Apostle Talent Chiwenga ndinobonga yaamho. Zvemwabhuya ndizvo zvetinoti NAKED TRUTH kana kuti GWINYISO REMENE! GWINYISO rabuda pamhene. May God continue to bless you as help us know the truth and fullfill our purpose in life.
Our problems in Zimbabwe are emanating from refusal of the true Gospel.We need to take heed of this Gospel.Mwari wakatirangarira nguva yakawima ino asi vanhu are blind, deaf and ignorant.Instead of embracing true gospel they bash on it.
Thank you Lord for The True Gospel being preached in Jesus Revelation Ministries which is setting us free from bondage. Thank for your amazing grace towards us. God bless Apostle Chiwenga.
So very very true l have yet to come across one who has been given the gift of revelation at this level. He just does not criticise what other people preach on he shows you where and what they say and do that is wrong. Lets listen to him l believe and know he is of God. He is Blessed indeed. I think of Baba Chiweshe to some point. Iri dare dai ramboitwa tinzwisise. I have sat and learnt from many he has mentioned Pastor Tom Deuschel, Bishop Bismark, Baba Gatsi, vaGuti, and many others aah lets learn from each other.
He must preach Jesus only.What others are doing in a wrong manner is strictly theirs to answer before the eyes of God.I doubt if that is part of his ministry.
Stuart Siyawadya but listen to how he quotes how the great apostles used to do it. He doesn’t do or say anything that he Doesn’t justify with the scriptures
It is marvelous in our eyes and ears to hear such a true revelation of the gospel.Bhuku shokooooo Amen boldly preached bt Apostle T.F.Chiwenga Yeeeeees.vhangeri remwana A son is given
Veduwee ini zvino ndozvisisa magwaro .Thank you Jesus.lyezvino ndaanaye mwana chokwadi ndanga ndisina.Uyu ndiye ega anoparidza chokwadi ega zvake .Vasingatende mirayi muone muchatenda zvenyu manje manje nekuti apostol ft chiwenga ndivo vega.
Havabvunzike zvekumhanya vaporofita nevadzidzisi vaMwari ava ,,,,vanoda mari to meet him face to face ,,and inini handina pandakaona Jesu achibhadharisa vanhu kumuona even Paul chaiye haana kumboda Mari to deliver people
Talent takes verses from the old testament when it suits him, yechegumi yechegumi mwari yaanoti muri kundibira haaide, iri meant to support the vulnerable, yes kana kana yovaka hotels and universities kuba kwemhando yepamusoro
...... if u look closely uchawona kut that verse talks about tithe(s) not tithe.... and about offerings..... do u know there were many types of tithes .... 1. The Levitical, or sacred tithe (Num. 18: 21, 24). 2. The tithe of the feasts (Deut. 14:22-27). 3. The tithe for the poor (Deut. 14:28, 29). Imi kwenyu munobvisa chipi pane izvi
i use 2 like u.bt iiii i qstn what u say.u attack evry1we ar nt yet in heaven.u see death & u dnt pray fr it.God reveals 2 redeem.take notes frm pastor Ian ndlovu.i pray fr u& those wo follow u sir.i luv u
Asi nyaya yedare iyi inodiwa ... nyaya yedenga haisi dambe ... lets face the truth SDA inosiyan ne AFM sei ? Roma inosiyana ne Anglican sei ? Ko UFI inosiyana ne Mugodhi sei ... saka vanhu vese padare nzira iite imwe chokwadi chibude
@@brianmukaira8018 Unoona kut you still measure hukama hwako namwari nezvinhu zvepanyika like health , quality of life etc. This is a clear sign yekut wakagamuchira shoko risiriro ... saka dare rinofanira kuvapo kuroyonora shoko risiriro rinova rakagamuchirwa neruzhinji ... Hona Moses achikakam kudaro mwari havana kumurapa asi vakatoti Exodus 4:11 And the LORD said to him, “Who gave man his mouth? Or who makes him mute or deaf, sighted or blind? Is it not I, the LORD?.... tarisazve Paul with all his revelation aitovewo murwere .... again Timothy aive neproblem yemudumbu. Kunamata mwari hakuonekwe nemari nehupfumi .... ndezvemweya ... dai kwaive kudaro ana Paul vangadai vakafa vaine mari hobho..... Hatinamati mwari nekuda kweziratidzo .. imi moda zviratidzo zvehupfumi..... mwari tinomuwana mukunzwisisa magwaro BHUUKU sekudzisisa kunoita murume uyu. Bhuuku bible ndiro rinotiudza Kristu rotiudza Mweya Mutsvene tobva tamugamuchira ..... Ukatsvaga zviratidzo ucharasi
