Team ye nguvo tsvuku iri dangerous Madzibaba norest vatumira munhu Nyuchi Hona Video iri Rinotyisa

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 9 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 102

  • @sibusisiwendlovu9877
    @sibusisiwendlovu9877 หลายเดือนก่อน +11

    Can you help us with those who stole our votes 2023, please

  • @Charity-wi7ce
    @Charity-wi7ce หลายเดือนก่อน +19

    ko havangatimirewo here kune varikusunga vanhu vasina mhosva mimajereeee😢😢😢😢😮

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 หลายเดือนก่อน +11

    KO KUTUMA NYUCHI KUNA MUNANGAGWA KA TIWONE.

  • @JudithMakonye-it8jv
    @JudithMakonye-it8jv หลายเดือนก่อน +12

    Ndokt mbavha dzishomeke zviri boe izvozvo pamwe kubiwa kungaite kushoma

  • @edgarmangwiro9158
    @edgarmangwiro9158 หลายเดือนก่อน +6

    Yaaah, mbavha ndidzo zvadzinoda izvi, ukambobirwa haufe wakaita tsitsi nembavha!

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v หลายเดือนก่อน +9

    Yagood rambai makadaro vanhu vanzwa nekubirwa

  • @givemorechivandaidze1423
    @givemorechivandaidze1423 หลายเดือนก่อน +7

    Nyuchi idzi dzinongoshanda kuvanhu vanoba tunhu twenhamo nhamo, venzara nzara avo chete...hadzishande kwadzinofanira kushanda kti nyika ivakike...imire zvakanaka ive nehupfumi husingapere....kti Mari yenyika ikunde dzimwe dzese kunze uko.....marabishi aya .......

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll หลายเดือนก่อน

      😢 chokwadi chemazvokwadi

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll หลายเดือนก่อน +1

      Imi tete munehutsinye mainyima mwana wabhudhi venyu chikafu ndosaka akafunga kuba uye norest ahasi madzibaba in,anga iyi kunguwo tsvuku haatozivikanwe

    • @ThomsonDube
      @ThomsonDube 26 วันที่ผ่านมา

      Ngatiendeiwo kwababa norest tidzorerwe mavotes aende patoda

  • @FelicitusChikono
    @FelicitusChikono หลายเดือนก่อน +5

    Haasi madrama here aya

    • @sirclassics
      @sirclassics หลายเดือนก่อน

      Ndezve marketing strategy izvo

    • @TradingForexwithCosme
      @TradingForexwithCosme หลายเดือนก่อน +1

      Madrama aya ,nguva ino ndiyo inofamba nyuchi ,unongobata chimai chacho dzimwe dzese dzinobva dzatevera

    • @user-rb8xn5vo7o
      @user-rb8xn5vo7o 28 วันที่ผ่านมา

      Taura hako😊​@@TradingForexwithCosme

  • @LaizaMusaamba
    @LaizaMusaamba 28 วันที่ผ่านมา

    Nyuchi bhoo ere🙌 zvakaomawo hazvo mbavha dzichaita shoma

  • @MelodyTirnawo
    @MelodyTirnawo หลายเดือนก่อน +1

    Dai vambouyawo kuno baba avo vadzinga mapurisa arikusunga vanhu kuno kusouth

  • @georgevhudzi8192
    @georgevhudzi8192 หลายเดือนก่อน +4

    Ndozvakaita madzibaba izvozvi. Ko kungoti n'anga

    • @tenduchess5865
      @tenduchess5865 28 วันที่ผ่านมา

      Nhai zvako iwe apana cha Mwari apa I n’anga iyi

    • @georgevhudzi8192
      @georgevhudzi8192 28 วันที่ผ่านมา

      @@tenduchess5865 N'angaldo chaiyo. N'angaldinho

  • @Tanyaradzwa-gh3rk
    @Tanyaradzwa-gh3rk 29 วันที่ผ่านมา

    Wooow great job madzibaba😂😂😂

  • @user-cj4pk7rq1b
    @user-cj4pk7rq1b หลายเดือนก่อน +2

    Ko kana ndakabirwa 5yrs ago zvinobuda here kuti ndiani akandibira

  • @Anisha-u1e
    @Anisha-u1e หลายเดือนก่อน +2

    Dj sparks matigonera nekuti vanhu vaoona kuba zvinhu zvakashandirwa nemumwe kunge zvakanaka

