ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Amen. Heal the world prophet ❤
Aaaa zita rechurch rongotaura rega uti danger, chokwadi Blood Ocean uuuu Mwari tibatsirei tirege kuda mari zvemhando iyi.Haa Joni ukasaziva Mwari unopindana nezvinouraya. Apa wakuti baba ndomuroi shame
Amen..... Mwari tibatsirei tishande nemaoko edu uye nyika iri kuda imi kunyanya
Apa BBA vakunongedzwa vasina chavanoziva
Yooh machechi enyu awa🙌
Mwari vana vedu ,,, tarisa zvave kuchiitisa baba manje
Apa urikupomedzera baba Ivo babavacho varikutokurwirawo nekuseri kuti mwana wangu dai ararama
Imagine zvakaoma tinopomera vasina mhosva chokwadi
Yah ma1 kunze uku kunoda mwari
Haaaaa zvakaoma tuma chechi twenyu tunongonyuka utwu. Zvakaoma
Ini zvakutondityisa zvemachurch chokwadi imi tibatsireiwo mwari😢
Zvakaoma shuwa mari idzi dzatiparira shuwa mwari tibatsirei tirege kuda mari stereki kudarika hupenyu hwedu itai kuti tide imi mwari mari muchatipa nenzira dzakanaka kwete dze maBO idzi mwari
Tivhureiwo maziso emweya Mwari
Neshona inonzi Nyanza Yeropa
Ko kuzoti baba vangu nhy iwe uchiziva hako
Ummm zvakaoma machurch aya zita rechurch yacho ndatya nayo
Yohweee ichurch ipi iyoyo blood ocean
Haa profet makanyanya
Ummm yeah unosvika paku pererwa shuwa
Haaaaaa zvakaoma sure bloo😢 ecean
Jeso❤
😮😮😮😮
Makanyanya prophet
Blood ocian jus imagine 😢
Zvakaoma chokwadii
Yowe vanhu vanezvivindi
Ndakunzwa kutya iiiiii
Ma1 Aya uumm vana vedu ava gativanamatirei
Makanyanya Prophet
Blood ocean yeah zvakaoma hazvo
Ummmm zvakaoma shuwa
Iiii zvakaoma veduwe
Kunzima
Iii zvinotyisa izvi
Ummm 😢
Amen. Heal the world prophet ❤
Aaaa zita rechurch rongotaura rega uti danger, chokwadi Blood Ocean uuuu Mwari tibatsirei tirege kuda mari zvemhando iyi.
Haa Joni ukasaziva Mwari unopindana nezvinouraya. Apa wakuti baba ndomuroi shame