Ndafarira his frankness especially last point yekuti mhanya mhanya and fight back. Anoratidza kuti naturally ane hasha and that’s what needed in spiritually
Asi kuwanda kwakaita vanhu ava muZimbabwe vamwe vacho vakaita sana miracle paul vana freddy motadzawo here kuratidza vokwaDzamara pakarara Itai vakawanawo closure pliz muri matsotsi imi musatanyoko
Yaah uyu muroyi uyu ndakazorapa mumwe mukadzi akanga akurarwa nezvikwambo zvake iye madzibaba iyeyu. Mukatarisa pa Interview @zimbeat TV ya Robert Tapfumanei munovaona amai ivavo
Ini zvinondinetsa mybe kupusa kwevenhu ivo vanorombesa ava vanodi kuzvirombesa vaite mari nehama dzavo asi havaite izvozvo vanoda kurombesa vamwe ndopauno kuti hazvina kunaka ivo ngavende mumashop nebag vachitora mari
Roya wega sahwira isu vamwe toda denga kwete 24000 yehuroyi ita mari yako wega uchiwana 24000 yako daily usiye vana vaMwari why do u hv to involve other people.
Ndomunhu anotaura chokwadi there's no difference pakat pemuporofita ne n,anga i respect this man hakuna munhu asina mudzimu
Ndafarira his frankness especially last point yekuti mhanya mhanya and fight back. Anoratidza kuti naturally ane hasha and that’s what needed in spiritually
Anotosanganisa anotori nani ....pane vanongoti mwari mwari vachinyepa havo
Iyeaneyi anokwanisa kupavanhu mushonga wakadero ndomarombe anorehwa nachiwenga
Ndiani wakapihwa mushongawo tione mari dzacho
Usashora mudara Wedu
Zim reality murisei pano.. Dj Sparks... Big up good job kungwavhiridza unogona
Asi kuwanda kwakaita vanhu ava muZimbabwe vamwe vacho vakaita sana miracle paul vana freddy motadzawo here kuratidza vokwaDzamara pakarara Itai vakawanawo closure pliz muri matsotsi imi musatanyoko
Uya uchiti ahana kukandwa mu acid here kana kuuraiwa aka kandirwa shumba dzikadya coz iiiii nguva yareba zvepasi pano atingazvigone hama wee
Kkkkkk taura hako
Ini ndakapinda masowe but handisati ndaona zvakadayi soo....sekuru ava in'anga havo
urin'anga
😂Hezvoness
DJ Sparks wanga wapfava apa waoona kuti ku deep end uku😂😂😂😂
Unopa sei umwe munhu mushonga wekuwana $21,000 sei iwe usina mari iyoyo pachako.
Ngaape hama yake kana mwana wake first timboona😂
N’anga hazvitepe , unoiziya tsumo iyoyo?
@@musicsimp8276hama dzake apedza kudzipfumisa here akuda kuitisa vatorwa.
Uyu anototaura zvinosemesa ,iwe uchitambura kudaro wopa munhu mushonga unopa 21000$
Ukasa simba nhamo inokuitisa zvisina basa
😅😅😅😅😅😅😅
Takabigwao ma vote tingabatsirikao here
Kkkkkk mbavha yedu toiziva asi toda kubatsirwa ngaatibatsire ma votes edu adxoke
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂lol
Kkkkkkk taura hako zvimwe zvese radrama
😂😂😂😂Hoyoooooo
😂😂😂
Anonyepa uyo kuchiburi kwachimbikisa Gibson, akafa kwave na anania mupona haasi venyenyedzi nomwe nguwo tsvuku.uyo akafanana na bond mupengo uyo, vana vadiki avo vanoshandisa hurombwa hapana chipo apo,kufa vachitambudzika avo vapfana ava
Nhaimi in'anga dzakahwanda mugemenzi .Tenzi achavati kwete ibvai pano vaiti vezvakaipa.ini handina kumbokuzivai.AMicho church yenyu yakusvibiswa kuno.
Pamari apo dj sparks vazongopavhara hindava kķkkkkkk hapana kunyatsotsanangurwa zvakakwana
Until when will people understand there is no difference between madzibaba nen’anga?… just that a few of them like this one come out openly
African spirituality is like this....
Taura hako
Hakuna madzibaba vakadai
The difference is the same
Even prophets nen'anga but vanongopfeka masuit
ndookurombesa denga Noorest h@uriwani ngatinamate zvechokwadi yam@ri iyi l think Norest ane mari munonamata Mwar here or munoita church yehurombwa
Good job ❤❤
Dj Sparks inini ndinechichemo ndirikukutsvakai
Ndibatsireiwo hama kuChivanhu kunoshandiswa glass here pakurapa?????