Inzwa hama yangu..you seem to be twisting zvandataura to fit your agenda yekuti vhangeri renyu chete ndoo rechokwadi. I know you won’t even pay attention to what I say because according to you, you are the masters and maronga dare rekudzidzisa vanhu chokwadi.Kana shoko renyu richiti zvakanaka kuva murwere apa ndiri mwana waMwari harisi shoko raJesu iroro..."How God anointed Jesus of Nazareth, with holy ghost and power..he went about doing good, healing the sick." Dai hurwere hwakanaka Jesu angadai asina kupedza nguva yake achiporesa vanorwana. Aingoperera pakuparidza humambo hwaMwari chete. Anoti hurwere hwakanaka akundikana kudzinga hurwere akunotsvagawo vairwara mubhaibheri...Ko madii kutaura zvevakaporeswa pahurwere. Hazvina pazvakanyorwa mubhaibheri ku hurwere hwakanaka..Zvakanyorwa mubhaibheri ndezvekuti.. “Muvengi akauya kuzoba, kuuraya nekuparadza, asi ini ndakauya kuzopa hupenyu uye hupenyu hwakazara.” 1Peter 2;21-25, part 2-“By his wounds you have been healed” the healing here is not only spiritual and emotional but physical as well. What is happening is you make your interpretation yebible and say to everyone else because you don’t interpret the bible our way, you are lost; you are of the devil...That can only be childish...Your using the wrong meter..your interpretation.. Jesu akati muti unozivikanwa nezvibereko zvawo. I agree with some of your teachings but I think you lack maturity, you end up with pride and mixing the truth with your opinions and take your opinions as the truth.
am glad with the gospel but i have a question, from the Bible the church was being referred to as Christ's bride/church of God/church of Christ/house of God e.t.c, where do we find the name Jesus revelation ministries, how did you come to name Christ's bride JRM
This is true gospel. Chikafu chakanaka kumweya yedu
thank you Lord for sending a true minister of the gospel in this dispensation
Murume uyu akatumwa neDenga. Kutapira kunoita shoko kana achiparidza hake vehama. Ichi chipuwo chaishe Jesu pachena. Long live Apostle
Apostle Talent Chiwenga ndinobonga yaamho. Zvemwabhuya ndizvo zvetinoti NAKED TRUTH kana kuti GWINYISO REMENE! GWINYISO rabuda pamhene. May God continue to bless you as help us know the truth and fullfill our purpose in life.
Bhukuuu bhukuuuuu all the way.We thank God for you Apostle👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼
True gospel ,,I love you because you preach the truth ,,,I like you so much ,,long life to you and may God continue to use you in a mighty way
Thank you for the true Gospel, its powerful, May God bless you Man of God
What a feast am grateful for this life changing sermon
Apostle Chiwenga is on another level for real, preach preacher. 👍
Talent is a true God given apostle.he is amazing when it comes to the bible. Amen
vanotsigira nemagwaro....true gospel.......
Our problems in Zimbabwe are emanating from refusal of the true Gospel.We need to take heed of this Gospel.Mwari wakatirangarira nguva yakawima ino asi vanhu are blind, deaf and ignorant.Instead of embracing true gospel they bash on it.
Truly said love it.....
The true gospel will never die.. praise Jesus the true God
i like your teachings my bro, so enlightening
This pastor understands the word in an amazing way.
Ndiwo maparidzirwo anofanirwa kuitwa shoko aya.
Thank you Lord for The True Gospel being preached in Jesus Revelation Ministries which is setting us free from bondage. Thank for your amazing grace towards us. God bless Apostle Chiwenga.
Hate him or not I’ve never heard anyone who understands and has so many revelations of Jesus Christ like Apostle T.F Chiwenga
Amen amen MWARI vanesu kutipa muparidzi adai JESU vakanaka
Amen
So very very true l have yet to come across one who has been given the gift of revelation at this level. He just does not criticise what other people preach on he shows you where and what they say and do that is wrong. Lets listen to him l believe and know he is of God. He is Blessed indeed. I think of Baba Chiweshe to some point. Iri dare dai ramboitwa tinzwisise. I have sat and learnt from many he has mentioned Pastor Tom Deuschel, Bishop Bismark, Baba Gatsi, vaGuti, and many others aah lets learn from each other.
