I FINALLY MEET GOMBWE BOND HE EXPLAIN WHAT REALLY HAPPENS PAKAZONZI AKUPENGA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 7 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 417

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 9 หลายเดือนก่อน +15

    Ko paye paye paakazvi surrender kumapurisa kuti akauraya n'anga ne pfuti, n'anga iyi achiiwona

  • @obiechapman4180
    @obiechapman4180 9 หลายเดือนก่อน +19

    New definition of brain drain in Zimbabwe! From Mudungwe to Java, and this one with many names. Lord have mercy!!!!

    • @ShawnZShonhiwa-zk6wm
      @ShawnZShonhiwa-zk6wm 9 หลายเดือนก่อน

      I agree with you

    • @everistobakasa6468
      @everistobakasa6468 9 หลายเดือนก่อน

      Wangu nhamo yedu ma1.vatiremera senyika vanhu ivava. Hakuna kwatinoenda

  • @user-pd4mj7yp9v
    @user-pd4mj7yp9v 9 หลายเดือนก่อน +17

    A wise man cannot be more wiser than a wiser man, the wise and the wiser are both under the shoe of the wisest man. Somebody like me will never buy your story. CCC is the wind of this decade, GOD IS IN IT.

  • @user-bj9qh8ij4j
    @user-bj9qh8ij4j 9 หลายเดือนก่อน +17

    Vanhu don't judge munhu haasikupenga uyu akutaurawo pfungwa dzake handione pane chakashata ini

  • @patrickmuzondo5166
    @patrickmuzondo5166 9 หลายเดือนก่อน +12

    I think this guy is correct pakuti munhu wese ngaatevere zvaanotenda mazviri. The same goes for him. Vanoda kumutevera ngavamutevere hapana chakaipa. Vasingadiwo kumutevera hapana chakaipa. Chakaipa kutukana because of someone anehupenyu hwake.

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 หลายเดือนก่อน +10

    Ngavapinde muground na Phasion Java vs Gombwe mbavha for Ed

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 9 หลายเดือนก่อน +23

    Murume uyu ane ropa mumaoko musamutedzera

    • @user-ze2kn7vw3i
      @user-ze2kn7vw3i 9 หลายเดือนก่อน +1

      Yaa Sua Aipenga uyu taimuona Achipenga

    • @gerald1mada31
      @gerald1mada31 9 หลายเดือนก่อน +1

      True ropa anaro zvekutodaro mmmmmm plus madrugs vakomana ava vanomawanza

    • @ShawnZShonhiwa-zk6wm
      @ShawnZShonhiwa-zk6wm 9 หลายเดือนก่อน

      Amen

    • @williamswachenuka
      @williamswachenuka 3 หลายเดือนก่อน

      Nditengesere hummer iyooo kana benz

  • @shumbahurushumbahuru4894
    @shumbahurushumbahuru4894 9 หลายเดือนก่อน +6

    Haachapengi ngozi yanga yakutaura paari yakadzikamiswa ikatsipikwa😅😅😅

    • @user-bj8is7dh2u
      @user-bj8is7dh2u 9 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂

  • @shananguraimurinye8977
    @shananguraimurinye8977 9 หลายเดือนก่อน +4

    Haiwao wakaromba iwe....chingoti ndangandakanganisa mhiko ndkapenga

    • @mtauser86
      @mtauser86 9 หลายเดือนก่อน

      🤣🤣🤣🤣

  • @KnowledgeHove
    @KnowledgeHove 9 หลายเดือนก่อน +8

    Asi arikupenga asi achigona kugadzira mari imi vasingapengi mukukanga waya 😅

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 9 หลายเดือนก่อน

      Imi zvinhu zvacho zvakambomiraseiko😂😂😂😂

    • @billzndururani912
      @billzndururani912 9 หลายเดือนก่อน

      Uri Mh^+^

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 9 หลายเดือนก่อน

      @@billzndururani912 kkk iwe uri ndururani sezita rako aaaa manje ukutukaani apa 😂😂👏

