Tilder talks to the 1st wife of a man sentenced to 100 years for raping his second wife's daughter.
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 7 ก.ย. 2024
- TILDER LIVE Tonight she will be talking to the first wife of a man who was sentenced 100 years in jail for raping the daughter of his second wife. The first wife lost all that she worked for with her husband which include 40 cattle and all movable assets to the husband's girlfriend who later became his wife. The second wife later got him arrested for rape.
Ndiyo inonzi karma iyi? Baba ava should have kept his first wife and treated her well.
Taura hako hama warume should know kuti second wife it's nonsense
Hawadzwe wana bhangu awa c now 100 years muchizarira zvorwadza izvi
Kusiya mukadzi achirwara.....hutsinye chaihwo
Mmmh sad situation
Hopefully vachabatsirika. Baba vane hutsinye havo that is why vakasangana nechimiro chakadaro, and sekuona kwangu pfuma yakatotsakatika already. I chausina kushandira hachigare.
Yes varume ndavadzidze kugarisika nhai shuwa manjezvakabatsirei now he is in jail
Amen chihure chinoparira
I think kutora vana vakuru kwaiva kutsvaka mabhoyi avo namainini ekunoshandisa pamusha pavo. Why vasina kuzoendesa mwana uyu mberi nechikoro vamutora. This father is evil hearted. Karma is taking its course. What goes around comes around. Vamwe varume vanotsvinya kunge ndivo vakasika munhu yet Mwari ndiye muridzi wemunhu wese.
Wataura mashoko makuru chaizvo, vaida kushandisa vana vakuru baba vaive nehutsinye avo asi vakataridziwa ruoko rwaMwari kupiwa 100 years kunzi garamo uribenzi rababa
Life is a spinning wheel, sorry first wife this is so painful. This woman has a good heart and it shall be well. I was married for 24 years at a young age, lost my marriage to a small house. Married small house, after 2 years he divorced. we are now both single, always tell my children to forgive and forget life goes on.
Baba varikukohwa zvavakarima, amai ava must sit and watch and hope he gets his lesson. Ndosaka kuchunzi khama never misses an address
Karma knows every address. Zvinokuwana chete if you treat people bad. It might take time but zvinokuwana
Very true zvinokuwana chete no matter what
@@annamarymabwe7420 just going through a similar situation but Mwari havasi benzi
@@varaidzomurerwa747 it's okay my sister, God is watching
To all men it's a.LESSON hope this small house it's found
This woman is a hard worker and Probably contributed so much to the success of this family. Imagine coming back from nothing now she has a few cows some chickens, she cultivates regularly etc 👏🏾👏🏾👏🏾
Misodzi yangu yabuda namai ava.Sorry mummy it is well.
Chihure achibhadhari but men don't learn still .my heart goes to this woman
This woman taught her children well.its really hard to forgive such a person. May God be with you and meet all your needs abundantly
Baba ava ngavambodhonza varimo .the way he treated his wife ndarwadziwa
Kkkkkkkk ngawambodhonza sure I nhubu
Ngavafire ikoko kujri vakauraya life yevana n aaa
baba ava vanogona kunge vasiri ivo vakaitisa nhumbu asi bota vaidya zvawo paari mukadzi wavo achizviona achinyarara asi kana vanhu vazonetsana ndipo panobuda zvese. Ngavagare kujeri zvawo ndiko vanokodzera
Guys the man is not that bad bt thi women is thi one who us wrong he killed his husband, take someone's husband destroyed her family now he destroyed thi life of thi man
This man deserves to be in prison and for sure. Zvinorwadza sei amai kushandira mhuri mahara. Amai ngavadzorerwe ma properties avo
this lady has a gold heart. Mwari akuitirei zvakanaka amai
We want another interview with this man
He has to tell us what he was thinking
Yes
This man belongs to the prison. He caused a lot of suffering kumhuri iyi. Vana kutadza kuenda kuchikoro nxaaa
True
my thought tò
This woman is one of a kind, after the pain this man caused her and her children, I cannot imagine if I could forgive as she has!