He must preach Jesus only.What others are doing in a wrong manner is strictly theirs to answer before the eyes of God.I doubt if that is part of his ministry.
Stuart Siyawadya but listen to how he quotes how the great apostles used to do it. He doesn’t do or say anything that he Doesn’t justify with the scriptures
Wow! I have not heard God’s word being preached in this way, such powerful revelations. Preaching with great tenacity and confidence.
Me too
It is marvelous in our eyes and ears to hear such a true revelation of the gospel.Bhuku shokooooo Amen boldly preached bt Apostle T.F.Chiwenga Yeeeeees.vhangeri remwana A son is given
True gospel 🙌 may God bless Apostle TF
this is the true Gospel
Apostle gino jennings is preaching real good and the truth he preaches like no man.
Thank you for the true word of God 🙏🙏🙏... it's my wish kt daii mango preacher word the whole world 🌎 megaa pasina wamwe wese wakateerera
Ummm this can only be God 🙏 preaching through his servant handisati ndambozvinzwa chizvarirwo , Mwari chengetai muranda wenyu hatisati taguta
What a gospel, we thank God for the truth.
watching this sermon has just revealed some things that i now understand
Long life BaBa Apostle Chiwengwa 👏🏾🙏
I came to understand from preaching to teaching the true Gospel,mwana ange asipo. Thank you
Yes... Chokwadi Bible rinozikanwa apa
ikozvino shoko ndakurinzwisisa apostle mharidzo dzenyu dzinondikomborera chose ...ndinoti ishe vakuwedzerei ndinovimba kut kt nerimwe ramazuva ndichavawo pakati pechita chavanhu chirikunzwa shoko rinokomboresesesa kudai ndatenda zvangu,,,
Muchinda uyu anobudira vanhu pachena manje
Hama yangu makafarawo here ,makazosangana here pamwe chete ve chita chirikuguruguda vhangeri re chokwadi iri?
Amen dis is powerfull shoko munopupra mudzidzisi
Veduwee ini zvino ndozvisisa magwaro .Thank you Jesus.lyezvino ndaanaye mwana chokwadi ndanga ndisina.Uyu ndiye ega anoparidza chokwadi ega zvake .Vasingatende mirayi muone muchatenda zvenyu manje manje nekuti apostol ft chiwenga ndivo vega.
Thank you Jesus Christ for this word
This man speaks the truth
Very true He preaches the truth !
very true
Well spoken Pastor Chiwenga.
i thank God , for He is revealing Himself!
Powerful sermon. Thank you Jesus.
Please I'm in Zambia open a branch here , immediately I'll join u!
Thank you,may God bless you... pastor
We thanks God for this true gospel
Booooook booook bhuuuk powerful word
Shoko rinonaka hama 😃💯💯💯vamwe voshora pakadai
Amen shoko renyu ibenyu Mwari 🙏
Amen and amen chokwadi Apostle
Pane mwana here pano such a massage
Ishe ngavakudzwe❤
Mwari vari kutaura havo makatumwa baba chiwenga
i love the words thino tenda nechenjedzo Apostle
Shoko renyu munhu wamwari ndiro rechokwadi and hakuna mumwe wandakambodzwa achiparidza this kind of gospel
True word of God
Mwari ngavatichengetere murume uyu
Jesus Christ is Alive
A true man of God
Ndoda kuva mwana waAbraham shoko kuvanhu uuumm
Amen Amen naro naro shoko 🙏
Mufundisi wabatabata Papacy nemonemo!!!!!! Amen 🙏🏿 🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿
Shoko to the world 🌍
Hallelujah Mufundisi
Chinonetsa ndechekuti vanhu vakakura vachinyeperwaa pakazouya chokwadi zvinonetsa uye zvinotora nguva kuti vaye vakange vakarasika vadzoke......Asi ndiMwari upi anokubvumirai kutongera, kupomba, kushora, kuchiva, kuzvitutumadza nezvimwe zvese zvakubatwa pasi pezuva nhasi uno. Munhu abva kunobata zvakaipa vanouya vomira pamberi pechurch nekusviba kwavo vachizviti Mwari Mwari?
