Hats off mambo Mtasa ndizvo bcoz mu stawara to take Headman Chigodora to court hey nemu tiktok mastaw@ta waroii ne hurmbwa chief Mtasa you showed your highest level of education and professional I'm the whole world' is happy about this move keep it up zvikwambo no in our society may God extent your life spun and wisdom lm happy pin the watchtower l salute mambo Mtasa headman Chigodora and Mkotsanjera
The court ordered them not to name call, but they are now calling him muWatch Tower. The chief is still insisting that ane zvinhu zvake therefore alleging that he is a wizard 😫😫😫 Am sure they are going to plant witchcraft apparatus in his house and then claim kuti vazvibata. So hard to be the richest in a family 😢🙌🏽
mambo we are proud for your delegation to give a report to isusu vanhu na headman that's the highest level of education and professionalism rambai makabatana tazvida mustawara to take Chigodora kucourt aida kti headman aiswe kuChikurubhi
The headman is lying. He is trying to tarnish this man s image and busy with false accusations. This man is innocent because if he wasn’t a Witchdoctor aiita back to sender. Kutoona vachidai kutokundikana. N’anga kana dzatadza munhu anonamata hadzitaure chokwadi. Ndozvadziri. I discern spirits and minister deliverance so I know the gods worshipped by these people. This is spiritual warfare where they condemned this man all because they couldn’t control his mind. These people easily rush kun’anga nekuti vatojaira izvozvo nezve mweya yakaipa. They will be humbled by God.
@@alcatelthree it's like he did law the way he cot chapters. And the judgment is fare . in his cases there is no too much money as compared to chigodora
Changamire Chingodora i missed you ,How are you Changamire wangu.Am happy you now have your own channel you were suppose to benifit from your court sessions.
Ndakazviziva kuti vasungisa herdman Chigodora vanekaturikwa zvaive pachena vakarwadziwa nei ivo vakachena. Dai vakachena dai vasina kuvasungisa. I cant wait kunzwa kuti adzoke mudare
This has proved kuti mukotsa iFake anoita hun’anga based on what he watch on TH-cam Fake Fake Fake. Mukotsanjera wakafeka paNyaya yemufi uye wekuuraiwa kuPenhalonga if not mistaken
It's really clear everyone can be a prophet ana and a mighty tradition healers like mukotsajera and tasvu. Why am i saying that . They is no one stop them to watch TH-cam. All those people go to them after they watched everything on social media. We are not fools. All we are asking is that all those hsadmans must trained and know that prophets and tradition healers destroy family simply. And they want money.
But if this man was guilty aitwa back to sender ikashanda. They are resorting to gossip, hear say & accusations because they have nothing on him. So sad to see this Chigodora exposing himself in this way.
@@memorygoche2574 you easily get fooled and fall for anything. You lack discernment. if he was guilty the witchdoctor dai aita back to sender ikashanda. Ukaona vakuita zve kumusvibisa zita ziva kuti vamutadza spiritually because his hands are clean and God is with him. N’anga ikatadza munhu anonamata inomunyepera kuti iye aende kushrine Keaton to clear the name. I have seen that a lot. The lies and all they are doing vana Chigodora God will humble them soon.
Vanhu vachakafa njere zvokusavona kuti ma headman aya nema chief vari kudya mari nana Tsikamutanda nen'anga vachipomera vanhu urombwa husipo. Vanhu ngavashandire mhuri dzavo kwete kungopomerana zvisina basa nokuti vatadza ku supporter mhuri
Pliz pliz pliz ndokumbirawo mudzose Gucci pliz ndakumbirawo wo hangu ini gucci anondigonera hangu zvinoterereka kna aripo especially akazosangana na magirazi inzwawo chichemo changu pliz
Bring back Gucci plizzz
Akamboendepiko
Yes it was high time Headman Chigodora vaine channel yavo i’m happy for our headman ❤❤❤
Chief Mutasa helped Headman Chigodora,that's leadership skills
Chief basa munogona asi mustendekera vanhu kwa Tasvu noku charge mari kuti 300 us. Mobatira vanhu imi
@@simbarashechikuni8062300 ndeyavo yekufamba not kuti ndeyaheadman
Headman mukasaunza Gucci na order mudare padare munenge matishaishira 😂😂😂😂😂
Taura hako vangori neka that so mudare
Vanoita mudare muve nevibe orderrrr mudare in magirazi's voice
I second that. They bring perspective
Ngavadzoke tovada
Gucci na Allen ngavadzoke please ...by public demand❤
Vaya simba raiva rawandisa ngava gare kune vamwe
@@faraitrevorzaba7898 Padare pakaitwa soft hapana chobuda ngavadzoke
Kunyepa hativade!!
