made a mistake, her overall conduct is commendable, and with continued support from her husband, she has strong potential as a life partner. If the husband yields to family pressure, particularly from his mother, he may come to regret losing her.
I hope he's gonna reflect after the baby's dad is found. They seem to be equally calm and respectful people (her and the current partner). I hope he won't succumb to peer pressure and he needs to give her a second chance
These kind of ladies are a rare gem to find,if the husband choose to leave her and marry another one he will regret for sure
its easier said than done
Musada kufurira Pastor. Sangano rakutoziva kuti mai mufundisi vakahura.
@@Mbegabulaweso what kana sangano rese rikazviziva? Asina chitadzo ndiyani
True gem zvako Ngoni. Vanhu vazhinji are miserable mumichato umu coz vanotya kuti vanhu vanozotii? Anosiya soul mate ichienda kutya vanhu who're probably happy mudzimba dzavo vachifukuidzirana kutadzirana kwavo
rare gem rinoita chibhishu chichipomera munhu mimba isiri yake
Marriage gets the blessing of the parents. Mai vakati uyu mumusha handichamude zvaatovharana !
ndoomai chaivo vaya, chihure ngachiitirwe kure nemisha yevanhu....achatora mwana uyo achawacha mahure haachinji
@@thegoodneighbour ahh
@@thegoodneighbour uyu ndiye sharpened wife material chaiyo, haazvidzokorore izvi,
Love conquers all
Tinotenda mwari makanaka abuda zvandaida chaizvo hiii mwari maitabasa henyu kani ❤❤❤❤
Mwari aita seizve? Asi paita munana vasirivo baba vemwana bva aita kut vave ndivo?
True wena kuvatenda chaiko Mwari hugs mudoko wangu, in your next life mira panzwimbo imwe zvinokuitira mushe ❤❤❤
😂😂😂😂@@shingiraitrevormboto2105
Chinjapisi hachitenderwi mwari
Congratulations young lady iyezvino wavane stress free
I liked the humility showcased by the parties .there is potential for a good family. Mainini avo it's a matter of time otherwise anoonekwa nekutorwa neatanga.steadfast cool,determined.i like her composure.i also salute the father cool not pompous very responsible and respectful of her ambhuya thumbs up
That show is so quiet good , calm and no violence is involved inside ((cheers))
Hahahahaha Mugabe wenyu uyoo kaaa😅😅hanzi baba Havana kumanifestr here vachikuonai😅😅😅😅
@@TimothyTadiwanasheMunakandafa imagine caz kkkkkkkk
aaaah masasi aTinashe unotoona munhu anotoda nyaya zvekudaro dai akaitwa mkadzi haaaa perfect guhwamate akarehwa naMama Vee
Anoda nyaya amuone paanobvunza zveboda anonyatsot Nemo nemo😂😂😂😂
@@1zimbabe😂😂😂 basa rake rinotoda ade nyaya ndokuti vanhu vacho vataure zvakaitika
😂😂😂imagine
Nhs brain anonodzemurwa kumba ne mukdzi I hope marriage haichaparare nhs ummmm varume vanonetsa ava ☹️☹️☹️☹️☹️
Kkk maone apa mwana mudiki kune varikumba varume so
@@tondetendai5126 kkkkkk kana ndiwevo haaaa
The girl lost a loving husband and a happy marriage just coz of kusazvibata.