Chinonzi kuva Mwana waMwari I agree with Apostle kuti kutaura chokwadi vazhinji vakarasika vashoma vanozviti vana vaMwari vachisema zvivi....
Zvimwari zvawandisa munyika ino nevanozviti ndevemweya vachipomba at the same time vachiti tinotya Mwari vakomana vanhu vanofanira kutendeuka!
Chokwadi
this man his revelation its too much
Bhukuuu👏👏👏
Yes rambayi muchibata vanhu vanhu vakajaira kuwudzwa nhema nanapapa
Jesus Revelation Ministries , its a revelation of Jesus Christ. Poto yeShoko
Munogona Apostle
True gospel
True man of God
pastor munotaura asi pane nyaya yangu ndepekuti gore ratopera pasina chataona chachinja
thanks for improving pic quality
Amen❤❤
Good revelations
Great message
Its all about Jesus!
Amen🤝
Havabvunzike zvekumhanya vaporofita nevadzidzisi vaMwari ava ,,,,vanoda mari to meet him face to face ,,and inini handina pandakaona Jesu achibhadharisa vanhu kumuona even Paul chaiye haana kumboda Mari to deliver people
akazarurirwa shoko muchinda uyu,dai Mwari vatipa vamwe vakadai,tine nyota yekuda chokwadi
Shingi Manyami Taurai henyu vanotaura zvazviri
Infallible GOSPEL
Talent takes verses from the old testament when it suits him, yechegumi yechegumi mwari yaanoti muri kundibira haaide, iri meant to support the vulnerable, yes kana kana yovaka hotels and universities kuba kwemhando yepamusoro
wabva waritadza kuti hausati wamboverenga nezvetithing mubhaibheri
@@wilts8965 thanks zvikuru
...... if u look closely uchawona kut that verse talks about tithe(s) not tithe.... and about offerings..... do u know there were many types of tithes ....
1. The Levitical, or sacred tithe (Num. 18: 21, 24).
2. The tithe of the feasts (Deut. 14:22-27).
3. The tithe for the poor (Deut. 14:28, 29).
Imi kwenyu munobvisa chipi pane izvi
Haumuzive saka. That scripture akaiverenga kakawanda.
i use 2 like u.bt iiii i qstn what u say.u attack evry1we ar nt yet in heaven.u see death & u dnt pray fr it.God reveals 2 redeem.take notes frm pastor Ian ndlovu.i pray fr u& those wo follow u sir.i luv u
Amen 🙏🙏🙏
This man tells the truth bt haafanirwi kushoropodza mamwe pastors
Ndiye here ari kushoropodza or i bhaibheri
Huyai kuMasvingo.
Zimbabwe yarangarirwa naMwari.
Glory
It's interesting......
Iri shoko haringoparidzwi nemunhu wese wese zvinotoda mweya mutsvene kuti uritaure zvinehudzamhu uhu, hapana muparidzi muzimbabwe anonzwisisa nekutsanangudza shoko dzvene semurume uyu
We are blessed to have this man thank you Lord
Tinotenda Christu!
Pana Muparinga wabyza Mdara😂😂😂😂😂😂can't resist following you tho
Amen
Kkkkkk hanzi mwari arikuti batai Sanyangore ndiyegava rachoo 😅
🙏
Shoko rakanaka
ma challenges which I have with this man of God is undermine other men of God I don't know why does he attacks other servants of God
Its for our benefit kuti tizive chokwadi. They are being attacked pavano pesana nebible mudzidziso dzavo
The word man of God needs further dissection. Vamwe havatorina ukama naMwari wacho.
You are stupid to think magaya is a man of God
he did not undermine anyone .. he just says the truth
Apostal Chiwenga soko renyu ndere zwokwadi asi pane mamwe mashoko enyu anotuka vanhu
Apo shoko huru
Uuuum uyu.murume I think akatumwa hake
Shoko
Bhuuuukuuuuuu
Wow
Asi nyaya yedare iyi inodiwa ... nyaya yedenga haisi dambe ... lets face the truth SDA inosiyan ne AFM sei ? Roma inosiyana ne Anglican sei ? Ko UFI inosiyana ne Mugodhi sei ... saka vanhu vese padare nzira iite imwe chokwadi chibude
Ko apostole vakatangawo yavo wani...Chinosiyanisa machechi hutungamiriri nemanzwisisiro avanoita shoko raMwari
Ko apostole vakatangawo yavo wani...Chinosiyanisa machechi hutungamiriri nemanzwisisiro avanoita shoko raMwari.
