Tinashe u are a very wiseman ,how u remain calm in such situations and then know when to address the situation calmly ,u are really called for this,I salute u
I don't agree with you. Urban is full of content but very wise enough kuramba ma publications iwaya. Ungatore video munhu anogara ku borrowdale achibvuma kurarwa? Never.
Maiwee kuma dale dale kwakatakura wangu,muma durawall ekureba makatakura wena ,kungoti ma slay queen akangwara manje very manipulative,varume vazhinji kutongofa vachiti mhuri ndedzavo but hakuna kuma durawall uko ihondo
@@bonuspawari7819 aaah uko kunotoda kupfekerwa bullet proof coz anoiswa nyere Tinashe ,vamwe vana ndevema garden boy kkkkkkk apa husband anenge ari rino ziku minister 😂😂😂😂😂😂
Exactly ,its unique not what we are used to.Takutoziva zvese mibvunzo yose and when they are abt to go for an ad break on the old monotonous presentation.They must keep on renewing our interest like this.
Message yangu iyi ndeyenyu mukoma Tinashe Mugabe. My advice on this issue is testai vakomana vose vakataurwa kuti vakararawo nemusikana uyu nokuti uyu ataurwa wamuri kuda kutesta ega probability ye0% iripo nokuti panzi "ndakarara naye mudumbu mave kutotamba kare". Meaning she was already pregnant. Ibvai matsvaga vamwe vacho basa rireruke, mozviita ka1
People keep saying girl child is so vulnerable, who's going to speak for the boy child? Vana vedu tuskana utu twakasika kuvaviwa and most of them initiate sex,but kana zvazoshata it's the boy child thats left in the deep...it's sad .I pray,as a nation tichinje mafungiro edu,not all boys are guilty and not girls are innocent either......
@mtshumayelihloma2738 I'm a lady but zvinobata.what will happen to my future kids(boys ) kana zvichidai...men are being abused,raped,molested but belief is murume habatike chibharo or kuve abused..I really pray and hope this changes pamakore anotera
When l was in grade five in 1981, muclass ndakagariswa pakati paMaurice naDavid after 2 days ndikachema zvekuchema zviya ndichifunga kuti ndane nhumbu. Kufunga kuti mwana ari grade 4 anoziva more than 4 boys, veduweka Mwari ngavatiitirewo nyasha.
That’s very true vabereki veka musikana vari kutoganza nekudyiwa bota kwemwa😡that’s why vana vakuita misikanzwa why defend wrong things apa pazere vanhu vanhu… now I don’t blame the child she gets influence and support from parents
( SUBTITLES ) ... heated arguments... ... argueing continues... 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 But it's really sad kuti vana vedu ndoozvavave, at this age bedding multiple partners veduwee Lord have mercy 🙏🏼.
Zvakaoma hazvo dai Mwari madzora kutsamwa kwenyu sure mwana arigrade 6 atove nemwana wake apa Kutoziva different types of man she needs councelling that girl unonzwa kutsva ukangofungawo kuti unevana vaskana varikukura Thank you dady bota for bringing this show to the people 🎉
The father of the girl should also be tested. Laxity is seemingly present on his actions. Ummmn mudzidzisi choose language no mixture of English and vernacular.
Makurambei asi baba ndovakanyenga mwana wavo here saka muri kurambei . Iko kamwana kadiki katopindwa nevakomana hobho kudaro kane zemo rinenge regudoo ahhh mhuri yese kuita hudofo
Hanzi vabhadharwa ma results akachinja mu envelop. Sis vanoziva muridzi we mwana havo chete vawana baba na mai vanotsigira tsvina idzo. Saka mwana arikuunza umwe manje manje because vabereki vazvifarira
Well said Mr Mugabe we always think bribe is the key to everything but not kunyangwe mukaita mombe million hatinei nazvo zvatinazvo zvinotikwanira kuita basa redu words like these can humble you like baba avo
But imimi kumabasa kwenyu kana muchienda out nebasa munopiwa mari yechikafu. Ishe ngaapihwe mari to allow him to execute his job. Horaiti so who should pay for his bus fare and food then according to you?
