The surprising part is Chiwenga is a disciple of prophet Makandiwa he spends 25 minutes talking about his master. Not mentioning hours he spends listening to the Prophet.
Chiwenga kuhukura!!!!!.He is sent of God.Majaira kuudzwa kuti number dzechitupa dzako ndeidzi.moti yes prophet.Mupositora uye rake ndere kuku endesa kudenga kunemusiki asi kana uri wekuraswa hako hapana nyaya gehena nderako
@@giftvhuso7319 bro if you follow his speech you can conclude it's now hatred not exposing haaa no 🙌🙌 If Makandiwa is a False prophet why he is still following his sermons for what? For criticism? The truth remains Apostle Chiwenga hurts Prophet Makandiwa but people can't see it they may just think it's criticism.
Truth is the name of Jesus Christ, which Makandiwa should preach not kushonyorora magwaro kwaanoita,shoko anorizivawo zvelevel rake Asi anonzvenga nzvenga anehutsotsi uyo
Preparation is also done by exposing that which is false or contrary to the true doctrine of Jesus Christ. That's why we got road signs or warnings ⚠️. You're told or warned not to overtake on blindspots, etc, or there are potholes ahead or driveslowly. All this is done for your safety. There are scriptures in which Paul exposed other false preachers.
It’s nice to confirm that even if he label Makandiwa a charlatan he continues to listen his message. What I know hate him or like him you can’t resist Makandiwa word. Continue listening to the Sermons Apostle
Listening to someone who is preaching,it doesn't mean follow them or agree with what they teach. Remember, these are spiritual matters & we or you can't let a preacher go on with his false message without being exposed.
That's what God told His people that since they had rejected God(Him), He won't let them just sit around and do nothing but hand them over to Nebuchadnezzar. There's no neutral ground in this world. You're right or left. 🤣🤣😅
The word controversial simply means that something presented is subject to being contradicted "contro" from contadiction. It does not mean the publisher is saying Chiwenga is wrong.
You're at the same time telling the Christ(God), your God if indeed He's your God, that he must concentrate on His word rather than tell us to watch out for false prophets who come in sheep's clothing.
U can not convince prophet Makandiwa to come to your valley, u are very young and as good as charlatan chiwenga dzikama hauna shako. How come one tsime ribudise mvura mbiri inovava neinonaka ,koiwe hausikushandisa here ma vhesi zvisizvo here tibvire apart koiwe unoverenga vesi woona makandiwa saka Jesu wakazoparidza papi . Verengai zvakanaka Bible. Kutaura nevanhu vanorwara pfungwa voterera mupengo sachiwenga
@guestguest1390 shamwari handinamati ne rest band ini human kuchechi ugoona kuti ndochengetwa here nerest band yako iyo .t-shirt yawakapfeka wakaitengawo wani, ko njere shoma unodziwanza wani .hapana Church isina project ndeipi ndiudze ,kana chiwenga achituka makandiwa nekuda kwemari . Mari yekuvaka mansion House 🏠 ku South Africa akaiwanepe isiri mbavhawo
Ufic Church irikuzovakwa wangu mu Town kwete kuchitungwiza kwaiiri uko chinokuitai murwadziwe ne #$2 kana $1 ye rest band ,kalenda kana t-shirt kusava nayo ,ukaita mari hautaure . Hona vana chivayo varikutengera vanhu mota dzema 180 000us iwe hauna yekutenga data re hr. Muchiudziwa nemha nachiwenga wenyu . Ndeupi munhu asina kutukwa nachiwenga muno ,kuda urikumusapota kuti usatukwe
Is that not true! Your own opinion! You think you wake up one morning and it will be all manna.You are not worth to pass through the gates of the town.Ko Iwe! Your hair is falling off!