Anenge ari chairman ndiyani ipapo.uye agenda yakamira sei..Ruponeso runouya nekutendeuka pamoyo...kugamuchira Jesu saShe nemuponesi sezvinotaura shoko raMwari..."Kune vose vakamugamuchira vakapihwa simba rekunzi vana vaMwari ivo vakatenda kuzita rake"...Ruponeso hariuyi nekuda kwekubvisa kana kusabvisa chegumi..haruuyi nekuti sadza rinonamatirwa here kana kwete.. Handidi kumirira kuudzwa nedare ndakaporeswa here pamweya kana kwete...ndinoudzwa neshoko raMwari..mweya mutsvene unondipupurira kuti zviro kwazvo ndava mwana waMwari...shanduko muhupenyu hwangu yekuva mukundi pamweya yakaipa, zvirwere nezvivi zvinondiudza kuti chokwadi ndava muhumambo hwaMwari...Hazvidi dare
@@brianmukaira8018 Unoona kut you still measure hukama hwako namwari nezvinhu zvepanyika like health , quality of life etc. This is a clear sign yekut wakagamuchira shoko risiriro ... saka dare rinofanira kuvapo kuroyonora shoko risiriro rinova rakagamuchirwa neruzhinji ... Hona Moses achikakam kudaro mwari havana kumurapa asi vakatoti Exodus 4:11 And the LORD said to him, “Who gave man his mouth? Or who makes him mute or deaf, sighted or blind? Is it not I, the LORD?.... tarisazve Paul with all his revelation aitovewo murwere .... again Timothy aive neproblem yemudumbu. Kunamata mwari hakuonekwe nemari nehupfumi .... ndezvemweya ... dai kwaive kudaro ana Paul vangadai vakafa vaine mari hobho..... Hatinamati mwari nekuda kweziratidzo .. imi moda zviratidzo zvehupfumi..... mwari tinomuwana mukunzwisisa magwaro BHUUKU sekudzisisa kunoita murume uyu. Bhuuku bible ndiro rinotiudza Kristu rotiudza Mweya Mutsvene tobva tamugamuchira ..... Ukatsvaga zviratidzo ucharasi
Inzwa hama yangu..you seem to be twisting zvandataura to fit
your agenda yekuti vhangeri renyu chete ndoo rechokwadi. I know you won’t even pay attention to what I say because according to you, you are the masters and maronga dare rekudzidzisa vanhu chokwadi.Kana shoko renyu richiti zvakanaka kuva murwere apa ndiri mwana waMwari harisi shoko raJesu iroro..."How God anointed Jesus of Nazareth, with holy ghost and power..he went about doing good, healing the sick." Dai hurwere hwakanaka Jesu angadai asina kupedza nguva yake achiporesa vanorwana. Aingoperera pakuparidza humambo hwaMwari chete. Anoti hurwere hwakanaka akundikana kudzinga hurwere akunotsvagawo vairwara mubhaibheri...Ko madii kutaura zvevakaporeswa pahurwere. Hazvina pazvakanyorwa mubhaibheri ku hurwere hwakanaka..Zvakanyorwa mubhaibheri ndezvekuti.. “Muvengi akauya kuzoba, kuuraya nekuparadza, asi ini ndakauya kuzopa hupenyu uye hupenyu hwakazara.”
1Peter 2;21-25, part 2-“By his wounds you have been healed”
the healing here is not only spiritual and emotional but physical as well. What is happening is you make your interpretation yebible
and say to everyone else because you don’t interpret the bible our way, you are lost; you are of the devil...That can only be childish...Your using the wrong meter..your interpretation.. Jesu akati muti unozivikanwa nezvibereko zvawo. I agree with some of your teachings but I think you lack maturity, you end up with pride and mixing the truth with your opinions and take your opinions as the truth.
Separation of church and state...
am glad with the gospel but i have a question, from the Bible the church was being referred to as Christ's bride/church of God/church of Christ/house of God e.t.c, where do we find the name Jesus revelation ministries, how did you come to name Christ's bride JRM
Zvakangofanana nekuti zaoga
Mentality yemuChina ingori evil zvayo....ED kupata kwaro kuripachena kuti richapa China nyika very soon and tichaiona ndondo.....
Anorasa njere mfana uyu