    • @tinadhakwa2988
      @tinadhakwa2988 9 หลายเดือนก่อน

      True vakakwana varikutambura srs

  • @nelsonmupoperi1121
    @nelsonmupoperi1121 9 หลายเดือนก่อน +15

    Chivanhu hatirase.
    I agree with you on that. Culture cannot be chosen like we do to religion

    • @karotakarontinahgandu8837
      @karotakarontinahgandu8837 9 หลายเดือนก่อน +1

      In Zimbabwe we believe Mwari nemidzimu yedu

    • @karotakarontinahgandu8837
      @karotakarontinahgandu8837 9 หลายเดือนก่อน

      You very right we believe in our ancestors in Zimbabwe but these generational beliefs in mapositori in my generation we believe in ancestors

    • @karotakarontinahgandu8837
      @karotakarontinahgandu8837 9 หลายเดือนก่อน

      ¹pAnopenga uyu he can't say everyone in Zimbabwe must support zanu pf wen others don't want to

  • @takundaagere9557
    @takundaagere9557 9 หลายเดือนก่อน +1

    Last time ndakaenda ku comment section ya master h ndikamubvunza kuti bond akati chiii paye haana kupindura bond akataura kuti master h achapisa ❤

  • @royalfacty
    @royalfacty 9 หลายเดือนก่อน +3

    Hoyiiih haa Bond pafair ngaasiyane nezvekuimba

  • @ItalUnga_Majahman
    @ItalUnga_Majahman 9 หลายเดือนก่อน +6

    I remember his clip, saying Master H will be big

    • @tsitsi852
      @tsitsi852 9 หลายเดือนก่อน

      Haasi big hske asi avs kurirawo

    • @princetafadzwadube7951
      @princetafadzwadube7951 3 หลายเดือนก่อน

      He is big now

  • @giftmapeta8285
    @giftmapeta8285 9 หลายเดือนก่อน +5

    Hurombwa zvaunoita ndoo zvaarikuita passion java pfungwa hadzisati dzagadzikana

  • @mangomakundai6296
    @mangomakundai6296 9 หลายเดือนก่อน +16

    Passion Java light

  • @fadzaichirimuta779
    @fadzaichirimuta779 9 หลายเดือนก่อน +1

    Its the hand gestures for me😂😂😂😂😂SAY NO TO DRUGS

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 9 หลายเดือนก่อน +9

    Arikutopenga wani

  • @julietnyamadzawo7235
    @julietnyamadzawo7235 9 หลายเดือนก่อน +6

    Uyu anopenga uyu getaway. Sorry my Wi-Fi

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 9 หลายเดือนก่อน +15

    guka rapedza even nevanoti vanonzwa inzwi say no to drugs !!!!

    • @brightonsamunda7621
      @brightonsamunda7621 9 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkk ma1 chayiwoo

    • @WilfredmasimbaTahwiringana
      @WilfredmasimbaTahwiringana 9 หลายเดือนก่อน +1

      Uuuu 😅😅😅 bond anoda kubatsirwa mine kuti ive yako unototi zanu asi yakadyiwa ne ccc ika rigger saka bond ukutii president ndiyani chamisa akavoterwa nevanhu kwete mhondi dziri kuponda vanhu evul e sss

  • @romeomuzenda3889
    @romeomuzenda3889 9 หลายเดือนก่อน +8

    Guka makariwanza😂😂😂

  • @tarirozimbandu6599
    @tarirozimbandu6599 9 หลายเดือนก่อน +3

    I erased everything when he said musangano wedu.Kure.