I think zim law is bias if someone have a police relatives can do whatever she can this is a corrupt issue were by law will accept a prostitute to take the property of another woman
@@muchmuleya9651
Why have they not tested the child to determine if the man is the father? The results can exonerate him
This woman is really a hard worker, and nw u start all over again. U are a good example in the community we salute you our sister.
I think varume murikudzidza dai asina kusengana nepfuma izvozvi asina kusangana nedambudziko iri
Vanodzidza here kana kudzidzisika here varume? Umwe neumwe anenge achiti ini ndinogona kuhura nenzira iri smart, vanotozonzwisisa vaparara
Monica inga unoziva maitiro evanhu rume ,vanenge vanha vemunhu1
judge must give 200 years for the culprit
Kkkk ndakarwadziwa nenyaya ndsati ndaziva kuti ndozvavakaitira mudzimai wavo ngavagare zvavo ikoko vakakanganisa chaizvo
The way tilder interupts is so annoying
I think vanenge vachiitira time because the story will be so long
Is it also possible to involve DNA when the child is born so as to have concrete evidence?
I feel her bitterness,not easy... Eish
Sekuru Muchara ngavagareko ibenzi, for the first wife she should carry on with her life.
Let that greedy man rot in jail for those years, mubairo we chihure.
ishamhu yamwari baba avo kutogara kujeri , hanzi ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakashata wazviitira ndozvakaitika pana baba ava , chidzidzo kune vamwe varume idai vakadzi venyu ma small house haana chaanokupai ,Ukadzvara mhepo unokohwa chamupupuri 🤞🤞
Eeeh mahure anototsvagavo mari saka vanabba mukapusa munotorerwa zvose mwakasvinura sedemba . 😳
Nxa chokwadi vana jazebheri naana marwei kuwanda
100 years ishoma imbwa baba ava
I have been following this story, and with each episode it sounds "more familiar ". May the almighty blessed the forgiving woman and kids.
I was waiting for this uuuum thank you tete
Ngaagare mujeri akunyepera kuita a caring father kuti imwe mhuri yangu ikutambura ivo vakagara vange vavasiya pachena nxaa
You reap what you saw baba why doing this rubbish to your family
Vakawanda vakadzi vanoitirwa zvakadaro Tete Tilder. Amheno kuti varume vanenge vapuhwa mushonga here kana kuti Rudo runenge rwopengesa munhu here. Mwari ndovane mhinduro
Mbashto..mushonga wega wega..vhunza Ana kimbari
Hapana mushonga apo he is a selfish irresponsible person.... Kuti mushonga is excusing his behaviour. Ane hutsinye most men think they can do better than mudzimai waakatanga naye hupenyu.
BABA BELONGS TO BE LOCKED 200 YEARS
AVO , NGATIBATSIRE PAPFUMA RECOVERY ONLY MHURI IBATSIRIKE CHETE
mama don't worry ...It is well ..God will see you through
Yaaah what goes around comes around.kudzorera ndekwamwari .varume dzidzai apa.may God bless this woman.
Sooo sad baba awa vakurangwa na Mwari Mwari chokwadi nekurwadza kunoita kurima kwakutora hupfumi hwese
This is a lesson to all men, ngarai nevakadzi venyu misodzi a woman's prayer is so powerful
Ndnoteera chirongwa chenyu chaizvo . Baba ava ngavagare ikoko kujeri iboora ngoma iro. Ndaivanzwira tsitsi nyamba zibenzi rerume
Yaaa zvakaoma dai mwari vapndira maini vawanikwa nyaya inobva yanaka tnx Tete Tilda
Zvayapindirwa na Tete Tilda zvanaka .Vachaita ma DNA Tests nemwana akazvarwa iyeye
Who does that kubvisa ma doors 🚪🤔baba garai henyu kujeri
I AGREE
Nguruve inozvikanga nemafuta ayo
Akarumwa nechekuchera mdara uyo, kugobodza nemadoor frame shuwa. Apa he was abusive futi achirova mkadzi. Kushaya nyadzi kana respect. Ngaambogaremo anatwowo twunomutambudza. As for pfuma iyo mainini ngavanoitorerwe, kujaira kudya zvevapfupi nekureba. Vana ava ngavaende kuzvikoro and let the first wife enjoy fruits of her labor.