Hongu
Kkkkkk mmm unechivindi kuita interview n'ang😂😂😂
Sparks waita mari u going to be our mbinga usabva usina bag
Vakaromba bambo nyanza straight 😅😅😅😅😅😅😅........Tisiyei hedu .Dzese in'anga
Ko tiitirewoka 24 k Acho munyika nhaihwe tivakirwe zvipatara nemishonga yacho muzvupatara.vanhu varikutambudzika mumabank hamuna mari
Haasi madzibaba Ava in'anga iyi zvaabuda pachena uyu KT ndewenguva tsvuku
Ini Ndenge ndichida kuona booster yacho kuti yakasei. Mmmm handiti kugarisana neType yevanhu vakadai bcoz ndovanhu vanotorera vanhu mari mudzimba imi mosara muchinongedzana nekutorwa . Ngavapfume nepfuma yakachena nedenga rinofarawo
Maiweewee hanzi ndiriDoctor .Girazi wakariwana sei malawi
Iye anemari here ngaatange apedza hurombe huripaari
Iyewacho ndomuziva ahana kna mari
Torai mari united team iri
Hapana munhu anokuchinja life iye achitozvitamburirawo.
Ari kuda kutopfumira pavanhu vanoendako kkkkk
N'anga haizvirape
Ko sei muchingoti mukadzi Mkadzi ko vanombohura vega here. Uuuum
Madzibaba ndakachera 3 metres gomba kuGlen view 7. Zvinoita hre kuuya kwamuri kuti pabude goridhe
Good.job
Yaa sevanhu hatina zivo izvi zvoshanda manje mabhinya angapera shuwa
Camera man wakadhakwa isu todakuona zvikwambo izvo not munhu achitaura
Kana ini ndanga ndichida kuona kamunhu kacho
😂😂😂😂😂😂😂
Yes
Yaah uyu muroyi uyu ndakazorapa mumwe mukadzi akanga akurarwa nezvikwambo zvake iye madzibaba iyeyu. Mukatarisa pa Interview @zimbeat TV ya Robert Tapfumanei munovaona amai ivavo
Sparks uchagwisanisa n'anga idzo iwewe kkkkkk
Ndipei number dzake ndirikutodzida zvikuruuuu kuti ndimuziye
Haa iyo imbavha iyo yakauya kuZim kuteera maUS. Vaiva muDurban muSA zvikaramba kufamba vari paMayvile apo. Itsotsi iro
Tiratidzei zvee girazi racho munorivanzire nechikomna chacho nekamba yacho yooooo 😮😮ndezvechiporofita hr
Sparks haana kuenda Ku consultation
Mbavha iyi ngaandiroye kana Ari muroyi takamudzinga Kuno Ku Durban nekukwira vakadzi vevanhu
😂😂😂😂😂😂😂
😂
Taura hako ichokwadi itsotsi repaMayvile apo iro
Satellite dish rako madzibaba ndiro.booster panobata masaisai 😂😂
Mutsvairo ndiyo Aerial
He is more of a n'anga than a prophet
I n'anga kwete madzibaba pagadzirisei ippo
Haaaaa camera man apa watadza basa ko tukuda kuona
Ndisekuru avo havasi madzibaba kuchishona tinoti zimbwazukuru
Kkkkkk Mat**zvi Muchandiona
Saka madzibaba vanobatika panumber dzipi
Madzibaba ndikuda number dzavo
Ini zvinondinetsa mybe kupusa kwevenhu ivo vanorombesa ava vanodi kuzvirombesa vaite mari nehama dzavo asi havaite izvozvo vanoda kurombesa vamwe ndopauno kuti hazvina kunaka ivo ngavende mumashop nebag vachitora mari
Nhai
N'anga haizvirape
@@megmungate9639 kkkk
@@megmungate9639 uku hakusi kuzvirapa kuzvipfumisa kkkk
@@TatendaSaruchera hazvina kunzi kuzvirapa as in kurapa kwekurwara isubtext mudikani,kutaura pachikurur
Dambudziko anhu acho amwarii kuda marii makutii bhadharisa ndofavo hre musingatibatsirii nekutii atina mariii
In'anga ngaasataure zvechipostori no no no haiite zvemushonga kuchinamato
Arikupa pasina mubhadhariso hre plus hama dzake dzrikutambura wani havana zvavanazvo anodii kuvapa mari yacho
Ko seyiko muchida mari kuvanhu imi Michigan's kutora mari ne begi kubvunzawo mwanangu
It's a service he is rendering
Number dzavo tipeiwo
KO madzibaba dai mune mushonga wakadaro muoya kuzoudza vanhu idyai Mari baba
Dj sparks murisei sei ❤❤❤⁰
no no. no hazvishande pamwe zvamwari nechivanhu zvinopikusana Imvura ne oil
Tisanyeperane midzimu nechurch zvoshandidzana chose
@@HovaCarryen maybe masowe hawo ndonechivanhu nekuti hakuna Mwari ikoko not Jesu haapinde apa. Mubible n'anga dzaitosiiswa un'anga hwose. Read Acts chapter 8.
