Yaah comic ibasa chairo. Ko ndiku kumbirawo mu followe Elder Masvosve ku Facebook ka nhaimi ibva wango isa comment kuti from kwa comic ndione kuti ndawana vangani
VeScorefield borehole drillers avo vamuno advertiser avo havakwanise zvacho kuchera maBoreholes at all. I recently flew from Germany after they promised me that they will drill a borehole for me at my farm only to discover that they do not have a rig and rely on asking other companies to provide them with a rig. They failed to drill for me when the company they asked refused.
This is good. Let it be known. These social media celebs should not just take money Willy nilly without checking out the company. Otherwise you can easily lead to people getting duped and mess up your reputation at the same time.
Havaite vanhu ivavo you can say that again ini ndakavati vaende kuharare iye Sadziwa wacho kwakungosvikoita fake survey akuti hapana mvura kwakutora mari akaenda hanzi musatombochera borehole. Then ndakaitisisa a different company, mvura ikabatwa hobho now vakutodiridzisa chibage mumunda. Dont try Scorefield guys
Thank you for your unwavering supporting ❤❤❤remember to subscribe
How can I subscribe ka 2 aaah 😂😂
Hausi kutaura wani iwewe
Haa last song ma1 ayo
It was an honour to be with you Comic pagraft pangu am happy for that keep entertaining👏👏
Bhoo Prosper
Its mwedzi wemaAlbum for me n kana usina kubuditsa Album haugoni😂😂😂😂
😂😂😂😂
Hanzi even Mai TeaTea vakaburitsawo bhama
@@profqda3464 🥂🤣🤣🤣🤣🤣
Winky D haana kubva auya in mind here?
😂😂😂madambarefu😂😂
The mortuary guy 😂😂😂😂
The ending tune 🔥🔥🔥 Chitenderano from AFC Mugodhi Church 🙏
Thanks for making us proud 🙏🤍
comic pastor mukuwanza beat hatisi kukunzwai isu aaaaah
Maspeaker enyu ndoakafa
Ahuna kuipedza dei waipedza waizvinzwa zvaariktaura ichikwadi@@lukewhinya4418
@@lukewhinya4418taura hako
Foni yenyu chimboigezesai mumvura svina yawanda paspeaker
Paneghoridhe kuseri Chete chete 😂😂😂😂😂
Hanzi pane goridhe kuseri chete😂😂😂😂😂
Keep it up my brother 👍 forward ever backward never pastor
Ndaapo from Mozambique tete number 1
Nhasi ndabatawo time ⏲️ ndipeiwo malikes veduwee
mkomana wemortuary well deserved 👏
Closing song iyo huchi 😊😊
😂😂 nhai unenge wambodzisanganisa sei nyaya idzi😅😅
Comic pastor 🙌🏾 munochena zvenyu🥵💯
Chimbondimhoresaiwo comic pastor aaaah ndiri fan renyu hombe kaini
How are you
Ko Shona hamuchatogoni comic tenge tiri ve zhira isu😂😂 hope and pray to nvr make it in ur list it's good content
kana nenio mufundisi, mukangoti shout out to my guy Samson Kaziko. please make my year.
Our own Steve Harvey ❤tozongopesana kuti idzo ndedze Manchester City cchte
To us loyalists of the awards ☺️
Sound bho here Comic.
Sound paka buyzika
@@TinasheKuhudzai-oh8wo ndatoti ndini ndega
Ko vanhu vese vaurikuhwinisa maAwards aya vakati varikuda mari dzavo kkk
Nyaya yema sanction yandipedza kkk
The ending tune 🔥🔥🔥 Chitenderano from AFC Mugodhi Church 🙏
Kubira mayiii ma south African s vnhu vnopiswa iiiiiiii kkk
The music at the end yandifungisa Diwali riddim. Paimbwa baba maoko kurohwa zvine reggae mukati 😅😅😅
Mwedzi wemaAlbum😢😢😢😢😂
07:30 ndo mbanje chaidzo even Ngwere ino shamisika nazvo 😂
Takutongoda award yemapurisa vakazvimiririra. 😂😂😂
😂😂😂😂 zrp hamusi makunyanya here kuzungaira
Haaa apa chirongwa wakapedza ma sports Comic. Keep it up
Hanzi huyai tibvise ma sanctions 😂😂😂
Awuya macomic awards awuya macomic awards singing hangu 🎉
Every month on the 30th ndinogara ndiri pa corner apapo munomu hangu , ndakamirira ma Comic Awards 😊😊😊😊😊
From Switzerland ndauya
Kuri sei zvako ikoko
Officer, bhoo here. Zvino chingwa hachisi changa changova mavhu here
“Kubira ma South Africans ndozviri wise” 😳Kwanai baba
Explanation ye gold iyo yanditizawo!😏
Hanzi ririko kuseri ikoko😂😂 gold yethu
Closing song rhythm coming out sweet
I was actually thinking the same thing. Ndekani ka song ikoko
Ndekani nhai
Dady Lutto😂😂pakuvakirwa dzimba kudenga apo😂
Am here was waiting patiently ❤️
For me it’s the closing song hey the clapping is epic
Ipai mapurisa mari 😂😂. Zvinhu hazvisi kubalancer kudzimba
Goudhi yetu nxaa vakuba ana pambwa ava😊😊
Haa pamasanction pandiuraya 😂😂😂😂
Ndozviri wise ere kubira masouthAfrican nhai komiki kkk😂
Those who believe in Commic Elder , like pano ❤❤❤❤
Yaah comic ibasa chairo. Ko ndiku kumbirawo mu followe Elder Masvosve ku Facebook ka nhaimi ibva wango isa comment kuti from kwa comic ndione kuti ndawana vangani
Ma sanctions chandiuraya icho.