There are serious issues here? 1. This Programme should have made more efforts to anonymize these minors. What liability does this show have? This was brave verging on cruelty for these children. They are both exposed now, including the named ones. Thanks to the show. Yes, this is happening, but can we collectively protect these minors from the harm of publicity. There is a very thin line between cyber bullying and keep us informed or entertained. 2. Is it legal to leave minors without supervision, especially for weeks or months? 3. Not sure of the relationship. Nyaya ye child labour iri kufamba sei mukurarama kwedu?
Madzimai why would you say hamusi mai vaDenzie imi muchigara naye sei? I believe results should’ve been given at the courts kwemadzimambo. Next time chief go and seek for money from your local chief above you to stop 🛑 your name being dragged in buying of drinks.
There is more to this case, social workers should also intervene. every male person that lives with this girl should be tested. including those other two boys. this is a lesson to all the youngsters, avoid peer pressure.
Such cases are so heart-breaking , especially for the female child, the realisation, the pains and the rejection-- the taking care of the child usually alone..😢😢
Kana kubhura Mwana iyeye anotaura chokwadi sure kutanga kuita zvekurara Ari grade 4 Hai Hai kokutya or kuudza Mai wake ariwangu Mwana ndinodhandaradza kusvika ataura pakatangira nyaya😢😢😢😢😢
Tinashe u are a very wiseman ,how u remain calm in such situations and then know when to address the situation calmly ,u are really called for this,I salute u
Taura hako
Haaaa chibaba big up
Ari pa basa ka uyu 😂 what happens next hazvinei naye
Here I am thinking he must be a psychologist coz he can't be this calm when the situation gets out of hand
@@NorryShadreckatori
Who else agrees with me kuti kuruzevha ndokune yese and content yese ndiko kwairi ❤
I don't agree with you. Urban is full of content but very wise enough kuramba ma publications iwaya. Ungatore video munhu anogara ku borrowdale achibvuma kurarwa? Never.
Maiwee kuma dale dale kwakatakura wangu,muma durawall ekureba makatakura wena ,kungoti ma slay queen akangwara manje very manipulative,varume vazhinji kutongofa vachiti mhuri ndedzavo but hakuna kuma durawall uko ihondo
But kakusaziva madna neka confusion Kane kanmwe ka that sooo😂
@@A_JM585 say that again. Uku kunovhurwa hombe. Zvidiki zvekumaruwa izvi
@@bonuspawari7819 aaah uko kunotoda kupfekerwa bullet proof coz anoiswa nyere Tinashe ,vamwe vana ndevema garden boy kkkkkkk apa husband anenge ari rino ziku minister 😂😂😂😂😂😂
All boyfriends should be tested at one go.
Every man is a boyfriend. OUch you mean the alleged fathers!
Kkkk hanzi pamwiwa maDrink
I agree with you cz haasi kunyatsotaura chokwadi musikana arikunyara so all suspects ngavatestwe maresults ouya ka1
Tinashe anotoda more episodes. It means more drama kkkkkk
It's best to test all the 4 boys mentioned because the chances of Tawanda coming out as not the father are super high.
I like this format of presentation. The free narration before the results
Exactly ,its unique not what we are used to.Takutoziva zvese mibvunzo yose and when they are abt to go for an ad break on the old monotonous presentation.They must keep on renewing our interest like this.
DNA show is the best..5 episodes a week pliz❤
Message yangu iyi ndeyenyu mukoma Tinashe Mugabe. My advice on this issue is testai vakomana vose vakataurwa kuti vakararawo nemusikana uyu nokuti uyu ataurwa wamuri kuda kutesta ega probability ye0% iripo nokuti panzi "ndakarara naye mudumbu mave kutotamba kare". Meaning she was already pregnant. Ibvai matsvaga vamwe vacho basa rireruke, mozviita ka1
Yaaa madofo at their best level.shame vaivepo here mwana wavo achirarwa.
I gree with you
Vary true
Chokwadi wese anezita rataurwa ngaa testwe
Chokwadi wese anezita rataurwa ngaa testwe
Pa documentary uri chibaba Tinashe
you can say that again , ini i enjoy these documentaries
Mr Tinashe Mugabe u are doing great job...mukutsvaira tsvina yose
One thing that l love about this show is that it is not just a show but it's so Educational❤.