Kkkkk mufundisi kana mada kuita politics ingoitayi not kuwanda ne church .hakuna mufundisi anoita zvamunoita izvoo munonyadzisaaa maitiro enyu ayoo itai Part yenyu and contest anyway Zanu PF ichakurwadzai kusvika mafaa Shameeeeeee Chiwenga and foolish agents
Its amazing isn't it Our pastors specialise in politics and predicting football scores 😢😮 Ive never heard a priest in Europe discuss politics. Ever. I mentioned Europe because its where we get this foolish religion 😢😡 Please predict practical things like where the next gold will be found, when the rains will start, cyclone etc Not discussing politics. Nxa🙄😡
Apostle TF Chiwenga ndokudirai kutaura chokwadi
allow him to expose the tall guy
Kkkk
Chiwenga is best preacher in Zimbabwe l respect this man
As you think 🤔, but he is not at all. Ngaende anotema mapango ezvurugu zvembudzi
Best wemapofu
Pakuparidza Jesu ichokwadi arikumberi nekure,hameno pazvimwe kanamuchinyatsooteerera nekuziva magwaro ndiyani anozama kumutevera
The surprising part is Chiwenga is a disciple of prophet Makandiwa he spends 25 minutes talking about his master. Not mentioning hours he spends listening to the Prophet.
Rovaaa mupostora, let the charlatan exposed.
Chiwenga , you're a true Man of God ? Are you a reall prophet ?
I am learning the Word
Chiwenga kuhukura!!!!!.He is sent of God.Majaira kuudzwa kuti number dzechitupa dzako ndeidzi.moti yes prophet.Mupositora uye rake ndere kuku endesa kudenga kunemusiki asi kana uri wekuraswa hako hapana nyaya gehena nderako
Chokwadi ndechekuti Apostle Chiwenga hates Makandiwa 😢
So how can a man of God hates and claim to be an apostle he doesn't know how God operates
@@giftvhuso7319 bro if you follow his speech you can conclude it's now hatred not exposing haaa no 🙌🙌
If Makandiwa is a False prophet why he is still following his sermons for what? For criticism? The truth remains Apostle Chiwenga hurts Prophet Makandiwa but people can't see it they may just think it's criticism.
@@munerimuwandi9396 true he hates him
Truth is the name of Jesus Christ, which Makandiwa should preach not kushonyorora magwaro kwaanoita,shoko anorizivawo zvelevel rake Asi anonzvenga nzvenga anehutsotsi uyo
@@giftvhuso7319 akakumbira kutaura na Makandiwa akasapindurwa nekuda kwehunhu hwake ,ndipo pane daka rake
Pastor my Question to you?
How are you preparing the church for the coming of the Lord Jesus?
U better asking direct from their TH-cam official channel
Preparation is also done by exposing that which is false or contrary to the true doctrine of Jesus Christ.
That's why we got road signs or warnings ⚠️. You're told or warned not to overtake on blindspots, etc, or there are potholes ahead or driveslowly. All this is done for your safety.
There are scriptures in which Paul exposed other false preachers.
Zvamatoona izvozvo ndiyo preparation
Enda ku youtube kwake woterera sermon one by one usina kujaja wozodzoka pano after 1 week
Zvakaoma intro yacho there was a certain tall challatan😮
Makandiwa I sussed him out kare kuti igava but I couldn't articulate hutsotsi hwake until Apostole started to expose him
Hapana chozikanwa pana manu kusara kwemari chete
It’s nice to confirm that even if he label Makandiwa a charlatan he continues to listen his message. What I know hate him or like him you can’t resist Makandiwa word. Continue listening to the Sermons Apostle
He listen Makandiwa massage to guide ignorant people like you but you are away from Truth.
Can an ignorant person be guided why waste time we are ignorant period
Listening to someone who is preaching,it doesn't mean follow them or agree with what they teach.
Remember, these are spiritual matters & we or you can't let a preacher go on with his false message without being exposed.
Microwave approach ummmmmmmm Chiwengaka
Amen
😂😂the anointing of Nebuchadnezzar, to give hell and enslave God's people as punishment for abandoning Godly ways. 😂😂
That's what God told His people that since they had rejected God(Him), He won't let them just sit around and do nothing but hand them over to Nebuchadnezzar. There's no neutral ground in this world. You're right or left. 🤣🤣😅
tittle ye video renyu bambo
zvakaoma izvi kovanoparidza vanhu zvirimo here mubible uye iverse ipi ,JCTV reply ndizivevoo
Eheee zvirimo mubhaibheri tsvaga pekunyorera ndikupe maverse acho not one
Acts 8:8-11 Acts 13:6-12 akawandisa chimbotanga neiwaya.