ngavadzoke but they need to adjust there speed kkkk
they were now acting like ndiwo watowe headman
😂😂😂😂😂😂😂 true@@ganyaz
Haaaaa dare iri harisisina vanhu vanotaura. Varikuregerera headman voga pawanda zvimumumu
Hats off mambo Mtasa ndizvo bcoz mu stawara to take Headman Chigodora to court hey nemu tiktok mastaw@ta waroii ne hurmbwa chief Mtasa you showed your highest level of education and professional I'm the whole world' is happy about this move keep it up zvikwambo no in our society may God extent your life spun and wisdom lm happy pin the watchtower l salute mambo Mtasa headman Chigodora and Mkotsanjera
Please bring back Gucci , secretary and the maglass man please. Vanogona kutonga zwekuti
Yes we need Gucci na magirazi pliz headman gad,zirisai ipapapo
Makadii Soko. Hambai mberi ngebasa. Musaneteswa ngewanhu wasingaziwe musiyano wedare rechiwanhu ngedare ramagistrate.Please bring back Gucci namagirazi.
Headman Allen na Gucci ngavauye musaterere ma comments
Pasina Gucci na ma Girazi headman maka fanana ne shiri isina mapapiro
Allan and Gucci by public demand❤
The court ordered them not to name call, but they are now calling him muWatch Tower. The chief is still insisting that ane zvinhu zvake therefore alleging that he is a wizard 😫😫😫
Am sure they are going to plant witchcraft apparatus in his house and then claim kuti vazvibata. So hard to be the richest in a family 😢🙌🏽
Zvinofadza chose kunzwa kut Mambo Mutasa vanaoshandidzana na Headman Chigodora ❤big up big team
I respect headman Chigodora.he is the best. We missed Gucci ,anogona kubvunza
mambo we are proud for your delegation to give a report to isusu vanhu na headman that's the highest level of education and professionalism rambai makabatana tazvida mustawara to take Chigodora kucourt aida kti headman aiswe kuChikurubhi
Magirazi na Gucci purizi Headman ndapota ❤
Musanyepe sekuru muchitawara anoona TV,
The headman is lying. He is trying to tarnish this man s image and busy with false accusations. This man is innocent because if he wasn’t a Witchdoctor aiita back to sender. Kutoona vachidai kutokundikana. N’anga kana dzatadza munhu anonamata hadzitaure chokwadi. Ndozvadziri. I discern spirits and minister deliverance so I know the gods worshipped by these people. This is spiritual warfare where they condemned this man all because they couldn’t control his mind. These people easily rush kun’anga nekuti vatojaira izvozvo nezve mweya yakaipa. They will be humbled by God.
Iye anonzi muwatchtower haana zita here musada kusvibisa .azita echurch varoyi varikwese Taurai zita rake
Gucci and maglass dzokai we love u
My best headman gadzirisai nyika soko
Honestly honestly i respect Chief Mutasa he is the best
Mutasa ane chikoro
@@alcatelthree it's like he did law the way he cot chapters. And the judgment is fare . in his cases there is no too much money as compared to chigodora
Thank you headman tobatana pakuCrosser haana kungwara👏👏👏
Murikupisa Well-done Dreamkraft and singer Artist nice song
Vanhu vaimununudzira kuti so so musazodaro please siyai headman chigodora vaitebasa ravo ravakatumwa namwari kuti vafumure zvese zvirikunetsa panyika mutumwa haana mbonje pamberi nerushingo headman
Ndiye maguma hr uyaa wekuti fambai moga 😂😂😂😂 vanhu varikutiroya vachihwwandaa ne church
Changamire Chingodora i missed you ,How are you Changamire wangu.Am happy you now have your own channel you were suppose to benifit from your court sessions.
Thanks for buying a nice chair for our headman
Soko Mukanya Chigodora 🎉
Welcome back headman munogona Basa tinotenda ne shade itsva,magirazi aripo wani Gucci ndiye asipo line varikuchema chema.