Haaa apa panotoda kuti vabereki vemusikana vafundiswe chaiko vari kungoona vabiridzirwa chete. Baba vemwana ngavazivikanwe...vana vedu vakura vasati vakura. Zvinopedza simba zvavari kuita vana ava.. patiently waiting for part 2.. sando kuna Mr T Mugabe fambai naro dingindira mwana wese kudzidza rake😊😊
Try to test the guy with an orange worksuit, his calmness is out of this world
Even me ndaonawo kuti bba vane orange avo havana kugadzikana
Ndaona seakadhakwa ini
Ndaonawo sekudaro, kana kuti hadzina kunyatsoti oh!@@nyashabae877
😂😂😂😂😂
Ko kizofurarira manje
Chi chief chine hudyire ichi mxm chidhemeti chaChief hanzi mondibhadhara transport nechikafu apa chato demander maDrinks futi kuvaenzi
Kukara
Èeee nhai kana ndimiwo chinehudyire chaiwo ndosaka chakasarira chirikungooneka
IDofo vanogadzireiko humambo vanhu vakadzungaira
Exactly, from Bocha to Mutare it’s not that far zvekuti vanotoda mari yekudya mu road futi. Kukara chaiko
@@graciouskasanga9345😂😂😂😂😂
Well done my sister mrs dhliwayo the guiding and counselling teacher for all your efforts with the girl child
She educated the world. ❤
Well done G n C teacher. Tinashe Mugabe yako icalling. Asi mamonya ngaawedzerwe. Mai vemusikana avo murwere wepfungwa chaiye.. Mwana akaitwa dititi zvino vomanimidzira Denzel. Haas itwo twana twachotwurikumhanya Mwari pindirai
AMAI mwana anozorega here kuita zvevakomana kana muchiganza kuti mwana munochengeta murimurwere wepfungwa imi
All the three mentoned boys should just get tested ka one 😢 its so sad.
Zera remusikana veduwee
I suspect pane munhu mukuru akatundira kwete twana utwo
naBaba vacho,
Torai babake not tofanautwu
Baba vemusikana ndomuridzi wemwana
Mafana uyo apona neburi retsono.
Taurai henyu haachafi akazviita futi kana achidzidza
😂😂😂😂Anoita uyo haiww
@@tafadzwanyika9301 haa kana achambodzikama musatambe nekunzi baba uine14 yrs 😅😅 anogona kutoita single for life
was rooting for him ne situation yake anga ari ma1
@@nyaraingadella4924kana neni it’s so sad , I am sure namai avo mwana iyeye a suffer
Can't. Wait for part 2 plz Tinashe usarege kufambira iyi
This is an excellent work Mr Mugabe ndapererwa nemashoko ,makagonesa keep it up 👏👏👏
We need 3 more Monyaz Tinashe Mugabe + cameraman pliz hold yo position
Yah I thought so too,ndanga ndava kutotya .At least 2 bodyguards
This is very sad 😢 as a parent myself. I'm heartbroken mufunge 😢😢😢
ok😊
Me too I'm a mother of 2girls hana inongorova
This is so sad!! I have no words!
Very sad on both sides
This is too much yazi😢
Amai vadhafu avo ngavaende ku night school, it will helps a lot
😂vapi nemusikan here
Amen
😂😂😂
True 😂😂😂
😂idofo mai avo kkkkkk
Chief vanokara ndapa hangu ketenda😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 vanga vachinyanya kusimbisa nhau yemari
Kkkkkk
People keep saying girl child is so vulnerable, who's going to speak for the boy child? Vana vedu tuskana utu twakasika kuvaviwa and most of them initiate sex,but kana zvazoshata it's the boy child thats left in the deep...it's sad .I pray,as a nation tichinje mafungiro edu,not all boys are guilty and not girls are innocent either......
How is the boy child left in the deep? The girl is the one that gets pregnant and bears the consequences of it all
Was waiting for this comment.. everything is always about the girl child..what about boy child
@mtshumayelihloma2738 I'm a lady but zvinobata.what will happen to my future kids(boys ) kana zvichidai...men are being abused,raped,molested but belief is murume habatike chibharo or kuve abused..I really pray and hope this changes pamakore anotera
When l was in grade five in 1981, muclass ndakagariswa pakati paMaurice naDavid after 2 days ndikachema zvekuchema zviya ndichifunga kuti ndane nhumbu. Kufunga kuti mwana ari grade 4 anoziva more than 4 boys, veduweka Mwari ngavatiitirewo nyasha.