  • @user-oj1fn3zv8x
    @user-oj1fn3zv8x 4 หลายเดือนก่อน

    Madzibaba ndinotenda kunamusikavanhu neni. Kana vachikuvhundza musakwidza inzwi nokuti murimunhu wemweya.carry on nekudimudzira nyika siyai avo vasina zwavanoziva

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 หลายเดือนก่อน +2

    Usage wakajaira Chipinge mufana unoenda madhongi achikuma waita mutete wateramira semvura yepatsime womba dzemutoriro Zimdancel wavharwa ne Chipinge CCC usaibate unoinda

  • @shilmashava6349
    @shilmashava6349 9 หลายเดือนก่อน +3

    Sparks naBond hamusi kuto kita mese here ipapo hadisi kukuonai mushe kkkkkkkkk pachivanhu arikutsanangura hake zvakanaka but ngaabude mupolitics kana riri Gombwe chairo😅

  • @AnnaniasNyoni-br5vm
    @AnnaniasNyoni-br5vm 9 หลายเดือนก่อน +3

    Rakaiwanepi mari gombwe iri. asi akataura ega kuti ava kupenga aiva anorapiwa hachazivi kuti akambopenga, Dj sparks tichakubvunzai rimwe zuva

  • @patiemarox8740
    @patiemarox8740 9 หลายเดือนก่อน +4

    Pride ine team iyi 😂😂😂😂😂

  • @kelvinmasukumesenatorr724
    @kelvinmasukumesenatorr724 9 หลายเดือนก่อน +8

    say no to drugs

  • @InnocentIncognito-ds4oe
    @InnocentIncognito-ds4oe 2 หลายเดือนก่อน

    Zanu haidi kusuportwa uchideura ropa look at this guy , ari kutaura zvine sense but the way inoratidza kuti dzaaku rwadza, muchinda uyu ari kutomanya bani pafare

  • @Capetimber-vl7ye
    @Capetimber-vl7ye 9 หลายเดือนก่อน +4

    Anekahumadungwe sooo 😂😂😂😂😂

  • @plaxcedecemutingwa5784
    @plaxcedecemutingwa5784 9 หลายเดือนก่อน +3

    Haa apa Sparks waunza murwere pamhepo

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 9 หลายเดือนก่อน +3

    saka chipoko chako here chaionekwa kuDema

  • @BossGee2224
    @BossGee2224 9 หลายเดือนก่อน +3

    Arikuto penga maihweeew

  • @ukwenzancube
    @ukwenzancube 9 หลายเดือนก่อน

    “Ti Gonz and Master H are going to be Big Zim Artistes “😮

  • @masukumeconstance
    @masukumeconstance 8 หลายเดือนก่อน

    Thank you for to be back in square mwana ndafara we miss you

  • @BrianMakanda-sq4oq
    @BrianMakanda-sq4oq 23 วันที่ผ่านมา

    Green fill kuchisumbanje kunoitwa wani cloud seeding

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 9 หลายเดือนก่อน +4

    Uhu hurombwa hamaweee kutohumana uku 😂😂😂😂

  • @nelsonmukwakwami
    @nelsonmukwakwami 9 หลายเดือนก่อน

    Hapana chokwadi apa this guy has got intuition sense.Mhondoro dziri humbe hadzitaurisi.Material possesion dzaunadzo are by no means a sign of authenticity

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 9 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi wavoo aripii 😂😂😂
    Ah ini hangu i just pray his not taking hard drugs!

  • @tinadhakwa2988
    @tinadhakwa2988 9 หลายเดือนก่อน +3

    Mota manyama 🎉

  • @user-fz7km1zr6x
    @user-fz7km1zr6x 9 หลายเดือนก่อน +2

    Zvakaoma lord have mercy upon us

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 หลายเดือนก่อน +1

    Achibva kupenga asiyana uye kuzvitemba mmmmmmmmmmm kwapera chokwadi akapenga asi akatinzwisa tsitsi respect CCC mufana ungapengafuti

