ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mai vangu vachiri teenager now she is 76 and he was just kicked out like that. Please people let's not treat each other like that. This place is not our home we are just passing through
Havana hama here vanhu ava vose vari2. 1959 munhu akushanda wobva washaya ka na ruzevha zvarwo.
Xem zvakaoma 😢
Ummmm veduwee ngatizivei kuti kuchembera kouya ngatitsvagei ruzevha hazvidi kuzodai Kani
We need update yeVanhu ava . Last year we head their story . But we never given update
+263 771 257 515 kindly WhatsApp me for their update
Good job
Please give us a feedback of what has transpired after people of the nation have rendered help thank you
Zvinonzwisa tsitsi.
Vakaramba kubatsirwa ava uncle saint vakatombouya vakavabatsira ne grocery rakawanda zvisingaite vakatonzi vaende kunochengeta pamba pemumwe munhu munhu wacho akati chikafu ndinenge ndichitenga pekurima zvamoda paripo vakaramba
Vanhu vakadai vanofanirwa kutsvaga ruzevha its cheaper vorima nekugarako ndooozvinoita kwete mutown
1959 vasinawo kumbowana kanzvimbo kumaruzevha
Ndaida kutaura kudaro ndatya kutsamwisa vanhu shuwa kumusha kwakati rerukei kutsvaga tsvimbo nekutanga zvekuitawo
The old lady is not comfortable with the camera please
Video yenyu ine ruzha mukoma
What can he do it's on the roadside
@@juliaherbet2063 it's cheaper to restart there than in this situation. Life is hard in the city
Ndakushaiwira comment iwe , you serious???
Zimbabwe the way some of you do to others carefully I hope most you greedy with God land you gonna to the grave.with what you get on god earth