Grade 4 yacho haisi yatoziva. 14 yrs iform 2 iyi. Sisi vakanonoka havo kuenda kuchikoro
😅😅😅😅😅waivawo dofo seni iwe 😅😅😅😅
KKK k cousin ukwane
This is so painful
nyika yafa shuwa
Tinehurombo vaMugabe nezvaturwa nevabereki vemusikana but I like the way you handled the issue
Mugabe is not moved easily he's a level headed man. Avo venoise chikoro chishoma 😂😂😂😂
Hanzi vatengwa necoke😂😂😂😂😂😂😂
Ndosaka vana vachiita musikanzwa bcz Vakuru vacho hamotorina hunhu
That’s very true vabereki veka musikana vari kutoganza nekudyiwa bota kwemwa😡that’s why vana vakuita misikanzwa why defend wrong things apa pazere vanhu vanhu… now I don’t blame the child she gets influence and support from parents
Taura hako Tatenda plus kusadzidza nekusa nzwisisa havazvi nzwisisi
@@trishchakandinakira7581haurevi nhema vabereki vanechekuita apa simba rekupopota unoriwanepi pakadai
@@trishchakandinakira7581 imagine
Imagine
This is very sad mwana ari grade 4,haasisiri virgin atova single mother 😢😢😢😢😢😢😢
Zvinorwadza kani imi, ini grade 4 ndaiwetera mumachira
zvakaoma mumwe stove mai vemwana😢@@Phyliss-m5l
Imii zvakaoma veduwee... I remember form 1 ndaichema kupfimba.... Hameno maybe kwaiva kupusa hedu
Ini ndaitoyerera madzihwa chaiko nekupusa ndakatozotevera ndava form 3manje izvi ummmmm
😂😂😂😂😂😂😂😂 ndagurika imi strong yese kuti peeeee ndoona kuti chero baba avo vakatafuna ini
Pamba pakavakwa hapo & progressive solar for power well done smart. Home
Ndosaka vanga vachida kuti Denzel aite baby daddy 😂
@@mercyme9189😂
@@mercyme9189asi ndepana Denzy here apo😂
Waiting patiently for part 2, salute Mr Mugabe mune basa amana
Yakazobuda here
Monya raTinashe ready to defend the boss
Monya was outnumbered kumamisha kunotoshanda kunzwisisana
@@FatsoZ taura hako 💯 plus inogona kuzo nokorwa tsoka zvikazoenda nepamwe wofuma wakabhenda shaya wadzokera kuHarare kkkkkkķkkkkkkkkkkkkkk based on a true story 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣
@@ShortCircuit05445aizve😂😂😂😂😂, kufira basa manje
Plus huh chikachaya chaizvo that guy anotiza hakuna monya rakadai lkkkkkk
Pamamonya makagona br Mugabe kkk coz pamuri kumira hapamihwemihwe munochohwachohwa kkk
Part 2 please
Tavakuti maphone😊arikuraya vana moti tavenga vana
😂😂😂😂😂 sure Vana ngavatorerwe mafni vozopihwa vane18 years
Be strong Tinashe we salute you may God bless you are going through a lot
Mwana uyu akabatwa nababa vake and the mother knows...their reaction says alot
Baba avo ngavatetswe.
Shuwa baba ngavateswe
Pane munhu mukuru aka groomer ka musikana kusvika ka kuziva zvisiri zvezera rake and was now teaching tuvakomana tudiki utwu…
Ndatombozvitaurawo 😂
My 6th sense also tells me kuti that old man ane something chaarikuziva chaakaita pamwana
Vakomana 4 vese nababa vemusikana vese should be tested
I agree.
Totally agree because hasha nenharo dzababa vacho unoshaya kuti ndedzei
@@munyagumbo3024ehe kunge ndovakarara naye
I concur. Zvese newehovhosi yeorange
Taura hako baba should be tested
( SUBTITLES )
... heated arguments...
... argueing continues...
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
But it's really sad kuti vana vedu ndoozvavave, at this age bedding multiple partners veduwee Lord have mercy 🙏🏼.
In these cases, the girl's dad shld also be tested..yakuda kuita seyaForogonya..