  • @loicedembo8923
    @loicedembo8923 9 หลายเดือนก่อน +1

    Mbanje to the people 😮😮😮

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 9 หลายเดือนก่อน +3

    Kamunyabvurira kacho karipo zvako.Kutaura kusina coma kana fullstop

  • @gladiolye
    @gladiolye 9 หลายเดือนก่อน +22

    Munhu haapenge aka Penge’s wa ne ZANU vaida tsvimbo yaiva nayo. Ndi yo tsvimbo ya Aida kufukunura Mugabe. But he can’t say it he is afraid but he said tsvimbo ina MP. We are not stupid. He was used to campaign for ZANU but when they realised he was getting too far, they wanted that tsvimbo. So he had to be locked up for some time so that they get it. Hurombwa hwakanyanya nechi zanu. The confusion is immense. Let’s wait and see.

    • @PutGodFirstBren
      @PutGodFirstBren 9 หลายเดือนก่อน +3

      Information iyi munoiwanepi vakomana

    • @nyashatanyanyiwa683
      @nyashatanyanyiwa683 9 หลายเดือนก่อน +1

      Shuwa vanhu vanoiwana kupi information iyo

    • @ExcitedRagdollCat-sd9yw
      @ExcitedRagdollCat-sd9yw 9 หลายเดือนก่อน +1

      Vanhu taurai zvamunozopindura😢

    • @takudzwamurodza968
      @takudzwamurodza968 9 หลายเดือนก่อน

      Ummm bhudhi kaaa zivai zvekutaura imi...mukuzvifushunura pai zvamukutaura izvi

    • @mcbridemckenzie2102
      @mcbridemckenzie2102 9 หลายเดือนก่อน

      To those who are saying @gladiolye urikuiwanepi information @gladiolye haana information but it's his opinion according to this Gombwe zvaanotaura from the start of his stories

  • @orbertjnr8513
    @orbertjnr8513 9 หลายเดือนก่อน

    Mkwasha zukuru wqngu iyeye hah baba kim wazondispaka

  • @FanuelSamhungu-fu2tg
    @FanuelSamhungu-fu2tg 9 หลายเดือนก่อน +3

    Haaa uku ndo ku mhupuka manje uku😂😂😂😂😂😂

  • @thesigmasystems
    @thesigmasystems 9 หลายเดือนก่อน +2

    Rainfall can be predicted by science

  • @noreply4339
    @noreply4339 9 หลายเดือนก่อน

    Magombwe acho mangani..Jay praza winky d wanombo claimed futi title iyoyo

  • @ZaneleMadlamini-on2er
    @ZaneleMadlamini-on2er 9 หลายเดือนก่อน +3

    Sakavachaminuka ndovarikuti vanhu ngavaurayiwe hapana zvaurikutaura zvakuwandira zvenyika hazvidi zvako

  • @amandadhlandhlara7270
    @amandadhlandhlara7270 9 หลายเดือนก่อน +11

    😂 idzomota😂 dzangu dzose dzimwe dzogara ku borrow dale 🤦🏽‍♀️

  • @previousmafiyosi9492
    @previousmafiyosi9492 9 หลายเดือนก่อน +4

    Inzwa unzwe matauriro arikuita zvikuratidza kuti urikutopenga

    • @Mamoyooo
      @Mamoyooo 9 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @user-oj1fn3zv8x
      @user-oj1fn3zv8x 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkk ichokwadi ungati arikupenga be kanakuti ari pama drugs hameno.Munhu wemweya wakadzikama . Kunyange maporofita vekuromba avana kufumuka ( kuphapha saiye vakadzikama kuratidza kuti mweya mtsvene urimavari

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 หลายเดือนก่อน +2

    Zvinosangana papi Gombwe nekuimba futseki ndosaka tichiti mmmmmmm mupengo weZanpf

  • @alleyesonafrica4283
    @alleyesonafrica4283 9 หลายเดือนก่อน +4

    Our own Kanye 😂😂😂

  • @FunnyAtom-hf7og
    @FunnyAtom-hf7og 2 หลายเดือนก่อน

    Ko sparks bvunza Kuti ane tsvimbo chaiyo yenyika ndiani ,madzibaba Kirebby vanoti iri kwavari yakabva Kuna Gombwe , uku Kuna madzibaba Ngoni vakakwira makomo vari Kuti vanayo , saka pakati Pavo ndiani ane tsvimbo yenyika

