ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
yes yes ichokwadi arimugotsi mamacheso number 2
Boys macheso munonyatso muziva mushe here zvamunomufananidza nazvo hindava muchidherera
Siyai kufananidza Honda fit ne Benz ndatsamwa so
big up kuneni asina basa neTitle....... M'tambi ndomunhu wacho. Ndati anogona Simomo
Kasamba akangot Le Champion Le Champion zvaphera..... Simon anoridz zvake asi anopotsa sterek zvimwe anowanza maprogression paone solo
haaaa uyu magitaa akee haanaa formuler
Zambezi adhala muchabvuma naye Simomo uyu
Pagonekwa tendaiwozve....
Objects in mirror are closer than they appear
Apostle Chiwenga ndiye akasangana netsaona zvimwe zvese mafunnies
Rini futi
Vanoziva kuteerera ngoma kwete zita vatonzwa kuti waya idzo kuseriseri ...Pesenari for life,,, Sando kuty thaaa...
Latest here iyi
Mamuona pesinari
Baba Sharo kumberi ndibaba simon mwana kani
Bass guitar rakangofanana iro same class
Ukaona uchiisiwa pashasha unogona mutambi simon
Yes he is leaning from chesolodgy
Handina Mari hangu but Simon sound yake yakanaka kudarika tima bend takawanda
Yeah pa sound chibaba haana noise
Machira muri kumawanza
Personary
This is too much
Don’t miss lead us with your headlines. Usa fananidze macheso nezvinhu zvisina basa. This is not music rubbish. Wakuda kuti nyenga mukamwa iwe
Anenge akatomupfuura kare kungoti tine godo vanhu vatema kusviba nemoyo
Kkkkkkkk taura hako kodza
Simon mutambi a kumberi, macheso anowanza mafunnys pa stage
Handeyi kumashows kwaCheso varidze maSolo chete.... Cheso is a living legend.... uyu we rate him naMark Ngwazi and Romeo Gasa..