The best headman soko
Headman dzosai Gucci na order mudare pliz Soko
Aripo wani order mudare kuruoko remwerudyi rwa headman paside pababa vakapfeka t-shirt yeblack
😂😂😂 ko avo vane tuma glass twe black emapofu ndevapi
Happy for channel ya Headman , malove nemalikes❤❤❤❤
I'm happy to see you 4 Corner
Hee court yarambidza headman wedu CHIGODORA kuti vanomanikidza vanhu moda marights hama dzichirara panze semhuka 👁️good job HEADMAN makatumwa nedenga ndezvamwari
The best headman ever Soko
Gucci namagirazi varipiko 😂😂😂😂
Vave kuno joni
Magrazi aripo padare ipapa akanyarara chete kkkkk
Asi vakadzingwa
Hant vanhu takavati vabhiswe kumberi
Màkeke makeke hre uko my family 🎂🎂👏👏 but hapana anondirova pano 😮😮😮😮
Long time welcome back
Hoo ndiye wekusungisa Headman Chigodora
Good reporter and good voice
Chigodora and the team hie❤❤❤❤
😂😂😂😂🤗 tichabatana magaro pakuyambuka
I was waiting 4 mu watchtower uyo vanhu vaimureverera stereki
Where is proof of all that?
Which episode sha. I think I missed it
@@mamzo38 ndatokanganwa ini but search pa kararanganda uti mu watch tower inoona kubuda
Muachitawa nharo dzako wakatakura apa wakabata,
Headman Chigodora magona,ngaadzoke agadzirise zvaakaita,vana vake vaimusapota nemhaka yekuti varikudya nazvo hezvoo nhasi mabatwa
Video quality is 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ndakazviziva kuti vasungisa herdman Chigodora vanekaturikwa zvaive pachena vakarwadziwa nei ivo vakachena. Dai vakachena dai vasina kuvasungisa. I cant wait kunzwa kuti adzoke mudare
🎉🎉🎉🎉🎉headman chigodora musatadziswa navo vanotaura tusina maturo imi pfuurirai mberi nemachinda enyu muchigadzirisa hama dzatadza kuwirirana🎉❤❤❤❤
Iyeye mu waachi tawara takamuona kare kt ndiye honzeri ngaabatwe agaurwe
saka akamhanya kovhara
@@nyaraingadella4924 Ehee aiziva nyaya dzake kt ndri munyangadzi mumhuri
Headman manyepa kana muchiti muwatchtower haoni tv kumapurisa vanoenda apa manyepa musavega zita rechurch kusvika ipapo
Headman chigodora magada nachinyamunzore varipi vasipo dare harinakidzi
Um also wondering
This has proved kuti mukotsa iFake anoita hun’anga based on what he watch on TH-cam Fake Fake Fake. Mukotsanjera wakafeka paNyaya yemufi uye wekuuraiwa kuPenhalonga if not mistaken
I like unity between dare raheadmen Chigodora and Chief Mutasa
Gadzirai nyika Mkanya we love u
I want the song pamusoroi ve dare heeeee pamusoroi Va chigodora how do I find it please
Gucci naMagirazi ngavadzoke please
Ayewa wari pa discipline
Allan urip weeee
Gucci amd Magirazi ngavadzoke ndapota
VaChigodora muripamberi rambai makadzvanya chitowedzerai I wish this man was in my village anambwa vekuromba nevaroyi vacho vambofumuka varwadziwe mbiti idzi .....chenesai dunhu wish munemasimba ekutochenesa irinyika ....kuhukura kwembwa hakutadzise nzou kufamba .....fambai nadzo nhubu idzi dzipfidze vaMutasa matendwaaa
Ichokwadi
Headman itai basa musakanganiswe nevanhu vasina basa muwachitawa atori muroi professional chaiye
It's really clear everyone can be a prophet ana and a mighty tradition healers like mukotsajera and tasvu. Why am i saying that . They is no one stop them to watch TH-cam. All those people go to them after they watched everything on social media. We are not fools. All we are asking is that all those hsadmans must trained and know that prophets and tradition healers destroy family simply. And they want money.
Marambiro aiita muwachitawara ini ndakangozviona kuti pane nyaya.
Kwakumhanya kuCourt kkkk kusungisa Headman. Anhu akapembera kkkk
Mmmm pasina Gucci na Allen mmm
Vanhu murikuti where's gucci namaglass hamusimi futi here maiti vanobhowa kkkk
Taura zvako iwe. Vamwe vaisvora headman papart one. Nhasi vave kubvunza tumubvunzo nhando.
Dzosai vakomana headman
Ndizvo mukotsanjera ngagadzire auye ega kudare raheadman achenes headman
But if this man was guilty aitwa back to sender ikashanda. They are resorting to gossip, hear say & accusations because they have nothing on him. So sad to see this Chigodora exposing himself in this way.