  • @simbangomasango7763
    @simbangomasango7763 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ooook apo aiti Chamisa ahafe akatonga nekuti ari muZanu pf xaaa. Manje achatonga mkomana uchida usingade Bondnote iwe

  • @tanakagurupira5186
    @tanakagurupira5186 9 หลายเดือนก่อน

    Now wakuti munhu ngaite chinhu 1 ko iwe wanga wakuita zvechurch nechivanhu wani usatiite mapenxi

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 9 หลายเดือนก่อน +1

    Hapana zviripo zvambomusiya uyoooo sei vamwe wake wairamba kuti hatimuziwe

  • @ShawnZShonhiwa-zk6wm
    @ShawnZShonhiwa-zk6wm 9 หลายเดือนก่อน

    Vachiri kupenga vakuru ava java and Madungwe vanorwara nepfungwa chivanhu hachina kushata ipapo i agree

  • @slauschannel
    @slauschannel 9 หลายเดือนก่อน +1

    Kupenga akapenga takazviona zvaaita , nanhasi kukwana chaiko haana . Hurombwa chete huri apa , tsvimbo iya yakasviba ,vese masvikiro ,nema porofita aive kuGoora kubira ndeve fake kutadza kuona kuti hapana gombwe apa

  • @matthewmuchena9271
    @matthewmuchena9271 9 หลายเดือนก่อน

    Pakuti ma church ayitwe registered thus true coz pane wanongotukana muma social media instead yekunamata Mwari pachokwadi

  • @user-ww7eu6oj7x
    @user-ww7eu6oj7x 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ndinotenderana nemi gombwe.chivanhu chiriko.

  • @user-oz9bq2fc6h
    @user-oz9bq2fc6h 9 หลายเดือนก่อน +1

    Akanyepa kuti akasiirwa basa ne mupostory uyaakkkkkk
    Akanzi nemapostori hatimuzive kkkkkk haaaaa haaana direction uyukkkkkkkkusiirwa basa kkkkkk
    Ndaseka ,ko nganga dziya dzaas8na kubadara hurombwa hwaakaita kkkkkkk

  • @pedzisaisixpence4486
    @pedzisaisixpence4486 9 หลายเดือนก่อน +13

    This guy is wise and real. The only challenge is ccc people donr accept anything against cic. Is it not true that he said chamisa will lose election when others you love said chamisa was set to win. Now who is the true prophet or man of God? Bond or the other pastors

    • @gamuechitambo1692
      @gamuechitambo1692 9 หลายเดือนก่อน

      Thank you for speaking the truth As a nation zim people never stand with the truth They hold hands and support others to spread fake things that's how they want things to revolve

    • @MargaretNgwenya-sz3et
      @MargaretNgwenya-sz3et 9 หลายเดือนก่อน +1

      Apa waonda nei iwe shuwa dzinenge dzanga dzatacha

    • @gamuechitambo1692
      @gamuechitambo1692 9 หลายเดือนก่อน

      @@MargaretNgwenya-sz3et yah pane zvaiitika

    • @garikaichuru160
      @garikaichuru160 9 หลายเดือนก่อน

      With regards to African politics its very easy to predict the incumbent as the winner of elections for obvious. Even u could easily have predicted the election results. Consistent and persistent prophecy on relevant things is what makes someone a true prophet of God. In Zimbabwe our problem is that munhu akataura chinhu chimwe once in 5 years Chobham chaitika akutonzi he is a Prophet of God. Bond munhu anooneswa nemhondoro kwete naMwari, it seems iye Bond pachake can't distinguish between Spirit of God ne Spirit dzemhondoro( Spirits of deceased descendants)

    • @user-vl4su7ww3j
      @user-vl4su7ww3j 9 หลายเดือนก่อน

      Chamisa did not loose election but the election was rigged and not free and fair even SADC nullifies Zim election

  • @user-zg8kr2vw3h
    @user-zg8kr2vw3h 2 หลายเดือนก่อน

    Ndinowirirana nezvirikutaurwa naBond panyaya dzezvitendero.