Ka1 pagore kakaunza mwana. Its a shame. Vamwene will not accept this girl back
Not sure yet because husband loves his wife. You will be surprised vachitozogara happily ever after. Hana yomufundisi yakarovera pana blackY
Yakafa yakaloader kikkk
You don't marry for your mother kkkkk
But achazomuroora achawana a genuine woman. A rare find in this day n age
@@mcdonaldkaronga3583 exactly. He even said ndichaita zvisina kutarisirwa nevanhu 😆😆
Cameraman akati pfee muhat imomo, kkkkk. Thumps up for u guys, truth will always set u free
I am happy for this girl very humbled ❤
Mwana akazvinakira hake uyu and so humble even though he made a mistake of sleeping with 2 man at the same time. Kune murume wekutanga i think there is a reason to take her back becoz his wife is humble at it looks. It takes courage and time to make that decision in life. Mainini ndavadira hangu kuti vane hunhu ava nekuzvininipisa unenge wawana mukadzi
Best mhamha forever, i love it, soft and intelligent,God bless you chengetai muzukuru,ramangwana achakuitirai zvihombe❤❤
At least better , musikana wakange une choice hako, wakazongowasanganisa kani
This girl is so humble vana sikana vechidiki I think muri kutodzidza danana nemunhu 1 panguva imwechete
What a relief 😮💨 am happy for you girl ❤
Welldone mwanasikana for telling the truth
Very pleasant girl. Soft spoken like her mother
Mr Mugage na Tafadzwa Chidawa vari kugadzirisa nyika..turume twunonyenga itwo twakaroora twanga twajaira manje hokoyoi naVaMugabe, Tafadzwa kuside muchati eke..nowhere to hide.
Thanks Tinashe for following nyaya iyi..
Vana should learn to respect their lives jumping from Peter to Enock is really bad at such an age. Hope she has learnt a lesson and save herself from the right person. I can't faulter the father she messed up and these man are very respectful 😮
Yes you are right, these girls are wild
True, Musakanganwa kuti also guys don’t jump from Mary to Mavis😒
Esp without protection 😢
Thank you @@Tsitsi414
Guys, kuti zvikunakidze don't read the comments before the program
True
True ini handivhiri comment section ndisati ndapedza kuona
Ini comment section ndotandara after results, whats the point yekuzoona ndatoziva maresults 😂
Call me a simp for feeling sorry for this lady...if l was that other guy, l would definitely take her back totangidza patsva... letting love lead
Definitely I will call you a simp, mskana aitova nemfec ku mvuma she went to harare akarara nemfec ari married without protection futi now pane mwana muridzi wemwan acharamba achirova chinhu pese paanoenda kunoratidzwa mwana😂
@@Briannyanguwoinga she said she didn’t know he was married wani and the man agreed also kuti he never told her 🤔
@@Tsitsi414 but she was seeing someone else at the same time
Hazvinetsi piwai number mupiwe mkadzi
Chimwana chakanaka ichi,hope achawana asingamutambise❤
Mum and daughter are beautiful
Thank you Mr Mugabe for your effort to track down the biological father
Mai wemusikana she is very humble ndafara.
She is so beautiful😭
So beautiful mum and daughter
Thanks Tinashe Mugabe . But if u go door by door in any village or just one street in a town ummmm kunochemwa vamwe vana Baba mayb varikuchengeta more than 2 vasiri vavo.
Level of maturity ndaida pavari vese,the main goal is to raise the child and havataure zvakashata pamusoro pemumwe🎉
Gogo is soo pretty...black beauty
That's were this girl gets her pretty looks from🎉
She has beautiful skin ❤
Um so happy mwana wedu awana baba. Mwari ngaakudzwe
Alalala olalala olalala olalala black is beutifull this people mother and doughter are very beautiful white teeth and super beautiful black
Ndoopaunoona vamwe vatori black n beautiful vachizora zvekutsvukisa
She is very pretty , natural beauty chaiyo
Mwana uyu anonyatso tsanangura excellent Mainini❤❤❤
She's so beautiful ❤
Hapana mutswene panyika yino mwari ngavatibatsire tisati tataura thank you chamhamha nechokwa chako vabatsira mwana vako🙏I'm happy for you
Amwene ndofunga vatsvene chaizvo🤦♀️
Very Excellent People both of them
Tinashe we need part 3 yemuchato namufundisi kkkkkkk
Ama 2000 havasi vese vane kakusakwana. She responded to all questions with maturity.
Bt don't these bitches vakambokunyepera bro
Thank you Mr Mugabe ne basa renyu I'm so proud of you bro keep it up ❤️. 🙏
mnhu ane zvivindi zvekuvatwa nenyora nevanhu more than 1 in a month, no matter hw she humble herself ahachinje paanongo varairwa anongo zvitangidza this lady never change
Yeah I feel sorry to the lady, a humble mother, pandaona kanguhwani ako ndavhandatoona mmadzenga matsotsi, unhundiramatsime
Fesi Mawiga but voice toriziva🙂
😂😂😂😂😂😂 iweka.
