ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Rombai mega zvenyu ini ndofira muchikorobho zvangu nekutengesa muchero pane kudya mwana iye kuzvibaya koita bonde kumakuva puuu
Heeee inga kunze kwakaipa uku mari idyai zvenyu ini ndofa ndirimurombo pane kuuraya mwana wangu.nekuda hufumi
Yuwiiiiiiiii I will never sell my soul for riches.makaoma henyu
Yaaah l'm Speechless 🙊 Shuwa kuisa munzwa kunhengo yako yhoooooooo🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Yoweee idya mage mari dzekuromba mega
Ko sei musingadzidzi kubva kune vanhu vakawanda ko iyo hana yako hairovi her kukwirana pamusoro paguva shuwa
Mari dzekuromba idyayi mega, jerasi hatina
Taura hako kana kuhwa panoshinya kkkkk uye vamwe vakadzi vari mumarriage vari munhamo.tsvuku nevarume vane Mari ummm kungogarira nhamo seNyaradzo kana Doves mufaro hapana ummm zvatinohwa pano handichangoyemuri.zvangu
Hey! Hey! Hey! Hurombwa soo, ende zvakaoma shuwa.
Yah zvakaoma
Better mukuzvidyira venyu vana pane kudya vevamwe hanty ndozvamakada
Zvakaoma mufunge
Zvine nharo
To the last Confession; àa -a Mati Amai venyu vanotaura izvozvo pane Mukuwasha futi aaa vanoda kurohwa Demet yavo mhani 😂.ko imimi muri kuzviitireko zvekumanikidza Rudo rwavo vamazi Mai avo Nxa-a.asi gara vaziva kuti vanenge vachirasirira ikoko kwamuriyo , Mhuri yose inenge ichiita sadaka kwauri ,aa Musavanyengerere avo aa😮
And zvakaoma nhaimi, hurombwa uhuka😢😢
All this 4 what kna musina peqce & joy money z juss paper isingatenge rugare.. Tsvakai Jesu achawanikwa zvimwe zvese zvosara pano pasi vanity
Morning mkoma Nash nemi vedare 👏 ♥️ ❤️
Murume wako akaromba uyo ndisaka arikukutvagira nyaya dzekuti ndiwe wakamuisira mushonga wemakonzo arikuziva nyaya dzake
Ummmm kumwe kuda mari kwacho soooka 🙌
Kana vasina kuromba pekutanga ummm dayi vambofamba kunevanobatsorwa pamwe kunana prophet miracle nekwafreddy kana kwana sekuru kanengo kukuenda vamwe sure hupfumi hwoparara here nekuda kwevanhu vanegodo 😢
Zvakaoma
Nhai mkunda urikutaura kuti murume wairwadziwa nemunzwa ko mwana wamakauraya munhu wemkadzi unoita utsinye kurega mwana achifa hamusati matanga munopamama apa .
Zvakaoma hazvo
Saka zvobatsireiko kuromba uchiparadza mhuri yacho, saka achadya pfuma yacho ndiani? And on top of that otarirwa makore ekurarama, 20yrs is nothing ka. Mxxxm
Zvakaoma hazvo( in mkoma Nashe's voice) murisei mkoma
Good morning, mamuka sei.
Umm zvkaoma chokwadi
The devil is a bastard!!!!!!!!!!!! Rega ripiswe naMwari!