  • @eddymushonga
    @eddymushonga 9 หลายเดือนก่อน +1

    How far nemvura

  • @previousmafiyosi9492
    @previousmafiyosi9492 9 หลายเดือนก่อน +2

    Ende urikutaurisa zvinobhohwa.wakutoita kuti dj sparks kuti vasavhunze muvhunzo.
    Wakupenga zveshuwa.mavedio ekupenga takamaona

  • @masimbakapembeza4482
    @masimbakapembeza4482 9 หลายเดือนก่อน +1

    akuramba kuti haasi kupenga asi zvaukuita kana bofu rinozviona mukupenga

  • @gertrudemanikayi6274
    @gertrudemanikayi6274 8 หลายเดือนก่อน

    Guys honwe inonzikama varihonmwe havasiri too proud neku Zhambanuka...Tina Vanambuya Stella vanga vari vazukuru Vana nyasikana vanga vasina ruza...The one who are real are there and quiet and doing the assignments they are being told quietly not ths nonsense

  • @gaylordmunemo7527
    @gaylordmunemo7527 9 หลายเดือนก่อน +3

    I just want to ask about TGonzi who he said will win a Grammy Award last year

  • @BrianMakanda-sq4oq
    @BrianMakanda-sq4oq 23 วันที่ผ่านมา

    Dubai wakaita inonzi cloud seeding ikadarikidza mvura iyi yaifanira kunaya pa 2 years ikazonaya 1 day ndozvakaitika anekakunyepa muchinda uyuuu

  • @tendaithomasmadiro3894
    @tendaithomasmadiro3894 9 หลายเดือนก่อน

    KAMARO sure here asi paakatenga haana kuudzwa kuti uno pronouncer sei here Chevrolet Camaro

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 9 หลายเดือนก่อน +3

    Kkkkkk Zim inema drama

  • @user-fd4mt7sh6c
    @user-fd4mt7sh6c 9 หลายเดือนก่อน +2

    Uchirikutopinga nanhsi

  • @emsonhovovo6129
    @emsonhovovo6129 9 หลายเดือนก่อน

    Media yakunyepesa vanhu havachataura chokwadi, hapana munhu anopenga akadai , arikutaura zvese zvaaiita nguva yese imi muchiti akupenga

  • @user-hh5fm7ix3g
    @user-hh5fm7ix3g 9 หลายเดือนก่อน

    Dzopenga idzo DJ Sparks ngadzikupe tym yekutaura

  • @tinasheadmire5875
    @tinasheadmire5875 9 หลายเดือนก่อน +1

    Pakaipa

  • @shomwe1
    @shomwe1 9 หลายเดือนก่อน +6

    Akupenga shuwa!

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 หลายเดือนก่อน +1

    Sparks tamba wakaringa nzira anopenga

  • @lookout1234
    @lookout1234 9 หลายเดือนก่อน +2

    Da call rake bond😂

  • @kudakwashemoyo4695
    @kudakwashemoyo4695 9 หลายเดือนก่อน +2

    I prefer to pray fr myself

  • @loicedembo8923
    @loicedembo8923 9 หลายเดือนก่อน +1

    I feel sorry kune vanhu vamutevera vachiti tirikuita zvamwari

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ukanzwa voti Dj sparks openga panopfungaira panemoto wakapenga tanga wabvuma hainakuramba usati wapenga waitaura zvaiitika pawakapesanisa hurombwa wakabva wapenga wakatingwarira zvakakwana

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 9 หลายเดือนก่อน

    Uuummm zvichirimo dzataika k guks guks ririku shanda
    Wene wetdbimbo wakaitora kuida kmakomo haaingagari nmupengo

  • @BenedictMarten-it7ee
    @BenedictMarten-it7ee 9 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkk hakuna mabasa so tichaona zvakadai kusvika kudhara

  • @beautympofu403
    @beautympofu403 9 หลายเดือนก่อน +1

    Is Zimbabwe still country or it's now a world??