😂😂😂
Kumuromo uko tokiziva plus todzokera kumaepisode ekare tokuwana
Kkkk next time mwana akanzi ndewako munhu ngavhurwe
😂😂😂😂
Well-done babie girl ...ndafara vakaita chinhu chakanaka kwazvo ..... Kwete atakaona last time munhu kuramba zviri pachena ...zvakanyadzisa ....
Mwana ngaasare naGogo , Brian ochengeta mwana, Mainin vodzokera kumurume wavo votanga patsva
Why cant she stay with her child?
The child already cant stay with the father, now why take the mother away as well?
Where there's true love they can sll be together
We need part 3
Ita mukadzi adzokere kumurume wakee
Anodzoka kunoitei azadze nyika zvirwere
Asi chii nhay,, ko varume vnoraravo wani nyika yose haaa,, ,,,,asi vkadziwo haa kzorara nevarume 2 muvhiki 1 haaa kzvirerusa mhani haaa,,
😂😂😂😂😂Haaaaa nambuya vaya zvinopera mushe hre
@@BarnabasFavanhuRwodzimmmmmmm sadaro
Kunodii iye akavanyepera? No more trust
She knew this guy was married that's why she chose the single1.potse potse kutotaurirana naBrian kuti shaa hona ka ndine mukadzi kumba so hazviite ndikutore.
Haunyepi vana vedu kuita matzo timer havaregi amwene vakazvitaura pastor ngaasiye type iyi inopiwa wechitwo futi cuz inekahutsotsi kungotarisa pasi so Brian anogona kutovhura nzeve nhasi show ichipera kuzonyepera kunge kusaziva kuti unofanirwa kuripa kuroora mwana
Vese vari 2 vati the girl didn’t know he was married and he said he didn’t tell her coz she never asked wani
Zvirwere zvinenge zvichingotenderera shuwa,love circle is big. Kana mukadzi waBrian achibishurawo haaa zvakaoma Aids haipere
Happy fo you babygirl,may yo husband forgive you and take you back,u have lern from mistake ,
Chivhu never disappoint
Beautiful mum with wise words to say.... charity begins from home....mainini vakakanganisa asi vakarerwa zvakanaka kutaura chokwadi pasina kumanikidzwa...drama 0
Mainini avo wife material she is so humble ❤❤
I like the honest she sayed at first kuti kune umwee
Thank you Mr Mugabe 🙏
Amai vafemereka vatura befu wena but happy kuti vamuwana baba vemwana
Word of wisdom from gogo❤
You are now free my girl
I hope one day you will find love and marriage lil sis❤❤❤
Mhandara dzemazuvano askana. Kufamba havo asi square square nechembere usage meter.
Milage yaenda here😂😂😂😂
And I guess for the young men mileage is now over the roofs 😢
Very humble guy
Pastor kana mukaverenga apa ka, mukadzi uyo siyayi. She was sooo unfaithful. Kudhumaniswa nemurume wemunhu haaaa womitiswa nemurume wemunhu haaa. It's evident that paakabva Harare arara na Brian, akanorara naPastor second day. Thus being clumsy! Humai mufundisi hwaenda apa. Now praise and worship girls vanenge vakuimba zvakaipa eyeing for a vacancy. Pastor you are back to the market, choos wisely! After all, mama was right!
Maybe true hazvo but baby girl said she didn’t know he was married and this guy affirmed this achiti he didn’t tell her; mukurasika papi?
But still she was cheating ka kkkk
@@Kundai01 yes she was, at least she was not married; what about that guy who made her pregnant who had a wife and 2 kids? Both of were wrong so let’s not gaslight only one of them.
Sure mkoma wangu akatombovatamba vari 2 she's a liar that lady na Brian pamwe va visiter akatomborova garo who knows 🤷♂️