ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Makoni is abusing his office.Mombe yedare?????Makoni remember what goes round comes around!
Imagine worohwa wobvisiswa mari futi Mambo Makoni sometimes vanorasikawo ummm😂😂😂
Mukadzi wemunhu haarohwe, magona Mambo
Mambo munogona kutonga,kurowa Mukadzi veMunhu inenge uchitarisa payi uchivona zvese,ngabhadhare uyo.
Iwe camera man bvisa chibanda media zvinoti batsireyi izvozvo
Mukadzi wemunhu haarorwe ,asi asaita zvinorovesa anororwa zvikuru.
I fully agree with mambo Makoni, funga kunzwa kuti munhu amamisa mukadzi wako. Mambo’s approach is right, vapari vemhosva ngaripiswe zvakasimba. Kurova mukadzi wemunhu pamba pake , hunhui ihwohwo?
Zimambo rinoda mari iri zibenzi ramambo
Chief Makoni ndofunga vane purazi remombe dzavanobira vanhu 😂😂😂😂
Chief varikupinda bizi nesvondo nesvondo kanakuchurch votonamata kumbakwavoratoribasa Kairi zvisineu I zim inodamabhindauko😂
@@tafadzwamaguma3101mombe dziya dzinenge dzisiri dzemudanga mavo dziya musazoti vanadzo mombe
@@nomsanyika151dzoendepi mombe dzacho kana dzisiri dzavo
Ava chief ava hapana zvoziikanwa apa
Kugona chaiko madzimambo muri kubata basa guru hamuna huhori huri kuitwa nemapurisa uyo amama 😂
Mambo ava represents what’s is wrong in our society. Unoshaya pekutangira greediness inedare iri 😮😮😮.
Chimambo ichiii hahyaaa
Mambo makoni Dai AIDS yenyu yakasira kukuurayai musati mawondonga nyika. Iko kamurume wo kacho kakaroiwa hako kare kare
Varume ngavaremedze vakadzi vevanhu that's abuse
Munoti mambo ava vari greed ,but varipara mhosva murikuti havana basa here,nekuti vapari vemhosva mukavapa mutongo vakaderera vacharamba vachingopara mhosva
Please remove your Chibanda Meadia so that the video can be seen
Shandisaiwo pfungwa kuti sei pasina kuiswa video
Chief sando yenyu cos busy yachokanakuchurch hamuchazivamukovawechurch nematiraburu amunotonga sikunesikatizvisinei murikubhindauka mombe dzichiwandqwomudanga ndonyaya yacho 😂
Chibanda usaita rough kudaro. Apa ndisu tinokutsigira. Be humble wangu
Kurwa nemkadzi wemunhu ucharwa kaviri.
NHAI CHIBANDA TODA KUONA VANHU APO KWETE PAKANZI CHIBANDA MEDIA
Hawamusi😮kushandisawo pfungwa Kuti sei pasina kuiswa video pamuri kutaura
@@manasschibandachitotiudza ka iwe unoziva zvese
@@PriscaRazerera-tb9ttvideo racho haritoripo, ma camera akange adzima asi audio ndiyo iripo chete ipapo
@@manasschibandandiwo mapinduriro ere aunoita munhu arikukupawo advice yakanaka. Be humble wangu
Chii chamunotiitira nhai vaChibanda
This chief is abusing his powers.
Kudare nebonnet