4:36 😂😂😂 even I laughed out loud as well
Regai baba ava vakohwe zvavakadyara kubvisa ma door chokwadi .
I see tete Tilder interview with this old man the second wife is evil and a Damm croock with her relatives .This woman knows who pregnant her daughter just she was greedy with his brothers to take over the property of that old man and tobacco.This old man did a very painful to her old wife serious and this old man relatives are not good at all .
Where are the lawyers for human rights.
You need a lawyers to get your things since you husband took it without the other half permission
Baba ava ngavagare kujere kusvika Amen. Varikuripira matadzo avo. Vakarwadzisa mhani. Nekuda kuhura..300yrs mhani
Umm this karma really hit hard,rough yacho yavakaita mai vevana vavo yakanyanya
This man is very very wicked...so sad for mama..God help her in Jesus name
This man did rape , he was such an abusive man he deserve 100 yrs in chikurubhi
Tete, uyu Elestina Gondo igondo chaiyo, yakatora hupfumi usiri hwaro. Gapaitwe DNA baba avo vabude. Kuna baba vakaitwa mushe sitereki, zvekufa futi ndava bakapusa. Inindava kunetsa Maiguru kudai. Tete kana vabuda ndichavatuka zvekuti
Aiwa murume uyu ngaagare hake mujeri. He deserves everything that's happened to him. Inonzi karma
Dai varume maidzidza kuti masecond marriage enyu aya kuuya vakateya hupfumi, itai Prenup kukaurisa anamarujata ava vanoda zvavasina Kuisa ziya ravo
Idama iroro
Zvakaoma izvi umm Baba Ava ndongoti ngavagaremo vasabuditswe vakaita hutsinye kumukadzi Wavo mukuru umm
He deserve to stay life in jail he is heartless men dont learn at all now see he lost everything because of cheating
Kana mwana aberekwa panoda DNA
Ngaagare mujeri he asked for it. Hezvo vana havana kana kuzodzidza vagara vanofunga nemuchiuno
You reap what you sow. Dont play with karma
the husband is in jail because of the tears of the first wife chiHure chinoparira ko kungo dzikama
Mainini ava nemhuri yavo, is a disgrace to the nation. I think mainini ava vanobata mushonga. This family needs to be careful. Hakuna munhu akakwana anobvisa madoor pamba achiramba munhu.
I hope Mwari anopindira kuti nyaya yavo ifambe zvakanaka.
Karma aneevery address.akakwanisa kusvika kunababa now arimuroad kuuya kwenyu mainini.
it serves him right.... tidzidze nenyaya iyeyi
Tete yababa vekusungwa 100 years yakamira sei
Tilder police inoziva hanty ndivo vakaita nyaya yababa ava nemukadzi wacho here,also murume wacho anoziva kunemudzi akamusungisa
Varume vaneutsinye veduwe zvakaoma
Zvinoita varume zvino rwadza zvisingaite ,semunhu kadzi ndarwadziwa Baba ava vanofanira kufira mujeri.
Hey very painful story heyi vana babaka😢😢😢😢
Bamunini vanogona kunga vakutodanana nemkadzi iyeyw
Ehe..mahure anodyisa mhuri yese
Karma never forgets 😞😞
Amai ava kana vachinamata vanonzwikwa ne Denga , baba ava vakarohwa neshamhu na mwari namatisai Amai zvipfuwo zvinodzorwa na Nyadenga.