  • @tariromargaret5979
    @tariromargaret5979 หลายเดือนก่อน +4

    Dai vachitoita project yehuchi hazvisi zvitori nemari here.wogadzira mamilions nemamlillions enyuchi dzichigadzira uchi. Hapana chinoshandirana nenyuchi pazvinhu zvese.Nyuchi

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

    • @MillicentMhokore-dc8on
      @MillicentMhokore-dc8on หลายเดือนก่อน +4

      Kkkk daily vangoti nyudzi dziende kwa munangagwa ,dzibetsere kune wese Akubira nyika😅

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity หลายเดือนก่อน

      @@MillicentMhokore-dc8on hameni

    • @user-ib3gv3rq6c
      @user-ib3gv3rq6c หลายเดือนก่อน +1

      Haa toziva sei kuti haisi marketing strategy

    • @user-ib3gv3rq6c
      @user-ib3gv3rq6c หลายเดือนก่อน

      Ko kubigwa mavote todii

  • @PoliteTafirei-i3q
    @PoliteTafirei-i3q หลายเดือนก่อน +1

    Ndoshaya kune vanoshora madzibaba Norest hamusati marwadziswa thats why muchishora mukazobirwawo muchanzwa kuti zvorwadza sei rambai makadaro madzibaba Norest ndodawo number dzenyu ndakabirwa ndokubataiwo sei ndokuti mbavha dzidzidze

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 หลายเดือนก่อน

      Number tora pamsoro ndatodziwanao .ndine mbavha yakandibirao

  • @t.m1222
    @t.m1222 หลายเดือนก่อน

    Animal abuse. Ngaasungwe arikushandisa nyuchi uyu. Nyuchi ngeyekugadzira uchi which is healthy.

  • @BlessingChineganda
    @BlessingChineganda 26 วันที่ผ่านมา

    Nyuchi boo zvekuti kovanopomba nevakadzi vevanhu vanoteereswa sei nenyuchi

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 หลายเดือนก่อน

    Yeah ndozvinoda mbavha

  • @SmithMonze
    @SmithMonze หลายเดือนก่อน +2

    Ndiri kuda number dzaMadzibaba Norest sisi vangu babirwa $600 nenhumbi worth $600 again muHarare nhasi Kuma past 9.

    • @Anisha-u1e
      @Anisha-u1e หลายเดือนก่อน

      Number dzikubuda pascreen

    • @mcdonaldk738
      @mcdonaldk738 หลายเดือนก่อน +1

      Gadzirai vanhu kani imi

    • @masciemudumo
      @masciemudumo หลายเดือนก่อน +2

      Kana wabata zvikaita uzotiudzao

    • @masciemudumo
      @masciemudumo หลายเดือนก่อน

      Vanhu ivava unongoona ipapa zvichaita but isu vamwe tikazama zvedu zvatakabirwa ipapa hapana chinobuda ini ndaneta nevanhu vema bhidhiri ava

  • @emilymugadza
    @emilymugadza หลายเดือนก่อน

    Zveuya futi vekuba mari nyuchi dzakawanikwa pamubhedha kumwe kwacho kunyepa uko😅

  • @Zimactors
    @Zimactors หลายเดือนก่อน +1

    Ummmmm maone haube fut

  • @KanaKaendesa
    @KanaKaendesa หลายเดือนก่อน +1

    Makadii zvenyu ngambouyawo kuno South Africa please

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm หลายเดือนก่อน +1

    Nyuchi dzinorumisa

  • @ShellarOteng
    @ShellarOteng หลายเดือนก่อน

    Nyuchi ngadzishande kumbavha❤❤❤

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 หลายเดือนก่อน

    Ko Madzibaba norest ngavarumise vanhu vakaba mavote edu2023

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 หลายเดือนก่อน

    Ndikandireio number kubox kwangu ndine mbavha yakanditsara mari yanku.plz help me out 👏