Sure yatofanana neyaforongonya😅😅..yakazopera here nyaya iye
@@joylineshangai6251haina kuzopera yakangosiiwa ndakaona vakwa Mambo Mutasa
Forogonya ndakazoiona pakaranganda tv
But you heard Danzel saying she slept with lots of boys, including his friends. Mwana ipfambi uyo at grade 5.
very true, l see the Forogonya version apa
Tinashe God bless yu bunobatsira nyika dzese as a whole
Vabereki vemusikana mashaya respect but l like the way mr Mugabe handled the issue
Kkkkkk i went back to the video kunotsvaga baba vehovhorosi yeorange. Haaa bota family is very observant yoooo 😂😂
Kkkkkkk Me too kwaaa
😂😂😂😂and me too, it's like he was speaking alone 😭😭
Kkkkk maihwe ndabva ndadzokerawo wandiuraya
Me too😂
😅😅😅bota family
Baba wemusikana uyo ngawano testwawo plz
My country why...The whole chief kept on askin for money for transport n food😭😭
😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
Just imagine plus kukumbira madrinks chii ichocho
Yet machief anobhadharwa kuita basa on behalf of their communities. Mere selfishness
VamuGabe hatina zera nemwi shem rambai muchibata basa kusvika nhubu dzaperaaa.danki Mr.bota
Unobva wapera power sure chiiko nevanhu vekwaMutare sure hakuziriko kwaforongonyo here uko 😂😂😂 Father bota 👏👏👏 APA makataurawo apa
Education is important !!
Taura hako
Kusadzidza kufa sure
Taura hako
Ikako ndoka that kekumusha 😂😂😂
Mutare nenyaya yemarange population ruzhinji haruna kudzidza
A grade 4 with this profile, that's quite sad. Society is failing the young ones. I wish the girl well. I hope the boy has learnt
Mambo must use ma words echimanyika kwete kutaura zvinyadzi kudaro
She is 14, I think she started school late
@@christ29ify ezvino ndo.pane 14 a grade 7
Part 2 please as soon as possible
Zvakaoma hazvo dai Mwari madzora kutsamwa kwenyu sure mwana arigrade 6 atove nemwana wake apa Kutoziva different types of man she needs councelling that girl unonzwa kutsva ukangofungawo kuti unevana vaskana varikukura
Thank you dady bota for bringing this show to the people 🎉
Ndatya hakoooo hana yangu yarowa weduweeeee
Vana ava ka!! I hope kadzidza kakomana ako, hakafe kakatarisa zvisikana futi..
I doubt any of those boys is the father. The way the parents of the girl are fighting is suspicious.
True vane zvavanoziva
Same same neyeforogonya
Test zvikomana 4 zviya zvamborehwa otherwise mopedza gore rose muchidzoka futi , kanonyepa ako kasikana kuti Tawanda ega
I agree with you
Baba vakanombora bota pamwana thats why vaivhurira mukana pazvikomana izvo
Baba and the 3 boys kwa Mr MUGABE
Nababa ngavatestwe avo something is fishy😂
Baba ndavaonawo haunyep varikuziva zvavakaita mwana it's sad
The father of the girl should also be tested.
Laxity is seemingly present on his actions.
Ummmn mudzidzisi choose language no mixture of English and vernacular.
I would suggest testing the sekuru avo.
I watched a video from Nigeria a girl was being sexually abused by her own father and was being threatened not to tell anyone
True that
U re right girl s
Even in South Africa I've heard about 7 cases like that.
And they're many girls who go through this too
In zimbabwe there is a case like that, that came out a few months ago...
Nhai pane aona the guy in orange worksuit 😂😂😂😂😂😂
Kaizer chiefs inenge ine expirience yekupemha 😎
😂😂😂Chii chakadaro vakutoda neyekudya
Neyemogo
Kkkkk ndoo ya request drink
😂😂😂😂😂😂 maiweeeee senior pemhing
@@godwingwatidzo3980 imagine
Chief avo vakagadzwa nani ko vanOita kunge vari paOctopus pa Luna Park.Mutungamiri kuita sepwere iri paMERRY GO ROUND
video quality 🔥💯
Dzvetera part 2 baba ndivo vakamitisa mwana wavo😢
Ndatozvifungawo 😂😂😂😂 kuganduka kwacho nekusada kuti amwe atestwe
Uuum akazvara sekera mudende
Yeah it could be a case of incest because baba na mai reaction yavo iri questionable.