Madii kungoita 24000 yacho daily imimi siyai kurombesa vanhu imi
The real Zeus is at work
Pekuti chikwambo chinobviswa nechimwe chikwambo kunyepa ,,Ana sekuru Tasvu ,, Kanengo ,Achapola vanobata vachibvisa vachipisa ,,kana une simba chete kudarika zvikwambo zvacho unobvisa kana dare rako riridiki haungazvigoni
Kana achibatsira vanhu vachipona akanaka
Hapna zvozikanwa apa musoro chaiyo unechiratidzo chebenzi
Handiwo wekurowa mukoma Welly bag here?
Next time tibvunzirei pa defence against Rukawo.zvekuti ukakwira mukadzi ane Rukawo nothing happens.
Kkkk makaoma
Akatodzoka Jesu kare 2000 yrs ago verengai Mteo 16 v 28
Mariko 9 v 1
Mbavha corruption munyika dayi zvaishanda dayi nyika yedu isina ma problems ityayi Mwari imi
Shumba dzakapfeka matehwe ehwai
Mapere kwete Shumba wangu
Kkkkkkk Sparks manga muchikwata mamakadzikamira
Vanhu munongotaura asi kuti uzive musiyano uripo pakati pemaChurch echipositori hamuzive
Chavari kuti chikomana icho vakachiwaanepi sei,hakusi kuromba here
Noreest usatya lshmael tell the truth w@tyei kutaura zva lshmael zvekti hama hadzidiwi kuona hama dzawo nekuviga munhu pasina hama dzake
Chokwadi ndechekuti panyika hapana mutsvene anopindadenga chaiye hapana anemushonga neasina kutadza kutadza tisanyeperane asi kuti totadza zvakasiyana avo madzibaba varorinani coz varikubatsira varikutambudzwa havaurai munu asina mhaka ukaona paperi nebasa madzibaba
Amen
Stop it DJ sparks. Maku advertiser wrong things now. Makukurudzira hurombwa manje. Eish God intervine
Number dzemadzibaba vanoita paphoni here
Ko rukaho nderwe vakadzi Vega hr.
Nhai nhai ndivo vanofanirwa kuhurirwa vakanyarara
Mazita Sparks mazita pliz
Mudzimu wake ndewe dzinza here kana kuti ndewe kurombera
Ane mukadzi here n'anga iyi ndoda kuroya naye
Kkkkkkkkkkkk l laughed to the maximum.
Kungoreva kuti I n'anga iyo Norest uyo.
Toti imi madzibaba mafa vose vsara vanotofa.saka vanhu vafa imhosva yenyu muurayi
rukawo ingozi yaunenge waunzwa mumusha cos munhu wauri kuroya is not ur relative.
Kkkk mapostori aripama1 vanhu vakuba staera ravo nhasi tane maannointing oil, masticker nen'anga idzi dzinohwanda samadzibaba. N'anga in'anga prophet ndiprophet God doesnot share His sit with mashavi nevadzimu pabatei ipapa hapana chinonzi mutumwa waMwari anogara matare echivanhu. Denga haribate basa pamwe chete nemweya yepasi
Ko chivanhu huroyi here
Iyi in'anga yakaromba yakurombesawo apa yakapfeka gemenzi
24k pazuva ndaramba🥺🥺🥺🥺🙌
Yoo😮
hausi mushonga guys murume anokupa chikwambo -
Chivanhu hachina kushata asi zvekurombesa vanhu izvi hazvina kunaka
DJ muri muhombe
Mpfana akachenjeresa uyu. Mungwarirei
Uuuuummm taura hako😢 Aje speed tsOTSI UYu
IPA mazimbabwe Mari varikutambura don't lay to people
Munogona madzibaba Norest
Tipewo number dzawo
Ko iye anodi kuzvipa 24 000 yacho evryday
Nhai zvenyu😅😅
Ma1
Roya wega sahwira isu vamwe toda denga kwete 24000 yehuroyi ita mari yako wega uchiwana 24000 yako daily usiye vana vaMwari why do u hv to involve other people.
Coz akawandira 90% kuchin'anga than chipositori
Chibirwai shoma yamunayo nekuda yakawanda isiko kkkk
Uyu murme anotaura chokwd uyu chivanhu nechinamato zvinobatrana
Tipei nhamba dzavo ,tine vatichada kuroya mumabasa umu tiri kutsomwa hatingamirire kut mhuri ife nenzara
Tambozviitireiko zvevakadxo vevanhu kkkk
Kkkkkkkkk jesooooooooo ❤❤❤
Fake munhu uyo matsotsi ayo anagomo ibva apa uchienda apo, tora mari United iyo😂😂😂😂
Kk ku promoter huronbwa wangu
Uyu arikutaura chokwadi uyu kuti chikwambo chobviswa neanazvoowo ane mapowers akadarika vaarikuda kubvisira