  • @livy38
    @livy38 29 วันที่ผ่านมา

    Nyuchi dzenyu dzikushanda kusiko

  • @MoreMdeke
    @MoreMdeke หลายเดือนก่อน

    Kusiya mbavha hombe

  • @MaikeyTee
    @MaikeyTee หลายเดือนก่อน

    Chero iri advert zvayo tinongoti it's ok 😂😂😂😂 nekuti nyuchi ukaisira sugar haibve

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON หลายเดือนก่อน +1

    Ko madi kushandisira nyika yanzwa kubrirwa ma millions arikubhuda munyika mazuwaose dayi matangira ipapo

    • @user-lt9yv9td6u
      @user-lt9yv9td6u หลายเดือนก่อน

      Taurai henyu ndokuti tizive kuti ichokwadi hr kana ma drama zvavo kutsvaga vanhu nedemo😊

  • @user-mp5zl7ft2g
    @user-mp5zl7ft2g หลายเดือนก่อน

    Ko kana uri kuSA ndoitawo sei?
    Ndakakumbirwarwa mari nemumwe munhu zvino munhu uyu kwakutoenda kumusha ndisingazive iye andivimbisa kundipa mati yangu musi wa9 August nezuro

  • @TafadzwaTafadzwa-l6p
    @TafadzwaTafadzwa-l6p หลายเดือนก่อน

    Usanyepere vanhu iwe

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no หลายเดือนก่อน

    Izvi zvakanaka asi zvokudzokera. Ndozvakaipira mushonga unozotambura upenyu hwese

  • @blessedmoyo2747
    @blessedmoyo2747 หลายเดือนก่อน

    Saka nyuchi dzacho dzange dzisingavarume?

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne หลายเดือนก่อน +1

    Saka kana zviriko zvakadai ndezvechinamato here kana kuti ndezvechivanhu ndibatsireiwo veduwe

    • @mcdonaldk738
      @mcdonaldk738 หลายเดือนก่อน

      Ndezvechivanhu izvi ,hakuna chinamato chakadai

  • @SimbarasheHanyani-em6sc
    @SimbarasheHanyani-em6sc หลายเดือนก่อน +1

    Kozvirikunzi Samson apa takuona madzibaba Norest

  • @Nyashachakanyuka
    @Nyashachakanyuka หลายเดือนก่อน +1

    Hanzi mushonga wacho ndinawo 😮

  • @user-ii9zc8it7i
    @user-ii9zc8it7i หลายเดือนก่อน +1

    Musada kubira vanhu inyuchi dzenyu

  • @malvernchibondo8564
    @malvernchibondo8564 29 วันที่ผ่านมา

    Inonzi nguwo tsvuku not nguvi dj

  • @user-xh9et9iu3z
    @user-xh9et9iu3z หลายเดือนก่อน

    Pamberi nebasa madzibaba mbavha ngadzikaure gadzidzirisayi nyika madzibaba

  • @user-rc4ox9oq2x
    @user-rc4ox9oq2x หลายเดือนก่อน +1

    Va mama

  • @ConstanceTavagwisana
    @ConstanceTavagwisana หลายเดือนก่อน

    Nyuchi dzacho dzinongoenda pavanhu vasina bsa vanotambura ;

