ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Dankie my king... Keep on pushing
You too murimi, zvinoita chete!
Awesome thanks for the time invested
Anytime Nick thanks for investing yours too hey
Narrator wacho😂😂😂😂 good job.. entertaining yet very informative.
Ndokuti munatsonzwisise, tinotenda nekuona chirongwa😂
Ndafarira kuti unotaura neshona kuti muzimbabwean wese anzwisise kwete kutaura nechirungu isu tiri vanhu vatema mashona.Magona 🫡
Ndizvozvo ndicho chivanhu chedu chinofanira kuremekedzwa kkk
Munofara ere ndotora huku dzipi nhai irvines or Charles steward
Ose anoita!
Ashstove imarii
wakapenga kkkkk
Thanks baba, ndinovimba kuti madzidza zvizere kkk
Tinotenda neruzivo rwakanaka rwamunotipa nguva dzose
Munotendei 😄, tinotenda nekutsigira kwamunoita zvirongwa 💓
ma cage anoita marii?
Did you send a message to our whatsapp platform?
Totenda nedzidziso yenyu ndiri kuda riri grup racho
Makadini, tinotenda nekuona chirongwa sendai message ku0782207671
Dankie my king... Keep on pushing
You too murimi, zvinoita chete!
Awesome thanks for the time invested
Anytime Nick thanks for investing yours too hey
Narrator wacho😂😂😂😂 good job.. entertaining yet very informative.
Ndokuti munatsonzwisise, tinotenda nekuona chirongwa😂
Ndafarira kuti unotaura neshona kuti muzimbabwean wese anzwisise kwete kutaura nechirungu isu tiri vanhu vatema mashona.
Magona 🫡