@@bethechange2335imika hazvisati zvasvika kwenyu saka muchidaro
@@memorygoche2574 you easily get fooled and fall for anything. You lack discernment.
if he was guilty the witchdoctor dai aita back to sender ikashanda. Ukaona vakuita zve kumusvibisa zita ziva kuti vamutadza spiritually because his hands are clean and God is with him. N’anga ikatadza munhu anonamata inomunyepera kuti iye aende kushrine Keaton to clear the name. I have seen that a lot. The lies and all they are doing vana Chigodora God will humble them soon.
@@bethechange2335 munhu haangotangwe nekuitwa back to sender plus apo pataurwa kut hanzi achauya ega meaning pane zvirikutogadzirwa
@@memorygoche2574 muchanyara because God is not mocked. N’anga yacho ichatofumurwa nekuitwa humbled too
Gucci Nama Girazi ngavadzoke Headman we beg you
Yah yadzoka family iyi
Morning 🌅🌄
Headman pa mberi nebasa
Thank you so much Mambo Mutasa
Gucci naAllen ngavadzoke please
This chief iduzura. Anoshandisa same n'anga . Pamwe inenge stories nevanhu mudare imomo
He should sue him for deflation
Aripi mudare uya mukoma vaya vekureba vaya plz shamwari ye uyo ane t shirts panduze na mambo
Headman muri veduwe
Ko vana Allen varipi
Order mudaree uripi😂
This headman vane rukudzo hanzi mambo
Gucci and Magirazi........muripikoo ....Vakomana Vaya vanopedza nyaya ....
Allen magirazi na Gucci tikuvada mudare please
muchiwanda nechurch😂😂😂😂
Muwachitawa ndinhikwi uyo
Headman Gucci namagirazi ngavadzoke , vanogona basa varume ivavo
Gucci anogona kubvunza asi ari very rough for a communal court
Gucci ari right Allen ngaaende muvaokeri umo
Anonzani kutiktok muchitawara uyo
Gucci aripi ko pari kutobhowa😅
I knew it hangu kuti jaana kuchena
headman marashika zvamotaura mozviwanepi
Gucci hatimude amotonga zvine hasha haana respect kune ma elders emucommunity anovapa confusion mudare ..
Zita rake kutiktok ndiyani muchitawara wacho kkk
Gucci aribho but anofanira kudxidzawo kupa accused chance to say their side without unnecessary interjections
Dare harichamakidze pane asipo pliz ndadzoke
Itai basa sebasa Headman Chigodora taneta nevakaromba vanotambudza vamwe
Magirazi aripi nhai order ,order ,order mudare
Gucci and Alen umsebenzi usuphelile 😂😂😅😅they were very aggressive, messing up Headman Chigodora 's court
Sibonge Mkhulu 🙏 🙏
Ukhulume kwazwakala mntase.there were bullies
where is mr Gucci please
Gucci Na Magirazi ngaadzoke kana vasipo dare harinakidze varume ivavo vanogona kutaura headman ply fro Captown
Head man Gucci please hatidi vanhu vanojairira dare anoisa order yatoda
Ndotsvagawo number dza sekuru Mukotsanjera. Thanks kune vachabatsira
Moyo wangu Wazorora mu wartch tower wakabatwa ndafara
N'anga dziri kutevera page remadzishe aya so they are upto date. Mozosara kuendako vakuvonai kudare kare plus vamwe vacho vanodya nemadzishe iwaya
Kusanyara kwaro zirume riya kusungisa head man aaaaah ... Pamberi ne dare Soko
Taura hako kuoma musoro kuti handiende nevamwe n'anga or kumapostori achiziva kuti ndiye arikupedza vamwe .
@@user-ez5xl1pi6j kusvipa ñgemoyo diko diko rinoshaisha maningi
Vanhu vachakafa njere zvokusavona kuti ma headman aya nema chief vari kudya mari nana Tsikamutanda nen'anga vachipomera vanhu urombwa husipo. Vanhu ngavashandire mhuri dzavo kwete kungopomerana zvisina basa nokuti vatadza ku supporter mhuri
Plzz Gucci na Allan plzz ngavadzoke vamwe kuti tinakirwe ne show yenyu I boys two idzodzo vanogona basa plz plzz vadzosei by public demand
Muwatchtower takamuona at first kt arikuhwanda nechurch asi ane zvaakabata
Headman Chigodora Gucci Gucci Gucci please where is he please ndapota zvangu Gucci ndadzoke kudare ndiye aitanga kuvhura nyaya kt tikwanise kuona kwayiri kuenda