I don't think so
Kudabqmbo ndovakajingirisa
Makurambei asi baba ndovakanyenga mwana wavo here saka muri kurambei .
Iko kamwana kadiki katopindwa nevakomana hobho kudaro kane zemo rinenge regudoo ahhh mhuri yese kuita hudofo
chikoro ndochishoma but vanotoda kudzidziswa vanogona kuzvinzwisisa,
Kkkkkkkkkkkkk
Muzukuru ndewenyu mbuya munochengeta asi anoda kuziva dzinza rake
Imagine 😂😂😂, nharo dzamhama avo dzeudofo
Nhai ko sei varikuramba ma tests .
Vakutya kunyara
When l grow up l want to be as calm as Tinashe mugabe
Kk
Family yemusikana uyu haina displine..zvachose give Tinashe a chance.akutsvagirei chokwadi.pamwana wenyu
Mwana uyu ngaataure chokwadi uye mai vake ngavasa revereri mwana wavo. Regai mwana awane baba vake , vabareki ngavasa reverera mwana.
That fact yekuti baba avo vainodemander mari kuna mainini vaDenzel ,he was too ashamed to accept the truth anyways chokwadi chichabuda hacho
It's the guy in orange work suit for me
Mxm
0%
😂
Kkkkkk dzaka chiller
kkk ngaateste coz kamuchilliro kaakaita kah
Tinashe ari professional ini ndaipa munhu zenya chairo
Kuchaya munhu😂😂😂 akadzidza tinashe
I commend you the DNA man for your professionalism. Chief vane madrama enjoyed his narrative!!!
Hanzi vabhadharwa ma results akachinja mu envelop. Sis vanoziva muridzi we mwana havo chete vawana baba na mai vanotsigira tsvina idzo. Saka mwana arikuunza umwe manje manje because vabereki vazvifarira
Baba avo ndobaba vemuzukuru wavo,
Iiii vabereki vemusikana inzenza chaiyo kitadza kubvunza mwana wavo
@@ZindiTembo-gd7zf I think pamba panaDenzel panezvinobatika saka vanga vati tapinda machena
Kasikana ako kanzenza chaiko futi kanonyepa apa vabereki vacho madofo
Hapana zvinoziikanwa apo,chaangatongoziva inumber yevaakarara navo
According zvandaona nhasi mnhu akatanga chinonzi DNA mwari ave naye nhasi monya vashanda basa ravo chairo
😂😂😂😂😂
Baba instead yekubvunza mwana wavo kuti umwe wawakarara naye ndiani ivo busy kutaura zvekutengwa nekokakora, mfanha uyo akangotambiswa bhora rakadhakwa nevanhu vakuru vakarara nemusikana uyo.
Nemwana 😢
Yah orange work suit pane nyaya apo the calmness is unbelievable 😮
Pamwe aka sticker uyo nemutoriro 😅
😂😂😂😂😂😂veduwe muasadaro imi
@@ChidoPaidamoyo pane nyaya apo 😂🤣🙌😂
@@michellemukombe4742 kkkkkkkk kuti kudaro
That villa is nice. Scenery huchi
Well said Mr Mugabe we always think bribe is the key to everything but not kunyangwe mukaita mombe million hatinei nazvo zvatinazvo zvinotikwanira kuita basa redu words like these can humble you like baba avo
Mai wemusikana ibenzi chairo
Nemurume wavo
Bharanzi
Varikuziva kuti murume wavo ndiye akaraper mwana wake, hudofo hune degree chaihwo
I think vanoziva kuti murume wavo akambo pindawo why kuramba kuita imwe test
Chief avo inzara here inovadaro ndivo vakumbira drink rakuunza hondo,now vakuda chikafu kungoenda ku DNA office yoooo
😂😂😂
Vanongooneka kuti inzara dzoga 😂😂😂😂😂😂
But imimi kumabasa kwenyu kana muchienda out nebasa munopiwa mari yechikafu. Ishe ngaapihwe mari to allow him to execute his job. Horaiti so who should pay for his bus fare and food then according to you?
@@St-G2😂😂😂
busfare vanopihwa kana food vanopihwa you dont have to beg pavanhu kuita makaro Tinashe already knows that
Did they do an update video after this one? if so kindly share link. i really want to know how this ended, shame.
There are serious issues here?