Why are you saying CONTROVERSIAL?
The word controversial simply means that something presented is subject to being contradicted "contro" from contadiction. It does not mean the publisher is saying Chiwenga is wrong.
I thnk Apostle must focus on Word of God not other prophets
No no no he does preach lots. It's only that u don't listen to his sermons. You think he wakes up every day to expose charlatans?? Really?
You're at the same time telling the Christ(God), your God if indeed He's your God, that he must concentrate on His word rather than tell us to watch out for false prophets who come in sheep's clothing.
As he is saying that’s why Makandiwa never takes offense for watever he says because he knows chiwenga is sick
Correct 🐕 I ndogwani inongohukura panze mumba ndemevanhu noise maker
It's you and Makandiwa who are sick and supporting Zanu-PF so as to protect money you stole from poor people
@@jorammatizira9794 mhata ine tsete
@@Hungwe ukandinyara ndofunga unenge wagona hatizivane wanzwa kaaa kana newe urimhata yembwa tsvina yemunhu
@@jorammatizira9794 mkosho wamai vako. Ndosaka vakafa
Kkkkk iri pazanu of headquarters
Kkkkkk idziwo idzi
Is it not the word of God which says kudzai madzimambo enyu so what's wrong with praising munangagwa for leading the country
U can not convince prophet Makandiwa to come to your valley, u are very young and as good as charlatan chiwenga dzikama hauna shako. How come one tsime ribudise mvura mbiri inovava neinonaka ,koiwe hausikushandisa here ma vhesi zvisizvo here tibvire apart koiwe unoverenga vesi woona makandiwa saka Jesu wakazoparidza papi . Verengai zvakanaka Bible. Kutaura nevanhu vanorwara pfungwa voterera mupengo sachiwenga
Imi shewe garai pasi. Moda kutendeutswa. Pauchaverenga wega Bhaibheri woshaya wrist band ndopauchamuka😅
@guestguest1390 shamwari handinamati ne rest band ini human kuchechi ugoona kuti ndochengetwa here nerest band yako iyo .t-shirt yawakapfeka wakaitengawo wani, ko njere shoma unodziwanza wani .hapana Church isina project ndeipi ndiudze ,kana chiwenga achituka makandiwa nekuda kwemari . Mari yekuvaka mansion House 🏠 ku South Africa akaiwanepe isiri mbavhawo
Ufic Church irikuzovakwa wangu mu Town kwete kuchitungwiza kwaiiri uko chinokuitai murwadziwe ne #$2 kana $1 ye rest band ,kalenda kana t-shirt kusava nayo ,ukaita mari hautaure . Hona vana chivayo varikutengera vanhu mota dzema 180 000us iwe hauna yekutenga data re hr. Muchiudziwa nemha nachiwenga wenyu . Ndeupi munhu asina kutukwa nachiwenga muno ,kuda urikumusapota kuti usatukwe
@@guestguest1390 not ini wangu dzikama wangu I respond the devil according to his language dear
I wish to meet with chiwenga is lost half half.
Makandiwa urigudo remunhu unotaura naMwari upi?
Dzamara ,Mujuru,Gukurahundi zvivi zveZanu y haunyari kutsigira rima wakaromba iwee gora remunhu mbovora yemunhu
Makudo ndemamwe anosekana mahobi
😂😂😂😂
Chinoita kut Makandiwa asapote Zanu hantii anoda kut Zimbabwe irambe ichitambura kut vanhu varambe vachinorombewa,nyika ikanaka vanhu vanosvinura ,
Agent of the Devil Chiwenga Bonyora rakuvadza
Unatendeuka ugashire Jesu
Wapinda nemoyoka😂😂tiri kukuonai hedu vana vemakava
Chiwenga mushrooms unenge buruwuru
Ukawana nguva kwana unongoparidza zvemachurch avamwe tsvee kuparidza bible
Chechi imwechete hama akangoita evamwe anobatwa .Manu is a charlatan
Ari kutaura zvakanaka but kuti vanaMakandiwa vakarega kusupporter Zanu hupfumi hwavo hunotsakstika muzimu.Ava havasi vafundisi vamwari asi kuti ndevekutsvaga mari.havaneyi nekushupika kwevanhu.