Restia Gondo im on to you 😂😂
Karma is real
Baba ava ndavagare majeri even vasina zvavakaita regai vakohwe kani
ngozi yakafuka munhu achiri mupenyu. pavanozofaka pachatsva dzimba nevanhu vachapera
Ngavagareko baba ava asiwo dai amai ava vawanawo hupfumi hwavo
Yaah iyi ndiyo inonzi shamu y Mwari
DNA is the best muone kuti ndizvo here kuti mudhara akarepa ,its a set up
with the pain he caused his 1st wife, he mustn't get the DNA, ngaafire ikoko Chikurubhi imbwa yemunhu
Why kutambisa Mari kubatsira benzi..ndaagare ikoko kujeri..kurwadzisa mumwe wako . nxaaaaaaaa
Zvakanaka kuti mavaregerera baba avo asi kuvatambira futi mumusha hazvina hungwaru ndava yemabatiro avakakuitai. Shiri ine muririro wayo hairegi, vanokwanisa kuzozviita futi nemumwe mukadzi. Isai vana venyu pamberi, nyangwe mukawana mari, ishandisei kuti vapedzise chikoro pane kuburitsa baba avo mujeri, ngavazvionere.
Eish vaKachara nhai veduwee.Taitotenga patuckshop yavo paKarai turnoff neimwe yaive kuKarai Primary uko.I know Denny very well nesister yake Linda.
Haa mdara ndewekushaya uyu anoda kumamiswa
The way am so protective over my mother handingagone kuregerera zvakadai
Mudzimu yamai yakatsamwa veduwe 😭😭😭
Vachinyanya murume mukuru
Hutsinye hunoripwa nehutsinye. Vakatsvinyira mukadzi wavo mukuru. Mukadzi haabatwi rough wakakuberekera mhani benzi rababa. Iva
Ngagare mujeri vanhu rume vanotsvinya kune vakadzi vekutanga vano nyanya kuda zvinhu mukadzi wekutanga Ana mwari wake ngagaremo 🙏
DNA please
Idhiri rababamunii ne second wife yekusungisa mukoma vakutogara vese nemukadzi uyo
Chokwadi ipapo ndatozviwonawo. Munin'ina wababa ava nemukadzi wepiri uyo ndivo vakaputsa musha uyu
So paining hey asi varume denga havarione chokwadi. Ngavagareko kujeri sekuru ava .zvinorwadza izvi
Karma haikanganwe adress
Zvino mainini vakanzwa nyaya iyi varikutengesa mombe dzese
Ndazvifungawo kuti vachaparadza hupfumi hwese voti ndakachengeta vana vandakasiirwa.
She wont anofira kujeri
Misodzi yemkadzi haiwire pasi mahara ngari gare ko kujeri
Iye Den uyu arikudii kuchidzoka kunogara namai
Haaaaaa baba ava ibenzi hupfumi waenda nemunhu asina kana kushanda.varume so
Ngavasiye murume ari mujeri vateverere vufumi hwakainda namainini vadzorere vana kuchikoro
Oh ndakaiona interview yababa ava
Apa tete kuti muzive kunogara mainini ava ingonobvunzai murume wacho kujeri kwaari nkt vanhu vanokwanisa kutaura
Tete help them plz mroyi uyo ayende jere zvinhu zvavo zvidzoje.mwari pindirai vanemoyo yakanaka vabetserewo
Immm upenyu hwakaoma Shuwa..baba ngavagare mujere vanehutsinye husingaite
Chief pindirai mudzimai nevana vake vakashanda pfuma vadzorerwe zvese zvakatorwa nechisimba nechibaba mupengo
this men must rot in jail
Yes ngaaoreremo imboko babaava
Vane. Chipo Mai ava shungu fzekudhanda vanadzo cbokwadi
Maybe murume uyu I punishment yekurwadzisa mhuri cz shuwa vana vakatadza kuenda kuchikoro vabereki vaine mombe 35 imagine even God is angry aah
Amai ava vakuru ava vanoda kubatsirwa kuti vawanewo chinovabatsira papfuma yakatsakatika baba avo ngavagare havo ku Jeri ndozvavaitsvaka kurwadzisa mukadzi Mkuru