1. This Programme should have made more efforts to anonymize these minors. What liability does this show have? This was brave verging on cruelty for these children. They are both exposed now, including the named ones. Thanks to the show. Yes, this is happening, but can we collectively protect these minors from the harm of publicity. There is a very thin line between cyber bullying and keep us informed or entertained.
2. Is it legal to leave minors without supervision, especially for weeks or months?
3. Not sure of the relationship. Nyaya ye child labour iri kufamba sei mukurarama kwedu?
Madzimai why would you say hamusi mai vaDenzie imi muchigara naye sei?
I believe results should’ve been given at the courts kwemadzimambo. Next time chief go and seek for money from your local chief above you to stop 🛑 your name being dragged in buying of drinks.
Ko ndimai vake here??
Munamato wangu Dai Nyakutunda Azivikanwa DNA titende 🙏
Na baba vemwana ngavatest futi
😂😂😂😂😂
Kkkk
Nyakutundira 😢
Your documentaries munogona ❤❤❤
Can l have your likes Nhumbu ndeye baba vemusikana
kkkkkkkkkkkkkkkk
Uuuu Baba vane work suit yeorange bhoo here 😊
Job well done bota team next tym VaMugabe mambo ngavave vaine mapurisa avo vabatsire pa security kana Ivo kutaura a word of command
Kkkk asi kana mavapa imwe koko kani, ava vakasiyana nemamwe madzimambo. Handioni ‘command’ ichibuda apa
Ndi chief chaivo here ivava 😅😅
@@mako5973haha ndisabhuku ava hakuna chief vakadai vanhu vemuraini mavo vane nhamo chaiyo ,vanodisa kudya kkkkkk
Nhasi dna yaitirwa ku nharaunda kwangu kwa marange ndarwadziwa fani
Ehee , pa Market apo takaenda takaenda😂😂😂😂😂.Apa team racho rese ndariziva zvangu
Very sad 😢😢😢 mazita mazita ekuziva
@@shingynavs8235 ehee pamhiri pe market apo ndipo chaipo
Muudze Chief vasati nyadzisa kukumbira kumbira mhani
Mapenzi akarara nemwana wayo benzi rababa sheet
Its the way the guy in the orange worksuit is calm for me😂😂😂😂
vakabatwa nemashizha avo,
Kkkkkk. Vakarohwa havo nechibhawa
Ngaaende ano testiwa iyeye. Varaidzo akakwirwa nemunhu mukuru chaiye saka jeri rakatarisana naye
Welldone mwana sisikana, go girl child
The DNA man pfeee kumaraini kwangu, Zedza Primary pandakadzidza.Maranke Clinic, paMundingi
There is more to this case, social workers should also intervene. every male person that lives with this girl should be tested. including those other two boys. this is a lesson to all the youngsters, avoid peer pressure.
Baba vebenzi Havana mufaro sure , imagine at 14 kutozia different men haa ndatya nazvo Denzel anyatsotaura kut mskana aisava mhandara wani ,so baba vamai chiii chavaiti patengwa nemadrinks
Zvakaoma chokwadi iye mukomanawo at 14 atobvawo hujaya
Tinashe's Level of Composure during conflict is unmatched 😂😂😂😂
Ndiri ndapomerwa kuti wakabhadharwa ndatopengawo kkkkk
😂😂😂 dzaka trainer chisoja.
😂😂😂😂😂😂😂😂 i guess he has a Masters in that vakaenda ku school of composure iye na Ramaphosa😂😂😂😃😂
If minding your own business was a person,Tinashe's calmness❤
Such cases are so heart-breaking , especially for the female child, the realisation, the pains and the rejection-- the taking care of the child usually alone..😢😢
"Pano pamwiwa kokokora"
Its very painful mufunge grade 4
She is 14 though but still 😢
painful indeed
Vamugabe batai baba vemwanasikana muteste by ginya pavanoperedza Tawanda please chatochikumbiro 🤣😭
Nemurume wehovhorosi yeorange
Kana kubhura Mwana iyeye anotaura chokwadi sure kutanga kuita zvekurara Ari grade 4 Hai Hai kokutya or kuudza Mai wake ariwangu Mwana ndinodhandaradza kusvika ataura pakatangira nyaya😢😢😢😢😢
Good job Tinashe Mugabe keep it up
Daaaamn l love these documentariessss❤😂