this is brilliant. you chose to be different and I appreciate it. whoever is working with you and advising give them thumps up. this is good. keep going
My sister i just lo the fact that you always look natural that tells hv alo of respect for apart from that i hv been your Father's fan till..... Keep going dear.
Mbudzi kudya mufenje hufananyina. Iyo mhembwe yerudzi ikazozvara mwana ane kazhumu wani. Chitiyo ndokuenda kudzani chine wachinenge chaonaka. Well done baby girl, Simomo should be smiling. The song must live on. Dendera ndizaruriwoooooo Mwari vachitibatsira. Keep the standard up, isusu veDendera tinonzwa kamunyabvurira so kana muchiita so guys. Dendera to the people
Sai is an inspirational legend in her own right.I love this dendera music
I give up wen it comes to this Chimbetu family.. ❤❤❤❤❤.. This family must be remembered zvemashuwa shuwa. They dnt force talent but zviri muropa..
Mwanangu Sai usaende pabarika!
Hoo ndiye wacho Sai
Handichazivi kuti akagona ndiChopper here kana kuti ndiSaiwe........whatever!pakagonekwa,keep it up girl
Chimbetu must be smiling in his grave 😊
❤❤❤❤👌💯
Pakamuridzo apo vazondipedza manje😂❤
Gospel with a different sound. Wakagona wena
ndaiti zvirimuvanhu rume chete ini aaah keep it up sis ..all best wow
Uri kumberi Saiwe. Pakadayi hapana chinondimisa kuita subscribe. Tinoda more of this.
This is awesome,,,,, Saiwe keep this fire burning please,,,,,, l Enyoyed n l ended up downloading songs for Choppa Kkkkkkkk,,,,,,, awesome plus
Welldone Dendera princess.yu are a cut above the rest...
Mbudzi kudya mufenje, hufana nyina. Simon Cellular zvake paamire. Kungosiya niswa chete kuitwa mukadzi. Inzwa kurira kweDendera
Keep the Fire burning 🔥
I actually smiled/ blushed when I noticed she was the one whistling.
Talented DENDERA PRINCESS 🙏🙏🙏
This video kept on popping, and I was taking it for granted, but ndafara wena, uri kuziva zvaunoita Saiwe❤❤❤🎉🎉🎉
Dendera princess,this is excellent 🎉🎉
Good job my sister. U decided to do God’s work. We will support
The Dendera Princess,,,,you deserve that tittle.Try to figure out a collaboration with Sulu please timbonakirwe
Thank you ... hapana chinotadzisa inguva chete heya heya
@@SaiweChimbetu Heyaa..kati kati
keep it up Saiwe, nyararidza ma radio presenter aiti uri kumanikidzira, zvamwari hazvina anodzivisa
Weldone music pa excellent everything perfect that was a great surprise to me Mwari ngaakusvitse kure kure
Perfect music Saiwe.
I used to attend your father shows and will follow too
Wowww thank you so much for supporting us makakosha
❤❤❤ keep it 💯
Thank you vana vekwachimbetu 1994 ndichiona baba vachisimudzira rudzirwavo zadzisai moyo wababa kwawaida mupfuure Amen
bhora mberi mwanasikana
Weldone Saiwe
Mwana waSimon here uyu, she is good .
Aaaaaah zvaatori Simon Chaiye nekagitare kepaMadegrees mathermometer ndaiverenga ndoga😂😂😂😂😂😂..
Maiweeeeeee zvangu kani ndodiiko nemwana uyu iweeeeee
Nice song 🎉🎉🎉
Yes Yes
Good job Saiwe!
Beautiful sounds ❤
🎉Saiwe,,,, nekoko nekoko, aikaaaa, Dendera resoundly revolving keep the dendera bit up Saiwe ❤❤❤❤
So wonderful with rich massage
Munogona 👸 princess
well done Saiwe. I like this song
Real Dendera❤
Kugona pachi Tryson chaipo haa I'm your biggest fan
this is brilliant. you chose to be different and I appreciate it. whoever is working with you and advising give them thumps up. this is good. keep going
Powerful version of Dendera Gospel. Thank you our sister for the job welldone
Beautiful
Heya heya!!! Famba Saiwe famba.....
🎉🎉🎉🎉🎉🔥🔥🔥🔥🔥Munopisa sisi rambai makatsika chepacenter
Nice number. Good song
Unogonesa muridzo uyo
Mwari ngavakusvitse kwaunoda kusvika
Amen 🙏
Wow
Dendera Gospel ❤
mwana wedendera idendera
Congratulations you nailed it gal
Well done 👏 great song 🎵
Sooooooooooo yessssssss haka
weeeeelllll dddoooonnneeeee
This is good
you are indeed your father's daughter
This is excellent young lady
Muridzo muri pamberi henyu
Zvimbetu zvine zvipo mhani 😂kip it up young gal
Ko iko kufanana kwakaita nema brothers ake
Zvimbetu hre wandinakidza hako 🤣🤣🤣
@@patience6069 mipanda kkk chi_zvi kkk
snake always bite the same keep on on good work the Chimbetu families
Amen
My sister i just lo the fact that you always look natural that tells hv alo of respect for apart from that i hv been your Father's fan till..... Keep going dear.
Pakarohwa magitare apa 💃 💃 🕺
Dendera touch muGospel imomo
You know the dendera tricks & blessed with a good voice, famba Saiwe
Par excellento!!!l can’t wait for the day when all the chimbetus make only one song together ❤❤❤❤
Chimbetu.. Music Royalty
Welldone Saiwe! This should be played pamacelebrations ose!
I love the whistling
Keep it up.
This is good hey, you are just natural, with the Dendera vibe in Christ 😅
A masterpiece. DenderaGospel to the world.
Awesome girl well done
Yes Yes unofadza mwana keep it up
Yooooo its fantastikkkkkk
Good song saiwe 😊
Musoro dance haifanire kuparara iyo nayo nayo
🔥🔥🔥🔥🔥
I SMILED.. THIS IS SUPERB..
Well-done Saiwe! Big up NAXO!
Wagons mwana
❤❤famba sai
Mbudzi kudya mufenje hufananyina. Iyo mhembwe yerudzi ikazozvara mwana ane kazhumu wani. Chitiyo ndokuenda kudzani chine wachinenge chaonaka. Well done baby girl, Simomo should be smiling. The song must live on. Dendera ndizaruriwoooooo Mwari vachitibatsira. Keep the standard up, isusu veDendera tinonzwa kamunyabvurira so kana muchiita so guys. Dendera to the people
akagonesa uyu
Well done daughter
Zvimbetu zvacho zvawanda kwese kwese zvazadza neku gosipero
Unogona mafana....keep it up....
Dendera music will never die.
Ko zvari Sulu kani ❤❤ thanks
That's a great song, Saiwe. You are a heroine in your own right. Continue shining.
Wow so proud of you sis
totenda kushanda tese
Tinotenda Mwari ngaaropafadze
Apa ndafara apo. Sister. Dendera yoridzira Jehovah. Amen
Beat zvayo❤❤❤❤❤
Anogona mwanasikana uyu, keep it up our own dendera princess
Well done Dendera lady ❤❤❤
Saiwe good going
Well done Saiwe.Superb!
Like Father Like Daughter