Inopera Strong
Baltimore we deh 🇺🇲🇿🇼
maAds aComic unomaona chero uri muPremium 😂😂
Haakupotse😂😂😂
Waneta nekurarama here mudikani😂
😂
Ayizveee ko mupfanha we zorora rugare mortuary atifungirei 😂😂😂😂
😂😂😂😂
❤❤😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 murikupisa Mr😂😂😂😂😂😂
Gold ririkumbo pinzwa muchirpund 😅😂😂😂
😂😂😂😂 zimutevere ... haaa masanctions anetsa
Ko voice harisi kubuda wani comic ndirikungona kt urikutaura
Let's like and support this man
Nhai Comic who is winner pamaPolitician mazuvano every comic award show pane pamumotosirira makuneta here😂
Hey wena Ncube
engineer improvement pliz hatisi kunzwa comic pastor vedu
Kkkkk hanzi majournalist anotargeter😂😂😂😂
Zororai murugare killed me😂😂😂😂
Mother vema sanctions 😂😂😂
Solar inoona TV yakadii nhai comic 😂😂😂😂😂😂inoona chii bhora here
Tinosvika here vision 2030 negoridhe retu
Comic kkkkkk hanzi hapana zvinozikanwa ma sanctions dololo
The comic awards are always on point
Siyanai nesu please
Anzi kuMasvingo kwapfira dent😂😂
Aaah anotinyadzisa mhani mfana uyo😂😂😂
@StarBreak2 🤣🤣🤣🤣
mthuli murudzii ko uyu😂😂😂😂
It's the intro for me😂😂😂
😂😂😂 chemai netariro anhu amwari , imba yako kana yapera ukutobaya . Hakuna imba inogara isina munhu
Black Label rinenge rasvikaa kugotsii
Aaaah kkkkkkkk it's the mortuary guy for me
Batai chamisa murowe
Goridhe yethu😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂
The outro 🙌🏽🤣🤣
Watadza kubira ma south Africans here ndozviri wise😂
Kamurwere ako.
Comic Pasto never disappoint
Kanumber kamavhara nako comic 😂😂😂
Pane Goridhe kuseri chete chete😅😅😅
Zvaizvezvi goridhe takatengesa hapana chiri kuiBacker😂
that intro drum beat is lit🔥🔥
😂😂😂hanzi mu China🇨🇳 tsvee zve lithium zvaakavinga😬😂ane zviimwewo zvaaku miner😂
Mwedzi we 4 miriyoni yakarova pasi zvekare
taneta nawo isu😂😂😂
Goridhe yethu irikutsigira kuseri takategesa tinobvumira🤔😕😵hanziii nhaimi 🙆
VeScorefield borehole drillers avo vamuno advertiser avo havakwanise zvacho kuchera maBoreholes at all.
I recently flew from Germany after they promised me that they will drill a borehole for me at my farm only to discover that they do not have a rig and rely on asking other companies to provide them with a rig. They failed to drill for me when the company they asked refused.
This is good. Let it be known. These social media celebs should not just take money Willy nilly without checking out the company. Otherwise you can easily lead to people getting duped and mess up your reputation at the same time.
Havaite vanhu ivavo you can say that again ini ndakavati vaende kuharare iye Sadziwa wacho kwakungosvikoita fake survey akuti hapana mvura kwakutora mari akaenda hanzi musatombochera borehole. Then ndakaitisisa a different company, mvura ikabatwa hobho now vakutodiridzisa chibage mumunda. Dont try Scorefield guys
Thank you guys for the heads up.. Taizovashandisa torasikirwa nemari
Was about to call them after trusting Comic iyeyu.
Ndotosiyana navo
@@wsanyika10410saka makazpdhandisa which borehole drilling company
Ko kuzoti mwedzi wemaAlbum manje😅😅😅😅
Closing with Chitenderano, wagona Comic next time start with that song
Thanks Comic Pastor, but this time the sound yanga isina kumixer boo
Asi iPhone yangu here isina sound or
Ma comic wemwaka
2:15 zvakaoma kkkkk. Ma answer igozha
Zimbabwe ,aka kanyika kanemadrama chete.
Ma sanction ngabvisweeeeee
Currency yetu yakaoma, hezvo yasara yega, goridhe range ririkuseri makatengesa
Mistake yawatoita yekuti Family of the month, i think start that category. Family of the month. Award yournda zvayo kuna Nyathi family.
Ndaapowo🎉🎉🎉
Im here for the opening song
But male celeb number 2 was cooking something 😂🔥
Comic hapana volume
Tipeiwo volume kani
Highfield police camp kkkk close to Chipembere