ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Vanopindira kupiko baba avaa
varikupingirisha bba ava hameno matauriro avo mamwe acho varikuda kutandwa midzimu ne mashava.iyo mharidzo yake inorasa vana kupesanisa muitire tsitsi uuumm anemhemherero anoda kurapwa
Baba varikutaura vanonamatira kupi?
Vanonamatira kwamurehwa
ko mazwi acho anorwa
The prob is ukuwanza bhaibheri mdhara iwe
unopenga iwe unoti mudzimu hakuna aribenzi
ini zvangu ndiripo pachivanhu usanyepere vanhu kana unenharo kana uchiti hakuna mudzimu huya tiyende kumanhize chikapakapa unotuka mudzimu uone kuti unozowawata here
Pane paaramba mudzimu here tereresa
Takutaura neMusiki mbune hapana simba richapfura raMusiki, zvese zvoteera shure. Ngirozi dzedenga ihombe kudarika midzimu, mweya yepasi pano. Pabate ipapo.
Izwi ndiro mutongi baba ...
amzn.to/3k9H19n