  • @nyashazakeyo3640
    @nyashazakeyo3640 9 หลายเดือนก่อน +4

    Rest in peace my data😢

    • @patak4343
      @patak4343 9 หลายเดือนก่อน

      😂ichoooooooooooooo chapedza

    • @getrudejonasi3250
      @getrudejonasi3250 9 หลายเดือนก่อน

      🤣 🤣 🤣 🤣 Kwaaaa pidigu dhii zvangu

  • @user-tg8di6oj6x
    @user-tg8di6oj6x 9 หลายเดือนก่อน +3

    izvozvo zvekungwarangwanduka zvauri kuita ndozvatisingadi kuita samadungwe bvapo waipenga iwe mheno akazokugadzira kuti uite bhoo wakuuya kuzotinyepera pano

    • @marthamutekede1998
      @marthamutekede1998 9 หลายเดือนก่อน +2

      Haasat atova bho arikutopenga uyo hamumuoni here

    • @mosesmakunike9033
      @mosesmakunike9033 9 หลายเดือนก่อน

      Mavideo takamaona ukatoenda kupolice now akuramba aaa zvobhowa

    • @nyaradzomlambo2659
      @nyaradzomlambo2659 9 หลายเดือนก่อน

      😂apa ndaitivapo

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 9 หลายเดือนก่อน

      Haa pfutseke iwe kudzikamisa nyika kubva rii vnhu vchitambura

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 9 หลายเดือนก่อน +5

    Tsek Zim aina president

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg 9 หลายเดือนก่อน

    Aaah itayi tione Jesus aiva mwana wamwari wani asiakafa tichafawo nesu

  • @tafaramahori5279
    @tafaramahori5279 9 หลายเดือนก่อน +2

    Anopenga uyu

  • @Mamoyooo
    @Mamoyooo 9 หลายเดือนก่อน +1

    Kutoramba kt handipenge ikoko ndokutopenga kwacho 😂😂😂😂😂😂

    • @veejay9436
      @veejay9436 9 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂, true

  • @user-qi7rt6yo8p
    @user-qi7rt6yo8p 9 หลายเดือนก่อน +1

    Mhata yako bond chaminuka wemukosho waipenga what is hammer mavideos ako uchipenga takamaona

  • @gilbertdzuda7447
    @gilbertdzuda7447 9 หลายเดือนก่อน

    Zvawakutaura after taona kupenga kwako zvakaonekwa nenyika yese -- zvawawe kutaura izvozvi awa manatsa mukanwa

  • @nmdread
    @nmdread 9 หลายเดือนก่อน

    Pa song apo ndopandabva ndawona kuti arikumhanya mushini

  • @biswarkmuripa4340
    @biswarkmuripa4340 9 หลายเดือนก่อน

    Apa mubvunzo wabvunzwa kutii nhai bond ,urikupindura zvipi kkkk

  • @rachaelmucharira2458
    @rachaelmucharira2458 9 หลายเดือนก่อน

    Mwari ndiye anoziva zvakawanzika

  • @mikepound874
    @mikepound874 9 หลายเดือนก่อน

    Dzakaromba

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg 9 หลายเดือนก่อน

    Inini andirambi this anoona zvokurevesa but kut anooneswa nei ndizvondisingazivi ndezvamwari here kana ndezve mhepo

  • @norahmudiwi3028
    @norahmudiwi3028 9 หลายเดือนก่อน

    But his body weght deteriorate than the first days he was circulating.