Ko iwe zvawakatanga uri mahobho wani wakakabva nekupi
plizzz preach Jesus why always talking of other preachers
Oh but how can you not preach Jesus without exposing preachers of the devil?
Ko avovanhu vanengevakagara paside pekapenzi ako vachibvumira kuti dzirimo
Is that not true! Your own opinion! You think you wake up one morning and it will be all manna.You are not worth to pass through the gates of the town.Ko Iwe! Your hair is falling off!
Mufundisi vanenge vachingo zhinyura makes the good message monotonous. Please mufundisi imboregerai kuzhinyura uye kukomenda unnecessarily.
Bangu iwe Nanhasi Uchirikungovukurira Makandiwa uchingozvipiringisha neverse.
Ndinoreva Mufundisi kadzi.
Kkkkkkk
What's your problem mr chiwenga learn to teach without insulting other preachers
Even Jesus did the same and even Paul himself he did it so why not Apostle Chiwenga?
You don't want to be told the truth. Chiwenga bases his arguments on scriptures. So where is your problem
@@nelsonZimvura he doesn't preach his own sermon but to crush other preachers sermons, he doesn't have the word, he always act immaturely
Shoko raMwari rinototi tukai vanodzidzisa nhema seroro Makandiwa Gudo
Kkkkk mufundisi kana mada kuita politics ingoitayi not kuwanda ne church .hakuna mufundisi anoita zvamunoita izvoo munonyadzisaaa maitiro enyu ayoo itai Part yenyu and contest anyway Zanu PF ichakurwadzai kusvika mafaa
Shameeeeeee Chiwenga and foolish agents
You are singing for your usd10 ye data. Let the Apostle preach
Its amazing isn't it
Our pastors specialise in politics and predicting football scores 😢😮
Ive never heard a priest in Europe discuss politics. Ever. I mentioned Europe because its where we get this foolish religion 😢😡
Please predict practical things like where the next gold will be found, when the rains will start, cyclone etc
Not discussing politics. Nxa🙄😡
Iwe ndiwe wavekuziva denga pinda zvee putseki
Mai vane murume here avo,kuseka rudziii
Vane varume vanofanirwa kuseka sei??
Chiwenga urimbwa ,ndiwe chalatan yemunhu putseki
Zvaradzwa ka,chokwadi hachivhkwe
Matofo hawadi kunzwa chokwadi
Handitaure nevanhu vakadzungaira dofo ndiwe unofunga kuti kutuka makandiwa ichokwadi . Terera iwe ndiye wako chiwenga aunofunga kuti anechokwadi ka . Ini handirwire mwari anozvirwira ega . Uyu mpengo anoziva kuti kunevamwe vanopengawo saiye .
Handiterere munhu anohukura ini imbwa imbwa uye dzinozivana saka ini handiwadzane ne 🐕 ndogwani
@@jorammatizira9794 Hamurwire Mwari vanorwa vega,saka pano murikurwira Makandiwa here???haagonewo kuzvirwira here??Ko mukazoziva henyu kuti ndimi maive imbwa pamberi apo,muchazodii nhai,Kana musingade Chiwenga ,munorqmba muchiuya kuzoterera zvaanotaura,hakusi kudzungairawo here ikoko,kuzosvika pakutuka munhu paplatform pake??Haaa munazvowo imi zvekumuterera🤣Kuuya pano kutsvaga wekutaura navo here pamsoro paApostle
Makandiwa gave iyo y kutsigira Zanu pf ,Makandiwa ngaaende kwababa vake Bouteng,Chiwenga is correct Prophet is not a preacher
Makandiwa is indeed an occultic charlatan and that is undisputable
Ari kutaura zvakanaka but kuti vanaMakandiwa vakarega kusupporter Zanu hupfumi hwavo hunotsakstika muzimu.Ava havasi vafundisi vamwari asi kuti ndevekutsvaga mari.havaneyi nekushupika kwevanhu.