  • @user-rn1mg7jc7w
    @user-rn1mg7jc7w หลายเดือนก่อน

    Akuna madzibaba vakadai IN'anga madzibaba awo

  • @wadzanaimuteya4499
    @wadzanaimuteya4499 หลายเดือนก่อน

    Rambai makadzvanya madzibaba ndikabirwa nw📞

  • @mangwiroarchford3797
    @mangwiroarchford3797 หลายเดือนก่อน +1

    ma 1

  • @CollenArmitage
    @CollenArmitage 29 วันที่ผ่านมา

    😂😂 drama regarega

  • @user-qe1oc3li8g
    @user-qe1oc3li8g หลายเดือนก่อน

    Ndodzidawo ndimborumisa ma zivanhu eku SA anobira vànhu nekuuuraya

  • @tanakamasenyama4683
    @tanakamasenyama4683 หลายเดือนก่อน

    Chivhiti vhiti chisina maside effects dj sparks dai mavhunza kuti koh haukwanise here kuita ka project kehuchi nenyuchi dzacho dzakamirira mbavha

  • @wellingtonsibanda3330
    @wellingtonsibanda3330 หลายเดือนก่อน

    Ko hadzigoni kuyenda ku state House makomana

  • @mirriammutsikamahwe3616
    @mirriammutsikamahwe3616 หลายเดือนก่อน

    I wish dai vaitumira kune vanouraya vamwe or vane zvikwambo back to sender

  • @CarolineRitsire-nm4hh
    @CarolineRitsire-nm4hh หลายเดือนก่อน

    Apa zvinenge zviri real than zvauyu uyu

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert หลายเดือนก่อน

    Madzibaba Norest practice both

  • @spitemanskitszw
    @spitemanskitszw หลายเดือนก่อน

    Huyaiwo kumaSkits kana mapedza

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k หลายเดือนก่อน

    Chaura hako vakambobirwa haunzwe tsitsi

  • @felistasname9468
    @felistasname9468 หลายเดือนก่อน

    Ko nyuchi dzacho madini kudzitumira kuvangu varikusunga nekuabdcuter vanhu vasina mhosva

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne หลายเดือนก่อน +1

    Ndezve chokwadi here izvi nhai vanhu

  • @Nyashachakanyuka
    @Nyashachakanyuka หลายเดือนก่อน

    Ich ndochivangu manje

  • @clementmrehwa9885
    @clementmrehwa9885 หลายเดือนก่อน

    Why are we promoting witchcraft on our platforms what are u teaching our children. How can u promote Chi n'anga n'anga exposing our children to such dirty ways of leaving

  • @user-de1gk5fs1x
    @user-de1gk5fs1x หลายเดือนก่อน

    Mwamama

  • @talentgwatidzo
    @talentgwatidzo หลายเดือนก่อน

    madzibaba ????????

  • @TinodaisheAmoschabata
    @TinodaisheAmoschabata หลายเดือนก่อน

    Aya ndoma1 aunenge wapindana nawo

  • @user-uy6gr8vk3l
    @user-uy6gr8vk3l หลายเดือนก่อน

    Kuita mbiri yokubaSamson asi chii nhy

  • @user-gb9lh8wz5u
    @user-gb9lh8wz5u หลายเดือนก่อน

    Haiboo kunzima

  • @SimbarasheHanyani-em6sc
    @SimbarasheHanyani-em6sc หลายเดือนก่อน

    Samson chikara chembavha

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi หลายเดือนก่อน

    Mbavha dzanetsa

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq หลายเดือนก่อน

    mbavha must fall nxaaa

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 หลายเดือนก่อน

    Vagona.mbavha.ngadzirumwe

    • @user-ey1qz6dv4e
      @user-ey1qz6dv4e หลายเดือนก่อน

      But hawasikutaridza kurumwa vakomana awa, akatorombawo hake achishupika fti, ndaasungwe newe parks arikutambudza zvisikwa zvesango

  • @PreciousChinobva
    @PreciousChinobva หลายเดือนก่อน

    Tipeivo number dzamadzibaba

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v หลายเดือนก่อน

    Yagood rambai makadaro vanhu vanzwa nekubirwa

    • @Charity-wi7ce
      @Charity-wi7ce หลายเดือนก่อน

      @@user-cl5hv1ep5v ngavatumire Kuma China aese adzokere